Please kindly provide tissues to your clients. Matishu anoita mari kuti vanhu vakute musodzi nemadzihwa nemaoke nehembe murikuwana mari ne maview keep peoples dignity veduwe
@@prayermswapa5681 wangu nhamba yevana vaitaurwa nezvavaitaura it's totally different ivotete Tilda kana vachipokana nezvandiri kutaura she must reply me then ndovaudza I'm talking about my next door neighbor here kwete zvekufungidzira
Amai ava haa nyaya yavo iri sketchy and bumpy,, not clear zvachose,, zvavkaitwa nabamnn, vamwe vana varikuti kudii? Stand iyi vkaitenga sei? Haaaaa not clear... Waakutsvaga zvekutengesa fut aaah !!
Haa guys vanhu vanoshereketera Mhuri vachikanganisira vana vanoda kuto rohwa chaiko because people are living miserable lives both physically and spiritually out there, you think mafunnies kusvika have nguva yako
Indai ku SDA munoona Evangelist Chikonde, or Evangelist Marufu, or Pastor Rwodzi or Pastor Betera. Kumwe kwese uko munononyeberwa. You shall know the Truth and the truth shall set you free.. Muchaona kuti zvinopera zvose izvi ende hazvidzoki futi ne zita ra Jesu. Amen
Tete makadii thank you tete nekutipa nyaya dei mwari vamunzwira nyasha
Mukotsanjera anobatsira😢asi arikure ne Harare 😢sekuru kanengo tiyamureiwo pachena
Nhai mungashaye matissue tete Tilder haa no mhani
😂😂😂😂😂😂😂😂😂
Nhy dai vachiisa matissue nd water
Zvakaoma Tete,vanhu vanoshinirei kudaro nhai vachitambudza vana
Mhinduro ndi Jesu we Nazaretha enda yadah hobhoo ma testimony akaita seako
Vanhu Vamwari, Pamusoroi Ndirimukomana ane makore 16 Ndino Ector maComedy ndiri mukadzi Ndokumbirawo mundi supporteiwoo Channel yacho yakanzi Mai munya Zim Comedy, please Ndokumbirawo anhuwee, izvezvi channel yanku ingorine 20 subscibires since December
Ndatouyawo Kuno Kuti mundibatsirewo anhuwee
Chingotaura nyaya yako zvakanaka kty uri Ngito. Y uchinzi mai munya iwe uri mukomana nhy dako.
Uuum mudikani zvinoda kuti unamate unamatise Mwari vanokupindura asi zvinotoda kuzvipira kutsana nekuvepamberi paMwari unokunda .asi zvinotonda kuti uve gamba pakunamata because hatirwe nenyama neropa asi nehondo dzerima dzirimuchadenga .be strong sisi kunamata
Tete may you try and provide matissue kuitira vanenge vachichema.
Mukotsanjera ❤❤❤
Rondedzero yanhasi haisi very clear. Haasi kutaura kuti anombofambawo here achitsvaga rubatsiro.
Ataura wani
Asi taterera program dzakasiyana here nekt uyu ataura
Zvinosiririsa mufunge, Mwari pindirai mubatsire mukadzi uyu
Hi tete ko domestic issues yeSunday irikupi nhai tete
Ndirikuitsvagawo veduwee
Viki rino was boring coz handina kunzwa ma domestic issues .
Ndikuitsvagawo inenge isina kuitwa cz tete vakati vavaenda kunochatisa mwana wavo
This story is not make sure somewhere.
Moyo wangu warwadza misodxi yangu yabuda 😢
Vanhu regai ku judger matambudziko evamwe. Commentai muchiziva kuti mangwana ndimiwo.
Hello tete Tilder. Ndaenda kwaProphet Kudakwashe Jose😪
God have mercy on us😢
Hello Tete komaivaya vekuda kurohwa nevasikana vavo vakazodii
Stand iyi vakaitenga yakavakwa or tete hamusi kunyatsobvunza aaahh nyaya yake haisikunzika zvakanak
Ati akavaka courtage wani muchiterera nyy zvakanaka 😅
😢😢😢so sad Mwari pindirai awanewo rubatsiro
Please kindly provide tissues to your clients.
Matishu anoita mari kuti vanhu vakute musodzi nemadzihwa nemaoke nehembe murikuwana mari ne maview keep peoples dignity veduwe
Vari pafacebook ndokumbirawo ini handisi kumbiraieo tete ka vadeedze mai Tino vaye vaipoterwa nemweya waRebecca wekuMalawi vakamboti vachavadeedza tivaone hanzi vachinja vakaroorwa vakagara zvakanaka
😢😢Zvinorwadza izvi
Sorry zvako dea asi zvawaenda pamhepo wotobatsirika.iwe wakaresva nababa avo vaida kugara newe vaitopira mishonga yavo paari sorry chokwadi
Mmmmh veduwe zvakaoma mwari pindirai
Sis Tilda I'm disappointed vamwe vanhu venyu ndeve nhema kune vanhu akauya pashow yenyu vandinoziva zvakanyanya vainyepa I think kune mabhidhiri pashow penyu
Munopenga imi kna zvisiri zvemumhuri menyu makazivasei kty inhema 😅
@@prayermswapa5681 wangu nhamba yevana vaitaurwa nezvavaitaura it's totally different ivotete Tilda kana vachipokana nezvandiri kutaura she must reply me then ndovaudza I'm talking about my next door neighbor here kwete zvekufungidzira
Moziva masicret evanhu tikwanirei
Enda Kuna prophet miracle Paul Ku unit L
Life is spiritual let's fight with satan
Hello tetez ❤❤❤
Hi Tete.
My dear this is bead news even me I can't explain 😢
Takurai Amai avo musavasiye endai navo Kumba kwenyu
Mukotsanjera can help you
She is not sure kuti akabatwa here or not which makes it difficult to understand her story
Endai kwa prophet miracle paul Sunday ku church
No volume
😢😢😢
Munhu uyu is not sure kuti akabatwa here or chii chakaitika ngaatye Mwari asafumure baba
Rega munhu arondedzere nyaya yake asi chii nhai
Amai ava haa nyaya yavo iri sketchy and bumpy,, not clear zvachose,, zvavkaitwa nabamnn, vamwe vana varikuti kudii? Stand iyi vkaitenga sei? Haaaaa not clear... Waakutsvaga zvekutengesa fut aaah !!
Shame
Prophet miracle paul unit l zvato pera
👀 I’m actually confused, she’s saying “kurikupisa” and yet she’s wearing a jacket. Varikutsvira mukati meJacket zveshuwa.😂
Chishona shonared you big time
Haa guys vanhu vanoshereketera Mhuri vachikanganisira vana vanoda kuto rohwa chaiko because people are living miserable lives both physically and spiritually out there, you think mafunnies kusvika have nguva yako
Sry dear devil 👿 is at work but Mwari vachakurwirai😢
Iweee ndiwe wakaromba iwe
😂
Nhymi Amai imi sey madaro
😥😥😥
Shame zvinorwadza izvi
Tete murisei
Indai ku SDA munoona Evangelist Chikonde, or Evangelist Marufu, or Pastor Rwodzi or Pastor Betera.
Kumwe kwese uko munononyeberwa.
You shall know the Truth and the truth shall set you free..
Muchaona kuti zvinopera zvose izvi ende hazvidzoki futi ne zita ra Jesu. Amen
Hezvo kupi kunonyeberwa .malawyer yajesu.
Ma SDA habati zvikwambo aye
@@mphonyanguru8660😂😂😂😂😂
😂
Iwe ndiwe unoziva maporofita anonyepa iwe. SDA yakazara nevaroyi
Ummmm shame...God will surely locate you
Vanogarirei ne benzi ko vakaurawa😂
Uuum mudikani zvinoda kuti unamate unamatise Mwari vanokupindura asi zvinotoda kuzvipira kutsana nekuvepamberi paMwari unokunda .asi zvinotonda kuti uve gamba pakunamata because hatirwe nenyama neropa asi nehondo dzerima dzirimuchadenga .be strong sisi kunamata