Vazukuru vari munhamo. Madzisekuru havadi kupa ivhu kuva zukuru vavaka chengeta. I'm other words vazukuru Havana tight to land in Zimbabwe. It is very sad
@@felistuschauke5749 makakurirepiko musingazive chivanhu imi Zita rekuti mambo rinomborevei ringadhara or chembere iye mukuru remember ana baba vavo vaitove vakuru but nekuzofa vanoita vachisiya kuvana
Munhu kumusha kwababa vake.thats the truth haungachemere land keana sekuru.kana vati havadi ndizvozvo don't force.mangwana the rightful inheritors veland yana baba vanogumisira vasisina.hazvina basa you lived there your whole life hakusi kumusha kwako chete
Pakutanga makabvumirei kuvigwa mhuri iyo mumusha menyu nhasi Mwana oti oda kusimudzira musha iwoyo moramba thank you chief nedare rose matonga zvakanaka nyaya iyi 👏👏👏
Vanhu vari very cruel zvisingaite
Yes dai vaingoti endai munoviga kumusha kwenyu.vakaporonga from the start
Ngaauye kwa rusike kwakadzombe nzvimbo dzavo dziriko ddzirikutoshaya anorima
Mm vana sekuru musazodaro...ini ndinoisa caba vangu pama assets angu ese..gama dzineutsinye
Vazukuru vari munhamo. Madzisekuru havadi kupa ivhu kuva zukuru vavaka chengeta. I'm other words vazukuru Havana tight to land in Zimbabwe. It is very sad
Endai kumusha kwenyu
Vanayo kumusha kwababa vavo.
Zvinorwadza asi mazuvano vazukuru ndivo vazere mumusha
Mutongo wpiwa uri very fair but hapagariks
Sound quality requires improvement 😂😂😅😅😅
Haapagare zvakanaka pa stand apa. inharo chete but zvine munhu pasi
Sekuru mapondwa papi.ingotaurai zvenyaya iripo kwete kuti abatwa nemweya wendiponda
Hei Ruvengo rwacho ruri kubvira kuna sekuru vake uyu vakadzinga a Margaret kuti adzokere kumusha..
Nhy ko kungotsvaga hako kumwe kwekugara kuitira rugare rwako nemhuri yako coz kana zvadai mmmm zvaane rufu
Hamugone kutonga Imi nguva dzose munohumana
Iwe ndiwe usingazivi zvekuita
Mmmmmm ndaona nyaya dzakadai dzakawanda asi panozofiwa nyaya yeland iyi haisi diki hayo
Zveshuwa..ini ndakabva kuhama
Ava mambo i dont understand why he says "iwe "to people older than him
Mambo mukuru pana everyone
Kana akambove ne 15 years anoto addresser masubjects ake as such ndiye mukuru panyika yake
Chero munhu akanzi iwe zvine basa rei
@@felistuschauke5749 makakurirepiko musingazive chivanhu imi Zita rekuti mambo rinomborevei ringadhara or chembere iye mukuru remember ana baba vavo vaitove vakuru but nekuzofa vanoita vachisiya kuvana
Mambo mukuru..ndewe.a svikiro
Munhu kumusha kwababa vake.thats the truth haungachemere land keana sekuru.kana vati havadi ndizvozvo don't force.mangwana the rightful inheritors veland yana baba vanogumisira vasisina.hazvina basa you lived there your whole life hakusi kumusha kwako chete
@@RutendoMarume Ivo baba vake vakavigwa ipapo mhuri yekumba kwake yakavigwa ipapo anotofanirwa kugarapo ndipo pane hamadzake
@@rosemtekesa4966nhai hako. Ko sei vanhu vasina rudo veduwe???. Zvakaomaaa. Kutadza kudimburira gama yako pekurima here
Mastands emudhuze netown aya ane miromo
Muzukuru ngayende kumusha kwababa vake
Handione kuipa kuti muzukuru awake pamusha pambuya wake kana paripo pavaigara
Musadaro veduwee
Ndipo pakavigwa baba vake
Muzukuru ngaaende kumusha kwake chaiko apa hambopagari zvakanaka
Musadaro..ko mbuya vake zvavakavigwa ipapo..ndopamba pavo
Guyz u can change yo content wat you are now broadcasting will reduce yo subscribers plz
Enda kune zvaunoda zvacho. Wamanikidzwa kuona here.
@@Hamainyokako hasha ndedzei nhai iwe,musappedzere hasha dzenyu pese pese
Inga zviri right wani tirikutonzwawo zvirikuitika munzvimbo dzakasiyana zvatanga tisingambofe tanzwa
@@natifmobile2923 madofo munogumbura
@@natifmobile2923 madofo munondisvota. Idiot
Munhu kumusha kwake mhani