Размер видео: 1280 X 720853 X 480640 X 360
Показать панель управления
Автовоспроизведение
Автоповтор
Danai Mukotsanjera anopedza masports ndatenda 🔥 inyaya diki iyo kwaariii
Apa achibva abata zvose nengozi 😂😂😂😂
It's the song for me vaneshamba munotuwanepi tungoma twamoridza😂😂😂
Tozodawo part 2,3,4 zvichienda please
Kkkk hokoyo nvaroi aaa nduwhee dzoboorwa pkati
Vanhu varikushinha kunze uku mmmmm shuwa kurombera kuda kuboba vakadzi ve vanhu
Huroyi hwawanda kupfuura vanhu
Chakari. Mukuvhura hombe chaiko yoooo
Song iyo imboirova timbotambe kachoro inonakidza
Chakari Dheresiya mukuvhura hombe 😂
Chakare ndiko kumusha kwangu 😂😂😂😂😂 murikubobewa vanhu
Kachoro mhiripiri inovava 🎉
Chindevere kuthapira waaaaaaaaaa ❤❤❤❤❤❤❤
Chakari ndoo kuroots
Mabhurukwa manyama
Ini hangu mukoma Andrew imbondiisiraiwo song iyo ndimbonyatsoitamba inindiitira zvakanaka baba vanoshaura zvavo avo
Ummm vanhu vakushereketa chokwadi 😢
Nyaya yemadhuwe yanetsa
Daidzai Sekuru SOKO GUDO GURU simbi yebasa vambofemba
Vanhu vemubobobo ava 😢 zvakaoma chokwadi nyika nekuzara kwayo 😔 iwe woshinha pant punishment yacho yakaoma
Mhiripiri nyoro inovava
Pakaipa
Mabrugwa anetsa 😅😅😅
Avatye sei kuwabata mabhurukwa acho
Nhasi rave rimwe zuva maswera sei ve drummers
😢😢 vanhu musadaro mabrugwa evamwe
❤❤❤from Kadoma
Mai shereni vane nyaya madzimai avo vanoziva mhandu ye village inotsemura forbidden fruit usiku zvakaoma mufunge dai mabatsirika henyu asikana sorry zvenyu
Maswera sei
Mmmm but mamwe mabhurugwa acho yohwe varume ngatitengereyi vakadzi mabrugwa kkkkkk
😂😂😂
Nzvimbo iyoyo yatoshata , godobori vatononoka kuuya kuzosunungura vanhu .
Hoyo 😂😂😂😂 zvakaoma
Mmmm deresia indava imi
Uuuummm zvakaoma shuwa
Zvinosiririsa
Pane arikupaza mtakura makarara zvenyu
Kkkwaa kumba kwedu
Kkkkk ndapererwa nhaimi
😂😂 baba vekuparadzira mabhurukwa nemaoko
Ko kubata mabhurukwa acho ndokudii. Unoita munyama iwe
Zvemushonga zvotoda varidzi vazvo, unoboba mabhurugwa zvozokupei manje
VeDrewmas nziyo dzenyu dzonakidza ndodziwana kupi ndidownlode uye dzakaimbwa nani
Mabhurugwa anetsa aya 😂😂😂😂
Mhiripiri nyoro kunaka.
Pane akaromba anotora mabhurugwa arikushandisa vakadzi
Madii chikara chesango
Then hopewell chin'ono oti hakuna uroi
Manga makawacha mapant iwawo here?
Machapa!!!
Waiting
Nhau yeSatanism yakura
Village level kkkk
Zvimazanu izvi😂😂😂😂
Chapwititi
Dheresia B2 kkkkk
LUN'A UYO BHOOO HERE???????
Uroyi huriko chokwadi
😮😮😮😮