Pardon chitsiku Akabatwa Kuti akauraya Munhu part 3 Bocha Marange

Поделиться
HTML-код
  • Опубликовано: 21 ноя 2024

Комментарии •

  • @LuckmoreMandigo
    @LuckmoreMandigo 2 дня назад +20

    Mutasa akazviramba zvemudzepete

    • @innocenthapazari8699
      @innocenthapazari8699 2 часа назад

      Girazi hapana-hapana. Kudhakwiswa mutanga kupumhana! Either hapana chaunoona or unondoona vanhu vaunofungira. Vazhinji havana chavanotomboona pagirazi apo; asi vanongozopumha vanhu vavakatonzwavo zvavo kumasowe or wherever; ndochokwadi chaicho.

  • @cnmanyeza
    @cnmanyeza День назад +5

    They are now hallucinating. The manipulators encourage that they talk of what they are seeing. Whatever someone says you will see also. Pasi pano vanhu vanooneswa nhamo.

    • @cnmanyeza
      @cnmanyeza День назад

      Rightly called “muteyo”. Whatever kuteiwa kwacho indeed unenge vateiwa nevanoda mari yako semusungo unobata mhuka yesango.

  • @EuniceNyangani
    @EuniceNyangani 7 часов назад +1

    Ko reason yekunwa izvo ngeyei , coz ukadhakwa nazvo unongoona zvirimupfungwa dzako

  • @StellahMvurume
    @StellahMvurume День назад +1

    aaa Mambo Marange 😅umm zvakaoma drama chairo

  • @dhavetembo7654
    @dhavetembo7654 День назад

    I like muporofita uyu at least he understands the risk of drinking mudzepete kuvanhu vane diabetes and High blood pressure. Good research madzibaba

  • @PeeMtetwa-z2d
    @PeeMtetwa-z2d 2 дня назад +12

    Imwai mudzepete mudhakwe moona vnhu vachifamba ngemusoro

  • @girlyygaming_
    @girlyygaming_ 2 дня назад +7

    Vamutasa izvi avadi kkkk😂

  • @kudakwashemujeyi9248
    @kudakwashemujeyi9248 День назад +1

    100 vanhu mukamba ikako, door rovharwa futi zvopera mushe here. Carbon dioxide, carbon monoxide many different gases especially kubva kuzvidhakwa ne chembere idzo mumwe anofenda chete kkkkkk😅😅😂

  • @dhavetembo7654
    @dhavetembo7654 День назад +1

    Big up ma porofita nen’anga vanokuitisai semapenzi dunhu rese kumwiswa mudzepete. Our level of belief in supernatural and power yechivanhu has no boundaries. Hanzi TV inobaka mumhepo 😅😅😅😅
    That’s why n’anga find it easy to abuse vanhu becoz they know kuti vanhu we stop thinking kana tikangoona munhu akapfeka jira reretso.

  • @SharonMoyo-y3h
    @SharonMoyo-y3h 2 дня назад +8

    Movati vatarise zuva kt maziso avo aone nhema, hamungwari makaitaseiko vanhu imi

  • @simbarashechirenje7840
    @simbarashechirenje7840 День назад +4

    Face yen'anga iyo inototaridza kuti itsotsi chairo 😅😅😅 vanhu vese vakutenderedzwa musoro nemudzepete in Ndebele vanouti umurigazigoni 😅😅😅

  • @freemansemwayo7455
    @freemansemwayo7455 2 дня назад +3

    Varume nevakadzi vakuru kuunganira kunwiswa mudzepete kudaro, Bocha ngatichagamuke

    • @MavhunduPatience
      @MavhunduPatience 2 дня назад +1

      😂😂😂😂Pavachawona zviremwaremwa ndopavachaona kuti vatapisa nguva vachipiswa nezuva

  • @girlyygaming_
    @girlyygaming_ 2 дня назад +2

    Mambo Mutasa uyayino😂😂😂😂

  • @sdshippers9332
    @sdshippers9332 2 дня назад +2

    Kudzvova nhando vanoda kukwapaidzwa 😂😂😂 iye munhu wacho ari kubudirwa ane drama 😂😂😂😂😂

  • @JessicaMukora
    @JessicaMukora 2 дня назад +5

    Zvakaoma kuitwa madzungairwa vanwa mudzepete vonzi chionai jira Jena 😅😅😅

    • @constancemarifiye6658
      @constancemarifiye6658 2 дня назад

      😂😂😂😂😂 vandifungisa imwe nhau takaendawo kumuprofita handichataure nezita handina hedu kumwiswa chinhu asi zvakaiitika ipapo ini ndaive negemenzi ndikanzi imi hamuoni kwakapinda pabrothers angu bt paper rakanyikwa mumafuta vanhu vakanzi ndakumutsa baba wenyu zvinhu zvacho

    • @DchitiyoChitiyo
      @DchitiyoChitiyo 2 дня назад +1

      Zvinodhaka izvoo ngawasanyepera wanhu wachigona ngawaite back to sender

    • @LinetChipindirwi
      @LinetChipindirwi День назад

      Kkkkkkkkk ummm tich man wadiii kuenda. Kwamukotsanjera

  • @SarahMugabe-rt6lu
    @SarahMugabe-rt6lu День назад +1

    Haaaa n'anga idzi ndaidzishora asi paxodaidzirwa kunzi mai Takawira haaaaaa chokwadi ndapererwa hangu zvinonyadzisa shem 😅😅😅😅😅😅😅 sabhuku chanakira mabva mapererwa ka shout out kuna Gibson wavhura hombe kwauri kumakuva ikoko.

  • @LuckmoreMandigo
    @LuckmoreMandigo 2 дня назад +6

    Haufanirwi kunwiswa chinhu kuti uwone dambudziko rako ummmmm nop

  • @enitatrust6933
    @enitatrust6933 2 дня назад +3

    Unonzi mudzepete kkk unopengesa😂

  • @RejoiceMaposa-q6o
    @RejoiceMaposa-q6o День назад

    Kkkkkkk zvakaoma haaa mabocha matinyadzisa kani kudhakiswa nemudzepete

  • @OswellMubaiwa
    @OswellMubaiwa День назад

    Kkkkkk zvakaoma kunyeoerwa nemunhu Ari kutsvaga mari

  • @tinashenyangari282
    @tinashenyangari282 2 дня назад +7

    This is nonsense 😒

  • @FreethinkerNkomo
    @FreethinkerNkomo 2 дня назад +3

    imbavha idzi dzinoda kubira vanhu avamwisa muzepete vanoda shamhu n'canga dzenhema idzi

  • @LinetChipindirwi
    @LinetChipindirwi День назад

    Maonei ummmmmmm ashe marangee

  • @mildredmhuka5322
    @mildredmhuka5322 2 дня назад +1

    Munhu anzi abudirwi kuzarirwa makubvunza kuti ndiwe ani kkkkkk aaaah zvirozvacho

  • @Shasa-dz7ex
    @Shasa-dz7ex 2 дня назад +3

    What really is happening here 😅😂😂😂😂😮😅😊😂😂

  • @HowardsaddamMeke
    @HowardsaddamMeke День назад +1

    😂😂munhu wese ngaubude panze ukumure bhurugwa

  • @albertnyathi2989
    @albertnyathi2989 День назад +1

    Tinashe if you are not affected doesn't mean what ever other people do or believe in is nonsense,

  • @ELLENMukwada
    @ELLENMukwada День назад

    Haiwawo kuramba muchidira munhu mvura here bvisai chinhu chirikufamba pagumbo. Mai iyo ndaiziva iri kwaMunyanga. MARANGWANDA ACOMRADE

  • @LuciaNdongwe
    @LuciaNdongwe 8 часов назад

    😂😂😂😂😂😂ndazosekaaa nhasi

  • @ChishongoMadhuve
    @ChishongoMadhuve День назад +2

    One cup rounding the whole house nxaaaaa

  • @InnocentMoyo-
    @InnocentMoyo- День назад

    iyi n'ganga yodashamu hapanazviripo kukuvadzavanhu nezuva

  • @RodneyGore-yd7gd
    @RodneyGore-yd7gd 2 дня назад +1

    Ma1 team they r all under a spell with tht potion yavanya kupusa😂

  • @tinashekandemiri6491
    @tinashekandemiri6491 День назад

    Idzwa kudaidzira kwacho zvadhakwa nemudzepete 😅😅😅😅😅

  • @mwanyaramanjeya1749
    @mwanyaramanjeya1749 2 дня назад +2

    Kkkkkk izvi munodyiva makasvinura sematemba

  • @evansdzinzi3152
    @evansdzinzi3152 2 дня назад +1

    Munzepete uyo ukumwisiwa vanhu... Ukaona n'anga inokuti tanga wanwa chete unenge watonyura ipapo..

  • @PreciousSidhuna
    @PreciousSidhuna День назад +1

    As long musha wese watenderana bazvo zvoreva chiremba arikuita basa and baba vabvuma vakati iri muchiuno mandibata so bhoooo chigadzrisai zvinake

  • @bigthreonly
    @bigthreonly День назад

    kna muchida mnhu aone zvinosangana papi nekunwa dhemeti mhani ....kuzotogarisa vanhu mazuva ahhhh kuda kudhakwisa vanhu

  • @KelvinMatwaya
    @KelvinMatwaya 2 часа назад

    Chimbomirai zve ma drama please
    ...haaa vamwe denga tichaita rekuonera pa newspaper chokwadii 😅😅😅

  • @Lulue05
    @Lulue05 День назад

    Mambo Mutasa vakazviramba zvemudzepete munoona zvisipo nawo😂😂😂😂😂😂😂

  • @tinashekandemiri6491
    @tinashekandemiri6491 День назад

    Coffin iro paguwa pake apo uyo akarara apo 😂😂😂😂 iyo T-shirt

  • @TrymoreMaruma-px3ix
    @TrymoreMaruma-px3ix 2 дня назад +2

    Kkk girazi rinonwiwa hre vakomana vanhu svinurai mhani

  • @SimbarasheMhondiwa
    @SimbarasheMhondiwa 2 дня назад +1

    Munhu ngazvitaurire ega kwete kumuudzira kuti itakuti ndini ndakauraya haaaa izvi hazvina kujeka

    • @ssam1430
      @ssam1430 2 дня назад

      Apa akadhakwa nemudzepete futi 😢

  • @marysvoto2283
    @marysvoto2283 День назад

    Womwa mudzepete wonzi gara pazuva 😂imika

  • @HowardsaddamMeke
    @HowardsaddamMeke День назад

    😂😂😂😂😂😂😂😂😂 haaa vanhu imi makapusa

  • @BrightonMutototi-cz3qt
    @BrightonMutototi-cz3qt День назад

    Dj T1 imbofambira kuno kuhurungwe kuna baba vashungurudza vana nezuro chaiye baba vakapopotera mwana sikana imba ikasara ichibvira zvakaoma vabereki vedu ava

  • @SusanChimhashu-c2x
    @SusanChimhashu-c2x 2 дня назад +2

    Kkkkkkkk batai murove plz canhu 200 kupatiswa nomunhu one hre

  • @LibertMarcChihuri-s2h
    @LibertMarcChihuri-s2h 2 дня назад +4

    Veduwee hunzai vabatsiri vari Nani kwete mahumbwe ayo

    • @PatriciaManyika
      @PatriciaManyika 2 дня назад

      Uyo kana kuturikira haatogone mutauro 😂

  • @tendayigoneso3178
    @tendayigoneso3178 2 дня назад +1

    Kana varivo vanhu vataanawo munyika zvinoreva kuti hapana kwatirikuenda senyika.

  • @ELLENMukwada
    @ELLENMukwada 2 дня назад +1

    Haiwawo mazitsotsi kutora mombe dzangu mbiri neTV kwakunyeba kurapa. After mwedzi baba vangu voshaya it was 2017 January 5 ndakarasikirwa nababa vangu. Apa pfuma yese vatora. Vanhu ngativhurike regai kunwiswa mudzepete 😂

  • @WashersChuma
    @WashersChuma День назад

    Ngaende kwamukottsaa njerre

  • @VioletTsekenedze
    @VioletTsekenedze День назад +1

    Vanhu vakuru pfungwa ngadzindonze muchashandiswa mukamuka

  • @innocenthapazari8699
    @innocenthapazari8699 2 часа назад

    Iko kuzoti girazi (kuti zvityise)! Kajira (ka-screen kemucheka) kari kuvhenekwa neprojector (or whatever light) kanonzi girazi pakudini? Ndopanotangira votsotsi bwacho ipapo.

  • @JeremiahChibanda
    @JeremiahChibanda 2 дня назад +2

    Mahumbwe aya maone kkkk

  • @nisbertmukuruwejee4696
    @nisbertmukuruwejee4696 День назад

    Kkkkkkkk.
    Vaioneswa projector ava.
    Kkkkkkkkk.
    Projector inoshanda newall .saka vadhakwiswa kuti vaone zviairi izvo.
    Vamwe avo vakatengwa kutaura manyepo

  • @mahlanganisemahlanganise5596
    @mahlanganisemahlanganise5596 День назад

    Iwe tiudzewo Mai Dee vakaendakupi

  • @MosesMatotote
    @MosesMatotote 9 часов назад

    Nyadzi dzinokunda Rufu

  • @MaxwellGwama-sp5iy
    @MaxwellGwama-sp5iy День назад +1

    Apana kana nechaonekwa, mbavha dzevanhu, kabvani mupurisa wamambo kukuzirira

  • @TapsDaniel
    @TapsDaniel 3 часа назад

    Mudzepete hauna kumira mushe😂

  • @ELLENMukwada
    @ELLENMukwada 2 дня назад +1

    Kusanyara dhemeti endai endai motsvaga mabasa kwete basa rekukuruka vanhu nekuvanwisa mudzepete 😂 hanzi garai pazuva kuti zvinhu zvavo zvikurumidze kuvira atsva nezuva masatan evanhu

  • @tinashenyangari282
    @tinashenyangari282 2 дня назад +2

    Fokofu mhani 😢😢chiii ichochi nhai imi

  • @SenzeniMudomwe
    @SenzeniMudomwe 2 дня назад +1

    Akauraiwa ngamuke ega ataure munhu akamuuraya

  • @TanishaTania-o9l
    @TanishaTania-o9l 2 дня назад +1

    Upenyu hwakaoma kkkkk

  • @ZvisineiMutasa
    @ZvisineiMutasa День назад

    zvariri basa kusheedza kwacho kkkkkkkkk

  • @edwardmurimoga1452
    @edwardmurimoga1452 День назад

    kkkkkk hanzi endai pazuva

  • @LinetChipindirwi
    @LinetChipindirwi День назад

    N''anga ndeyepi iyi umm surrender nyama yepaho

  • @LynetJambgwa
    @LynetJambgwa День назад

    Kkkkkkk kutanga manwa kachasu munopenga mhani

  • @nicholasfungurani9677
    @nicholasfungurani9677 2 дня назад +1

    Pane munhu angatoda n'anga kuti azive kuti akaponda munhu here? Zvimishonga zvamunopuhwa izvo ndoozvinoita kuti murotomoke

  • @RutendoGutu-e1m
    @RutendoGutu-e1m День назад +1

    Data rangu nhai mwari🙆

  • @brendamsudu
    @brendamsudu День назад

    😂😂😂😂 pakati pe nhandare hre

  • @SimbarasheMoyo-y3m
    @SimbarasheMoyo-y3m 2 дня назад +1

    Hausi munzepete hr uyo urikumwisiwa vanhu

  • @Bina-i5p
    @Bina-i5p 2 дня назад +1

    Sandiro team rekufamba nenyoka radzo herr

  • @cathrinegava8572
    @cathrinegava8572 День назад +1

    Ko kuzogariswa pazuva nhaimi kuti zvinatso vira😂😂so

  • @AudreySanyagura
    @AudreySanyagura 2 дня назад

    Kkkķkk hanzi taura tese atina kumwa maheu

  • @pabloshoko3955
    @pabloshoko3955 День назад

    Mupurisa wamambo wadhakwa manje 😅😅😅😅

  • @tsitsimonzora7178
    @tsitsimonzora7178 День назад +1

    Handiwo mudzepete waitaurwa namambo here uyu

  • @mesiMutepfa
    @mesiMutepfa 2 дня назад +2

    Drama iri

  • @elishamuranda5793
    @elishamuranda5793 День назад

    Ingoenda kwamunopedzerwa zvese ka 1 pasina kushungirudzwa nekutambisa mari nenguva kwa sekuru tasvu kana kwakanengo munopona dzinza rese

  • @PeeMtetwa-z2d
    @PeeMtetwa-z2d 2 дня назад

    😂😂😂😂aaa ndaseka hngu ,zvepanyika pano

  • @honestrufu5354
    @honestrufu5354 2 дня назад +1

    Uchamwisa chembere dzine sugar apo ukazoita dambudziko

  • @innocenthapazari8699
    @innocenthapazari8699 2 часа назад

    Interview iri kuitwa vanhu iyo nemupurisa ndaifarira becoz yabudisa pachena kuti girazi hapana-hapana. Ndambozvitaura hangu kuti mumwe nemumwe anoona zvake. Saka chokwadi chinobuda sei ipapo?

  • @HowardsaddamMeke
    @HowardsaddamMeke День назад

    😂😂😂😂😂jeka buda tikuone

  • @Tinto4490
    @Tinto4490 День назад

    Munhu ombotangirei adhakiswa aah dare ngaringorohwe basi basi

  • @NormanSoyapi
    @NormanSoyapi День назад

    Mudzepete unokuvadza vanhu wotaura zvawofunga mbavha idzi

  • @girlyygaming_
    @girlyygaming_ 2 дня назад

    Maendeswa pazuva mudhakwe😂

  • @tinashekandemiri6491
    @tinashekandemiri6491 День назад

    Coffin raisvagei pamunhu arikuita zvekuurawa

  • @AnnahChanesa
    @AnnahChanesa День назад

    Uuumm musadaro imbavha chiremba uyo

  • @MorganKayzGraphix
    @MorganKayzGraphix День назад

    Culture love 😅😅😅😅😅😅 come in

  • @KiethyWande-c7d
    @KiethyWande-c7d 2 дня назад +1

    Iwe urikuda kutiratidza kuti wakapfeka svutu here nhoroondo ndeyeyiko tirikuda kuona girazi ibvapo apo

  • @sqrd3536
    @sqrd3536 День назад

    Concoction excludes those with BP and diabetes 😂😂😂😂😂😂. Masaramusi e drug. Munapera nekupusa.
    Asi Mukotsanjera i 1❤. Nyangwe Sekuru Kafera i1❤ vakataura kuti vatove 5. Matsotsi arikubira awandisa.

  • @JamesMandizvidza-yw8cm
    @JamesMandizvidza-yw8cm 2 дня назад

    Uyo anoda kusvasvanga chaiko hakuna chairman wesadc akadai

  • @gracemupita1801
    @gracemupita1801 День назад

    Mother wakurirwa nemudzepete

  • @evansdzinzi3152
    @evansdzinzi3152 2 дня назад

    Ahh asi kana iwo munzepete wacho vese voona chinhu chimwachete? Zvinenge zvechokwadiwo zvinhu zvacho... Haaaaa zvinonetsa izvi

  • @OwensM.T
    @OwensM.T 2 дня назад +2

    N'angaidzi dzoshota mboma idzi

  • @RumbidzaiMasiyakurima
    @RumbidzaiMasiyakurima 23 часа назад

    Kana isati waurayirwa munhu wako uye wepamoyo haungazvinzwisisi

  • @MosesMatotote
    @MosesMatotote 9 часов назад

    Muchawona yere muyine maglas wood amai

  • @Tinto4490
    @Tinto4490 День назад

    Mudzepete puuu ini andidi unodhakwa kupenga chaiko haa kubirirana

  • @HowardsaddamMeke
    @HowardsaddamMeke День назад

    😂😂😂tomwe mukotsvodo

  • @brendamsudu
    @brendamsudu 2 дня назад +1

    Vanhu hamuna kudhakwa hre imi

  • @pepukaimutsago
    @pepukaimutsago День назад

    One cup village yese zviri health hre izvi

  • @shingiraikambarami1274
    @shingiraikambarami1274 День назад

    TICHKACH zvimwe zvaunoteera ummmmmm hazvifadza musazoda content zvekudaro