Musikana inzenza waziva kuti une mimba tell the truth chete zvipere ,hapana mari inofanirwa kubhadharwa apa ye damage, aka damage nevanhu vangani ndiyani akuziva chokwadi
Love this Chief's work, he is fair and reasonable on these very trivial matters. Pregaz sleeping with two or more guys is really disgusting. Dirty womb before the child is even born. I have a problem with Mabhalani's clumsiness with the paperwork, folding pages of a court record? Hah! Is there record keeping in these cases like the civil law cases if not why not? Can't be opening and foldings pages like Grade 2, c'mon.
zvimwe hapatorina wake ipapa..Pachaitwa DNA test umwe uchadonha chete. Uhure hwese huchapera apa chete..chokwadi chongodiwao sometimes because among your parents and relatives unenge wotoita seusina kurongeka
saka vatambisirei mari kuuya kudare musikana achiziva chokwadi apa o pavaskana vose varikutongwa mamambo huye bodo ma face acho haana kufita kuhura .cz haanakidzi kuwona
Ko kuvata nevanhu vaviri pasina protection unenge uchi tembei?Musikana uyu anoda deliverance it’s not normal to sleep With 2 guys and already u are pregnant ,ko church yenyu hamudzidziswe here kusasangana ( having sex) musati maroorona?.
👏kuna Mambo vanogona kutonga zvavo musikana uyu akavata nevazhinji haachatozivi muridzi wemimba
Mambo ava vanombaigona kutonga nyaya sezvairi thanks mambo👏👏
Iyo ifambi yechipisitori
I like MAMBO Negomo vaneuchenjeri vanotonga zvandoda. I challange makurukota aMambo Ngezi to reach this level.
Musikana inzenza waziva kuti une mimba tell the truth chete zvipere ,hapana mari inofanirwa kubhadharwa apa ye damage, aka damage nevanhu vangani ndiyani akuziva chokwadi
Chief you are excellent.
Dai madzimambo ese aine njere sedzenyu nyika yainaka.
Good the gud job going and l wish if l fall under your jurisdiction.
Enda unogara ikoko.
Masangovhurira vanhurume vose makumbo, steady ladies, munonyadzisa vabereki mhani,
Love this Chief's work, he is fair and reasonable on these very trivial matters. Pregaz sleeping with two or more guys is really disgusting. Dirty womb before the child is even born. I have a problem with Mabhalani's clumsiness with the paperwork, folding pages of a court record? Hah! Is there record keeping in these cases like the civil law cases if not why not? Can't be opening and foldings pages like Grade 2, c'mon.
That guy ane white shirt is very honest be blessed
Ko murikumbonyorerwa naniko chirungu chacho chamave kutadza kuverenga mudare. Potai muchinyora nechikaranga chamusingazokakama pakuverenga ndapota. Also Chief Negomo ndinoti kwamuri, Nematombo mirai zvekuti mwana akauya mudare muchamutarisa nemutarisiro wenyu. Kwete.. Mwana namai nanababa ngavaendeswe kwaTinashe Mugabe for DNA ndoinopedza nyaya
😂😂😂
Thanks nekutonga kwashe DNA ndoichavapa zvizere
Mambo ava ngavambomira kutarisa vanhu maoko. Vachazoona zvisirizvo munhu akachengeta mwana asiri wake. Vanhu ngavaende kuDNA
Pane imwe yatakaona kukatariswa maoko kwanzi ndewake akarpiswa kwakuzoenda kwaTinashe mwana haasi akuzoti ndewanhingi
True maoko ayape chokwadi chaicho panhau yepaternity rather do DNA tests nuthing beats that test at all coz u neva fake genetics
taura hako hazvishande izvi zvemaoko
SlymediaTv thumbs up
Thanks DNA is the best
Tinotenda enjoying nyaya dzirikutongwa na mambo vekumusha kwamaivangu.
"Deredza mask yako!!!!!!!!!!!"
I thought it should be the other way around.🤣🤣🤣
Zvakaoma veduweee vana vedu avaaaaa zvakutoda mwari
Ko uyo ndaambobvisawo hembe ye Zanu please
Hanzi tinemari ka mambo 🤣🤣🤣🤣🤣 zvakaoma 🤣
DNA is the best
Why mukuitisa mambo matakanana akadai..... kuswera vachitonga nyaya dzepfambi!
Ndokuti chihure ...komambo dare rechivanhu vanotonga vanhu vakagara pazvigaro here
Haachazivi akamupa mimba vose varume vari 2 vamuitira chose vaimurova mu G sport chaimo zvakuda DNA
KKKKKKKKKKKKKKKKKKKKKKKKKKKKKKKKKKKKKKKKKKKKKKKKKKKK Alfonce ka
Yohwee!!😄
Muridzi wemwana panogona pasitorina apa ini ziiii🙄
Chokwadi
Zvinogona kudaro 😂
Zvkangooma weduweee tonzwa nekuchengeteswa vana vasiri vedu
This mambo anogona , he asks the same way as robert tapfumanei,uka hunzwa namkoma Rob unotaya njere
please toda update isu.we will be waiting
Musikana nzenza kuzopfeka white kamuroyi nzenza
Munhu aneZanu shirt uyo ngaadzingwe mucourt heyii! Icourt rudziiyi inotonga nemusangano
Hembe inebasa rei plus mambo ndewe ruling party
Musikana uyu inzenza
Have you noticed kuti vakadzi vazhinji vanenge vachitongwa vanenge vama dook e white. Not sure if it's for church.
Don't say that
Gvt ndiyo problem inokurudzira chihure ne early marriages
Tinashe Mugabe hero basa
Ichaparara iyo yakaparara kare Zim yacho
Its a traditional court use Shona as a form of communication. The pronunciation is whack stop it please
Mambo Ava ngavatore nguva yekutarisa kune America vaone kwaka nanga nyika.Ma baby mama,Tsika dzinyu ndo dzino Tonga nyika kwete maequal rights.Muno paradzi hunhu hernyika.Musikana uyu anofanirwawo kuripa vakomana vaarikunyepera.Madzibaba evana Ava ngavapewo pfungwa dzavo pamuroora asinga vimbike kuti those tidzidze zvazvino Reva kuroorwa mumusha mausinga diwe nehama dzemurume nenyaya yekusavimbika.
Point
Vanasisi vedu ngwarai kani hindava kupusa so
3 men pamimba imwechete
Vanaskana vakusanganisa rough eish
Tinashe Mugabe hero basa iro
Vanogona mambo
Mukadzi uyo ipfambi iri mugemenzi. Haama nyadzi
I dress hama kkk
Kamwana kanonyeba akaa
Kanzenza
Kaitsvaga anochengeta
Seduction damages 🤣🤣🤣🤣
Changamire munyori wenyu ngaanyore neshona
DNA ndokuzvipedza, zvekutarisa maoko Mambo zvitori wrong.
Kkkkkkkk yes kamusikana kakararwa nenyika yese wozonzwa kanzi chirwere chishaikwe munyika veduwe kkkkkk baba ava havanyare here nehure renzira iyi myweee.Mari yekuita seiko pahure rakadai myweeee vabereki we must efucate our children.Yei yei yei ummmm.Apa chero ndiri ini ropa rakawanikidzwa riri rangu hure handibate svina yakadai kubata munhu anokwirwa ne Zimbabwe yese no no zera ripi ipapa ratoziva team yese iyi.
Macoke ayo mambo vanoatengerwa nani
Dress seraRuvheneko
Chief wedu kkkkk paGweshe
Mainini ngavadzidze kuvimbika nekuti maitiro akadai ndee pfambi
Pakaipa apo
Saka musikana uyu achibva apa achananga kupi uye waachafambidzana naye
Hapana kana baba vemwana apa
Nzenza yemunhu 🤔🙄, vanhukadzi musadero so
Chinonetsa vatungamiriri vemachrch avo imhombwe chaidzo kana madaro garai pasi morambidza hupombwe nyika inoita zvakanaka
Musikana inzenza
Ngavabate vaMugabe DNA closure ndoinopedza ma sports
Mambo vanhu ngavangoenda ku dna izvo zvekutarisa maoko hazvina dhiri
Seduction damages have nothing to do with pregnancy. It is enough to prove sexual intercourse.
Kkkk ndiwo baba vaye vane hembe yemusangano asi hawana hembe here nhai mwari kkkkkk
Kkkkk nyaya idzi dzakatongwa same day ari kuuploader ari kusiyanisa mazuva hake kkkk Manga mazvityawo kaa kkk
Vese vari kutonga mukatarisisa
Maiguru mandikona kana kunyara
zvimwe hapatorina wake ipapa..Pachaitwa DNA test umwe uchadonha chete. Uhure hwese huchapera apa chete..chokwadi chongodiwao sometimes because among your parents and relatives unenge wotoita seusina kurongeka
Haanyari mukadzi uyu
Kusangana nekysanganisa kamainini aka dzungu nenyoro😂
saka vatambisirei mari kuuya kudare musikana achiziva chokwadi apa o
pavaskana vose varikutongwa mamambo huye bodo ma face acho haana kufita kuhura .cz haanakidzi kuwona
Ko kuvata nevanhu vaviri pasina protection unenge uchi tembei?Musikana uyu anoda deliverance it’s not normal to sleep
With 2 guys and already u are pregnant ,ko church yenyu hamudzidziswe here kusasangana ( having sex) musati maroorona?.
Pamwe nhumbu ndeye umwe mukomana asipo apa.
Mambo awa wakanyanya ngawatore nguva zvichabuda pachena chete
nhy vanangu munenge muchimbotembei kudya bota risiri renyu
Ngavainde Kuna Tinashe Mugabe ndiye anobuditsa chokwadi
First
Mupurisa ndewe ZANU (PF) here or what?Varume dzidzai kuzvitengera hanzu dzenyu uye moziva maoccasion okuapfekera.Dzoro.
Mambo uyu anedivi raanotora vanhu ngavaende kuDNA not yake yekutarisa maoko
Rombe remusikana
Tinashe Mugabe huya pano😂
Vanhu. Vaya vatanga
Kkkkk ndeve ccc younger iyo kkkkk ma human right ka ayoo
Ava baba veyellow havabude mudare everyday varimo
I like how the court sheriff is wearing ED. Munobva maziva kuti zanupf irikutonga kumamisha
Ko mopfeka hembe dzomusangano kudare futi here? ZVIRIKO here? Zvoitirwei. DNA inoitika even MUNHU ANE nhumbu kwete zvokutarisa maoko
Nzenza yemusikana
endai kwaTinashe Mugabe
That man is so disrespectful to that woman.
Zviri pachena kuti bamunini vaanga atizira havasi muridzi wemwana asi chimwe chakunetsa Ben ari kuti handisi Baba nekuti pane wandakabata pa phone
Hanzi tadiiko kupfekerwa zihembe raED zimugugururu
Vanenge vamukwira vese zve
Zvichitoda nhumbu yacho ndeya Rabhauma weku Church 🤣🤣🤣🤣🤣
This life no balance 🤣🤣
Tinashe Mugabe Basa iro
Apo magona apo DNA ndizvo manje apo
Iwe musikana you are very lose unotizira vakomana 2 you 're a bitch full stop
Musikana iyo inzenza chaiyo haungamborari nevakomaa vazhinji Nguva imwe Chete
All I can say is Muaikana uyu inzenza
Mari yekurasa mwana wavo inzenza iyo
Ummmmm karikuwanda nechrch kachiwanza varume kakawandirwa nevarume apakungsarisa hey girls why
Ngavaite zvema DNA kwete zvekutarisa nemaziso
Second
Uyu muskana ane problem
This chief should be the president of the Chiefs Council. Position ina Charumbira iya
Third
Forced vakanoripota RAPE
DNA is the best
Mari yekurasa mwana wavo inzenza iyo