Ichi chakanyanya ndachimhanya munhu wese arere kunze kwangu na NB tiri two kkkkk I love you guys especially jedza vovo jati Dafu ndisingakanganwi Senzeni na rovai basa
Haha Kiki 😍 Kiki 😍 no game 😂 😭😂 ben10 🙈🙈🙈, bla Jati pedzerai kamafana ben10 🙈🙈🙈 kechi_1 dai matoita zvekuisa gas stove on then kogara pamsoro. Such is life, zvirikuitika izvozvo in real life zvamaburitsa it's a lesson to the world.. Thanks for making us laugh 😂😂😂 & keep it up 👍 guys.
NB wakaipa vanoti NB anechaarikuti dzidzisa mulife kandai ka like tione kkkkk I love you NB nevese vakanda ka like 👍👍
Makanyanya guys keep di fyah burnin 🔥🔥🤜🤛
HI
HIooll
Afarira kamwana aka seni ndiani 😂😂😂😂😂😂😂😂😂dzungu rakanyorwa pahuma lol😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂
Maiwe kani, Dhimba +Jati = crazy fights!! Thank you to the NB team for making us laugh in these challenging times shuwa. May God bless you!!
Ndipeiwo malike guyz senzeni ndomufarira
Ndauya pauri senzeni urimai isingazivi chihure unohurasei mwana aripaside vanoti mwana agona munoregerei kandaika malike acho ku NB and subscribe kungoridza ka bhera chete chete... 👍👍👍👍👍👍
that kid has got great potential, if you train him well he can be our next Dhimba
Hanzi tenge tichitamba chamuhwande hwande🤣🤣🤣🤣🤣
Why fighting for love isat yauya I hope you doing two episodes this week
Maihwe kamwana kandifinisher .... KaMero😂😂😂😂😂😂😂🙌
🤣😂🤣😂😅hanz sei musina kupakirrao Dhimba shamwari yang u🤣🤣🤣
Dhimba kwakuseri😂😂😂🤣🤣🤣🤣🤣we want more comedy featuring Dhimba pliz NB🔥🔥🔥🔥🔥🔥🔥🔥
This is e best comedy channel in Zim y'all
Don't you think so?
I loooooove ittt😅💕❤❤❤❤❤❤❤❤😊😻😻😻
Syabonga NB im enjoy the drama with love from Bulawayo
Jatiwero ngaarege kusumudzana nechikomba chaSenzeni achapedzisira akuchema😂😂😂😂😂😂😂😂😂 rambai makadaro guys munotiitita
Serious yakarohwa nemwana uyo ndeyemunhu arikuburitsa madhiri... more luv NB❤❤
Tisvikeiwo pano.. I love your comedies NB
🤣🤣🤣👍mwana wese nyaya dzaunoti usazotaure ndiyo inotove Nhanga nyaya yake maiwee zvangu Dhimba uchinyanyao muvakadzi vevanhu iweee haubviri....
Nhas ndazoseka mwana andispaka maswera cy family lots of lve
Matiregerera fighting for love yanonoka
Aaaah exy vangu marlon😂😂😂🔥🔥🔥🔥😂💕💓💓💓
NB ino actor zvechokwadi Ndokudai rambai makadaro ,imboisai like ma fans
Yaaa kaka nyanya ndipeiwo malink gys
senzeni anga akuda kuseka paanzi usajunge mwana , azvharaa kumeso chte.....................😃😃😃😃😃
Iwe jati zvako zvekungo actor uchi nyengerwa mukadzi uchanyatso muwana ndinaye
Haaaa icho ma 1 gyz inzwai inini
Habhoo
Ichi chakanyanya ndachimhanya munhu wese arere kunze kwangu na NB tiri two kkkkk I love you guys especially jedza vovo jati Dafu ndisingakanganwi Senzeni na rovai basa
Hauna kunyatsomurova!
Ko jedza arikup
Ko fighting for love mukuita sei nhaimi tanzwa nekumirira
Hanzi wangu ane zuda anondimakisa kkkk asi senzeni kaa
Kkkkkkkk shiri inotengera mwana ma sweets ere
Kkkk ndanga ndichitamba chamuhwande hwande neshamwari yangu😂😂😂😂😂
Kkkkkkkkkkl makapenga guys hanzi ndirikuita chamuhwande hwande
Kkkkkk haaah mupfanha mumero wemashuwa 😂😂😂😂
😂😂😂😂😂😂😂😂 haaa NB sando dzenyu 😂😂😂😂 Dhimba andipedza strong
Shiri inotengera mwana ma sweets here 🤣🤣
Unogara wakaitwa rough pavakadzi indava😂😂😂jatiwero
Kkkkk tatichitamba chamuhwande hwande
Haaaaaa guys dhimba ma one ayas matauriro acho chete kkkkkkkk
Dhimba😎l love u hako
Kkkkk hanzi ndakango farirra rasta
Haha Kiki 😍 Kiki 😍 no game 😂 😭😂 ben10 🙈🙈🙈, bla Jati pedzerai kamafana ben10 🙈🙈🙈 kechi_1 dai matoita zvekuisa gas stove on then kogara pamsoro. Such is life, zvirikuitika izvozvo in real life zvamaburitsa it's a lesson to the world.. Thanks for making us laugh 😂😂😂 & keep it up 👍 guys.
Ha mugo wakapenga vele zvimhamha unozvifarira ndozvàko but remuty dhimba rakapenga
this is what we call comedy well done nb
Welldone guys goood one please can you you do more in 20.22 munogona watching you guys from UK London may God God Bless you All and go highherthe 🙏 🙏
The child’s voice 👌👌
Chikomba chasenzeni mukadzi we munhu tambira kure zvikaitika pandiri ini ndinotonga ne demo kkkkkk ndoisa musoro mubhodho uyoo
Jartwell gooood guys nadimba
Kkkkk shamwari yangu dhimba
Kkkkkkkk mapakura sadza mukakangamwa dimba kkk
Kkkkkkkkk mwana iwe uchadimburwa musoro chete kkkkk Pakaipa
Kkkkkk mwana aita zvakanaka afumura chihure chamai
Kkkkkkkkk kamfanha ako ma1 kkkkkkk
Happy happy Sunday NB films.
Hapakahipa I can't wait to watch
Ahhh niaza ndinofa nekuseka zvangu
Kkkkkkj guys You are too much
Senzeni unohura mwana achiona bho hr
Mupfana uyu haana secret
kkkkkkkkkkkkkkkkkkk chinosekesa here akomna
You are the best👍
Iyo nyaya yekuisa jug remvura mudish rine mvura yagezeswa maoko inoitwa nevazhinji but heish.
Kkkkkkk yooo Dimba
Dhimba abva kure gys i love you
Mhaiwe mwana aburitsa dhimba
Kkkkk tuma ben 10 twapengesa mazuvano
Dhimba muvakadzi vevanhu haabvi 😂😂😂
Ndini dhimba wacho🤣🤣🤣
Ndini Dhimba wacho
Aiwaa mwana uyo akagona veduwe
Jatiwero nejersey rake reChelsea 😂😂😂
"Shiri inotengera mwana ma sweets here?" 🤣🤣🤣
Ndafarira ka mwana aka mhani❤❤❤❤
NB mugona henyu..ko fighting for love makazodii nayo
Dhimba muma dress so ndasimudza maoko
That child has funny legs yooo 😂😂😂
Kwana iwe can they be funny like your face ??
Kkkk you are too much guys.
Ndozvisingade kamchinda aka Jati. Kubatirwa bonde rake😂mnishupana
Yooo mugo big up anywer u de de
Dhimba nevakadzi vevanhu uripama1
😂😂😂😂😂bayshay'sbunu🤣🤣🤣🤣
Wabatwa senzeni kkk
Malon kkkkk
Why are pple obsessed with likes. Kandai ka like , heee like my comment. Ah tsvee kupa NB maprops ayo ndimi makuda maprops
Zvondimara sei
Haaaa amai mairasa mwana haavharike zvekudaro kkkkkkkk
... "sorry mdhara ndin Dhimba wacho" #KETEE ✔
Full song ye nb iri pekupedzisira ndoiwanepi ma jita
Tipei full song amana
Kkkkkkkkk NB ndimi munechimuti
Naiza team tipeio malikes
Siyanai nevanhu vanga vachitamba chamu hwande hwande 😂😂
Naiza unone mafavour iwewe kkkkkk
Kkkkkkkkkk kadhimba Mumba
Kkkkkkkkkk nhai mugo mix Kkkkkkkkkk kkkkk zvephotoshoot was I yep I
King Jati vakanyanya manje
Hahaha Jati tight brother🤣🤣🤣👍
Dhimba nema sugar mama wakavha kure
Mugo mix and marlon manje😂😂😂😂😂😂
kkk ehezvee madini bro
Well done gyz
Ko nhai Matsanga mupenyu here vanhu imi
Kkkkk rovai basa guys
kkkk what a bombshell !!! ma1 ayo
kkkk fire
Kamfana kakangwarisa
Dhimba wakanyanya😂😂😂😂
Guys jatiwero itori mhanza yemashuwa 😀😀😀😀
Team boe hr iyi # jatiwero chimudhara