Complicated Affairs season 2 episode 56

Поделиться
HTML-код

Комментарии • 805

  • @TakundaKanjanga-ji2no
    @TakundaKanjanga-ji2no 14 дней назад +259

    Who else arikuziva kuti nancy akambomutsirwa motor necoke just leave a like 😊😊

  • @audreymurandu1122
    @audreymurandu1122 14 дней назад +81

    Team ino liker before watching tiri vangani

  • @annamadzamba4018
    @annamadzamba4018 14 дней назад +85

    1673 views in 37 min amd then 329 likes,guys lets support team iri ngativapeiwo malikes avo

    • @rosemaseva4464
      @rosemaseva4464 14 дней назад +5

      Vanhu vanoita kuomera nema likes mufunge

    • @user-cu5ip3xn4m
      @user-cu5ip3xn4m 14 дней назад +5

      Vanhu havadi nemalikes zvondibhowa dai aiiswa 10 pamunhu ndaiisa

    • @rosemaseva4464
      @rosemaseva4464 14 дней назад

      @@user-cu5ip3xn4m taurai henyu

    • @sirchifamba39
      @sirchifamba39 13 дней назад

      Viewing is not liking, chete you can't see ma dislike acho

    • @Manondo34
      @Manondo34 13 дней назад

      @@rosemaseva4464nhaimi kunge anodhura kuisa

  • @Precious474
    @Precious474 14 дней назад +77

    Nenyasha dzaMwari tinokunda pane vakutsvaka mbereko ,pane vakutsvaka dzimba pane vakutsvaka mabasa in the name of Jesus tinokunda everything unokunda ne faith pane umwe akuti ndagumira trust in God you will be fine Amen

  • @makatendekachakonda-yc6hs
    @makatendekachakonda-yc6hs 14 дней назад +54

    To us who made it to 156 weeks and episodes watching CA❤❤😂😂

  • @Davie_316
    @Davie_316 14 дней назад +49

    Dr Josh kuoma musoro 😂😂😂 siyai malikes zvenyu for EZY

  • @ndiwanga9532
    @ndiwanga9532 14 дней назад +28

    Kim must date Pac 😂😂😂😂timboonerere vakaoma vese

    • @tapiwaushe741
      @tapiwaushe741 13 дней назад +1

      inenge iri the evil kingdom, they both share vendetta against slimie
      @magtom pls make this happen

  • @ishmaelncube2090
    @ishmaelncube2090 14 дней назад +37

    Eazy na wink d same same never disappoint their fans.

  • @monalisakaetano8083
    @monalisakaetano8083 14 дней назад +27

    Kim zvavharana pakushaya Memory Card mu Camera..This is just beginning of PGS🤣🤣🤣

    • @marshalmereki1474
      @marshalmereki1474 13 дней назад

      Ndakambokuudzai kuti evidence yaenda mukati camera ine internal memory

    • @masie1047
      @masie1047 12 дней назад

      And I love it nganyure uyo

  • @KEITH-mh8gv
    @KEITH-mh8gv 14 дней назад +15

    Dhibhobhoni munenge muchida kudii as imimi munouya pazvezvakunakidza seiko😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂

  • @leechen1995
    @leechen1995 14 дней назад +23

    Mared flags pana Kelly na Pac hobho

  • @properchando209
    @properchando209 14 дней назад +19

    I love the way Thembeni talks.

    • @isabelmuchineuta9879
      @isabelmuchineuta9879 14 дней назад +1

      Thembeni is a natural

    • @user-wk5nn8ky9w
      @user-wk5nn8ky9w 14 дней назад

      Anotoona kudarika mai SJ vakapata chaiko hu naive hwacho hunotobhowa

    • @user-wk5nn8ky9w
      @user-wk5nn8ky9w 14 дней назад

      Asi kune vakadzi vakatodaro kupata chaiko

    • @charliemarre5743
      @charliemarre5743 13 дней назад

      i love the way Thembeni looks..... ane maUshewokunze mwana uyo

    • @user-yb3cp8sh4g
      @user-yb3cp8sh4g 13 дней назад +1

      ​@@charliemarre5743😂😂😂😂😂 finish

  • @mariandapasowa2450
    @mariandapasowa2450 14 дней назад +13

    Slime wapanduka shem kuvhara eazy kut asauya kumba kutya kutorerwa mainini watoteya fut amainini yuwii 😂

  • @mnet2912
    @mnet2912 13 дней назад +5

    Slimmie haana kutamba hujaha, akuhutamba aroora. Acharwadziwa mukadzi aenda naPac.

  • @memorymavhondo
    @memorymavhondo 14 дней назад +26

    BaSJ ratova Tsotsi guru chairo ,mweya waTymond wabata kkkk

  • @leechen1995
    @leechen1995 14 дней назад +34

    Kelly wakuda Dan ritoriwo tsotsi kkkkkkk zvemujolo muchazvirega zvenyu vana vaTaimondi

    • @rukudzomakamure8470
      @rukudzomakamure8470 14 дней назад +1

      Imagine kuda kuputsa muchato wadongorera kudai😅

    • @Liam-vh8bz
      @Liam-vh8bz 13 дней назад +2

      @@rukudzomakamure8470 Pac is equally a disaster, Dan arinane ari sweet, Pac arikuda kuswedera padhuze namai SJ chete

    • @reasonkupenga4925
      @reasonkupenga4925 13 дней назад

      Hazvisi zvavo zverudo vana vaTymond

    • @reasonkupenga4925
      @reasonkupenga4925 13 дней назад

      Hat bhoo here Dhibhobhoni

    • @leechen1995
      @leechen1995 13 дней назад +1

      @@rukudzomakamure8470 ha ha ha Pac haachada hake kkkkkk

  • @normadchabikwa6001
    @normadchabikwa6001 14 дней назад +9

    Fan since kunyarara uchiziva chokwadi,,,malikes amana

  • @user-ck3js8rk3g
    @user-ck3js8rk3g 14 дней назад +18

    Slimie ndiye copy ya tymond easy anohura zvisina proof then vasikana haaaa tymond akauraya dzinza

  • @leechen1995
    @leechen1995 14 дней назад +14

    Thembi mafira kureva ndozvandokudira

  • @naspfilms246
    @naspfilms246 13 дней назад +3

    It's a shame that this show is underrated in Zimbabwe.The confidence and composure in all of them is just a joy to watch.❤❤.Keep it up Magtom Media

  • @RopafadzoMitchelKasirori-dq6pl
    @RopafadzoMitchelKasirori-dq6pl 14 дней назад +26

    Ini ndicharamba ndiri fan re Magtom Media kusvika ameni, magtom shamhu yestress❤🔥🔥

  • @rosemaseva4464
    @rosemaseva4464 14 дней назад +11

    Berla uri kuitiswa nababa EJ, once zvavari kuda zvikangoita chete vanenge vatopedza newe, I feel for you, shame kkkkkkkkk

    • @user-hb4jm3cj9h
      @user-hb4jm3cj9h День назад +1

      Regainaitiswe akandibhowa paakadruger baSj ndopay back yacho iyoyo

    • @rosemaseva4464
      @rosemaseva4464 День назад

      @@user-hb4jm3cj9h 🤣🤣🤣🤣🤣🤣

  • @anesujohannekadzirange1401
    @anesujohannekadzirange1401 14 дней назад +15

    Video quality!!👏👏👏Maakumberi guys ,i can see the improvements.I love it well done guys

  • @memorymaviya9306
    @memorymaviya9306 14 дней назад +9

    Mai sj itai zvamaka udzwa na mhamha venyu before its to late...... Coz ndiri kuona imwe mimba ichiuya namainini

  • @rosemaseva4464
    @rosemaseva4464 14 дней назад +10

    Saka imimi muri kuto truster mainini vaya zvekuti vangatobuda nasekuru in Thembeni’s voice 🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣

  • @mdaradziva1551
    @mdaradziva1551 14 дней назад +19

    Girls if you have a boyfriend like Puc, siya nhasi chaiye 😂

  • @shamisokaseke1974
    @shamisokaseke1974 14 дней назад +16

    imbotipaiwo sj and ej timbovaona

    • @mdaradziva1551
      @mdaradziva1551 14 дней назад

      I once wrote this message nhasi chaiye kkkkk

    • @tonderaichinyere9383
      @tonderaichinyere9383 12 дней назад +1

      I think vari kumirira kukura mbijana and there will come in maTwins aSlimmie

    • @racheldube3710
      @racheldube3710 5 дней назад

      Vachabuda vakura matwins atinomboona pane mamwe mafirimu

    • @user-hb4jm3cj9h
      @user-hb4jm3cj9h День назад +1

      ​@@tonderaichinyere9383I thot as much cz remember kt vana vacho vanotohaiwaka guys so on that note it will be more easier

  • @user-bh5xu6yv5d
    @user-bh5xu6yv5d 14 дней назад +10

    Nichol ndiuye wife material not Kim ane dzungu easy anopengawo

  • @chamunorwachirima3057
    @chamunorwachirima3057 14 дней назад +23

    Let's gather here iam the first

  • @kumbirayimamombe3970
    @kumbirayimamombe3970 14 дней назад +7

    Mai SJ husimbe pachikafu chemurume hazviitwe.

  • @MunasheMawere-uq5pm
    @MunasheMawere-uq5pm 6 часов назад

    Doc Josh is hard headed fr real 😂😂😂😂😂

  • @rosemaseva4464
    @rosemaseva4464 14 дней назад +5

    Hanzi naEazy ndiri kuda kutoroora Kim coz Nicole is too soft 🤣🤣🤣🤣🤣🤣, Kim hausi kumuziva iwee

  • @user-ps4os4xl7p
    @user-ps4os4xl7p 14 дней назад +5

    First tym seeing kim achipererwa😅,let's hope plan yekey ichashanda

  • @privilegencube6115
    @privilegencube6115 14 дней назад +7

    Kim anondiitira veduwe well done magtom media team ❤❤❤❤

  • @rosemaseva4464
    @rosemaseva4464 14 дней назад +4

    Pac Pac Pac kkkkk ndiwe wabaker mascones here shuwa kkkkkkkk hanzi 5 hrs, bhoo here

  • @tavongagoto
    @tavongagoto 10 дней назад

    Kim is passing Izzy's vibe check😂😂

  • @manuegavave2043
    @manuegavave2043 14 дней назад +3

    Siya Like 👍🏼 yako. Aihwa Magtom huchi hunemavhu, unodya uchi lumilila 😂😅😅

  • @BeautyMagarira
    @BeautyMagarira 14 дней назад +3

    Let's not forget how good tymond is in acting kkkkkk kamutauriro kacho mudhara haanzwe

  • @charmainemsipa8699
    @charmainemsipa8699 14 дней назад +7

    Handichaiti soft unogona kutotadza kuroorwa nekuda kwekuita soft 😂😂😂😂😂😂😂

  • @lovemoremakwiranzou2576
    @lovemoremakwiranzou2576 14 дней назад +8

    Makanyanya tatahwa nekumirira magtom huchi

  • @collenhove1876
    @collenhove1876 14 дней назад +5

    Slimie with PGS kumberi but uuum ndiri kuona kuti wakadyira pana mainini apo

  • @kudzaim5434
    @kudzaim5434 14 дней назад +8

    Saka ava sister never bothered to check footage ever since that day😂

  • @anesusivangani6786
    @anesusivangani6786 14 дней назад +11

    Tatovapo tazara 👏👏👏👏👏🔥🔥🔥🔥🎧God bless

  • @bevinmakamure490
    @bevinmakamure490 10 дней назад

    Thembi mafira kureva ndozvandokudira
    Magtom Media shamhu ye stress 🔥🔥🔥

  • @travoltarmushonga7601
    @travoltarmushonga7601 14 дней назад +3

    Baba SJ vakunakirwa namaininini kusvika pakurambidza esy kuenda kumba kunotandara 😂😂

  • @user-to6ef1hw4l
    @user-to6ef1hw4l 14 дней назад +4

    Love Bela's voice ❤

  • @maxwellmakiyi6582
    @maxwellmakiyi6582 12 дней назад +1

    Ndavhura ziso bamukuru vabatwa ruoko pondoti regai ndanyatso teetera pobva pangonyukai dhibhobhoni Kandi Uri bwohwa here iweee haaa😂😂😂

  • @abigailmuneka442
    @abigailmuneka442 13 дней назад +1

    😂😂😂Slimmie watove Taimond so waakunzi Slimmond😂😂😂

  • @rosemaseva4464
    @rosemaseva4464 14 дней назад +4

    Baba SJ vakurumidza kufunga kuti kumba hakuendeki naEazy kuna mainini variko kkkkkkkk

  • @manofpeace5706
    @manofpeace5706 10 дней назад

    Yah Dhibhobhoni unopindira zvave kunakidza chokwadi kkkkkkk. muri shamhu ye stress chaiyo vakomana. unotoseka chete chero wanga usingadi kuseka. Magtom media is number one!

  • @talentsamaz8534
    @talentsamaz8534 14 дней назад +8

    😂😂😂 slime atora ruoka rwababa vake kunyeba kutsotsa maladies futi ❤❤❤

  • @patriciamadende5869
    @patriciamadende5869 14 дней назад +3

    Dhibhobhoni wakunyanya kuvhiringidza 😅😅😅😅

  • @gracemusizvingoza4549
    @gracemusizvingoza4549 14 дней назад +2

    Mai SJ makunyanya kuva too relaxed murume woinda namainini

    • @cresenziamungofa6345
      @cresenziamungofa6345 13 дней назад

      Eee nhai chiiko namai SJ kurelaxer kwacho ahh ugozoona kuchema chema kwamunozoita futi hmm musapusa imi kikik

  • @aleeyahtate9194
    @aleeyahtate9194 14 дней назад +3

    Yah iyi icomplicated affairs zveshuwa aah😂😂😂🔥🔥🔥everything is complicated hayibo!

  • @praisehove-yf5mw
    @praisehove-yf5mw 14 дней назад +6

    Slimy wachinja iwe wakuda vakadzii chiiko😢😢😢

    • @rejoicemubaiwa1646
      @rejoicemubaiwa1646 11 дней назад

      Haaaa he changed soo much Mmmmmmmm

    • @user-hb4jm3cj9h
      @user-hb4jm3cj9h День назад

      Maiti achaenda nepi luk at his twin bruh Easy n his dad Tymond..

  • @leechen1995
    @leechen1995 14 дней назад +4

    Slimmie sota Eazy aenda anobva atotsveta Kim otora mainini kp haanonoki zve mwana waTaimodhi

  • @tendaichiota97
    @tendaichiota97 14 дней назад +4

    PAC uchasaidzira mwana kumakudo

  • @absolomchengahomwe1127
    @absolomchengahomwe1127 10 дней назад

    I am now believing kuti Slimie ndiye Tymond pahunhu ndaona maperero ethis episode pakuda kuvhurwa hombe apa namainini vakauya. Asi chii mhuri yaTymond zvandaitoti Izie ndiye Nyasire

  • @kudnet25
    @kudnet25 12 дней назад

    Dhibhobhoni mkanya Mapfumo....ko uneng. Uchiita se

  • @allybee9919
    @allybee9919 14 дней назад +4

    Anoti mainini Bho zvavo isa like chete

  • @kudzaikuvenga3523
    @kudzaikuvenga3523 13 дней назад +1

    hande totandara kubhawa kumba kurikugadzirwa kkkkkkkkkk Slim anoziva twinny wake atya kutorerwa apo 🤣🤣

  • @ZvirikuitikaMuMaStreets
    @ZvirikuitikaMuMaStreets 14 дней назад +1

    Yeah Easy ari right vakadzi vanofanira kuita kamwe ka Vybe so kwete kungoti Rezu vanofanira nekamwe ka kuzvinzwa mbichana uye nekakusatyiswa get me right HANDISI kuti Nicole akapusa

  • @bothwellmukwenje4695
    @bothwellmukwenje4695 14 дней назад +1

    I like the reaction made by kim paaona kty mucamera hamuna memory card zvaaita face yake achishamska it was lyk reality ,i lyk how kelly advices her boyfriend parky shumba sweetness yako unofana kuishower kune vamwe vanhu kelly talks its happening in real lyf slimy ava kutodza baba vake tiamond manje umm ava ktora ruoko gwababa pana mainn avo vaarambdzra easy kushanya ...CA characters you are really talented

  • @ThulaniBarnabasChikaka-tx1bg
    @ThulaniBarnabasChikaka-tx1bg 14 дней назад +9

    Just like before you watch 🇿🇼🇦🇪

  • @AnoldMasaire
    @AnoldMasaire 14 дней назад +1

    Kim hamusi kumusiva imi 😂😂😂 that lady always two steps ahead

  • @ZvirikuitikaMuMaStreets
    @ZvirikuitikaMuMaStreets 14 дней назад +7

    Kana uchinzwa kamoyo kesadza iro Siya Like, ❤❤❤❤

    • @faustinalangwani5714
      @faustinalangwani5714 9 дней назад

      😂😂😂😂eish paribodyiwa nekamwana ako😅ndomedzerera

  • @evidencechitongo7160
    @evidencechitongo7160 12 дней назад

    Amana ma skin evanhu ve magtom media 🔥🔥🔥🔥 varikushandisei nhayi Slime

  • @RLV123
    @RLV123 7 дней назад

    Tembeni arikudyeiko nhai nhai😂😂😂

  • @olyneannie4739
    @olyneannie4739 13 дней назад +1

    Complicated affairs, everything is getting too complicated 😅😅😅😅

  • @AnesuDzikiti-fr5uv
    @AnesuDzikiti-fr5uv 14 дней назад +4

    team kim let gather her

  • @tawandamapfumo8846
    @tawandamapfumo8846 11 дней назад

    Thembi anongoti dyo zvekuswerera kutenderera haana kkk😂😂😂

  • @tapiwachakandinakira5323
    @tapiwachakandinakira5323 8 дней назад

    Mainini varikuita sevachinja or maziso angu here ndibatsireiwo😂

  • @BlessingMucheche-gs5th
    @BlessingMucheche-gs5th 5 дней назад

    pac pafair ane kamwe kahudhen'e chimoko chichabaya na DAN

  • @faithprudencegumede2024
    @faithprudencegumede2024 9 дней назад

    Sisi kim makatamba nevakachenjera muchifunga senge ndimi mega makangwara makatambwa new one mnje

  • @RC1885
    @RC1885 12 дней назад

    Munopedza ma Sports, shamhu ye Stress Ma Doctors akufanira kutoisa pa prescription kuti munhu ane stress ayende kunoona Mag tom 😂😂😂

  • @alexmtsava9106
    @alexmtsava9106 14 дней назад +8

    Munondipa samanyemwe team rangu kim anozviti gindagoria pgs to the world

    • @cresenziamungofa6345
      @cresenziamungofa6345 13 дней назад

      Haa Shuwa PGS haasikuiziva Kim anozviita grigamba. Achagariswa pasi hake na Zhou 😂

  • @tavongagoto
    @tavongagoto 10 дней назад

    Slimmy hunhu hwaIzzy hwekupromiser marriage usina kana plan yacho wazohwunongepi😅

  • @anesusivangani6786
    @anesusivangani6786 14 дней назад +5

    Eazy woda kuenda Kwa Slimie🤣🤣🤣🤣🤣

  • @MozboyPrody
    @MozboyPrody 13 дней назад

    Dhibhobhoni shamu yako ndinayo zvangu uzvigume izvozvo

  • @faustinalangwani5714
    @faustinalangwani5714 9 дней назад

    😂😂😂bella ukutonorohwa paper 2 Mira hako uone , iwe Izzy ka ska kuva soft kwakutosiirwa munhu aamana zviriko here 😂😂🎉🎉🎉🎉magtom media pamberi nemi

  • @rejoicemubaiwa1646
    @rejoicemubaiwa1646 11 дней назад

    At the end of the day fear men😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂Slimmie to the world 🌍 ah ahh 😂😂😂😂😂

  • @tanatswamuyambi7396
    @tanatswamuyambi7396 13 дней назад

    Munhu andicharo pano ndidhibhobhoni hauuye kaaa zvonakidza😢😢😢

  • @ThandiweMadziro
    @ThandiweMadziro 12 дней назад

    Kim ndomuda zvekudaro ..baba sj mukuchiva mainini..kunyepwra kupreacher asi ndimi makatodza mudhara tymond.....kim didnt drug u makadyira mega and pese mukusiya seed😂

  • @delishmudangi9403
    @delishmudangi9403 13 дней назад

    Slim apanduka sekutamba haa varume hatina zera nawo🤣🙌

  • @bosssimblo2413
    @bosssimblo2413 14 дней назад +3

    Haaa Ba Sj vavharisa madhiri ekutii Eazy aende paden pavo kkk vaona kt akazoenda paden osangana na Mainini Emma zvaisaperaa mushe kkk

  • @absolomchengahomwe1127
    @absolomchengahomwe1127 10 дней назад

    Ndakanyimwa zvangu ndarama muupenyu dai ndaiwe nayo Team Magtom ndingadai ndakakupai inokosha big up boss Slimie you are so very creative

  • @user-cz9db2kh1t
    @user-cz9db2kh1t 14 дней назад +2

    Lathi siyalithanda kakhulu liyangilibazisa yooo ❤❤❤❤🔨🔨

  • @danieljerera-mc8rd
    @danieljerera-mc8rd 14 дней назад +1

    Eazy anofana kuona mainini 😂😂😂😂😂this time slim is 4 steps ahead kim..........pamunotisiira pacho mmmmmm but this is so great.....Nice work magtom media❤

  • @brightongapare522
    @brightongapare522 11 дней назад

    Bella ane kamwe kahu soft so kana achisoftiwa. She is very malleable.

  • @macchihona8835
    @macchihona8835 13 дней назад

    Haaa nhaai Kelly na Oppah ...
    ndokuti looking sweet zvee nhasi

  • @reginaldkudakwashesvusvu3093
    @reginaldkudakwashesvusvu3093 14 дней назад +5

    Magonesa episode iyi irikunska ndadoihwa

  • @user-wm1sz5vo7d
    @user-wm1sz5vo7d 14 дней назад

    Dhibhobhoni unobhowa zvekut 😮

  • @tapiwaushe741
    @tapiwaushe741 13 дней назад

    icho pac chavigira baby mutakura mulunchbox 😂😂😂

  • @kudakwashemukwarini6092
    @kudakwashemukwarini6092 13 дней назад +1

    ko dhibhobhoni hat iyo waiwanepi futi😃😃😃

  • @user-ip2fu8wl2k
    @user-ip2fu8wl2k 14 дней назад +2

    I'm have Mercy with Bella kuitiswa ndokuziva ini zve marriage apo manyepo iyi i love upon something. And l ❤Thembeni kwai ko kugera😂 zvinyoronyoro😂 .Park uko wo hanzi 5hrs ndichi Baker 😂😂😂

  • @shepherdgavaza4442
    @shepherdgavaza4442 14 дней назад +1

    Kumba ndichakudana in Slimie's voice

  • @charliemarre5743
    @charliemarre5743 13 дней назад

    Thembeni akawanda zvekudaro here nhy imi kana bhodhoro re coke rinosara pasi

  • @bulbinamugota6406
    @bulbinamugota6406 13 дней назад

    Gegegegeee, Thembeni haunyepi, sekuru vako avo namainini vavo ava kaa,,,,,

  • @elsiemufakwadziya809
    @elsiemufakwadziya809 12 дней назад

    Thembeni anongodika soo haatenderere akachangamuka pana Shamaine

  • @pridemagetsi
    @pridemagetsi 13 дней назад

    Maswera cei all magtom family thank you nehuchi wedu