Prophet Madungwe Back From Heaven With New Fresh Updates 2023

Поделиться
HTML-код
  • Опубликовано: 25 ноя 2024

Комментарии •

  • @markmceggeantsuro4924
    @markmceggeantsuro4924 Год назад

    Mukasekerera Murwere wepfungwa achigeza anopedzisira adya sipo

  • @Silent-nf5to
    @Silent-nf5to Год назад +5

    Mese imi murikufambisa shoko renhema kuvanhu neuyo wacho arikutaura achinyepera mwari kt iye anot arinan kudarika Jesus,mese utongo urikuuya,ngazvigume nhas zvekufambisa shoko renhema kana muchida kt basa renyu rirambe richienda mberi,asi kana munenharo murambe muchidana munhu uyo achisvibisa Zita raMwari nekuda kwemari,kana munenharo ndikakavadzei,handi kusekerera zvamurikuita izvi,kana muchiparidzira vanhu nezvevatambi vebhora nevaimbi,zvinei namwari zvinei nekupinda kwevanhu kudenga izvi,

    • @benietekk5553
      @benietekk5553 Год назад

      fact n madungwe haapinze vanh denga vese vanotenda zvaanotaura haa straight kuhell

  • @tarisaimakuchete4959
    @tarisaimakuchete4959 Год назад

    yooo makandiwa ari busy kut lm ..more gifted than god ava var busy wo kut lm better than jesus yooooooooo anoda deliverance murume uyu

  • @miriammanyanga9128
    @miriammanyanga9128 Год назад +5

    Uuuuum uncle saint,hama henyu iyika, hamusi mava kumunonokera here

  • @edwardmupariwa3968
    @edwardmupariwa3968 11 месяцев назад

    Anorwara nenjere uyo amunoti madungwe uyo anotipedzera data mahara

  • @lindachikanya2143
    @lindachikanya2143 Год назад +5

    Ini ndinokumbirawo kuonawo Mai mufundisi(mudzimai wava Madungwe)

  • @tawananyashamaregera9025
    @tawananyashamaregera9025 Год назад

    Madungwe anoda kuvhenekwa pfungwa uyu sekuru saint muri kutaura nemurwere

  • @kelvinmarongwe2844
    @kelvinmarongwe2844 Год назад +4

    Uncle Saint imbosiyanai naye uyo

  • @zim1media332
    @zim1media332 Год назад +1

    Uncle togona kuramba zvinotaurwa nemukuru uyu asi pamwe zviriizvo hameno

    • @newtondume6730
      @newtondume6730 Год назад +1

      Zvekuti kudii zvaitaura apa nhaiwe. If u believe kuti Mwari vati messi is more than Ronaldo u nid srs prayers

  • @edgarmarevangepo8614
    @edgarmarevangepo8614 Год назад +5

    Madungwe needs help,let's pray for him so that God can help him

    • @Claud38
      @Claud38 11 месяцев назад

      Uyu anoda shamus chaiyo

  • @topgospelchannel834
    @topgospelchannel834 Год назад

    Uncle murume uyu akubowa uyu madungwe uyu haiwa

  • @takundanashejangano
    @takundanashejangano Год назад

    Kumhata kwenyu prophet manzwa asi muri kungoda mota chete hr

  • @pacificmusvasvi1585
    @pacificmusvasvi1585 Год назад +12

    Uncle makutibhowa nemurwere wenyu uyo

    • @makonidanies7851
      @makonidanies7851 Год назад

      🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣

  • @Jmuringa06
    @Jmuringa06 Год назад

    Mubhaibheri hamuna prophets vano runner ma church priest ndo vano runner ma church

  • @sampremi2014
    @sampremi2014 Год назад

    Muimbi weHwisiri akaimba Muna vanhu venyu Mwari

  • @Militarya549
    @Militarya549 Год назад +2

    Uncle Saints nhasi mune benzi chairo kkk

  • @matrinamatsver1769
    @matrinamatsver1769 Год назад

    Uncle siyanai na madugwe imi mune chipo chenyu chokubatsira vanhu

    • @maichinhau395
      @maichinhau395 Год назад

      Plz siyai benzi renyu iro tisati takutizai

  • @gidzaD08
    @gidzaD08 Год назад +11

    now i beleave muface anopenga

  • @mihaneashley4394
    @mihaneashley4394 Год назад +2

    Uyu mface uyo kombai tirove boiz

  • @chrispenncube1112
    @chrispenncube1112 Год назад +2

    Uncle staint siyai munhu uyu munozvitsvakira murango nedenga

  • @rosiemukweva7413
    @rosiemukweva7413 Год назад +6

    Kudenga kure shuwa😔

  • @ruthmakwara1974
    @ruthmakwara1974 Год назад +4

    Kutsvaga Mari nedemo chaiko, ngaanoshande uyu

  • @goldentsoka-ey8ub
    @goldentsoka-ey8ub Год назад

    Kkkkkk hayas madungwe so

  • @makonidanies7851
    @makonidanies7851 Год назад

    Madungwe anoda mushamu uyu serious

  • @mediamutandwa2497
    @mediamutandwa2497 Год назад

    Mukasekerera benzi riri parukova rinokudyirai sipo.

  • @leonardtarambwa7699
    @leonardtarambwa7699 Год назад

    Prophet madungwe is better than Jesus mmmm kudenga tichanotsva shuwa

  • @angeltarwira9819
    @angeltarwira9819 Год назад +1

    Uyu sungisai uyu mhani

  • @VaChihera1233
    @VaChihera1233 Год назад +2

    😂😂😂😂😂😂 Lord have mercy on us uuuummm

  • @cynthiakembo9872
    @cynthiakembo9872 Год назад

    Marwariro akasiyana shuwa

  • @alicybakeki9803
    @alicybakeki9803 Год назад +3

    I wonder why vanhu vachiinterviewer mupengo uyu,

  • @memoryncube8391
    @memoryncube8391 Год назад +1

    Ndokumbirao fon # yempengo uyo

  • @timotimdluli363
    @timotimdluli363 Год назад

    Prophet uyu anophenga anoti titore zvino zvedu tendese kwari zvino zvotaka shanda ngesimba anopenga

    • @tearsbvirindi1395
      @tearsbvirindi1395 Год назад

      Haaa madungwe ka ,pane pfungwa mbiri dzirikunyima dzimwe moto kkkkkkkkkkkkkkkkkkkk go to hell

  • @hillarymudziviri5841
    @hillarymudziviri5841 Год назад +2

    Avo baba avo vano rwara asi tongowona (cwl) kkkk 🤣🤣🤣🤣🤣 super automatic heavenly entry....

  • @praisekuwaza5673
    @praisekuwaza5673 Год назад +4

    I think Saint stick with helping people.

  • @pridemagetsi
    @pridemagetsi Год назад

    madungwe anotoda kumbonamatirwa chaiko anorwara nepfungwa

  • @nevillekadziche9888
    @nevillekadziche9888 Год назад +1

    Kkkkkk madungwee

  • @Maphakathiinside1703
    @Maphakathiinside1703 Год назад

    Mina angazi🙆‍♀️🏃‍♀️🏃‍♀️🏃‍♀️🚶‍♀️🚶‍♀️

  • @godknowsyakiti6256
    @godknowsyakiti6256 Год назад

    Namata wega sha

  • @madodanankala7503
    @madodanankala7503 Год назад

    Vanhu ava havasi kuona here kuti uyu mpengo zvake

  • @bestwellmugabe6917
    @bestwellmugabe6917 Год назад

    Denga ropindwa nemarii here mkomana uyu ka zvakaoma kutoverenga verse wena

  • @tanakagurajena1258
    @tanakagurajena1258 Год назад

    Ummm pakuzozvicompare naJesu apo..Takonana naMadungwe.
    Nyaya dzeDenga hadzisi dzekutamba nadzo guys.

  • @Elpatron242
    @Elpatron242 Год назад +3

    Munhu anorwara ne njere uyu

  • @philipmgona1504
    @philipmgona1504 Год назад

    Lina linjani kanti🤣🤣🤣...Lifuna uJesu alifaki mpama lonke😂😂😂😂

  • @makonidanies7851
    @makonidanies7851 Год назад

    Madungwe unopenga unofunga kuti mwari ane nguva yekutaura kuti Messi na Ronald akamira sei kkkkkkk handisi kuseka ndakatotsamwa

  • @matildamambiri4016
    @matildamambiri4016 Год назад +2

    Comedian chaiye

  • @securityzeekoevlei5408
    @securityzeekoevlei5408 Год назад

    Uncle ndeipi yamavakuita iyi daimatobatsirao munhu uyo plz

  • @tinashechawatama1981
    @tinashechawatama1981 Год назад

    Huyai ne motor dzenyu makanyarara kkk

  • @Maphakathiinside1703
    @Maphakathiinside1703 Год назад

    No mahn.....messi und ronaldo........but as l said l won't comment 🏃‍♀️🏃‍♀️🏃‍♀️🙆‍♀️

  • @brightonjumbe3243
    @brightonjumbe3243 Год назад +1

    Mapurisa arikupi herinoyi basa

  • @cathrinenyamadzawo5342
    @cathrinenyamadzawo5342 Год назад

    Kkkkkkkkkk haaa Masungwe bodoooo ndashaya simba unzai mota dzenyu😂😂😂😂

  • @solohomkudhinga7930
    @solohomkudhinga7930 Год назад

    zvakaoma mwari pindirai

  • @tawedzerwachakaduka9851
    @tawedzerwachakaduka9851 Год назад +2

    2 ltr and above, zviuye kuna madungwe kkkkkkkk

  • @prospertatendasiziba5976
    @prospertatendasiziba5976 Год назад +1

    Madungwe ngaaende kucleanic zvichrinani plz

  • @3426-y2t
    @3426-y2t Год назад +2

    What if this man is right. I am sure that how Jesus and Noah sounded back then when they spoke about the art and when Jesus spoke about being the Son of God lol

    • @newtondume6730
      @newtondume6730 Год назад

      No no usafananidze benzi nevaporofiti. U don't have to b crazy inorder for u to come from God. U think Jesus was crazy. Kkk. Kuti Mwari vati messi anotamba bhora kupfuura Ronaldo then u think kuti this person is like Noah and Jesus hahaha. Get sleeping tablets

    • @3426-y2t
      @3426-y2t Год назад +1

      @@newtondume6730 Jesus said I am the son pf God and i am sure it sounded very funny at the time lol …..its just a thought 💭

    • @newtondume6730
      @newtondume6730 Год назад

      @@3426-y2t at least the birth of Jesus was prophesized and his deeds and miracles worked very well around the fact that he was the son of the Most High God. Any miracle that madungwe has done to reveal his equivalents to Jesus? Any deeds? Hahaha kutaura bhora about God the Most High nekupledgrr. Ther are high chances this guy is into satanism of some sort. Mwari angataure zvebhora ndewe pasi pemvura.

  • @robbychimwanda3106
    @robbychimwanda3106 Год назад

    Uyo mupengo ngarege kutamba nezita ramwari aaaaaah xiiiii😏🤥

  • @juniorfreedom8775
    @juniorfreedom8775 Год назад +1

    Kana Messi makamuisa pamusoro saka Paradzai Messi muiseiwo

  • @memoryncube8391
    @memoryncube8391 Год назад

    Kkk hanzi profit madungwe it's btr than Jesus Christ

  • @tapiwanashenembire2419
    @tapiwanashenembire2419 Год назад

    aaaaaa gyz kudenga kure

  • @pridemuroyiwa
    @pridemuroyiwa Год назад

    God forbid ,Prophet Madungwe needs URGENT deliverance

    • @denzelkagoro9980
      @denzelkagoro9980 Год назад

      To pray for Madungwe is wasting time,anoda kurowa chaiko

  • @alicybakeki9803
    @alicybakeki9803 Год назад +1

    Kutoda kupiwa zvinhu mahara in the name of Jesus,noo man

  • @DonSiziba-rn8eg
    @DonSiziba-rn8eg Год назад

    Hanzi huya nemota ugopinda Denga 😂😂😂

  • @tawedzerwachakaduka9851
    @tawedzerwachakaduka9851 Год назад

    Uncle mapina mupengo

  • @lytonmuchenje7259
    @lytonmuchenje7259 Год назад

    mface uyo akuita kunge demba

  • @velaphimambweazara171
    @velaphimambweazara171 Год назад

    Idanda iro😂😂😂

  • @tangisainyamuzuwe9549
    @tangisainyamuzuwe9549 Год назад +1

    Ko madii kurapisa munhu nhai. Face yacho inoratidza zviri mudehen'a.

  • @henrylsaiahkunyadini4118
    @henrylsaiahkunyadini4118 Год назад +1

    Vakomana ere mota dzacho dzikudowa baba ere😂😂😂😂

  • @sydiempoperi8883
    @sydiempoperi8883 Год назад

    Haaa uyu uyu uyu wakomanakaaa

  • @franciscamujuru5835
    @franciscamujuru5835 Год назад

    Ummmmmmmm denga rakakumirira mudhara iwe tsvaga mwari nguva ichiripo iwe mdhara iwe usareva zita rajesu pasina iwe siyanai nemunhu uyu uncle pliz anopenga itai zvekubatsira vanhu uncle zvevanopenga izvi hazvisi zvenyu izvi.zvese zvataurwa apa hazvina musoro

  • @babanamaimutopotsi9370
    @babanamaimutopotsi9370 Год назад

    Kutaura na madunge kupedza nguva

  • @aaronmarongedza3439
    @aaronmarongedza3439 Год назад

    regai zvikurirane zvichazoonekwa musi vekucheka

  • @bethelmanyerere7388
    @bethelmanyerere7388 Год назад +1

    Dzopenga idzi😂😂😂🤣🤣

  • @tracykume9689
    @tracykume9689 Год назад

    inyika I nevanhu vavo

  • @queenofthejungle1641
    @queenofthejungle1641 Год назад

    Church yake inombonzi ani sekuru ndoda kuyenda kuservice

  • @viallizikokusvuta
    @viallizikokusvuta Год назад

    Deluded......makutopenga mose.

  • @seanpisirayi8215
    @seanpisirayi8215 Год назад

    Ku Israel tinouraya izvi

  • @previousrubatso780
    @previousrubatso780 Год назад

    Matinyanyira mota hadzina zvekuita nedenga

  • @zim1media332
    @zim1media332 Год назад

    Ko kule how can i dollarise my account

  • @ennifernyarugwe18
    @ennifernyarugwe18 Год назад

    Zvatinazvo topa iwe . Hehehehehe. Iweka

  • @elvismadziva2237
    @elvismadziva2237 Год назад

    Haaaa madungwe Haako kkkkkkkk

  • @tinashenyoni1440
    @tinashenyoni1440 Год назад

    Jesu chapter 19 vs 21 🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣

  • @johnmbanje4318
    @johnmbanje4318 Год назад

    Saint hausiriwe waakupenga here,why wasting time uchitaura nebenzi iro?To you Madungwe,Mwari haaitwe mushohwe naye zvauri kuita izvo.Kune vakazviita kare zvaurikuita izvozvo mhinduro yako uchaiwana zvako.Its a matter of time wait and see..Ukuda kubira vanhu uchishandisa Zita raMwari.Nonsense.

  • @EdwardSibiya-pn1qy
    @EdwardSibiya-pn1qy Год назад

    Zvakaoma hazvo 😂

  • @tarirobvekerwa3242
    @tarirobvekerwa3242 Год назад

    Ende futi sooo

  • @Mr-rightC.Mombeyarara
    @Mr-rightC.Mombeyarara Год назад

    This Madunge is sick ,he needs to see the doctor he might have the cure

  • @liandrachitima7708
    @liandrachitima7708 Год назад

    Madungwe wenyu uyu haaa zvokwadi bodo

  • @zim1media332
    @zim1media332 Год назад

    Sekuru saint soka kunyatso bvudzawo kani kkkkkkkkmakanyanya

  • @violetmakaya6587
    @violetmakaya6587 Год назад

    Baba ava vadiiko kutongerwa murder haa chiiko chakadaro

  • @benietekk5553
    @benietekk5553 Год назад

    I challenge madungwe....haasi prophet mhan ndobatikana nezvaanoita mhan he z jus a begger.....he z poor physically n spiritually

  • @BstAfricanElectronicsSurgery
    @BstAfricanElectronicsSurgery Год назад

    what if prophet is right😆

  • @theodorahgamba9523
    @theodorahgamba9523 Год назад

    Kkkkkkkkk 🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣

  • @maxwelltaranhike9194
    @maxwelltaranhike9194 Год назад +1

    Bro you trivialize your channel with such content...unless you mean this to be a comic relief in which case it's worn out comedy.

  • @bmupinga
    @bmupinga Год назад

    🤣🤣 hameno chootika kwaari

  • @michaeltanaka2702
    @michaeltanaka2702 Год назад

    this is no longer funny guys. apa paakutomhurwa Mwari

  • @rodneytashaya9189
    @rodneytashaya9189 Год назад

    Ko kana aripachokwadi muchinda uyu🤣🤣🤣

    • @tanaboy3010
      @tanaboy3010 Год назад

      😂 zvoitika. Confidence yake pane kwaakubaya chete

  • @precioussita6998
    @precioussita6998 Год назад

    Khule murikupedzerwa nguwa apa he's even think he's better than Jesus 😏

  • @precioussita6998
    @precioussita6998 Год назад

    Kkkkkkk vanotori nechurch ere or varikungoita drama hawo

  • @erisherm.8451
    @erisherm.8451 Год назад +1

    Prophet kudii ko benzi iri. Disgusting

  • @StylesT20
    @StylesT20 Год назад

    2.5 Litre😂

  • @ennifernyarugwe18
    @ennifernyarugwe18 Год назад

    Hauapprovhe zvepanyika asi ukuzvida. Kutodoma mhando dzese dzemota. Shame

  • @Mozambique347
    @Mozambique347 Год назад

    Satan ebva apa chanda chamwari... saint musatipedzara data