Размер видео: 1280 X 720853 X 480640 X 360
Показать панель управления
Автовоспроизведение
Автоповтор
Nyc one team hw many are you watching from South Africa jbg lts gather hr ❤❤❤❤
Mish muhombe sando dzake ngatore👊👊👊
HOYOO FUOR SEASON MIDIA MANYAMA NDAFARA GUYS NGO FOUR SEASON MIDIA NYASI VATIPA MANYAMA HUSHI SIYA LIKE
Four seasons to the world 🌍 ❤❤ show some love 💕🎉 guys vanogona ava
Small house ya Michelle iyo Matemai havadzokeri kumba😅😅😅
Mishie akubata murume zvakanaka kwete mai vekumba vakuabuser murume andti vakati takura bag rako ska vanodei kwaari ndaona vachema pamberi apo nehanzvadz yvo yavakapusisa kudero
haaaa pafamba satan zveshuwa ooohh 😅
Gegegeee, Jati wobatwa sa mambo, uchadzokera kmba hr kkkkkkkkk
Hoyo jartwell ramba kushungurudzwa nhai❤❤❤😂😂😂😂😂🎉🎉🎉🎉🎉
Woyo woyoooo wagona zvako jat kutsaga mainini coz mukadzi wako anokushungurudza
Ehe 😅
Sre kamukadzi kakutibhowa aka
Ozemwahauzive nhamo ina jartwell kumbaukomhawee❤❤❤😂😂😂🎉🎉🎉🎉
Maakungotiuraya nekudzokorora maepisodes ekare taakudawo two episodes pazuva please
Tinashe munhu wemurume kuita makuhwa
😂😂😂
We ❤❤❤u guys gud job ,um loving this muroora ,mese mukundigoner
Team mishy ❤❤❤❤ more fire here
Kúnonoka chete veduwe kokuti muposte everyday 🎉🎉🎉
Yeah hiiiii vanonoka eish
Aiwa 4 seasons murikubvira henyuuu keep it up guys
Jati aendauyo 😂😂😂😂❤
Vamwene ne muroora isvitsei kure guys imbomirayi kuita zvimadrama zvinoperera munzira
Mish une kamwe ka that sooo ❤❤❤❤
Zim makuhwa akutofamba jartwell uchaonekwa❤❤❤😂😂😂😂🎉🎉🎉🎉🎉
Dzokai ne imwe Episode 😅😅😅
Mishi Yaa urimuhombe ❤❤❤❤❤😂😂
Tinashe Tinashe Tinashee siya Jati Tinashee😂😂😂😂😂
Ko mitchel kuzoti maiguru 😂
Four seasons media munogona keep it up
Thank you very much Michie kugona kubata Jati kumuzora mafuta Kkkk Abva apera power
Tinashe é muito bunito 😊
Wangu murume haadaro😂😂😂Matemai venyu ivavo vamurikuti havadaro vanotodaro manje...vakatoonekwa vachitodaro zvamashuwa kkkkk great job guys❤❤❤
Tinashe makuhwa😂😂😂😂😂😂😂ahhhh ❤❤❤
Mishie to the nyanyest 😂😂😂
😂😂😂😂😂😂😂 jati chitoita zvamishy urikubatwa sababa vemba chaivo ...big up mishy challenge that arrogant maiguru
Ozemwa kufurira asi iwe hauna mukadzi 😂😂😂😂😂
Aaaaah bhebhi ririkuda mari yekurukwa musoro wakarukwa kare
Kkkkkkkk matemai 😅😅😅😅
Matononoka
Muroora ndowaunaye heyi 😢
Hokoyooo jati keep on neku small house ❤❤❤❤❤
Paachatanga kusarara pamba uchachema zvako.Jati uyu mukadzi wemusango uyu siya izvi 😂😂😂
Tinashe guhwa haridi murume wangu 😂😂😂
Umm mukadzi uyu mweya wengozi chaiyo yooo kkkk
😅😅😅Small house manyama❤❤
Tinashe makuhwa chii mnhu wemurume ❤❤❤❤
Jati khaaa mmmmm watapirirwa ndapota
Kkkkkk mukoma jati vanyura veduweee vakwenya musoro
Tinashe makuhwa ere 😂😂😂😂
Hahaaaaa Jati vapinda mumaoko akanaka😂😂😂😂
Nyanhanza vanakidzwa nerudo 😂😂😂😂
Muroora pauchaona murume asisarare mumba uchangwara
Hoyooo jati ida ankokudawo kwete kuitwa mbudzi pamba pako
Ko Jati kunjevenjeva kunge munhu arikukama mombe yekuronzerwa kkkkkk
😂😂😂😂 Jati jati unechipo zvako pakuekita APA ummmmm
Netsai haasi kuoneka Wani 😢
I think amai Braii
Watching from SA Capetown ❤
Jatiweto kakupfava kaunobva waita 😂😂😂😂
Thank you l was waiting ko nei mangamakanganwa here nhai 4 season
Sando kuna Michael
Pushai guys but mukobhowa pakunonoka kuburitsa
Jati hoyo anyura kkkkk
Jati anyura. Apinda ne moyo❤❤❤❤❤❤
Jati unodzokerei kumba uchibatwa bho ku small house 😃😃
😂😂😂😂😂😂😂Jati abata musoro parudo wasangana namakuruwani kkkkk
Munoda ayite sey kana anyura ahachadi kuenda kumba kana kubasa jat😂
Matemai vabata gotsi nerudo kkkk
Dimomon remukadzi chairo kkkk
Wakisa mhanza😂😂😂
Ummmm mukadzi waJati anoshota shamhu chokwadi
Murume makuhwa hre augone kunyarara hre 😊
Mitchell you're sparkling mwana, breakfast on bed haiwa Matemai matogarika zvenyu
Nhasi handisi kuenda kubasa
sure zvimwe ngatisazvitora for granted, kana mai vati vanoda kudzokera kumba kwavo vaendesei sure coz hatiziye zvavanosara vachisangana nazvo tisipo
Jartwell Rova mhayiweee anhuwoyeee Aaaayaas ❤❤❤😂😂😂🎉🎉🎉
Saru siyana nemukadzi wajati anozviita anorira manje ndiye acharidzwa na Michelle
Zvinoitika ixvi varooora awa
Mitch uumm anozodzokera kumba here Jati uyu
Munoda ndiiteseiko kana ndanyura jati jati wanyura
Kkkkkk mai jati vanosara kumba uko
Ozemwa furirir😅😅😅
Jati akubatwa samambo hadzokere kumba uyo 😂😂😂😂😂😂
Kkkkkk jati jati
Uyu mukadzi waJat ahasiriye anoactor naTindo wecreation visuals hre
Ndiye
@@prudencemaemba4629 okay thank you my dear zvaigara zvichindinetsa zvang
@@prudencemaemba4629 bcz ndaiona vakafanana kubva pateerera paye ari amwene vasaru
Haaaa muri kubika uchi muri kugonesa
Mish arema kuvharira munhu week rose zvekusatoda kudzokera kumba
Jati wapinda murudo , wakubatwa boe , manje patie akazviziva unopabuda hre
Kkkkkk ndaseka zvangu jati ma1
Jati stand as a man pliz
Shuwa...kupusa kwacho kwanyanyisa
Haaa jati havanatwe here apa
Ndanga ndanzwa nekungotarisira
Kochipfambi zvachinenge chonanika nhaimi 😂😂
Mogona mogona mogona mogona mogona mogona mogona ndati munogona four season media 😅
Ndaapo. Tamirira
Matemai vaxowana rudo chairwo
Ndamufananidziro zvang
FOUR SEASON MIDIA TOKU MBIRA RIMWE KUMA 7:00 PLEASE GUYS
Yaa dai vachikanda ka2 pazuva cuz tym yavanozotora badzi yakareba
Mishi arikutoda jezi uyu anoda kutoramurume
Iwe malaptop siya makuhwa iwe
Mishi good job unogona shaa❤❤
Jati Ari mu love ❤❤❤❤
Mmmmm anoshota shamu mukadzi uyu
Mishi muroora wavhovho kkkkkkkk
Kuchabvika here kwaMitchelle uko Jati with that treatment you getting kkkkkkkkk
Hahaha Four Seasons Media muri kugona zvakanyanya. Jati haachatoendi kubasa, asi Mishy mwari ave newe😂😂😂Tiri kudzidza zvakawanda!

Zim makuhwa akutofamba jartwell uchaonekwa❤❤❤
😂😂😂😂🎉🎉🎉🎉🎉