This is a story about Dan Grego his wife and brother inlaw who cme to dan asking fr house papers and car papers he want to gv them to a person a shark loan who want to give him loan so Dan ddnt buy tge idea and refused although the sister Nyarie was supporting his brother in a deal which most pple end up loosing ther assets wen u fail to meet or pay back the money (keep sharing like comment subscribe)
@gracious mangei7740 taura hako you are absolutely 💯 correct and I agree and endorse the decision you took not to release bhuku remota or mappable emba coz you'll not lose those assets but nemkadzi wacho futi and it would be the same tsanoz who will be telling his sister kuti unga danana nemhunu asina mota arikuroja and iyo sister yacho will forget kuti ndiyo yai supporter brother yake kuti umupe bhuku and title deeds coz when deal goes to shit,then it's your fault for handing over those items but zvikadhakwa it's just your own fault saka ladies in as much as we love you and tolerate your family hama dzenyu should just be satisfied ne sadza ratinovapa and should not come netwuma zheti that have the potential kutinyudza.Nway good job team as always 😀 we love and appreciate your work coz ndimi munoti bvisa stress nekuseka tsanoz kuto dikitira 😆 🤣 😆 🤣 vachimhanya kuda mapepa e zvinhu zvisiri zvavo,very good lesson guys thank 😊 you ❤️.

😂😂 makawajaidza tsano wenyu 😅
did he know that marrying nyarie is a package deal buy 1 get 1 lee free
😂Exactly
To those of us who were waiting for Jah Prayzah.
😂
I am here 😂
😂😂😂ini ndatovhurira izvozvo
😂😂😂😂😂
😂😂😂😂😂
Haaaa Nyarie dzimwe nyaya dzaunotsigira soo hadziite dai ndirini Dan ndaimbokudzoserai kwaMurehwa naLee wako
Kkkkkkkk anoda mwan wa mhamha
Wagwizi mamuisirei matirasisa aah
Baited by the Jah Prayzah pic into watching.
Kanodherera kababa aka
Nyari haa kutsigira Lee zvekupenga zvaari kutaura madhiri acho ane musoro here iwayo 😂😂😂
Dan married Lee not Nyarie😂😂😂😂😂😂😂😂😂
But nyarika 😂😂😂😂😂😂😂guys munonakidza plz more blessing
Lol . The way Nyarie supports Lee, ayas. Hama yemukadzi
Sekai henyu Mukanya chokwadi 😅😅😅😅😅😅😂😂😂😅
Dai wadira Nyarie na Lee mvura kumeso kuti vasvinure. Kkkkkkkk
Razongopera Jah prayzah asina kubuda
Nyari maactero aunoita kungati ndozvauri real life ,ukati hazvisizvo zvauri iwe kkk l give up
Dan Grego anogona acting very cool 🆒 Haana papaz
U ryt anogona zvekuty
Combination iyi inopedza vese vanogona havo
Nyari naLee muri madofo kkk ,Nyari diridza garden utengese zvirimwa upe Lee anoda zvemahara😅
Ko kuzotiisira Wagwizi kuda kutipusisa hr
The fact that there are actually people like this in real life.... saying someone's selfish because they won't give in to ridiculous things 🤦
Ndinoida hanzwadzi inonditsigira kudai 😂🙌🏿
Sister manyama
🤣🤣🤣🤣 Ñyarie na Lee brain dzenyu dzakafanna
Haaa uripama1 Dan kkkkk kurora uku
Dan you're good actor🎉🎉
Lee naNyari haungavagoni kkkkkk
Ma highs and lows kkkk
Dan ari mufire chaimo kkkkkk
Dan anogona uyo
😂😂😂😂😂😂 haa Lee soo
Ku supporter kwa sisi manje kkkkk
Tomboita mahighs and lows 😂😂
ko mrefu wacho aripi amana 😅😅😅😅
Lee naNyarie imboendai kuholiday kumusha Dan ambosara achifemawo please, anogona kungodona nestress yamunomupa
Nyarie the way you support Lee kah ndichapedzesera ndisasakufarira
Aaah tichakusungisai manje nezvamakuita Jah aripi
Hie nyari,Dan n Lee
Kkkkkkk Nyarie kkkkkkk une shuwa here
I'm still waiting for jah prayzah 😢
Leeeeekaaaa ukuda kungwarisa
Dan utoviga bhuku remba nemota unowana zvatorwa naNyari😂😂😂😂
Bho here clickbait, zviri pa advert pic ngazvienderane nezviri muvideo🙃
Fungal, apo I thot Jah ndiye arikuzotora book😂
@@mademoiselle327 😆Danny asatidaro so
Zvamaita kaizvi zvinosungisa, that's fake advertising. Munhu unenge wakaisa chipepa chakanaka wanikwe mukati mune maChunks, aaaaaaaaaaaaaaaaaaaah musadaro Wagwizi arikutsvagei imo mukati asimo? Moda shamu Dai Lee atora book
😂😂ko 800 iyoyo yaida kuzodzoswa nani uye zvadii?Wagona hako Dan waitonyudzwa dàylight
famba dan
Mkaipa guys❤❤❤❤
Kasi ku hre munodiridza ne hose pipe, kwedu unosungwa, kutorara mu kembu🤕🧐
Haaa nyari anotomboda mbama chaiyo anekamuromo Kanenge kapikiri 😂
800... mayuwesi😂😂😂😂
Iwe nyari unopenga ungati Lee apihwe book remota😂
Where is jah prayzah
Brother na Sister vanopenga kurwara nekusafunga nxaaa
Nyarie n Lee hanzvanzi yake anodonha nayo😅😅😅😅 love you guys
Book remota regai Dan aseke funga mushe Nyarie panyaya yebook haridzoke
Well done guys
Nyarie Na Lee 😂😂😂 Brian dzavoo same same sure😂😂😂😂 selfish Dan
Nyarie anofa na Lee,ahaney kuty zvino coaster here or what anofa ne hanzvadzi yake.Chese chinoitwa ba Lee chiribho.❤😂
Dan wafunga kuchnjwa gender hr chbbaa 😂😂😂😂😂
800...ma yuwesi aya😂😂😂😂
Haa matigona was looking for wagwizi
Asi Jah ndiye Loan Shark ?
Lee netie yake 😂😂😂😂😂😂
Kasi Dan uriweku domboshava
Give us another video
😂😂😂😂Dhiri rinochinja munhu wese pano
I’m here for Jah Prayza😢
Where is he?
𝐊𝐮𝐦𝐚𝐬𝐞𝐫𝐨𝐨𝐨𝐨 𝐮𝐤𝐨𝐨𝐨𝐨
Costume designer waLee 😂
❤
Nyari nehanzvadzi yako muri dull😂
Zvinomboitawo ma ups and downs😂
Iyo mhuri yakazungaira😂😂😂
Hanzi ndozvamungatoita kana muripo kk
Where is jah pryzah
Ko Wagwizi havana kubuda wani
Aaaaa Nyari 😂😂😂😂😂😂
Nyari hazvanzi yako inopenga
aaah matuzvi tanga tichida Jah 😢
Elder varikuda book tsano vabuka
MaUS 😂😂😂😂😂
Muchlove❤❤
Comic and nyari musadaro mmmmm
Highs n lows kkkkkkk
Tsano Lee vanoda mbama havo😅
NdoFraud ka iyi 😂
Kuchivhu tinorima zvekuti dhuuu 🎉
First to view an comment❤
Nyari 😂😂😂
Im here for Jar Praiser
Kkkk munondigonera
Hi🎉
But Nyarikaaaaa😂😂😂
Nyari so
Varove nehorsepipe
vamwe vakadzi soo
Iwe Nyari iwe kkkkkk
Dan vadire mvura nehosepipe selfish kudii kwacho😂😂😂😂
Dan
asi iii Lee brugwaa rako kaaaa😂
😂😂😂😂😂😂
❤❤❤❤❤
Kkkkk aaaah akuna tsano vakadaii
Tsanos