tazoenda kwabamnini madzibaba kedha

Поделиться
HTML-код
  • Опубликовано: 26 июн 2024

Комментарии • 98

  • @natashahweru9479
    @natashahweru9479 9 дней назад +39

    Anotii lee chibaba isa like haaa leee uri mukuru ndatie hadzi munouya manheru madzimai chhiiiiko tererai mweya

  • @user-gk7no7tx9n
    @user-gk7no7tx9n 9 дней назад +12

    Mukadzi uyu ane kamwe ka that so...beautiful

  • @WalterTinashe-tz1vj
    @WalterTinashe-tz1vj 9 дней назад +8

    Kkkkk ndirikuwona munhu akapfeka zvebrown arikuti come come kkkk

  • @nomutsatichaonamarewo5027
    @nomutsatichaonamarewo5027 7 дней назад +3

    hanzi mota haitengwe kunge urikutenga chingwa kkkkkk

  • @providekhoza
    @providekhoza 8 дней назад +3

    Mweya uripa tight maskat

  • @fanuelvillageofhopezimbabwe
    @fanuelvillageofhopezimbabwe 9 дней назад +6

    I'm happy your subscriptions are growing

  • @winniematema5913
    @winniematema5913 4 дня назад

    Kkkkkkkk Hanzi Mwari vanoda kupihwa nguva

  • @kennethmasuku647
    @kennethmasuku647 9 дней назад +6

    😂😂😂 ko imi madzimai hamuna kunzwa here kuti munouya kumba hezvo masvika mweya wakawandirwa masikati kkkk muchaita sei manje

  • @user-fk1pu7uf3i
    @user-fk1pu7uf3i 7 дней назад +1

    Lee haikona kutambisira vanhu nguva. Mother mungwarire kubatwa na Lee manheru amurikunzi mozouya kumba ❤❤🎉🎉

  • @user-we7qf6ny2v
    @user-we7qf6ny2v 8 дней назад +2

    Leeee kaa kkkkkk hanz tsananguro dzcho todziita sei makapfeka trouse

  • @ngonidzashemarisa-jp9bx
    @ngonidzashemarisa-jp9bx День назад

    bvumai murume ane brown amai arikuonekwa mumweya kkk

  • @theeSonofGrace
    @theeSonofGrace 9 дней назад +3

    Hanzi arimumweya akapfeka brown arikungoti come come😂😂😂😂😂ayyyy ndaseka ini😂🤣🙌🏼

  • @user-cb7xn1pd4x
    @user-cb7xn1pd4x 4 дня назад

    Mweya masikat unenge wakawandirwa kkkk

  • @pappamzansi
    @pappamzansi 3 дня назад

    𝐌𝐚𝐝𝐳𝐢𝐦𝐚𝐢𝐢𝐢 𝐤𝐮𝐢𝐭𝐚𝐚𝐚 𝐤𝐮𝐠𝐥𝐨𝐰𝐞𝐫 𝐦𝐮𝐳𝐮𝐯𝐚😅

  • @fadzaimacharaga98
    @fadzaimacharaga98 9 дней назад +4

    Kurara ndega ndomuka ndega😅

  • @GwynnethMutsata
    @GwynnethMutsata 9 дней назад +2

    Kuzviita sei zvii😂😂😂

  • @ngonidzashemarisa-jp9bx
    @ngonidzashemarisa-jp9bx День назад

    kkkkkkkkkk leroy kah mweya wava nemasai sai here kk zvekuti unoda manheru kusina vamwe varikushandisa

  • @stellamangwiro
    @stellamangwiro 5 дней назад

    😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂Haaa bamunini, l give up....

  • @bryankasunungure3286
    @bryankasunungure3286 8 дней назад +1

    Hanz munhu akapfeka brown akut huya kkkkkkk😂😂😂

  • @Mai_Tata
    @Mai_Tata  9 дней назад +9

    Please subscribe thank you so much for watching

    • @user-qs5ms4zn3x
      @user-qs5ms4zn3x 9 дней назад +3

      Mai Tata ndoraiita kut vanhu vakasire kuziva cz mai Tata rinenge rava famous maonero angu

    • @JuliusMusemwa
      @JuliusMusemwa 9 дней назад

      Munogona team keep It up

  • @blessingbilliat5177
    @blessingbilliat5177 7 дней назад +1

    😂😂😂😂leee aiwa ndabho newe
    Kurara mega kuneiko nhai madzibaba Trous futi 😊

  • @EtronMotorz-ct6ur
    @EtronMotorz-ct6ur 9 дней назад +1

    Arikungot come come 😂😂😂

  • @rutendogudyanga8875
    @rutendogudyanga8875 8 дней назад +1

    Mweya masikati unenge wakawandirwa 😂😂😂😂😂😂

  • @ashtonnyambudzi8744
    @ashtonnyambudzi8744 9 дней назад +1

    😂😂Hanz arikut come omg

  • @Fire_Dripper
    @Fire_Dripper 9 дней назад +1

    Mweya unenge uripa tight🤣🤣😂

  • @user-zm4nv8gb4q
    @user-zm4nv8gb4q 8 дней назад

    Mota haitengwi kunge chingwaka😂😂

  • @user-ql4mw7ue1y
    @user-ql4mw7ue1y 3 дня назад

    Madzibaba vakushungurira kutoita tuhasha😅😅😅

  • @josephhwengwere7064
    @josephhwengwere7064 9 дней назад +1

    Shave redivisi😂😂😂😂😂

  • @MoeDev-rw7hu
    @MoeDev-rw7hu 9 дней назад +1

    😂😂 Hilarious!

  • @nyashamavhudzi1616
    @nyashamavhudzi1616 9 дней назад +1

    😂😂😂😂😂😂😂shavi rese rekuti kwese kwawanzwa kunamadzibaba woyenda rinopera

  • @cynthia2570
    @cynthia2570 9 дней назад +2

    Brown yacho inenge iri pakasiyana kune yesuit koita formal chete isina bhachi 😂😂😂😂👐🏾

  • @Chiefwidzo
    @Chiefwidzo 8 дней назад +1

    Yeeee comic elder

  • @advellasister9172
    @advellasister9172 9 дней назад +1

    😂😂😂 hanzi mweya unenge wakawandirwa

  • @MrTaon12
    @MrTaon12 8 дней назад +1

    Munhu haauyi akapfeka trousers. Unozviitasei ipapa😂😂😂

  • @user-zx5op3yk5n
    @user-zx5op3yk5n 9 дней назад +1

    Kkkk mweya unenge uri pa tight lee kah

  • @user-vm1cz6fk3q
    @user-vm1cz6fk3q 8 дней назад

    Well Done ❤❤❤

  • @user-we7qf6ny2v
    @user-we7qf6ny2v 8 дней назад

    Ndopanotangira kusagudzikana ipapo kkkkk hanz Mota haitengwi sechingwa

  • @mildredzinhema1123
    @mildredzinhema1123 8 дней назад

    😂😅😂mai tata murikurasika papi😂😂😂😂

  • @IrineMasese-pp3ro
    @IrineMasese-pp3ro 8 дней назад

    Among all the prophets mungaendawo Kuna Leee here 😂😂😂😂

  • @user-ld8dt2xy5f
    @user-ld8dt2xy5f 8 дней назад

    Mweya unouya manheru comic elder

  • @TindopMukaro
    @TindopMukaro 9 дней назад

    😂😂😂 leee to the fullest arikuona munhu akapfeka zvebrown❤❤❤❤

  • @rutendogudyanga8875
    @rutendogudyanga8875 8 дней назад

    You gained a follower 😂😂😂😂😂😂

  • @WinnieMoses-uo5hv
    @WinnieMoses-uo5hv 8 дней назад

    Kkkkk wazondisetsa 😂😂😂😂😂

  • @user-qm1ph9wz4c
    @user-qm1ph9wz4c 8 дней назад

    😂😂😂 Mweya unenge uri patight masikati saka munouya manheru

  • @IdahKampamba
    @IdahKampamba 8 дней назад

    Kkkk hanzi huyai kumba namadzibaba kedha

  • @shelterpamire5215
    @shelterpamire5215 9 дней назад +1

    Bamnini Kedha venyu ava😂😂😂

  • @JAY796.
    @JAY796. 9 дней назад

    😂😂😂😂😂 mukunamatira zviri pachena

  • @TadiwaGodwin
    @TadiwaGodwin 9 дней назад

    Hnzi tsananguro todzivaka sei😅😅

  • @beaulartambwanaye8312
    @beaulartambwanaye8312 9 дней назад

    Mwari anoda kupihwa nguva 😂😂😂😂😂😂😂

  • @NyashaNhinga
    @NyashaNhinga 9 дней назад

    😂😂😂 Ayas

  • @user-bo8fg2nd6l
    @user-bo8fg2nd6l 8 дней назад

    kurara ndega ndomuka ndega😂

  • @clemencefombe7542
    @clemencefombe7542 8 дней назад

    😂😂😂😂hanzi ndoshavi redivisi

  • @sarudzaizvoma7569
    @sarudzaizvoma7569 9 дней назад

    😂😂😂😂😂brown sutu 😅😅😅😅brown iripakasiyana

  • @pelagiamuguti8693
    @pelagiamuguti8693 7 дней назад

    😂😂😂😂comic ndiye ane brown wacho.

  • @Shonny-gy9yk
    @Shonny-gy9yk 4 дня назад

    🎉😂😂

  • @TynorKays
    @TynorKays 8 дней назад

    Ummmm yu are too much 😂

  • @user-fx1du8wk9s
    @user-fx1du8wk9s 9 дней назад

    Lee lee lee how many times did i call you 😂😂

  • @memoryd5233
    @memoryd5233 9 дней назад

    Iiii hakuna munhu akadai 😂

  • @MakahManiki
    @MakahManiki 9 дней назад

    😂😂😂😂😂 manheru kkk

  • @lydiamazengwa703
    @lydiamazengwa703 8 дней назад

    😂😂😂😂 aaaa madzibba zvatova zvekuda mkadzi kaa izvii

  • @pedzisainyamayaro
    @pedzisainyamayaro 9 дней назад

    Madzibaba Kedha vakati munouya manheru masikati mweya unenge wakawandirwa 😂😂😂😂😂😂

    • @Mai_Tata
      @Mai_Tata  9 дней назад

      Kkkkkkk anopenga uyu

  • @brightonmatinyadza4187
    @brightonmatinyadza4187 4 дня назад

    😂😂😂😂

  • @TrynosTamwaika
    @TrynosTamwaika 6 дней назад

    😂😂😂

  • @blessedsiwawa2672
    @blessedsiwawa2672 2 дня назад

    😂😂😂😂😂😂

  • @innocentmupedzisi9009
    @innocentmupedzisi9009 9 дней назад

    Munhu arinani kkkk

  • @raykaruru1144
    @raykaruru1144 8 дней назад

    Brown yacho ndiye

  • @sheanotidamazarira5975
    @sheanotidamazarira5975 9 дней назад +1

    😂😂🔥🔥🔥🔥

  • @user-rj6fe7mi4w
    @user-rj6fe7mi4w 8 дней назад +1

    Kkkkkkkkkkkk😂

  • @sandisiwendimande6336
    @sandisiwendimande6336 9 дней назад

    Amai ava vanatwoowo

  • @EnnahGeza
    @EnnahGeza 8 дней назад

    Kkkk lee soo

  • @MichaelFisher-xl6nh
    @MichaelFisher-xl6nh 8 дней назад

    Leeroy 😂

  • @user-bi9xt7vr7r
    @user-bi9xt7vr7r 9 дней назад

    Chibaba ichiii

  • @RonaldMutumbi
    @RonaldMutumbi 9 дней назад +1

    Kkkkk

  • @JuliusMusemwa
    @JuliusMusemwa 9 дней назад

    Iwewe mupofita unoda shamhu

  • @EnnahGeza
    @EnnahGeza 8 дней назад

    Tsanangudzo hanzi hadzivakike maskati

  • @user-gh4iw3dd5i
    @user-gh4iw3dd5i 9 дней назад

    But Comic usazodero 🤣🤣🤣

  • @davidkakome-go9qh
    @davidkakome-go9qh 9 дней назад +1

    Lee usadaro kumasowe uko

  • @takundamatesamwa371
    @takundamatesamwa371 9 дней назад

    😂😂😂😂😂 🙌

  • @RonaldMutumbi
    @RonaldMutumbi 9 дней назад +1

    Comic elder @large

  • @user-sp8vk5jq3f
    @user-sp8vk5jq3f 9 дней назад

    Kkkkkkkk😂😂😂😢😢😢😢😅😅😅

  • @romeogasa
    @romeogasa 9 дней назад

    🤣🤣🤣🤣

  • @SpojarSpojar
    @SpojarSpojar 9 дней назад +1

    comic elder 🧓❤️

  • @blessingmbwando9922
    @blessingmbwando9922 9 дней назад

    Mango dzatokura

  • @beaulartambwanaye8312
    @beaulartambwanaye8312 9 дней назад

    😂😂😂😂😂😂😂😂🎉🎉🎉🎉🎉

  • @belindakaseke4466
    @belindakaseke4466 9 дней назад

    Aaaaaaah😂😂😂😂😂😂😂😂

  • @user-wl3jf6dd5q
    @user-wl3jf6dd5q 8 дней назад

    Leee usadaro wanga wakuda babie

  • @CollenNjinja
    @CollenNjinja 6 дней назад

    𝑪𝒉𝒊𝒃𝒂𝒃𝒂 𝒊𝒄𝒉𝒐𝒐𝒐𝒐 𝒄𝒉𝒐𝒑𝒆𝒅𝒛𝒂 𝒛𝒗𝒆𝒊𝒑𝒂𝒑𝒂

  • @TadiwaGodwin
    @TadiwaGodwin 9 дней назад +1

    Kkkk

  • @mazvie
    @mazvie 9 дней назад

    😂😂😂😂