MUKADZI ANOTI MURUME HAAMUBATEWO MURUME OTI ENGINE YAKE HAICHASHANDE

Поделиться
HTML-код
  • Опубликовано: 25 окт 2024

Комментарии • 336

  • @eunamasanganise2674
    @eunamasanganise2674 6 месяцев назад +8

    Mambo hamugone kutonga zvachose. Hamuna wisdom.

  • @patiencemunyongani5993
    @patiencemunyongani5993 6 месяцев назад +6

    Mambo awa wakeneta haa vakomana was Hawadi kusekurerwa this beautiful young girl life is at stake. makaneta mambo apa panoda inzwi chaiyo rine authority.imi wadare ndimi murikusekenyeka ndosaka wasungwa wachikudheererai.i like chief Nyamaropa

  • @tawandamapfunde8386
    @tawandamapfunde8386 6 месяцев назад +16

    Dare renyu rinonyengerera Vakomana munhu aruda kutomborohwa uyo

  • @tichatongavareta3677
    @tichatongavareta3677 6 месяцев назад +17

    Ha veduwe whoever appointed this chief should reconsider his decision hapana zviripo apa

  • @KossumNyoni
    @KossumNyoni 6 месяцев назад +14

    Mambo ibvayi pachigaro. Hamuzivi zvamunoita ....imboendayi kaaChogodora munoona Kuti kunotongwa cy

  • @davisonjanhi3864
    @davisonjanhi3864 6 месяцев назад +7

    Mambo tongai nyaya kwete kuda kunzwira mharapatsetsetse tsitsi .Dai mune mwana wenyu musikana anzarwo maidi?

  • @PortiaNyadombo
    @PortiaNyadombo 6 месяцев назад +1

    Nyaya yaida Chigodora iyi

  • @patiencemunyongani5993
    @patiencemunyongani5993 6 месяцев назад +6

    Mambo awa wanonzwisa hasha chaidzo nxcaaaa

  • @fearlesschisipochinyi4558
    @fearlesschisipochinyi4558 6 месяцев назад +1

    Mambo ivai serious imi...hamuna kana njere nxaa.. siyai mwana wevanhu adzokere kumba kwavo..

  • @OrchardMupaso-ix7np
    @OrchardMupaso-ix7np 6 месяцев назад +3

    Hapana zvirikutongwa apa,ngavasiye zveushe izvi

  • @CarolineMaganyani
    @CarolineMaganyani 6 месяцев назад +1

    Chief vabhadharwa avo

  • @AnitaMavotsa-dw6ec
    @AnitaMavotsa-dw6ec 6 месяцев назад +3

    Kamurume aka katsambarafuta kachimbwa kemunhu kanoda kurohwa arikutora advantage yekti haana kubvisa pfuma ndaabvise damage

  • @shava-k5j
    @shava-k5j 6 месяцев назад +4

    Chief uyu ndaachangamuka, dare rake rakavata

  • @stewartmazambani6772
    @stewartmazambani6772 6 месяцев назад +7

    Uyo haasi murume akakwana akazingaira

  • @ColletaMatongo
    @ColletaMatongo 6 месяцев назад +2

    Mambo ava chiiko nhaimi havaonewo zvinoitwa nanaChigodora here

  • @ValerieSibanda
    @ValerieSibanda 6 месяцев назад +2

    Mambo uyu veduwee, hapana zvozivikanwa, hurumende ngaiongorore

  • @maynardkunaka6471
    @maynardkunaka6471 6 месяцев назад +1

    Why your camera is only focused nevari kutongwa bedzi asi mambo havadi kubuda patv here

  • @SolomonMhute
    @SolomonMhute 6 месяцев назад +15

    Mambo uriduzvi , ibva pachigaro

    • @cmtorcidatorcida4334
      @cmtorcidatorcida4334 6 месяцев назад

      kkkkkkkkkkkkkkkkkkkkkk

    • @malvernchinyemba6541
      @malvernchinyemba6541 6 месяцев назад

      Mambo is still munguva yekare, haakoshese mwanasikana, nxaaa anode kumitisirwa wake😢😢😢

  • @Rene-u5r
    @Rene-u5r 10 дней назад

    Svuguruuuhhh mbuya munenge magona

  • @AnnahTichabaiwa
    @AnnahTichabaiwa 6 месяцев назад +2

    Mambo mazvitadza

  • @lorettachogugudza-kn1vb
    @lorettachogugudza-kn1vb 6 месяцев назад +3

    Ndipo pandinoda hangu chief Nyamaropa ini ava mambo haagone kutonga

    • @cleofay9346
      @cleofay9346 6 месяцев назад

      Taura zvako kana chief Bushu naChief vekuchiweshe vaya Dai vagadzirisa kwazvo kwete izvi

  • @DzingaiOtisGarariza-lh3zd
    @DzingaiOtisGarariza-lh3zd 6 месяцев назад +3

    Hapana mambo akadayi ummmm

  • @locardiampofu-jz3tp
    @locardiampofu-jz3tp 6 месяцев назад +1

    Dai ari mutasa atukira kure uko benzi rakadai roda kurohwa❤

  • @Tachiesreen5717
    @Tachiesreen5717 6 месяцев назад +1

    Dremas murikuita zvemaskits anonakidza chaiko kķkkkk

  • @Admire-pl7ou
    @Admire-pl7ou 6 месяцев назад +4

    Mambo zvinenge zvinovaremera zvekutonga

  • @Rene-u5r
    @Rene-u5r 10 дней назад

    Amboita mutoriro here mwana uyu. Arikuzvirovereraka uyu. Kusiya vanhu kumba anenge aine zvaari kutiza nekuviga zvinhu zvaari kuziya. Wakambomubatirei nhasi woisa barrier pamubhedha

  • @AllsonNgwarati
    @AllsonNgwarati 6 месяцев назад +1

    Mambo tongai zvazvirikani zviripamutemo ka chete makaenda

  • @lucillemukunyadzi6914
    @lucillemukunyadzi6914 6 месяцев назад +3

    Chief anogona kunge akatengwa.

  • @getrudekaravina6371
    @getrudekaravina6371 6 месяцев назад +1

    Dare rema goo

  • @MusaMachaya
    @MusaMachaya 6 месяцев назад +7

    Ukaona vanhu vorara padare zvinoreva kuti dare harina vatongi uye chief haana njere zvachose anoda rubatsiro

  • @AnitaMavotsa-dw6ec
    @AnitaMavotsa-dw6ec 6 месяцев назад +1

    Ajaira kurarwa nezvidhoma zvake

  • @ClarahNyakabau
    @ClarahNyakabau 5 месяцев назад

    Endayi nenyaya iyo kumweeeee aaaaaah

  • @mollensaungweme1188
    @mollensaungweme1188 6 месяцев назад +5

    Mukomana uyo murume wechikwambo ajaira kurara nezvikwambo zvake

  • @shumzaali714
    @shumzaali714 6 месяцев назад +5

    Murisei mese

  • @ChristinaMudimu
    @ChristinaMudimu 6 месяцев назад +11

    Hakuna here umwe mambo uyu hapana zviripo

  • @kivarichuma9375
    @kivarichuma9375 6 месяцев назад

    Mambo ava havazive kutonga fullstop

  • @yayaedgun7664
    @yayaedgun7664 6 месяцев назад

    Drewmas mukapota muchitiratidza zvakadai haa azvifambi mushe .toda nyaya dziriserious

  • @ShediMpofu
    @ShediMpofu 6 месяцев назад +1

    Murikuregerera vanhu

  • @nomsanyika151
    @nomsanyika151 6 месяцев назад +1

    Drewmas media potai muchitiratidza face yamambo tivazive ndevekupiko mambo ava,mupari wemhosva angabvunzwe zvaanoda here ipai mutongo chete munhu adzidze than kumunyengerera kwamurikuita,Chief Bushu,Nyamaropa,Makope huyai mutonge nyaya iyi pliz,dai yatopera kare kare nyaya iyi

  • @aggie2577
    @aggie2577 5 месяцев назад

    Mambo awa iduzvi awa ngawabve pachigaro

  • @MuneniMutsatsa
    @MuneniMutsatsa 6 месяцев назад +4

    Hezvoo zvaari mahubwe

  • @TerrenceMundowa-mz1rt
    @TerrenceMundowa-mz1rt 6 месяцев назад +2

    Mambo hapan chinhu rombe

  • @hugginsrue1442
    @hugginsrue1442 6 месяцев назад

    Mambo ava idofo...gogo endesai munhu kune vamwe mambo vakarongeka kwete matakanyanya aya

  • @bashona2022
    @bashona2022 6 месяцев назад

    Shasha irikutoita sendiyo yakazvitakura nxaaah, mambo ava Havana capacity yekutonga nyaya idzi

  • @MikeChari-li1us
    @MikeChari-li1us 6 месяцев назад +1

    KO damage inorehwa na Gogo KO vana Baba havapo here,,mambo musadero munokanganisa dare renyu.Makuchaja damage ndimi Baba vacho here.

  • @balsamtrees
    @balsamtrees 6 месяцев назад +3

    Mchinda AKAROMBA ne “crank shaft” uyu,ahhhhh😂😂😂😂

  • @nyaradzoneddie7879
    @nyaradzoneddie7879 6 месяцев назад

    Chief Ngezi imboendai kumalessons

  • @Rene-u5r
    @Rene-u5r 10 дней назад

    Utikwanire wakambomudirei. Kukwidza munhu ndege yemashanga. Ndimi vanhu munozoitwa panel beat imi. Kunamwa panobvinza ndookwauri kutsvaga iwe mukomana. Tikwanire please. Eheka handiti anzi ane mumwe mukadzi here

  • @yayaedgun7664
    @yayaedgun7664 6 месяцев назад

    haaa dare rinodheereka iri.

  • @PreciousMbadzo
    @PreciousMbadzo 6 месяцев назад

    Mkomana anodherera uyo dai vari chief Nyamaropa aisadaro

  • @lucillemukunyadzi6914
    @lucillemukunyadzi6914 6 месяцев назад

    Ambuya vacho varikusekei? Tongan maintenance nokuti kutaura zvisina basa.Newewo musikana just bvuma kurambwa.

  • @MableMatenga
    @MableMatenga 6 месяцев назад +1

    Haaa mambo ava shuwa obvunza kt toita sei Ivo vanhu vauya kuzotongwa

  • @MariaGono-gt8vz
    @MariaGono-gt8vz 6 месяцев назад

    Nice one. Apa hapana kumbowanzwa minamato necrew.

  • @shepherdchuma801
    @shepherdchuma801 6 месяцев назад

    Mambo too soft

  • @lynglobal
    @lynglobal 6 месяцев назад +1

    Dare iri rinenge mahumbwe. Mamwe matare munhu anotongwa kwete Zvaano kwanisa.

  • @RozinaTeedzayi
    @RozinaTeedzayi 6 месяцев назад +4

    Chief ndare renyue hamugoni kutonga munokurudzira chihure munonyengerera watongwi ndosaka muchitonga nyaya dzakadai dzakawanda padare renyu .ipai mutongo unorwadza .wana wachamitiswa wakawanda wachisiiwa

  • @TsitsiNyamapanda
    @TsitsiNyamapanda 6 месяцев назад +1

    Dzava ngaya 3 dzandaona dzaporongwa namambo uyu🤗Yoh uyu anotonga akadhakwa uyu😂

  • @ClementTahuona
    @ClementTahuona 6 месяцев назад +1

    Drewmas batsirai mambo uyu coz akafa achifa uyu

  • @washingtonsandi4404
    @washingtonsandi4404 6 месяцев назад

    Ndirikuona sekunge mfana wekumitisa uyu ihama ya Chief. Kuenda kudare rakadai kupedza nguva. Zvitorinani kutora mutemo woisa mumaoko ako. Kana kuri kumukwatura mfana uyo kwakutongoita izvozvo.

  • @tendaichakupa
    @tendaichakupa 6 месяцев назад +1

    Haa mambo vedu ava ndavadhaira mupanda. Vese vanoda kuramba vana vevanhu vachangomhanyira kwavari votaura zvavo ngano.

  • @nomusamurima6326
    @nomusamurima6326 6 месяцев назад

    ehee uyu mambo haazive chnhu

  • @nomsamajola1407
    @nomsamajola1407 6 месяцев назад

    Mambo havaziwi nyaya awo

  • @lucillemukunyadzi6914
    @lucillemukunyadzi6914 6 месяцев назад +8

    This chief is not doing his job.

    • @jahtotomrmorefire9921
      @jahtotomrmorefire9921 6 месяцев назад

      Haazive zvaanoita uyu he is useless anoda kumboenda kunoona panotongwa nyaya not zvaanoita izvo zvekupenga

  • @LivisonChimoni
    @LivisonChimoni 6 месяцев назад +3

    Mukati chief uyu hasi weku china here hagoni kutonga

  • @locardiampofu-jz3tp
    @locardiampofu-jz3tp 6 месяцев назад

    Ndofunga mambo vanofanira kuita .ma lesson vachiona vana chigodora

  • @CarolineMaganyani
    @CarolineMaganyani 6 месяцев назад

    Chief tongai nyaya kwete kutamba nebasa

  • @AriyekaSagwete
    @AriyekaSagwete 5 месяцев назад

    Hapana zvedare apa nxa

  • @cleofay9346
    @cleofay9346 6 месяцев назад +1

    Uyu mukomana uyu anoda zenya chairo kuda kutambisira vanhu nguva nxaaa.saka mambo matotonga nyaya so😂

  • @mosesmarara798
    @mosesmarara798 6 месяцев назад

    Wisest chief I have come across. But why is the gogo claiming damages. Is she the father to the girl?

  • @tinochikowore1463
    @tinochikowore1463 6 месяцев назад

    Inomira sei iwe uchiisa blanket pakati iri dununu haridii musikana chief chief tongai nyaya mobvunza munhu ane mhosva kti unoda kubhadhara marii

  • @EvenKadyauta-dm9dq
    @EvenKadyauta-dm9dq 6 месяцев назад

    Mambo kanjivamutondoro chaiko

  • @davisonjanhi3864
    @davisonjanhi3864 6 месяцев назад +5

    Gonai kutonga nyaya kwete kusupporter varume vanongorara nevana vevanhu vachisiya

    • @takawiramarufu6576
      @takawiramarufu6576 6 месяцев назад

      Ko roora rinobviswa kuna gogo zvadii.Ko kare kwaibviswa mombe 4 dze damage here dzedanga dzaizoita ngani

    • @nomsanyika151
      @nomsanyika151 6 месяцев назад

      ​@@takawiramarufu6576madamages agara anodhura but mombe dzinobviswa 3

  • @Chamu73
    @Chamu73 6 месяцев назад +2

    Mambo how can you be too soft like this muchinyengera mufana uyu

  • @wellssimbili2750
    @wellssimbili2750 6 месяцев назад +1

    Ko mutongi varikunyengerereyi pamumfana uyu,chikwadi nguva yamapedza iyi muchingomibvunza achiita sedzenga ,musadaro ana mambo tongayi Sambo.

  • @primrosekofa3648
    @primrosekofa3648 6 месяцев назад

    Uyu mambo havaki nyika ba yohwee .....

  • @witnesschivhiya252
    @witnesschivhiya252 6 месяцев назад +4

    Chief hapana chozikanwa , mu 2000 uyu

  • @cuthbertmudimu1705
    @cuthbertmudimu1705 6 месяцев назад

    Chief dzidzai kutonga nyaya zvakanaka

  • @KnowledgeZhira
    @KnowledgeZhira 6 месяцев назад

    Haaa chief avo vakatonhora nyaya iri pachena kudai

  • @WonderMukuwe
    @WonderMukuwe 6 месяцев назад

    Mambo matongere enyu achiri.kumashure handibvunzi munhu zvekuita ASI munomuudza zvekuita nemutongo wako íwe mambo

  • @tawandamapfunde8386
    @tawandamapfunde8386 6 месяцев назад +1

    Mupeyi room muripo mese

  • @KaliKalia-rr2eu
    @KaliKalia-rr2eu 6 месяцев назад +1

    Mambo ngezi ndageza mawokoo ndiyani akavagadza munhu akaparamhosva mutongoo wacho unotopara imwe

  • @mationisamuel6486
    @mationisamuel6486 6 месяцев назад

    Chief nedare racho zvese zviri weak.Hamugone mese kutonga kunze kwababa 1 vanendebvu avo

  • @getrudekaravina6371
    @getrudekaravina6371 6 месяцев назад

    Mambo muri duzumam

  • @tariroleviechikomo8813
    @tariroleviechikomo8813 6 месяцев назад

    Akamitiswa nemurwere wepfungwa

  • @godwinchiutsi9183
    @godwinchiutsi9183 6 месяцев назад +1

    Vakadzi varipapo hamusati mamboitirwa zvakaitirwa gogo avo. Hindava muchitaura nezvemombe one, mandibhowa zvekuti.

  • @shepherdchaguma8289
    @shepherdchaguma8289 6 месяцев назад +1

    Kuita nyaya dzinopera zvakangonaka drewmas taneta nekuona ma program asiri kupera sei muchititambisira data imi.

  • @HovaCarryen
    @HovaCarryen 6 месяцев назад

    Mambo avo murovi wemagitari .aiva muimbi akambodaro panyaya iya yesabhuku futi .saka mungatora macheso womupa nyembe womuti chitonga .hauwawo munoswera makuimbirwa padare .ipai mambo avo band vanotandadza vanhu pamubaira apo

  • @agnestafa9579
    @agnestafa9579 6 месяцев назад

    Kuripa hazvineyi kuti unoiwana here or no uye due date rekubhadhara. Uyo mukomana anototdada zvake. Haachada kungomutisa

  • @MusaMachaya
    @MusaMachaya 6 месяцев назад +7

    Drew'mas media musatipa machife akadi nonsense

  • @nomusamurima6326
    @nomusamurima6326 6 месяцев назад

    ana bhangu havana musoro

  • @fungaimurasiki4989
    @fungaimurasiki4989 6 месяцев назад

    Haaaa Mambo vakaneta zvavo ava, ko havaonewo here zvinoitwa naNyamaropa…ndatotadza kuipedza nyaya yacho😫

  • @NyaradzoChihumwi
    @NyaradzoChihumwi 6 месяцев назад +1

    Yoo haaa zvakaoma shuwa uuuuummmm

  • @godwinchiutsi9183
    @godwinchiutsi9183 6 месяцев назад +1

    Apa arikungozhinyazhinya chete. Saka vanhu vachizoenda ku n'anga kundotsvaga mushonga wekuti asazoita mwana zvakare kana isazomira zvakare.

  • @GarikaiJohn-bt1xs
    @GarikaiJohn-bt1xs 6 месяцев назад

    Uyu mambo anotora zvinodhaka chete

  • @pamelamoyo6737
    @pamelamoyo6737 6 месяцев назад +1

    Mambo avo ibenzi nxaa

  • @andrewmazungunye8800
    @andrewmazungunye8800 6 месяцев назад

    Varume varikutonga varikutonga vachitofunga kuti vawanawo mukanasei wokutokambura mwana uyo, varikutotadza kubata bharanzi uyo.

  • @plaxedeschangorora6066
    @plaxedeschangorora6066 6 месяцев назад

    Mambo ava mudunhu moramba vanhu vachipara mhosva uyu mukomana itai zvekuto roya gogo ngapenge chifambe chiri panze,siyanai na Mambo uyu idzuzvii,itai zvekuroya munhu

  • @kivarichuma9375
    @kivarichuma9375 6 месяцев назад

    Mambo ava vakadhakwa kubvunza zvisina basa vanege vasina kubereka handei pa Chigodora zvedu

  • @jerrieychitsinde7871
    @jerrieychitsinde7871 6 месяцев назад

    Mfama akaromba uyu...hzvtaurike akanz usarare nemkadzi wkoo...hpna chimwe

  • @NomatterRinomhota-tq1rw
    @NomatterRinomhota-tq1rw 6 месяцев назад +1

    Chief matadza kutonga munhu haabvunzwe zvido zvake kunyanya zvinoda chief Nyamaropa manje mwana wevavaridzi haisi hanzvadzi yako kuvana kana kushaya hazvina basa ngaabvise kutadza kwake zitsotsi remurume richakupedzerai vana sikana achivaramba