Westhood: Murume akanwisa vana muchetura achibva azviuraya mushure mekunge anzi vana havazi vako

Поделиться
HTML-код
  • Опубликовано: 8 май 2023
  • Westhood: Murume akanwisa vana muchetura achibva azviuraya mushure mekunge anzi vana havazi vako

Комментарии • 91

  • @dudutaziweya3349
    @dudutaziweya3349 Год назад +1

    Mother muri kugonesa bass. Keep it up 👍

  • @cleofay9346
    @cleofay9346 Год назад +3

    Thank you vese vakabatsira vana ava👏👏👏

  • @rufaromorosi8249
    @rufaromorosi8249 Год назад +2

    thank you vese vakabatsira❤ beer brings English in green tshirt 🎉🎉

  • @ruvachazika1223
    @ruvachazika1223 Год назад +9

    Kana pakafa baba chete tinotenda mwari munhu kana afunga kufa ngaafe ega kwete kuda kuuraya mwana asina chaanoziva

    • @user-mf5vn5pf9s
      @user-mf5vn5pf9s 25 дней назад

      Raising 3 kids of not your blood is not a joke...dont judge him.

  • @jeniphermadyangove6140
    @jeniphermadyangove6140 Год назад

    Thank you Mai Tawana nerudo nekumhanya mhanya kwamakaita nevana kuHarare hospital tinotenda ❤❤❤

  • @tausamhiri9709
    @tausamhiri9709 Год назад +1

    May God vese vakabatsira kuti vana vararame, manurse epa Westwood uye vakabatsira nemota... Respect

  • @logykays2673
    @logykays2673 Год назад +1

    Thank God for vana

  • @kudzinatasha686
    @kudzinatasha686 Год назад +4

    Westhood clinic sando dzenyu vari vamwe vaingotarisa

  • @marblemoyo-us9nl
    @marblemoyo-us9nl Год назад

    😢😢yooh vanhukadzi ngatidzidzei kutaura veduwee amwe mashoko haaite ane makuva pasi........BT chirungu tachinzwa rasta vane green😊

  • @ppiro8084
    @ppiro8084 Год назад +3

    Thank you auntie neprogram yenyu

  • @lucynapwaro5725
    @lucynapwaro5725 Год назад +1

    Thank u Jesus for saving the children’s lives 🙏so sad and heartbreaking .

  • @luckymhuka9159
    @luckymhuka9159 Год назад

    Thanks sisters nekubatsira

  • @gracie2world
    @gracie2world Год назад

    Aah mashoko ekutamba nawo here in
    iyaya

  • @Achifedza
    @Achifedza Год назад +1

    Eish men need to learn to manage their stress

  • @mollywiscott759
    @mollywiscott759 Месяц назад

    May The talker look at us

  • @salimakaritawo3540
    @salimakaritawo3540 Год назад +3

    Tinotenda mese makabatsira vana

  • @shyletlupa5453
    @shyletlupa5453 Год назад +5

    Mdhara weTshirt yeGreen English manyama😂😂❤

    • @billtev9846
      @billtev9846 Год назад +1

      He should read the news at 7pm

    • @shyletlupa5453
      @shyletlupa5453 Год назад

      @@billtev9846 taura hako😂

    • @chiyenyumba7135
      @chiyenyumba7135 Год назад

      Manyama last kikkkkk a

    • @michaelchapeyama7163
      @michaelchapeyama7163 Год назад

      His name is mudhara Chikari. He is also excellent pa maths. pama shops paari panonzi pa Chillers. About the story baba Ryan vakabhaiza too bad

  • @matie2476
    @matie2476 Год назад +1

    Taurai shona sekuru

  • @leonmachaka-tv5tx
    @leonmachaka-tv5tx Год назад

    chirungu kkkk dai vataura neshona bmkuriu ava

  • @preciousmashura2051
    @preciousmashura2051 Месяц назад

    Sekuru imika itai mushe😂

  • @upenyumuzungu6592
    @upenyumuzungu6592 Год назад +1

    Ko kutaura shona chaiyo zvinei nhai chirungu chiri kukurwadzai 😂😂😂😂 apa munenge mati inwei inga zvakaoma yooo

  • @Rebhara
    @Rebhara Год назад

    Aksed😂😂😂

  • @user-dh2wh5zt2b
    @user-dh2wh5zt2b 5 месяцев назад +1

    shona bho wani kule

  • @tatendabenura2089
    @tatendabenura2089 Год назад

    Probremu😂

  • @user-bj2ko3qh6n
    @user-bj2ko3qh6n Год назад

    Baba ava vanga vakatota iiiiiiii😅

  • @lorrainemazhawidza6790
    @lorrainemazhawidza6790 Год назад

    Tokutendai Jehovha nehupenyu hwevana

  • @pellagiamukora426
    @pellagiamukora426 Год назад +1

    Tinokutenda vose vakaita Rudo

  • @finemakamure63
    @finemakamure63 Год назад

    Zvakaoma

  • @luckymhuka9159
    @luckymhuka9159 Год назад +2

    Driver Ndoda kukuitirai something

  • @user-ru8qj6mz3m
    @user-ru8qj6mz3m Месяц назад

    I know it’s a sad situation but the people being interviewed love English 😅

  • @ntokozondlovu528
    @ntokozondlovu528 Год назад

    Engrish iyi 😢😢😢

  • @itayikaseke3480
    @itayikaseke3480 Год назад +2

    Westhood our neighbours from kambuzuma section I

    • @radzwadesigns
      @radzwadesigns Год назад

      Haha. I grew up mu Section 1 neniwo. But ndainyara kutaura kuti ndinogara kuKambuzuma. Saka ndainyepa kuti ndogara kuWestwood 🙈

    • @itayikaseke3480
      @itayikaseke3480 Год назад

      @@radzwadesigns 🤣 Westwood was fancy those days but kambuzuma is not that bad compared to rugare and other places

    • @rachaeljuru2892
      @rachaeljuru2892 Год назад

      ​@@radzwadesigns kkkkkkk homie me too l did that ndaakuhigh school 😅

    • @rachaeljuru2892
      @rachaeljuru2892 Год назад +1

      ​@@itayikaseke3480 kkkkkl yes yayakatonaka wena kudarika malocations akawanda esp kune masemi detached aya

  • @veronicamanda5070
    @veronicamanda5070 Год назад +6

    Sekuru and English are brothers,a brother from another mother😅😅😅

  • @cleofay9346
    @cleofay9346 Год назад

    MaZimba chirungu kkkk
    Asi vakadzi tisadaro plus kana munhu wafunga kufa ifa wega siyana nevana please

  • @user-bj2ko3qh6n
    @user-bj2ko3qh6n Год назад +1

    Wandifadza98 14:02

  • @chiyenyumba7135
    @chiyenyumba7135 Год назад +1

    Engrish iri kutangira ku Engrish environment ECD.... Ndipo pane probrem ipapo 🤣🤣🤣

  • @apoloniamachona7055
    @apoloniamachona7055 Год назад +3

    😅😅😅 Zim ne english hayivo

    • @chiyenyumba7135
      @chiyenyumba7135 Год назад

      Zviri kutangira ku Engrish environment ECD kikkkkk

  • @Seamusmtepa
    @Seamusmtepa Год назад

    Zvakaomesesa

  • @Lina_Simiti
    @Lina_Simiti Год назад +1

    Okay this is really sad but sekuru ‘as I heard’ killed me though 😂

  • @mattipanyamuzinga8469
    @mattipanyamuzinga8469 Год назад

    Sekuru ko kungotaura neshona nhaimi

  • @LizzieChijena-rl3bj
    @LizzieChijena-rl3bj Год назад

    Baba vekumwisa vana poison vakanga vakagumbuka hazvisi nyore kt uchengete vana vasiri vako
    Asi aisafanira kuzviuraya dai akangobva hake chero kungorambana waudzwa kt hauzvare gara wangoziva kt mukadzi wako ihure wotsvetaka pane kuzviuraya hre
    Zvorwadza veduwe 😭😭😭

  • @ivymuyambo7477
    @ivymuyambo7477 Год назад +3

    Ko sei kubvunza mwana vakuru variko next time don't include kids in such matters

  • @lorrainemazhawidza6790
    @lorrainemazhawidza6790 Год назад

    Kumwa mushonga haisi solution

  • @memmsempiree2350
    @memmsempiree2350 Год назад +2

    That last guy is full of BS why justify this ? Inga imi mukati Ndakarara ne sister yako tongosimuka nevana vedu
    Munotisaiza varume

  • @mekong7529
    @mekong7529 3 месяца назад

    Chirungu ndecheiko? although apo

  • @barbaramakusha4109
    @barbaramakusha4109 Год назад +4

    Ko kungotaura rurimi reaamai wobvunzwa neshona wopindura ne english zvaritori drama chairo

    • @chiyenyumba7135
      @chiyenyumba7135 Год назад

      Haisi mhosva yavo zvakatangira muEngrish environment ECD kikkkkk 🤣 🤣 🤣 🤣

  • @precioustekeshe6990
    @precioustekeshe6990 Год назад +2

    Baba Ryan impregnated house maid and had 2kids out of that relationship..Mai Ryan due these problems decided to walk out of the relationship but baRyan couldn't handle it that is why he decided to kill these kids..Vana vacho mukavaona vakafanana nababa vavo. The guy was a looser

  • @taongamafara6295
    @taongamafara6295 Год назад +2

    Sekuru neMuskana ataura uyo yaah vanoda chirungu😂

  • @vengaidengu8178
    @vengaidengu8178 Год назад +2

    avo varume avo havana kupinda mukurwadziswa ,unochengeteswa vana uchiti ndevako ,mukadzi uyo muroyi ,vakadzi munoroya ,counseling yechii pamunhu agumbuka vakadzi mirai pachokwadi

  • @softwarecenter1439
    @softwarecenter1439 Год назад

    Ko imi munobvunza mwana zvese izvi mashaya vakur wekubvunza her makumubvunza zvema DNA zvinezera naye her

  • @nyaradzaimuneta2805
    @nyaradzaimuneta2805 Год назад

    Totenda Mwari for saving baba 🙏🏾🙏🏾🙏🏾.

  • @kelvinmarongwe2844
    @kelvinmarongwe2844 Год назад

    As i heard ndakanzwa kuti

  • @mariazulu6805
    @mariazulu6805 Год назад

    iwewe uribenzi how can you ask mwana mudiki kudaro.

  • @xnxo7237
    @xnxo7237 Год назад

    Tsaga yaakaita haizi bho.Kana zvichinzi mutongo wechi hure rufu aifanirwa ku dealer ne hure rake cause richasara richitorwa nevamwe ma bharanzi.

    • @chiyenyumba7135
      @chiyenyumba7135 Год назад +1

      Mutongo wacho wakaiswa nani ko iweee you are a disgrace to manhood..... Unotinyadzisa iwewe

    • @chiyenyumba7135
      @chiyenyumba7135 Год назад +1

      Y didn't he find another woman for himself.... He is a coward mukadzi uyo dodged a bullet midzimu yake yakaramba.

    • @petrenesiamashumba6241
      @petrenesiamashumba6241 Год назад

      Pamwe rakatotorwa asati afa

  • @sarahelvas-dq3qm
    @sarahelvas-dq3qm Год назад

    the bastard was suppose to lve and fce the chrges

  • @alicezimano-vc5ry
    @alicezimano-vc5ry Год назад

    English is suffering

    • @chiyenyumba7135
      @chiyenyumba7135 Год назад

      It started suffering when some one cme up with Engrish environment ECD and schools kikkkkk 🤣 🤣

  • @crispenchifokoyo
    @crispenchifokoyo Год назад +1

    Chipfambi chevaladzi chirikunyanyisa..Mai ava ndivo trouble causer

    • @chiyenyumba7135
      @chiyenyumba7135 Год назад

      Murume uyo idofo.... He should have moved on

    • @michaelchapeyama7163
      @michaelchapeyama7163 Год назад +1

      I know the family coz ndevepamaraini. The guy anga ainewo ma issues ake hobho evana kunze including Maid. Mumba makanga maakunetsanwa big time kusvika mukadzi aakuti ndaakuenda

    • @violetmaluleke183
      @violetmaluleke183 Год назад

      ​@@michaelchapeyama7163 he was a cowered

  • @user-bj2ko3qh6n
    @user-bj2ko3qh6n Год назад

    Baba ava vanga vakatota iiiiiiii😅

  • @maryoneroot9349
    @maryoneroot9349 Месяц назад

    Zvakaoma

  • @maphioschigidi6935
    @maphioschigidi6935 Год назад

    Kule kule matikuvadza shonglish musadaro kkkkk makule manyama