🫣💥🤯Akatukwa Zvemubhurugwa Pamberi pevana Nevaenzi Nenhau Yemota

Поделиться
HTML-код
  • Опубликовано: 12 янв 2025

Комментарии • 21

  • @OswellChipuramhura
    @OswellChipuramhura 19 дней назад +3

    I like you chief Makope❤🎉

  • @OswellChipuramhura
    @OswellChipuramhura 19 дней назад +1

    Merry Christmas chief wangu

  • @rascocky6366
    @rascocky6366 19 дней назад +3

    Dzimwe nyaya hadzina nemusoro wese. Murme uyo akachenjera auya ne strategy (to remain calm but one can see him boiling like when it was said that mechanics cheat and steal) yake yakanaka. Mukadzi uyo akundwa pa strategy. A police case won't help.

  • @patriciachinhanga6250
    @patriciachinhanga6250 11 дней назад

    Hama yangu sure neniwo. Ndakambo vhunzawo kuti haasi we chiweshe .rurimi rwake ndewe Malawi kana ku Zambia . Ini ndiri chi zvarwa chi chekwa Makope aiwa akapinda sei pa hu Mambo .handimu nzwisise murume uyu .toti ndi hwindi pache zvake.

  • @fortula.tichwagoramuog8784
    @fortula.tichwagoramuog8784 17 дней назад +1

    Ana makanika imbavha hombe!Mambo tongai nyaya iyi zvakanaka!

    • @gogreenallusta
      @gogreenallusta 11 дней назад

      but evidence hapana yokuti akaba mukadzi wemota akadi kuzvigadzirira panekupa mbavha

  • @frankmoyo7267
    @frankmoyo7267 18 дней назад

    Pliz help me, chief ava murudzii nhaimi? Shona yavo ndiri kuedza kuda kuitsvagira province yacho ndashaya.

    • @e.kalani9725
      @e.kalani9725 10 дней назад

      dunhu ramambo ava is close or borders Mozambique (this i know)and maybe Zambia . this area is heavily influenced both materially and culturally by these bordering areas

  • @OswellChipuramhura
    @OswellChipuramhura 19 дней назад +2

    Kazhinji vanaMachanika matsotsi uye kutora advantage kuti uyu munhukadzi

  • @NyaradzaiNyakunika
    @NyaradzaiNyakunika 17 дней назад

    Kkkk.mombe hre mwari

  • @constancemasawi2924
    @constancemasawi2924 18 дней назад +2

    Why arkuda mombe if he is a busy mechanic??

  • @OswellChipuramhura
    @OswellChipuramhura 19 дней назад

    Zvakawoma

  • @shepherdmatambanadzo5089
    @shepherdmatambanadzo5089 8 дней назад

    Saka amai ava vaida mechanic apote acgichengeta ngwendere dzemota here Havana hunhu amai avo

  • @AlbertDlamini-x6o
    @AlbertDlamini-x6o 19 дней назад +2

    Vanhu vanogadziramota imbavha idzi vakatora maparts emotions yemunhu bba avo

  • @MariaNyika-n1b
    @MariaNyika-n1b 12 дней назад +1

    Ko mechanic akanonotsa zvinhu sei ipo pasina maparts emota

  • @TeclaFrankson
    @TeclaFrankson 19 дней назад +2

    Ko merchanic ungachengeta mota gore usingayeuchidzi varidzi hhhhh tsotsi ndimi munobvisa maparts

    • @gogreenallusta
      @gogreenallusta 11 дней назад

      please muteerere nyaya mushe musina hope kana kudhakwa mota yange inemuridzi wayo

  • @OswellChipuramhura
    @OswellChipuramhura 19 дней назад +1

    Zvitutsi chii?
    Ini ndirimuzezuru ndibatsireiwo ndinofarirawo Dare raMambo makope

    • @tmaktmak1464
      @tmaktmak1464 19 дней назад

      Aiwa mirayi tikubatsireyi isu mukorekore. Zvitutsi ndo vulgar iye yakatisimbeyi ama msatanyoko, mukongonyini etc

  • @NdazhaNdazha
    @NdazhaNdazha 18 дней назад +1

    Amai vekuAFM vanotuka kudaro

  • @tmaktmak1464
    @tmaktmak1464 19 дней назад +3

    Shangure kunotukwa zvitutsi akomana, tuvanhu twe komboni hatinonoke kutukirira