Relationship Loyalty Test with KingRyanSkits…… haaaa vakomana hamuna zera navo 😂

Поделиться
HTML-код
  • Опубликовано: 25 окт 2024

Комментарии • 205

  • @thinamoyo49
    @thinamoyo49 5 месяцев назад +13

    Next time usarukwe zveblue muskana iwewe cz maybe ndozvakutizirwa

  • @Ethel348
    @Ethel348 5 месяцев назад +3

    Haaaa rasta vanoda kurohwa ava Ryan ndiye akati mudanane naMelissa here Tsek iwe kana warwadziwa ndogara paseri apa huya

  • @mangwenya96
    @mangwenya96 4 месяца назад +1

    Nungu inobaya baya 😂😂😂

  • @Dmdeemd
    @Dmdeemd 5 месяцев назад +12

    Imi imbomirai kumudaro mhan haarowe Ryan uyu tingatotanga hondo kuzim uko aah 😅 nhy saka osiya muchiitisana here

  • @memorysayevida
    @memorysayevida 5 месяцев назад +4

    Ryan may God protect you for me pls chengetwa chaiko dea urikubetsera zvako

  • @kingryan_Official
    @kingryan_Official  5 месяцев назад +7

    Don’t forget to subscribe 🙏🏻

    • @TariroMadzinzira
      @TariroMadzinzira 5 месяцев назад

      Uri safe here wangu

    • @truemanshongai770
      @truemanshongai770 5 месяцев назад

      Watching from Johannesburg Soweto.. Mwana akanaka uwuwoo

    • @mufarocharira8063
      @mufarocharira8063 5 месяцев назад

      Ryan ucharohwa chete😂😂😂😂 baya baya😂

  • @mrseriously9762
    @mrseriously9762 5 месяцев назад +2

    Kkkkkkkkkkkkkkkkkk 😂😂😂😂😂😂😂 ndiripo Rayne ndokubatsira hatiroveke

  • @MutsaMusembwa
    @MutsaMusembwa 4 месяца назад +1

    Babe usadaro babe😂😂😂😂

  • @evemudungwe168
    @evemudungwe168 5 месяцев назад +2

    😅😂😂😂😂wati ndiwe sni garazviye

  • @Pee-w2d
    @Pee-w2d 13 дней назад

    Apapa hapasi kuda nharo chillmaster song hapasi kuda kupikisana kt cy wazodaro 😅😅😅

  • @malisemuvazhi6790
    @malisemuvazhi6790 5 месяцев назад +1

    fambira mudenga 🤣🤣🤣🤣🤣 ryan unororwa iwe kkkkkkkkk

  • @mirandabasera2973
    @mirandabasera2973 5 месяцев назад +2

    Kubva nhasi wotofambira mudenga 😂😂but unotembeyi nhai Ryan

  • @MorgenMaziofa
    @MorgenMaziofa 5 месяцев назад +6

    😂😂😂😂 munhu wemurume usadaro umwewako dzimuranai kana ndebvu dzotsva

  • @mitchellkambeva8948
    @mitchellkambeva8948 5 месяцев назад +1

    Ryan nyaradza mwana xamwari ....haaaa vakomana ma1

  • @Tazz711
    @Tazz711 5 месяцев назад +1

    Zvakanaka naka seizvi..mukoma Ryan munopota muchikanda kuno ku Cape town

    • @mercymupondiwa9426
      @mercymupondiwa9426 5 месяцев назад

      😂😂😂😂😂Unoda kuwedzera mwana heartbreak

  • @mufarocharira8063
    @mufarocharira8063 5 месяцев назад +2

    Ahhhhh waisuka fut maplates iiiika

  • @mercymupondiwa9426
    @mercymupondiwa9426 5 месяцев назад +2

    Kkkk anzi ita mukoma Ryan

  • @wadenya1971
    @wadenya1971 4 месяца назад

    Deno wanga usiri Soko ndingadai ndaakutokumbira number dzako kuna Ryan, zvino iniwo ndiri Soko plus very loyal and honest.

  • @natmorebako7845
    @natmorebako7845 5 месяцев назад +1

    Ryan ane violence, kuita kuita kudira paraffin pamoto kkkkkkkk

  • @lewismukumba
    @lewismukumba 5 месяцев назад +2

    Hanzi ko ndozvatinoita pachiface 😂😂😂😂

  • @mutsawashechiradza6615
    @mutsawashechiradza6615 5 месяцев назад +3

    Right kugadzirisa nyika😢

  • @MercyChaitenga
    @MercyChaitenga 5 месяцев назад +1

    Uchafambira mudenga😂😂

  • @mavischikwinya7018
    @mavischikwinya7018 5 месяцев назад +2

    😂😂😂😂 zvakaoma shuwa

  • @mercymupondiwa9426
    @mercymupondiwa9426 5 месяцев назад +1

    Ngaanake hake Tatenda

  • @DarkenDah
    @DarkenDah 5 месяцев назад +2

    Hanzi uda kuzonyepedzera ku comforter munhu wangu 😂

  • @ClareMubaiwa
    @ClareMubaiwa 5 месяцев назад +2

    Wazivikanwa😂😂😂😂

  • @masibanda6762
    @masibanda6762 5 месяцев назад +2

    Hanzi uri kunyararidza ma babe edu kana ochema kkkkkkk

  • @TanyaMuridzo
    @TanyaMuridzo 5 месяцев назад +3

    😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂 tofarira vnhu vanokonna sevaa ko kunypera kudzungaira murume mukuru 😂😂😂😂😂 muface iwee kaaa Ryn kaaaa hnzi fambira 😂😂😂 munombohurirei kkkkkk ndoda kumbokuita example 😂😂😂😂😂 uchatorova nabby uyooooo

  • @bladwickbuick1861
    @bladwickbuick1861 2 месяца назад

    😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂Haaa mfes akatsamwa hake uyu

  • @chuckstavonga
    @chuckstavonga 5 месяцев назад +4

    Watombondya maWeights 💪kuGym Ryan coz haa ama1 aya kana maBouncer saKing Ginger SA😂😂😂

  • @MutsaMusembwa
    @MutsaMusembwa 4 месяца назад +1

    Ryan shaa i hope haurohwe mumwe wangu😂

  • @mufarocharira8063
    @mufarocharira8063 5 месяцев назад +2

    Bluewy😂😂 hautruste mukomana haasi mwana wamai vako wanzwa ka😂

  • @mercymupondiwa9426
    @mercymupondiwa9426 5 месяцев назад +1

    Akuna zvekuti ndomu thruster as long wauya ku loyal test.... Trust apana

  • @TariroMarenga
    @TariroMarenga 5 месяцев назад +2

    😂😂😂😂😂 muchimbohurireiko nhy siyana na Ryan uko

  • @decideabmuvengi1565
    @decideabmuvengi1565 5 месяцев назад +2

    😂tsvakai helicopter 🚁 king ryan

  • @sandrazhakata8106
    @sandrazhakata8106 5 месяцев назад +1

    😂😂😂😂😂mellisa woye...
    Ryan becareful

  • @tatendachifadza
    @tatendachifadza 5 месяцев назад +1

    😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂 kwaaaaaaa kwanzi fambira mudenga

  • @LuckmoreMachaka
    @LuckmoreMachaka 5 месяцев назад +2

    Mwenewazvo zvirege zvemujolo hanzvadzi yangu tsvaga mari

  • @bradwellchikumbirike2727
    @bradwellchikumbirike2727 5 месяцев назад +2

    Wototenga helicopter ufambire mudenga Ryan

  • @tapfumaneinyarota4917
    @tapfumaneinyarota4917 5 месяцев назад +2

    Famba Ryan urikugadzirisa zvinhu. I think vanhu vanenge vakupa mathreats ayo vanoda kutorerwa action zviripamutem. Vanhu vanongoda kutambisa vana vevanhu

  • @mrmechanic17
    @mrmechanic17 5 месяцев назад +2

    Tiripo mufana haurohwe tiripo

  • @thomaschipinda6952
    @thomaschipinda6952 5 месяцев назад +3

    Kanogona kunyengererwa aka kakadzokera

  • @BlessingRuzave
    @BlessingRuzave 5 месяцев назад +2

    Aihwa iwe ita kuti Mukoma Ryan 😂😂....haa play safe mdara muchinda uyo arikuda kukuremadza😂😅

  • @Yolanda-gk7pf
    @Yolanda-gk7pf 5 месяцев назад +2

    Ryan tsvaga helicopter, fambira mudenga😂😂😂😂

  • @shepherdtambi9814
    @shepherdtambi9814 5 месяцев назад +1

    Ndeipi musikana uyo King zvema sure

  • @fylasmandaza1928
    @fylasmandaza1928 5 месяцев назад +1

    😅😅 ndandichitotamba zvako kkkkkk uyu nhasi andisetsa veduwee

  • @LoiceZuze-u2f
    @LoiceZuze-u2f 5 месяцев назад +1

    😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂urii ndaseka zvangu 🤣

  • @sydneymhangami1538
    @sydneymhangami1538 5 месяцев назад +1

    King udza mfesi uyo kuti tomuputitsa ngaagare Pasi asiyane nechihure chake

  • @ayno-life
    @ayno-life 5 месяцев назад +1

    ...😂😂😂😂haaaa Ryan kaaa wapa chibaba ichi hasha ndatiiii!!!!!😂

  • @jacobmafunga6782
    @jacobmafunga6782 5 месяцев назад +2

    Yaaah ma1 chaiwo, dai mangosiyana nazvo izvi zvema relationship loyalty test nekuti vamwe vachazvisungirira

    • @kingryan_Official
      @kingryan_Official  5 месяцев назад +1

      Hahaha pakashata

    • @jacobmafunga6782
      @jacobmafunga6782 5 месяцев назад

      @@kingryan_Official Yaaah pakaipa, hanzi ufambire mumhepo kkkie, anoshaya muface uyo kkkie

  • @cynthiazhuwao
    @cynthiazhuwao 5 месяцев назад +2

    Usanzwe iwee haurohwe usatyisidzirwe pasi ne chihure

  • @bigmama973
    @bigmama973 5 месяцев назад +2

    kkkkkRhyn ucharohwa

  • @TynoAbielTheToon
    @TynoAbielTheToon 5 месяцев назад +6

    "It's too complicated😂"

  • @blessingmashandureblessing9650
    @blessingmashandureblessing9650 5 месяцев назад +1

    Ndikutengesa herukoputa mukoma Ryan

    • @wadenya1971
      @wadenya1971 4 месяца назад

      😂😂😂😂😂😂😂😂😂

  • @praisekuwaza5673
    @praisekuwaza5673 5 месяцев назад +2

    You are beautiful. Move on

  • @tichatongavareta3677
    @tichatongavareta3677 5 месяцев назад +3

    Ryan atora mukombe 💪

  • @cainramajera
    @cainramajera 5 месяцев назад +2

    Babe ngaanake

  • @bigmama973
    @bigmama973 5 месяцев назад +2

    kkkk Ryn kuzofizura

  • @monalisagwiri4211
    @monalisagwiri4211 5 месяцев назад +1

    😂😂 honestly why do men do this ko hasha ndedzei manje??
    Hantie wataura wega munhu waunoda

  • @fylasmandaza1928
    @fylasmandaza1928 5 месяцев назад +1

    😂😂😂😂😂 nhasi nhasi kkkkkk shandisai airtime yenyu kurambana

  • @Fungisaiwenhamo-mx7sk
    @Fungisaiwenhamo-mx7sk 5 месяцев назад +1

    Ryan anokuchidzira veduwee🤣🤣🤣🤣🤣🤣

  • @TinotendaMurare
    @TinotendaMurare 5 месяцев назад +2

    Ryan haudaro hanzi wati unoda anoera nungu unonga uchingovabaya baya ufambire mundege mfana iwe😅😅

  • @TanatswaMakurumidze
    @TanatswaMakurumidze 5 месяцев назад +2

    Tsvanga helicopter kkkkk

  • @RuvarasheChikurunhe
    @RuvarasheChikurunhe 5 месяцев назад +2

    😂😂😂 Ryan hokoyo

  • @agieshumba8326
    @agieshumba8326 5 месяцев назад +2

    Busy preparing for Ryan's Funeral

  • @AnesuAnesu-sg4io
    @AnesuAnesu-sg4io 5 месяцев назад +1

    Azvimbiswa kkk

  • @natashahweru9479
    @natashahweru9479 5 месяцев назад +2

    Vaitonosuka nhai 😂😂😂😂😂

  • @margaretthomas1177
    @margaretthomas1177 5 месяцев назад

    Msoro weblue ndanga ndazviona kuti mjolo uchamukwadza

  • @JohnZhuwawo
    @JohnZhuwawo 5 месяцев назад

    😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂 haaaaaaaa chibaba icho chkakubata Ryan hazvipere mshe , haaaa paHarare msape vanhu moyo please

  • @Michaelmushamba274
    @Michaelmushamba274 5 месяцев назад +1

    😆😆😆😆😆😆😆 hanzi utenge helicopter

  • @morgannecharingwa3321
    @morgannecharingwa3321 5 месяцев назад +2

    😅😅😅😅 but Ryan ka 😅😅😅😅

  • @MutsaMusembwa
    @MutsaMusembwa 4 месяца назад

    Haaa ryan shaa chenjera😂😂

  • @propro9957
    @propro9957 5 месяцев назад +2

    It's bibiliking ziyakhala ke manje blue hairstyle 😂😂😂😂😂😂😂 Tenga helicopter 🚁 bro....

  • @RebeccaRebs-v3x
    @RebeccaRebs-v3x 5 месяцев назад +1

    Zverudo muchazvirega singing hankuuu🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣

  • @monalisagwiri4211
    @monalisagwiri4211 5 месяцев назад +1

    Be safe King Ryan

  • @LibertyShuroWildlifeArtist
    @LibertyShuroWildlifeArtist 5 месяцев назад +2

    Pakuda Duyaza protection 😂😂😂

  • @Joyjoy12149
    @Joyjoy12149 5 месяцев назад +1

    😂😂😂😂 Ryan , ndinenge ndichingovabaya baya

  • @VanessaNgavi-g7j
    @VanessaNgavi-g7j 9 дней назад

    Bt Ryan haunzwe Katya paunotyisidzirwa Nevanhu hre

  • @leonempofu2000
    @leonempofu2000 5 месяцев назад +2

    Hanzi ufambire mudenga mukuru😅😅

    • @kingryan_Official
      @kingryan_Official  5 месяцев назад +1

      Can you imagine 🎉😂😂

    • @leonempofu2000
      @leonempofu2000 5 месяцев назад

      @@kingryan_Official kkkkk varikucheater mukuru avo

  • @linermall6903
    @linermall6903 5 месяцев назад +1

    Unapota uchiisa ma donation ekuti tikande Mari dze protection

  • @EmeldaMoyo
    @EmeldaMoyo 5 месяцев назад +1

    😂😂😂😂😂 Ryan zvaune nharo nhyweee😂😂😂😂😂😂😂

    • @kingryan_Official
      @kingryan_Official  5 месяцев назад +1

      Hahahaha ndinenge ndichitodawo fight 💔😂

  • @nyashanyakatsito5306
    @nyashanyakatsito5306 5 месяцев назад +3

    😂😂"itii mkoma Ryan"

  • @Joyjoy12149
    @Joyjoy12149 5 месяцев назад +2

    Ryan the threats are a lot this week hey ma1

  • @GUIDANCEChataika
    @GUIDANCEChataika 5 месяцев назад +3

    Hatina zera navo sure😢

  • @rumbiekwarai
    @rumbiekwarai 5 месяцев назад

    Eishy it’s too complicated 😢💔

  • @chengetaimadera
    @chengetaimadera 5 месяцев назад +1

    😂😂😂😂😂haa Ryan haa ayi sarendi

  • @felistasmunyoro9276
    @felistasmunyoro9276 5 месяцев назад +1

    @Kingryan skits helicopter for sale here, 😂😂😂

  • @hubertwashaya
    @hubertwashaya 5 месяцев назад

    Watembeswa maoko hre

  • @tauraikabwabwa
    @tauraikabwabwa 5 месяцев назад

    😂😂😂😂😂😂😂ndanakirwa hangu

  • @bornwellrusike1920
    @bornwellrusike1920 5 месяцев назад +1

    Ichooooooo😂😂😂😂😂😂😂

  • @JestinaKhongono
    @JestinaKhongono 4 месяца назад

    😂😂😂😂pano panonaka zvekuti dhuu

  • @JamesMandizvidza-yw8cm
    @JamesMandizvidza-yw8cm 5 месяцев назад +1

    You are the best

  • @norryg.c6370
    @norryg.c6370 5 месяцев назад

    unoroorwa sei iwe unebvunzi ra devil in shadhaya voice

  • @hokoyochikwenya7678
    @hokoyochikwenya7678 5 месяцев назад

    Subscribing pamberi nayo guys

  • @N.Monicahkambeu
    @N.Monicahkambeu 5 месяцев назад +3

    Wakagona Ryan vaskana nevakmana varkuitisana sure god bless u

  • @dereckmutero8593
    @dereckmutero8593 5 месяцев назад +1

    😢muchamurega mujolo

  • @mercymupondiwa9426
    @mercymupondiwa9426 5 месяцев назад +1

    Soryy bbe

  • @GazaEmpire-ow1iu
    @GazaEmpire-ow1iu 5 месяцев назад +1

    another day another same story..😂

  • @oppahtarie9505
    @oppahtarie9505 5 месяцев назад +1

    Haaaaa ndaona Ryan arohwa one day😂😂😂😂😂

  • @dadiraimandigo4004
    @dadiraimandigo4004 5 месяцев назад

    Pakaipa yoooo