THE CLOSURE DNA SHOW: SEASON 7 EPISODE 37

Поделиться
HTML-код
  • Опубликовано: 10 сен 2024

Комментарии • 777

  • @hamaboss6381
    @hamaboss6381 Год назад +191

    kubva ndichiona ma episodes aya Zvishavane is always 0.00 plus Tinashe kana uchienda kuma ama 2k enda neshamhu

  • @decisionnyamadzawo3060
    @decisionnyamadzawo3060 Год назад +216

    To us who are addicted to the show, I can't miss any episode 👌👌👌

  • @forogonya-howcometoyou5727
    @forogonya-howcometoyou5727 Год назад +64

    Is it now the norm, that every time before the result is announced, if the mother says " I will accept whatever outcome" then the result comes out as 0% paternity? Since this year I have started logging the results, maybe once I hear that from the mother I can safely put a 0 % right away. All the same iwe mupfana usa shandisa vana vevanhu uchiita kunge zveTemporary, because your wife was away, ungadai usina kana kumbobata mwana uyu, and also you took advantage kuti you knew her mother, plus iwe namai vemusikana uyu, I can smell a rat seyi vakamhanyira zvekuda kukuProtector iwewe. Unofanira kunge waidana namai vacho futi iwewe mese ako handimaoni kwazvo.

    • @babava2263
      @babava2263 Год назад +6

      The grandfather (Baba vaMai) should be tested too. Pamwe isame timu naForogonya

    • @agnellamusonza
      @agnellamusonza Год назад +4

      I think mai vaiziva kuti baba ndomuridzi wemwana ndosaka baba vasina kudzinga mwana uku mai votya kusungisa munhu asina mhosva. Forogonya # biological father must be tested also

    • @martinamukanya1200
      @martinamukanya1200 Год назад

      True..
      Your name though😅🤣😂

    • @amandankala3044
      @amandankala3044 Год назад

      Zita renyu lol😂

    • @mberikwazvomachisa2656
      @mberikwazvomachisa2656 Год назад +1

      Sorry handina kuona mushe, mati machii ake amusiri "kuona kwazvo" apo?

  • @clifemundure4173
    @clifemundure4173 Год назад +9

    "Takatanga kudanana ndne 16 yrs ndikaita nhumbu ndane 17 yrs, pandandane nhumbu tanga tasyana, takadanana 3 yrs" eeeeh 🙌 🙌 🙌

  • @patience3270
    @patience3270 Год назад +278

    To us who watch every episode

  • @vickymakovere5036
    @vickymakovere5036 Год назад +9

    DNA yakauya kuzosunungura varume.. Tanga tanzwa nekuchengeta vana vasiri vedu... thank you Tinashe!

    • @flossymarimbemarimbe
      @flossymarimbemarimbe Год назад

      Taura hako varume makatakura shuwa murikuchengeta madzinza asiri enyu zvorwadza shuwa henyu

    • @ruvarasheanthea
      @ruvarasheanthea Год назад +1

      Varume you must use protection so that musanenedzerwe vana vasiri venyu. Muchishandisa zvidzviriro hamuite ma problems

    • @rhinemupara1239
      @rhinemupara1239 Год назад +3

      Ndokut mudzidze kuvhara maZip

    • @softwarecenter1439
      @softwarecenter1439 Год назад +1

      Kkkkkk musatidaro havasi Vose vanodaro kkkkkkk

  • @priscilamadamombe6944
    @priscilamadamombe6944 Год назад +28

    I'm addicted to this show Yoo
    Ama 2k never disappoint 🤣🤣🤣🤣🙌

  • @felistasmujuru641
    @felistasmujuru641 Год назад +5

    “Mama saka baba vemwana varikupi?”That question inopedzera zvayo veduwee, unohwa seunotsva

  • @qeenjungle7
    @qeenjungle7 Год назад +19

    The guy has a good heart he is even willing to help her find the father

  • @fideliasiwawa6028
    @fideliasiwawa6028 Год назад +17

    The nerve of kunochengetesa mwana kwambuya vasiri vake 🤦🏾‍♀️

  • @susanbingura3924
    @susanbingura3924 Год назад +7

    Haaa mukoma Tinashe magadzirisa nyika vedu weeee muri kubata basa hombesa keep it up

  • @ladyk.b.2257
    @ladyk.b.2257 Год назад +9

    Ndofarira ma questions a Mr DNA man ..anofanirwa kuita lawyer kkkk Sando dzenyu Tinashe keep it up

  • @collingowelo2758
    @collingowelo2758 Год назад +33

    Hoza ama 2k they never disappoint 😆 🤣 😂

  • @beemando9470
    @beemando9470 Год назад +6

    this is heart breaking, vana varikudyiwa vari vadiki vasina chavanoziva and that too nevanhu vakawanda vekuziva mu community, ma grown up adults, at the end of the day toti ama 2000 never disapoints but what of the males are they doing any good to the young girls ???? ..... moyo wangu warwadza.

    • @tindikai8631
      @tindikai8631 Год назад

      Exactly right, but people are not ready to face that reality

    • @artwellmunenga819
      @artwellmunenga819 5 месяцев назад

      It's too bad. Whatever the result the guy was supposed to be arrested

  • @stellakugedera4192
    @stellakugedera4192 Год назад +7

    Lesson learnt lol baba imi gumbo mumba gumbo panze,honai manje mange mosungikana.Drink from your own cistern!!

    • @tungamirayi7656
      @tungamirayi7656 Год назад +2

      Taura hako, haunwi poison. These teenagers are very cheap. Tisu generation yekupedzisira kuroora mhandara. Vasikana vemazuva ano mava kufunga kuti humhandara hahwuna basa. Musanyeperane zvenyu. Ini ndicho chinhu that cemented me to Mai Kombo, makes me respect her with all my being. On our wedding night, my wife made me a real man. Kwete twumazitye twuri very cheap twavako mazuva ano utwu. Puu-uuu!

    • @mbizi4573
      @mbizi4573 Год назад +1

      @@tungamirayi7656 kkk mashoko enyu andibata bata mukuru. What bitter truth!!

  • @josephinemkhumalo9164
    @josephinemkhumalo9164 Год назад +12

    The wife went fr maternity iye akuitawo zvake, akashaya mari yekuti mudzimai adzoke but anga ava negalfrend ....mxm😏

  • @nai6474
    @nai6474 Год назад +7

    Vana vakurovesa chinhu kunze uku🙌🏾 Tinashe should include belt/shamhu mudeal reFilming iri.
    Zvisinei hazvo l think the girls mother vakaudzwa zvakuziva chokwadi

    • @molliecedhlamini
      @molliecedhlamini Год назад

      Tinashe why are you wearing the head gear without umkonto

  • @thandie5021
    @thandie5021 Год назад +14

    Ok ma results tamanzwa. But seriously though, this guy cheated on his wife whilst she was in labour 😢😢 the audacity!

    • @chiyenyumba7135
      @chiyenyumba7135 Год назад +4

      The pathetic thing he gets to stay with her like nothing happened

    • @tindikai8631
      @tindikai8631 Год назад +1

      Aah nhai nxaaaaa, society yedu we ignore these things, busy kuti ama2000, man get away wth infidelity as long as patina kuita mwana

  • @tariemutema7249
    @tariemutema7249 Год назад +11

    She was deeply in love that she mistaken 3months of dating to 3yrs akaona semakore chaiwo kkkkk haaa vana ava vanotinyadzisa

  • @Frank_Bros
    @Frank_Bros Год назад +2

    Varume handei kumaDNA , full force chaiyo..ngatisamirirei kutanga tanyeperwa

    • @kelvinchad3143
      @kelvinchad3143 Год назад +2

      I feel dna must be the first thing just after birth.

  • @brighthott
    @brighthott Год назад +2

    Its nice to enjoy viewing zvevamwe and 5he day Ngoma painorira kwako ndopaunoona kuti haa what kind a world we are living

  • @tapfumamuganiwa5739
    @tapfumamuganiwa5739 Год назад +6

    This guy is same age with me but he looks looks older.Asi bota rinochembedza kani?

    • @portiachidima1605
      @portiachidima1605 Год назад

      I'm old than him but is looking older than me bota ma1 kkkkk

  • @evelynmuzengeza6082
    @evelynmuzengeza6082 Год назад +2

    Pane manyepo most of the times panotooneka…thank you Mr Mugabe I know pane vamwe vanokuvengai bt you are the best 🙏🏽

  • @faithncube4841
    @faithncube4841 Год назад +10

    Zvanga zviripachena izvi you could just tell that she was not telling the truth

  • @plaxadaschikuvanyanga530
    @plaxadaschikuvanyanga530 Год назад +2

    Hello my brother shuwa murikubata basa ..l like the way you maintain your calmness ..harina kureruka basa ramuri kubata ..well done

  • @Mina-e6d
    @Mina-e6d Год назад +30

    The father of the child must be a very close relative. From her responses, it's most likely that her own father knows who the father of the child is too.

    • @mwaichikuse9637
      @mwaichikuse9637 Год назад

      That's very true

    • @Buhlemathayi
      @Buhlemathayi Год назад

      I thought as much

    • @Mabeeism
      @Mabeeism Год назад

      Ndewa baba. Which father wld not bother to know who impregnated their daughter

    • @jennifernyabunze7394
      @jennifernyabunze7394 Год назад +1

      Her father is the dad I strongly believe that there inconsistencies in the story she has the truth

    • @mberikwazvomachisa2656
      @mberikwazvomachisa2656 Год назад

      But ane waataura ega wani kuti vakaita "2 minutes" kwete kupomera baba vake mhaka dzavasina! 🤔😎

  • @makaitakapurura41
    @makaitakapurura41 Год назад +20

    I honestly thought that mum was being truthful! I really feel sorry for mwana who has created a bond with "gogo" and other hama now all that will change ochifanira kujaira new faces😪. The truth shall set you free!
    Thank you Tinashe!

  • @forogonya-howcometoyou5727
    @forogonya-howcometoyou5727 Год назад +55

    Now I can't wait for the big one, the Tindo Part 2, on Saturday, the 14th, I hope this time it's going to be 99.9% and the 2nd alleged father will be included in the paternity Bota matrix, and our one and only Tindo will not disappoint us her God-given ardent supporters.

    • @ruthchinaka2725
      @ruthchinaka2725 Год назад

      Is tindo.coming again 😂😂😂

    • @deonaleedzarova915
      @deonaleedzarova915 Год назад +1

      I now have trust issues,l trusted her with my money last time😂😂

    • @rosezawanda3863
      @rosezawanda3863 Год назад

      What time is it aired on ZBC

    • @forogonya-howcometoyou5727
      @forogonya-howcometoyou5727 Год назад

      @@rosezawanda3863 I am not sure but on RUclips it starts at 21:00hrs, even on Wednesdays

    • @rosezawanda3863
      @rosezawanda3863 Год назад

      @@forogonya-howcometoyou5727 thank you so much I am a big fan

  • @comdaltrading2135
    @comdaltrading2135 Год назад +10

    Baba vemusikana havana voice pamba. Hanzi vakati rega ndizvirege. Tsoro yanga yotambwa na mai vemusikana. However I am impressed by the girls smile, eloquence and attitude. I hope she corrects her mistakes and and finds a caring husband. As forJako, he has learnt his lesson well, haachanyengi ma under age ayo zvekare.

    • @tungamirayi7656
      @tungamirayi7656 Год назад

      16 years vatova reza inocheka kwese. Havatyi kuvhura makumbo. Apa protection hapana.

    • @wilmarmarara2448
      @wilmarmarara2448 Год назад

      Ndosaka vana baba wachiti mai wanoziya misikanzwa yose yemwana ichokwadi pamwe pacho

    • @cosmiconflict
      @cosmiconflict Год назад

      Vana ava vakapusa hapana ezvirimo mudehenya umo.

    • @tafadzwamashongera1475
      @tafadzwamashongera1475 Год назад

      As fr Jako kkkkkkk

  • @nigeltakue843
    @nigeltakue843 Год назад +3

    I think arikutaura nyaya yake zvakanaka maitikiro akaitika paakamitiswa nemuridzi wemwana chaiye not uyu waarikuda kunyepera

  • @ontrancemanyame8279
    @ontrancemanyame8279 Год назад +5

    Maihweeee, these girls are out of control...Tinashe seemed tired 😫 on this episode coz vanhu 2 ava kubhowa kutobvunza nyaya yavo nxaaaa

  • @rosezawanda3863
    @rosezawanda3863 Год назад +4

    Takamirira waiting patiently like baba vedu Tinashe Mugabe

  • @emmaculatemugoni2909
    @emmaculatemugoni2909 Год назад +27

    Addicted to this show

  • @ZWC263
    @ZWC263 Год назад +9

    Ku Zimbabwe kuri kuhurwa ndati🤣🤣

  • @nyashakutama9206
    @nyashakutama9206 Год назад +4

    "nekuti ndiye ega one munhu wandakarara naye" zvobva zvaenda nepamwe 😥

    • @vannisamakaza8742
      @vannisamakaza8742 Год назад +1

      Twuvana twacho chihure too much

    • @mrm6812
      @mrm6812 Год назад +1

      @Nyasha Kutama thank you for highlighting that point. I have seen many DNA episodes these women say the same thing that ndiye wega wandakarara naye yet panozobuda kuti pane some other guys vakapfuura nepo before 😭. zvandipedza trust yangu in people

    • @nyashakutama9206
      @nyashakutama9206 Год назад

      @@mrm6812 haa unosvika pakuzorora shuwa.. ende kana achitaura divi rake unototi she's telling the truth 🤦‍♀️

  • @samelmuringi8181
    @samelmuringi8181 Год назад +11

    🙄🙄🙄🙄🙄I'm done nema 2k. When they start creating stories they never disappoint

  • @eunicezimunya3991
    @eunicezimunya3991 Год назад

    Thanks Mr Mugabe,mabatsira kuzoita DNA test mahara kuna baba vechipiri ava,hey vana vanorwadzisa mufunge zera racho haah

  • @vimbaimutyambizi8587
    @vimbaimutyambizi8587 Год назад +4

    Aah ama2000 ndatenda hangu 🙌🙌 Something need to be done to these young girls, it's getting out of hand

    • @takudzwamlambi679
      @takudzwamlambi679 Год назад

      Ma rights akadirwa nechi gvt chedu ukamurova unosungwa Kare kwedu dhotisi rakadayi kwanga Kusina kwairohwa munhu baba

  • @Amarie077
    @Amarie077 Год назад

    Zvakataugwa . Ndadohoziva kuti zvishavane is zvishavane. Iwe mainini tora mwana uchengete. Kwete kusiya mwana kumaraini kusiri kumba kwavo. I like the way Tinashe ask. Instead munhu kuramba achiramba angoti ndiye asiri iye. Anongoti arehwa iyeye next.

  • @lorrainencube374
    @lorrainencube374 Год назад +3

    Mainini vandinyadzisa. Here I was thinking she is soft as wool even tho her story didn't add up. Nhai girl child ko zvekubholonjesa zvirikubva nekupiko???

  • @juliemariga4067
    @juliemariga4067 Год назад +3

    The coldest show ever hapana kana chisvinu chikutaurwa aaaaaa Tinashe une basa

    • @lukachapeyama
      @lukachapeyama Год назад

      Both bad story tellers:- both alleged father and the mother. The mother is also a bad liar.

  • @thelmasakala9805
    @thelmasakala9805 Год назад +3

    Eish,pakaipa I wonder why one would go through the whole DNA process on camera knowing she was intimate with more than one person 🤦🏾‍♀️🤦🏾‍♀️🤦🏾‍♀️.....tetakukunyarirai guys😥

  • @artwellmuza3362
    @artwellmuza3362 Год назад +4

    Gore rino ranga ratanga takarohwa 2 - 0 manje yava 2 - 1

  • @Kathy_John
    @Kathy_John Год назад +6

    Kuzadzana maSTI kwega 🙆🏽‍♀️

  • @tungamirayi7656
    @tungamirayi7656 Год назад +1

    Shuwa kushandisa Mai vaJako kuita maid wemwana wako iwe uchiziva zvako kuti Jako haasi baba vemwana wako! How come to you?

  • @libertytichakunda4353
    @libertytichakunda4353 Год назад +1

    This girl is too clever hanzi pane wandakambodanana naye ma 2 minutes 😂🤣😂😂😂😂

  • @victoriamarufu3953
    @victoriamarufu3953 Год назад +1

    Mr Mugabe munoziwa basa renyu pachokwadi, ndafarira mibvunzo henyu zvikuru

  • @vuyaningwenya1639
    @vuyaningwenya1639 Год назад +20

    I feel sorry for the young lady she seemed innocent but never judge a book by the cover

    • @mikenyembezi
      @mikenyembezi Год назад +3

      I thought u would feel sorry for the young innocent man, who was manipulated into taking care of someone's child.

    • @munashemumu6021
      @munashemumu6021 Год назад +3

      There's nothing to feel sorry about. Vanhu just learn to stick with one man at a time because munhu anokanganisika is the woman she has a lot to lose

    • @rejoicegwenhure7284
      @rejoicegwenhure7284 Год назад +1

      @@munashemumu6021 True people should stick to one partner that includes men. This man was going to take care of someone’s child because he decided to cheat on his wife

    • @zvisineisengedzi7061
      @zvisineisengedzi7061 Год назад

      Mukadzi is full of confusion zvaari kutaura hazvisi kubatana

  • @garnetguzha2176
    @garnetguzha2176 Год назад +3

    Mr Tinashe we now addicted to your show help us ❤️

  • @hildadhlakama2339
    @hildadhlakama2339 Год назад +4

    We need Part 2 of this. And mayve Part 3😁

  • @shyleendhlamini5166
    @shyleendhlamini5166 Год назад +56

    Suddenly the DNA man has turned out to be a Zulu warrior

  • @taniamuchenje3838
    @taniamuchenje3838 Год назад

    Here after watching the promo,ndikuda kunyatsonzwisisa pakanzi aito hayiwa na mhamha vangu

  • @charitynzegwu3089
    @charitynzegwu3089 Год назад +36

    I think the outcome is the best for this couple. There does not seem to be anything between them! They are so cold towards each other. This young lady is a gifted enhanced story teller. Very sad. It was obvious to me, that she was being rather economic with the truth. My prayer is that Tinashe can help this young woman find the father to this unfortunate child. As for the guy, I think he is equally as bad in terms of not telling the whole truth. Hope this has taught him to protect himself as well as to stick to his wife! Grateful that he was looking after the child though. Once again thanks Tinashe although this one seemed draining!

    • @chidomafuta5007
      @chidomafuta5007 Год назад +1

      Oooh my God , at least azotaura umwe

    • @whatsoccuringmaizuu
      @whatsoccuringmaizuu Год назад +1

      I concur with your analysis. It seems they are both untruthful.

    • @rosagwash
      @rosagwash Год назад +1

      Vakoma kaa i dieded a die @gifted story teller kuita kuruka nyaya. She was probably raped by a relative

    • @charitynzegwu3089
      @charitynzegwu3089 Год назад

      @@rosagwash ummmm mynn our lil sis ummm vane manyepo anoita kunge idi

    • @gracechigwande2345
      @gracechigwande2345 Год назад

      @@charitynzegwu3089 nhai zvako

  • @frombellytobub3420
    @frombellytobub3420 Год назад

    Ndapera strong nemaths dzacho ini. Kudanana at 16 mosiyana at 17 then zvinzi takadanana 5 yrd dzombonzi 3 dai iri test ndaifoira

  • @tino6570
    @tino6570 Год назад

    Hanzi takadanana 3yrs, obvunzwa makadanana une makore mangani oti 16, mukazoita nhumbu rini, oti 17, saka 3 yrs dziri papi ipapa nxiiii kuita kuCrammer nyaya yenhema, kuda kuzongwarira zve underage. Mai vemukadzi ndotsotsi gurusa

  • @petronellamagaramombe9483
    @petronellamagaramombe9483 Год назад +4

    Yaaah i surrender 🙌ama 2k muri kumberi shame

  • @Welzim
    @Welzim Год назад

    Zvishavane town yekumusha kwedu Belingwe hayas madrama chaiwo

  • @aldrinvushe9916
    @aldrinvushe9916 Год назад

    Team yangu paZvish haah boys raramba kubiridzirwa vakadzi vari kurohwa ma0%

  • @ruvarashemativengaruvarash1162
    @ruvarashemativengaruvarash1162 Год назад +1

    Mr mugabe ndikutsvahawo basa reku set table iyo nema chair ndichizviisa backmumota fut😎

  • @miriambanda1670
    @miriambanda1670 Год назад +1

    Ma statement asisi avo anga atondipa answer kare hakuna bba vanga ngonyarra mwana amitiswa plus mai voti nyarra kumwana inhema Cc ava na mai vavo vanozivana havo

  • @tafarapaul
    @tafarapaul Год назад +5

    Saka apa mai vakutora mwana wavo vonomuisa kune vamwe baba😢😢😢😢 too bad.

  • @chidomadziko
    @chidomadziko Год назад +7

    She knew all along.

  • @rutendoruzvidzo1124
    @rutendoruzvidzo1124 Год назад +8

    To us vamirira Tindo Saturday 😂

  • @evernicekapita7786
    @evernicekapita7786 Год назад +10

    My Zambian hubby is now also addicted to DNA show 😂😂😂

  • @4Tees-p1n
    @4Tees-p1n Год назад +1

    Zvirikumbofamba seiko kuvana vedu vevasikana, it’s very sad kuti a nineteen year old akatorara ne more than two men💔💔

    • @vannisamakaza8742
      @vannisamakaza8742 Год назад

      Kumbot 2 chete hre....just hoping kut haasi wababa vemaskna

  • @patiencemashura8942
    @patiencemashura8942 Год назад +3

    Thank you Mr Mugabe

  • @jennifernyabunze7394
    @jennifernyabunze7394 Год назад +22

    Ama 2000 never disappoint 😞 🙌

  • @babava2263
    @babava2263 Год назад +1

    Varume, pamberi nekutesta maFirst born. Unogona kunge wakatambidzwa nevanhu ava. Zimbabwe yakazara anaSinyoro.

  • @progressmarechagwisai9461
    @progressmarechagwisai9461 Год назад

    Madzimwene aya … 🙌🏿🙌🏿🙌🏿🙌🏿 ma mother in law edu aya …. Why would she bring the girl pamba to disturb current muroora?

  • @chidomafuta5007
    @chidomafuta5007 Год назад

    Hey hey yaaaah, I surrender was supporting this girl, u lett me down please , you were so innocent wen you were talking

  • @lindrosechiwande1846
    @lindrosechiwande1846 Год назад

    Mwana wekumusha kwangu Midlands wandinyadzisa zvisingabviri

  • @munashemumu6021
    @munashemumu6021 Год назад

    Haa inini am doing DNA test when am married vakadzi l surrender... Munhu anenge achitodyiwa nemumwe munhu.

  • @doreenmusara3433
    @doreenmusara3433 Год назад +2

    Wen she smiles its like she is innocent she knows the father of the child ma first born are in serious danger

  • @cedricphiri3353
    @cedricphiri3353 Год назад +1

    Are we going to ignore the fact yekuti vakatanga kukambura bota mwana ane 16😭😭😭💔

  • @lydiamusarapasi8316
    @lydiamusarapasi8316 Год назад

    Ini ndange ndaiita question? panzi haana kutaura kt ndine mimba kusvika mwana atove ne 2 yrs why? Eish thanx to DNA man , unotochengeta mwana asiri vako ukapusa apa

  • @advancematoweadttocksmatto9213
    @advancematoweadttocksmatto9213 Год назад +3

    Haaaaa isu takakura bota rosingadyike Nyore nyore sezvakuitwa makore atave aya

  • @user-he7dt2dp5h
    @user-he7dt2dp5h 10 месяцев назад

    Hmmmm so painfull.tinashe nay God bless you

  • @tempercollection7248
    @tempercollection7248 Год назад

    Why am I not surprised nyaya dzemusikana dzanga dzisingabatane

  • @vannesambedzi2112
    @vannesambedzi2112 Год назад

    Zvishavane ndokumusha.... Ndopera strong nema 0,00

  • @ladydmapurisa8415
    @ladydmapurisa8415 Год назад

    Nhymi munhu anorara nevarume vangani zvekutadza kuziva muridzi wemimba,Aids haipere Chokwadi

  • @eustinamasika
    @eustinamasika Год назад

    Am now leaning not to take any side till Mr Mugabe gave the results. This young lady mmmmm

  • @johannesjohannesj.m9061
    @johannesjohannesj.m9061 Год назад

    I think sister vakatanga kudanana Jako vaine 13 years vacchiri form 1 kwaakuzodyiwa bota after 3 years

  • @memozicalie2310
    @memozicalie2310 Год назад +5

    Are we gonna ignore what the DNA man is wearing on his head😂

  • @bhekenkosinikhanye6930
    @bhekenkosinikhanye6930 Год назад +1

    This guy myt not be the father of the child in question but I feel he was lying about the duration of the relationship because of the girl's age. He said he saw her when she was going to school

  • @softlinda3494
    @softlinda3494 Год назад

    Mr Mugabe vamwe vasikana vechidiki ava vanomitiswa nehama vonyepera vamwe vakomana vavakambodanana navo

  • @pridemukwena8554
    @pridemukwena8554 Год назад +2

    Is he 25 ....y zvr kundirambira show us his ID😀😀😀

  • @patiencemashura8942
    @patiencemashura8942 Год назад +4

    My favourite show

  • @victoriamarufu3953
    @victoriamarufu3953 Год назад +1

    Haaaaaaaa vakadzi munorwadzisa , ko Seiko uchida kupa mwana Baba vasiri iwo , haaaaaaaa Mr Mugabe muri kugona basa Mwari akuitirei zvakanaka muupenyu

  • @susankabanya4630
    @susankabanya4630 Год назад

    Ama 2k vakunge maAmericans vakutora pota kuita sport 👨‍🎓👨‍🎓

  • @takudzwamlambi679
    @takudzwamlambi679 Год назад

    Ndiripo hangu ku Tokyo Japan it's already 22.17 but ndomirira hangu.. Saka that will be at 22.47pm

  • @armstrongchiyangwa3958
    @armstrongchiyangwa3958 Год назад +1

    Ko akayita nhumbu cy ane 16 now ane 20 mwana ane 2years

  • @pemncube9049
    @pemncube9049 Год назад +14

    Ma 2000 will never disappoint. Dzokororo ine simba, hopefully 99% next time

  • @AnjoJoy.
    @AnjoJoy. Год назад

    Aizve. Yanzi excluded 😳. Ndosaka vakuru vakati dont judge the cover by its book. I almost concluded kiti mainini vari innocent. Paunder age ipapo mainini vakange vato double crosser.
    Mhamha kuramba vakatarisa result as if expecting kuti ichinje iti 99.99999%.

  • @scottzvidzo5564
    @scottzvidzo5564 Год назад

    Boys softaiwo tumababe turibhoo imi , ana Tindolike venyu ava havasi worth it 🤣

  • @esierayner533
    @esierayner533 Год назад +2

    Ma DNA akakosha I hope vachawana baba vemwana.

  • @priscillandoro468
    @priscillandoro468 Год назад

    Nhai Mwari ko kuzonosiya mwana ndiko kudiniko nhai amai itai mushe ama2000 imi aaaa ende uchiziva ky munhu akaroora ko ucharambirei uchidanana nemunhu wemunhu nhaimi amai munoitiswa nana Abhero.

  • @priscadube3972
    @priscadube3972 Год назад

    Tinashe ngumbuzo bani othi”baba ve mwana varikuti?”

  • @patiencenyamushanya1879
    @patiencenyamushanya1879 Год назад +1

    Ndine leopard skin outfit... Zulu style complete with the nduku... Huyai mutore mkoma Tinashe for free to complement the fantastic headgear...😂😂

  • @beularmukozho7839
    @beularmukozho7839 Год назад +2

    Mr Mugabe ma2000 ose anema 0% aya dzokai navo vava nema 99.99% vana vedu vadzidze muchitiudza kuti zvakafamba sei just like any episodes plizz

  • @frankmoyo7267
    @frankmoyo7267 Год назад

    Ini ndaona kuti kanonyepa pakati ndakamitiswa ndine 16yrs apa kati vakafambidzana for 3yrs hazvisi kusangana