@@juniorcecilia9138 Kana usingazivi zvemusic nyarara masong matsva anotora maviews vanhu vanoda zvitsva ...after some time vosiya voenda kunemamwe masong matsva garai pasi mbuya
Rimwe dzungue racho rosvika pakusvota adii kuisa muhomwe ma Peter akuisa make though Peter munhu atovawo nemari dzake but hazvisi bhoo zvaiita, dzungue rake ummmmm its tooo much
The fact that Peter started music after his father passed ,that only shows that he is genius.
Thanks mudhara nemoyo wakanaka wekuchengeta nherera dzatakasiirwa idzo
Well done Macheso for grooming the upcoming Sungura artisit. Peter wakugona keep it up. You are getting stronger and stronger with each day
🎉🎉🎉🎉peter ramba wakadaro kurespector dhara rako iroooo
Thanks Peter, it's difficult to feel the absence of your father.
Haaaaaa Peter akugona n m inspired, baba Shero humanity moiwanepi
Dhewa ukuramba uchitamba Namudahara ❤❤❤❤
Wandigonera Peter especially kaguiter kabambo kanoita zvekuchema ,well done Peter
Thank u Baba Shero for kip pushin ur friend's son......muchly appreciated
Maturity Peter well done Mwana wedangweee 🎉
Peter I'm proud of u
Murikutukirei peter adiiii akahura mwana wamai wako ere
Vanorwara avo kuti anohura neyavo here fokoro
Vamacheso handizive ndokutendai nei.
Tnks papa fore The Love
Macheso apa maratidza hu maturity mdarah amurwadziwe ❤ ndoshuvira kuva nemoyo sewenyu
Peter akurova ngoma mnje
Mak ngwazi you need 50 years to reach this LEVEL 🎸🎸💃
Unorwara iwe Ngwazi atove kumberi kwekumberi ....ishungu chete dzamunadzo kuti mudhara apera ...masong akadzokorodzwa
@@Trabablas 👎
Behind the scene chaiyo chaunoti kumberi chii munhu atodarikwa maviews nedzabuda zero ita mushe iwe @user-qb1pf6ym3t
@@juniorcecilia9138 Kana usingazivi zvemusic nyarara masong matsva anotora maviews vanhu vanoda zvitsva ...after some time vosiya voenda kunemamwe masong matsva garai pasi mbuya
@@juniorcecilia9138 Almost album rese rakapotswa radzokorodzwa ...kupera ka uku ......magitari epana Sarah akadzokorohwa mabharanzi ndiwo akavharika
Peter igwee vari tiii thank u Macheso for supporting young star
I grew up mdichiterera Macheso,Madzibaba,Njerama uyu wamunoti Ngwazi handitomuzive uye kuti anoita nezvei😮
Kkkkkkkkkkkkkkk
Pawakakura anga asati avepo ndosaka usina kuwana mukana wekumu terera
God bless baba shero and peter moyo🎉🎉
Baba Shero doing it for the future of Sungura ❤
Peter Moyo ur one of the best. Remain blessed
Wese atuka Peter panyo pamai vako
Kkkkkk zvakaoma hazvo
Wareba Peter looking good,God bless
What a beautiful tribute 🙏♥️❤️❤️❤️
Thank u baba shero chengetai mwana wenyu
Mberikwazvo the best music band❤
Peter ishashaa
Rest in peace TONGAI MOYO
Ma dancers kuteverera kupiwa mari here
apa pakabatwe wayaaaa
Famba Kariba
Akura Peter akurema
Quality video well-done
I wish dhewa was live well done chesology
We got robbed there, the combination was lit
Normalise kusecha homwe dza Majuice after ma shows 😔😔🦧
kkkkkkk bcz ari too much active pamari kkkkkkkk
Rimwe dzungue racho rosvika pakusvota adii kuisa muhomwe ma Peter akuisa make though Peter munhu atovawo nemari dzake but hazvisi bhoo zvaiita, dzungue rake ummmmm its tooo much
Kooo vanhu vanovengerei Peter
Excellent ❤❤❤
Kkkkk vanhu chavasingaziwe ndechekuti Macheso anotori nemari kudarika mbinga dzomupa idzo
I was all 😊😊😊kubva ichitanga kusvika yapera my favourite song being done by my legend Alick Macheso.
majuicy akaba mariiii apooooo
MaJuice ngaadzingwe nxaaaaaa
ndapaona
Vagonesa vamacheso
Haaaaa macheso idhara renyu. Nditateguru vapenyu ava pa sungura!
Hayi mashona bayatshaya ingoma shame
Ushe ndibaba ane waya akavharisa
Peter voice haripo
Ndaona vanhu vari ku seeder
Nice nice ❤
Together as one❤i love you TEAM OMK
Chogonesa peter
Thank you baba shero chirera nherera
My favorite song
Vanhu kuteerera mari mari yakashata akomana vanhu kuungana vachinhonga mari unogona kungonhongwa nemunhu 1 kwakuungana apashai rakaba apo
Chinogona Peter
Peter akaipa uyo
Fambai.mukoma Dhewa.zvirikuita
Ko hanz peter ihuree nemafans😂😂
Respect cheso power
He is more handsome ,plus the boy has achieved more than them at his age .This is out of pure jealous
Ndopaunonzwa rimwe richiti zvinhu zvakaoma muZim..vanhu vachikusha mari kudaro kkkk Ita kuti zvinhu zvakandiomera😂😂😂😂
Ehe vanhu vane Mari varimo
Haaaaa vanhu vakanakirwa amana ummmmm
Kuita ka charity show chaiko
haaaa mari yakaoma vanhu kutiza stage vachiitevera mari
Peter unaziva zvekutaura you mean baba wako havana kusiya imba here
Iwe hauzvizivi kut dhewa akafa asina imba hre
Peter anayo imba uyo but munhu wemafunnies chete plus naMacheso vanowirirana zvekuty dhuu haaa bond yavo yakanyanyisa
i think soo also kut dheaa akafa asina imba bt chokwadi chakakwana andina zvangu bt kunzwa nevanoziva ,bt Peter iye pachaje anayoo
Credit to the great late Tongai Moyo for gifting such a lyrical gem(zvinoita murudo)
Ba Shero vanhu vakuru tozviziva asi guys siyai kuisa zita ra Ngwazi comparing
Macheso akagona apo
Zakaria mupei maruva akeee
Imhare ndatenda hangu
peter peter
Apa pakarohwa ndima apa
Macheso makagadzira Zita kudhara but new album rine poor sound quality please ipai mdara Bothwell nyamhondera simbi dzake
I really agree with you.
Hanzi peter ihure ??
Ma fans akadhakwa kana adhakwa hawo
Nhai hako hameno kuti iye anoziva sei kuti vaarikuti baba ndivo baba vake
Chirera nherera Mdhara kubva kudhara
@@kudakwashepasi7551 iwe akarera Ani kokungonyarara
Mdhara chesology rambai makadaro mukusimudzira vapfanha venyu
Cooler box ne ice zvavapo kwasara doro
Majuicy akadzi nababa shero yawanhonga apa😂😂😂😂😂😂
Peter Siya ku abuse doro
Videos morova
Peter is double minded
Mufanha anomakisa uyu
Aita sei mwana nhai amana
Ano makisa aitei unoda kurohwa iwee 😊
Its not like haana mari yerent but it was jus sacasm baba, he jus went there to support his elder
@@HonestMumpande-qi8xs iwe ahudaro
arikugona mukomana. He just needs to work on singing in key. He was a bit off key.
Thank u baba shero chengetai mwana wenyu