Yaaa pane nyaya chokwadi baba hawaziiii endai Kuma dna mupedze ma sports asiwo baba nhongwa munadzo munfakononera vangu mugodhi we povo uye kuzoramba mchitewera mkwasha
Mambo vakaita internal injury nedouble fight, mbanje zvadzinoita vakomana. Mambo havarohwe weduwee. I like his attitude, hanzi tangarai pandiri, hanzi gomba harina mwana period. 37yrs biology father ari absent, kana nemiwo. Vana ava nhamo yavatamba tsvina that's why vaakutsvaka tunyaya ma1
Agh baba vanotaura havo ava srs ..pafeya chaipo ..dna ndezvimwewo asi baba ava vanenge vanepamuromo ..kana mukadzi haana dhoo apa ..haikona kutyisa vana nekuti murimambo ...maida kubhadhara 1000us kumasoja kuti vadii mukwasha ..
Vana ava a ana rugare Mai avo vakafa.mai havatukwe weduwee nyangwe vakuroye hatukwi pamwe kusiyana kwechikaranga Chavo bt Mai atukwe ingozi yavari kuzvigadzirira iyo
Version yaMom is very clear to me. Nyaya yekuti haasi mwana vepamba yakabva mu interpretations dzevanhu ava. Ini ndave kuenda kubasaaaaaa kwanguuuuuu!!
Haha Drewmas nhasi mandibvisa stress sei haha overnapping here chief munonakidza dai makaputitswa imi netuzukuru hatuna hunhu nemagwana vacha rova ivo baba vembanje
To me mamma vatsanangura zvakajekesesa,, Don’t know Mambo vari kutadza kuzvinzwisisa sei !! Also ndinokumbirawo song yenyu matangisa chirongwa!! Thanks Mr Andrew
I can predict result ye DNA. The alleged father is excluded as the biological father muchishona tirikuti baba hamusirimi muridzi wemwana hapana chenyu chiri pamwana🤞
Vakadzi vanoita zvogara zvakadaro vakakanganisa mai ava ndopakabva matambudziko ose aya nenyaya yemuromo wavo obvious mwana uyo anofana asiri wababa ava pafair
Building ye pumpkin hotel inotyisa from outside.... kunenge muchabuda mhungu
Background music iri loud please vaNeshamba
Yaaa pane nyaya chokwadi baba hawaziiii endai Kuma dna mupedze ma sports asiwo baba nhongwa munadzo munfakononera vangu mugodhi we povo uye kuzoramba mchitewera mkwasha
😂😂😂mdara akafita kuActor maSkits uyu
Kkk chokwadi
Very homework 🤣🤣🤣akabatikana mukuru wanku uyu
Kkkkk haas
Tokumbiravo musaridza music kuback uko pliz team neShamba we love u
Taura hako.l can hardly hear anything 🙉
Confidence nechirungu chavo baba ava i salute. Only confidence can take you far 🙌🙌🙌
Mkwasha krova mambo double fight 😂 anojairira,Mr Mugabe hero basa ma Dna
Ummm hanzi you have to be very homework 😊
Gogo vanenge ndivo dambudziko hombe ndivo vakonzeresa nyaka nyaka l can't wait to see va Mugabe vapindira vachiti 0 % Baba hapana chenyu pamwana uyu
Reginah ndibatsiroo nekuvhura video iro support local talent may God bless you
ruclips.net/video/lh252tUpUh0/видео.html
True
Sure
Drewmas media taking us to another level
Mdhara vane n'yambo apa vachirwadziwa nemaximum double fight.
Thanks Andrew Neshamba 👏👏
Deliwe ndibatsiroo nekuvhura video iro support local talent may God bless you
ruclips.net/video/lh252tUpUh0/видео.html
😂😂vanogona kutaura samambo 😂😂😂
@@deliamukahadzi9325 b
#Tinashe Mugabe 🔥🔥muwane peace of mind baba.
geraldo ndibatsiroo nekuvhura video iro support local talent may God bless you
ruclips.net/video/lh252tUpUh0/видео.html
Mugabe Tinashe hero basa mwana vamai
Jusper ndibatsiroo nekuvhura video iro support local talent may God bless you
ruclips.net/video/lh252tUpUh0/видео.html
Sheri ngaakwane even vakasava baba vake chaivo
This ma Nakamu he gets ngavape respect
Kumwe kushaya hunhu ungarove mnhu mkuru kudai
Priviledge ndibatsiroo nekuvhura video iro support local talent may God bless you
ruclips.net/video/lh252tUpUh0/видео.html
Big up Drewmas Madia.Mr Mugabe hero basa.
Kkkkkk song bhoo here VaNeshamba, goodbyr my friends
Sherry haasi wepamba ipapo mai vaka replica nemunhu wehukama b4 vagaries ne war veteran iri
Hanzi You have to be very homework 😂😂😂
Double fight maximum 🤣😂🤣😂🤣
Komusic ndeyeiko nhaiwe Drewmas 🤷🤷🤷🤷
Mambo vakaita internal injury nedouble fight, mbanje zvadzinoita vakomana. Mambo havarohwe weduwee. I like his attitude, hanzi tangarai pandiri, hanzi gomba harina mwana period. 37yrs biology father ari absent, kana nemiwo. Vana ava nhamo yavatamba tsvina that's why vaakutsvaka tunyaya ma1
Kkkkkkl ndiri mambo kaini kkkkkk baba vakanyanya avo😂😂😂
Rose ndibatsiroo nekuvhura video iro support local talent may God bless you
ruclips.net/video/lh252tUpUh0/видео.html
Tezvara AKA mudhara Amuli.
Ndizvo zvanda fungawo 😂😂😂
@@memoryzenda7338 😂🤣
Thank for take us to another level weiidone thank you mukoma Andrew murikuita basa Shumba ne team yenyu yese I saiute you aii Ndi Masivanda anyora
lucy ndibatsiroo nekuvhura video iro support local talent may God bless you
ruclips.net/video/lh252tUpUh0/видео.html
Hainetse dainzai Tinashe Mugabe kkkkkk sekuru ngavasatemwa nemusoro
Pengai mdhara wangu mkwasha imboko baba wangu
Vana vari kutuka mai avo , nzira yenyu yave rima. Matove marombe. Zivai izvozvo.
Dhurumasi medhiya yakanyanya nipeiwo song iyi pliz inonakidza
Ndashuwa kumusha, mudhara mudhara uyu vanofanira kumusanganisa navharazip. His life is full of comedy
Makadini VaNeshamba apapanoda Tinashe Mugabe anopedza masports ese
VaneShamba makadii mazuvano handisi kushandisa phone yangu yakafa, saka ndirikumboti saririre chaizvo asi ndinotenda nefara kuti baba vekwangu vanoziva ndinofaririra Drewmas media saka ndinozoswera zuva rese ndichiita catch up kunyanya dzandinenge ndambosaririra ndotenda baba nekundipa phone kuti ndimbotandara pano 💜💜💜💜💜💜😜
Ndinotenda chose. Munogara kupi mukoma
@@drewmasmedia3856 Tengerai fan yenyu phone Drewmas Media, ndiko kunobva malikes nema views zvinozovawo your payload
Mambo I think you can go to Tanash Mugabe DNA man for mwanasikana wenyu
Pakuda Tinashe Mugabe wangu
@@DjVeeZW that's true hapana kujeka
Mwana kurasa vabereki nokuda kwemurume haazive kuti murume haasi hama yako vabereki vanokosha veduwee ngenyi vana vachituka vabereki veduweee
Musi waanorohwa naiye murume uyu ..ndopaachavafunga vabereki vake..
Agh baba vanotaura havo ava srs ..pafeya chaipo ..dna ndezvimwewo asi baba ava vanenge vanepamuromo ..kana mukadzi haana dhoo apa ..haikona kutyisa vana nekuti murimambo ...maida kubhadhara 1000us kumasoja kuti vadii mukwasha ..
Barbra ndibatsiroo nekuvhura video iro support local talent may God bless you
ruclips.net/video/lh252tUpUh0/видео.html
Pakuda Mr Tinashe Mugabe 😂😂.... KwaMtoko ndikokumba kwaGozi💪
Double fight maximum
Medical affidavis
Threatened & detainees by mukwasha
Mambo is a story teller ndapa kutenda hangu 🙌🏽
kkkkkkkkkkkkkkkkkkkkkkkk
"You have to be very homework imimi veDREMAS otherwise you are like step brother in law or step son in law🙌"
Haaa iwe uchaitwa fight fight namudhara chingwa akaguguchira bhodhoro ra quart
Haa baba Sheri
Double fight maxmum😂😂😂😂
Mambo vanofanirwa kumboita ka skit vaina mdhara Amuli
Kutaura chokwadi mai ndizvo vanoziva Baba ve vana isu vamwe varume kungochengetese vana vevamwe
Mambo vane Basa kkkk havanett kutaura
Maximum double fight😂😂😂😂mudhara unoda chirungu uyu
Ko step son inlaw🤣
VaNeshamba ndine mubvunzowo pane nyaya yandakaona yababa vekwarusape vaidyiwa nenhunzi vakazowana rubatsiro hre ndakabatikana ndichinzwa nyaya iyi
Apa pakutoda Vamugabe mazuva ano ndivo Tete vechirume varikugadzirisa zvemhuru dzirikushupana panyaya dzevana
Vana ava a ana rugare Mai avo vakafa.mai havatukwe weduwee nyangwe vakuroye hatukwi pamwe kusiyana kwechikaranga Chavo bt Mai atukwe ingozi yavari kuzvigadzirira iyo
VaMugabe hero basa!
Nancy ndibatsiroo nekuvhura video iro support local talent may God bless you
ruclips.net/video/lh252tUpUh0/видео.html
@@Precious-1C done
Iwo gogo vaimbotaurirei mashoko akadaro chokwadi pamwe haasi wasekuru awa sei vakazozvitaura ka2 zvakaoma chokwadi
Let's gather here thoz wo enjoyed English yamambo 😂😂😂😂😂 amana mwari ngaave naye akanyepera mambo kuti vanogona chirungu
U have to be very homework...
Tezvara kudhererwa zvekutomamiswa nemukuwasha. Nyika inopunzwa nevene vayo ana Mhanduwe
Tinashe Mugabe to give you peace of mind
True
Cupboard irimo ndeyangu speaker irimo ndeyangu iproperty ipi yanoda kudzowirira mu1 room kkkkk😂😂😂😂
Lindah ndibatsiroo nekuvhura video iro support local talent may God bless you
ruclips.net/video/lh252tUpUh0/видео.html
Version yaMom is very clear to me. Nyaya yekuti haasi mwana vepamba yakabva mu interpretations dzevanhu ava.
Ini ndave kuenda kubasaaaaaa kwanguuuuuu!!
One room ÷ 3 door cupboard × 2 seater couch + mugodi taxs equals to which property.....
Double fight = internal injury....Solve X??
Cheaf ava chirungu bho here bt batai Tinashe Mugabe ipapo muite maDNA
hahaha hanzi you have to be very homework
Mai vakakanganisa ava chaizvo nemashoko avo akakonzera problem iyi, hazvipere mushe izvi
Chief chirungu chavo ichi regai varohwe nemkwasha
Drew mass makazvitanga riini zvekuti background music inotovhara marespondents zvikutotadza kunyatsonzwa zvikutaurwa?
Mambo haarohwe chokwadi kkkkkkkkk haaaaa akashira dare mupfanha uyu
Shoko harivhikwe, mai vakambozvitaura sei karipo karipo gudo harikwire huswa. Drewmas munogona
Ok dumbu rakaputika
Deedzai the DNA man Tinashe Mugabe
Cephas ndibatsiroo nekuvhura video iro support local talent may God bless you
ruclips.net/video/lh252tUpUh0/видео.html
Vakadzi tisatsamwa kusvika pakutaura mashoko anozotishaisa mufaro
Theres 100 percent truth in wats said in anger
Daidzai DNA man
Mukwasha akabhaiza apa kkkkk ummmmm anoda kudamburwa mukwasha
Haaaa ini andina chandanzwa ndrikungonzwa chirungu chababa ava 😂😂😂😂 haaa ambuya vanoda shamhu ndivo vakakonzeresa noise yose iyi vakadzi zvimwe tangai mafunga musati maburitsa mumuromo
Zvaanenge marko sibanda😅😅😅😅😅😅
Kkkkkk speaker cupboard nazvose kkkk .haana kana chaanacho
Ko nhai vaNeshamba madii kupa Tanashe Mugabe basa Sherry azive paamire
Maximum double fight kkkkk khule
Haha Drewmas nhasi mandibvisa stress sei haha overnapping here chief munonakidza dai makaputitswa imi netuzukuru hatuna hunhu nemagwana vacha rova ivo baba vembanje
Mudhara chirungu kkkkk
Wachatanda botso Mai wakafa
Ko ivo Baba vanomanikidza mwana kuti ave wavo hr,kutoramba kwarikuita mwana iyi mai vakatomuudza nechekare kuma Baba vane chaivo
neShamba ndanakidzwa nhasi matauriro Ababa andinakidz ndabva ndafunga kwedu Rushinga
Jp ndibatsiroo nekuvhura video iro support local talent may God bless you
ruclips.net/video/lh252tUpUh0/видео.html
Uuuum mukoma Andy nhau yekutukwa kwaana amai mudzimba umu nevana izhinji, chinonetsa ndechekuti vana amai havazodi kuinda kumutemo kuti vana vavo vandorangwa vanenge vonzwa tsitsi zvakare
Hi hi hi Sheri nyarara😂😂🤣
To me mamma vatsanangura zvakajekesesa,, Don’t know Mambo vari kutadza kuzvinzwisisa sei !!
Also ndinokumbirawo song yenyu matangisa chirongwa!!
Thanks Mr Andrew
Jordan ndibatsiroo nekuvhura video iro support local talent may God bless you
ruclips.net/video/lh252tUpUh0/видео.html
Sherry ukawana nguva utsvage Mwari muhupenyu hwako unoshainira vabereki vako vakakuchengeta shuwa nekuda kwaNyambanje wako
Mukwasha mboko iyi anoda kurohwa. vari baba vangu unoroveka big time.
Mambo havarohwi chero zvidii
Wakadini mkoma Neshamba pamwe naChihera?
VaMugabe mukasvikawo kwasekuru nagogo mungabatsira Shelly and baba Shelly vanotaura chirungu kani.
Jean ndibatsiroo nekuvhura video iro support local talent may God bless you
ruclips.net/video/lh252tUpUh0/видео.html
Taking u to another level. Doing a good job but 1 thing phone n# isa code koz level renyu rarepamsoro
music irikubackground irikuita tisanyatsonzwa mushe
Amai mwana haasi wababa ava nyange mukatukana hamungambotaure zvamakataura nezera iri kupedxa nyaya daidzai Tinashe Mugabe apedze masports
Amai imi handikutembei , mwana ndewababa avo here
Zvakaoma ko Ivo vana vanotuka Mai sei
Mambo endai kuna Mugabe anoswera apedza masports
Tinashe Mugabe hero basa
Pakuda Mr Mugabe...DNA...
Andrew nyaya hainakidze kuteerera tisingaone face pls bvisa chawakavhara nacho face dzavo tidzione tione kutonga nyaya
I can predict result ye DNA. The alleged father is excluded as the biological father muchishona tirikuti baba hamusirimi muridzi wemwana hapana chenyu chiri pamwana🤞
Kana ariwenyu torai mwana wenyu kana asiriri wenyu mobva mangobuda mazviri dai arimwana wenyu kureva kuti asikurovai
My roots
Music is too loud Andy plse@
Albert ndibatsiroo nekuvhura video iro support local talent may God bless you
ruclips.net/video/lh252tUpUh0/видео.html
Baba tazovaona
@@kavhileni ok
@@graciousmahonde1117 thank you 🤗🙏
MAMBO BUSHU ngavapiwe zvavo nyaya iyi
Hanziri kutukwa nevanhu kkkkk Zim inema drama zvokwadii
Daidzai tinashe mugabe apedze maSports
Mai ngavataure baba vaSherly chete
Sarudzayi ndibatsiroo nekuvhura video iro support local talent may God bless you
ruclips.net/video/lh252tUpUh0/видео.html
(((Mwana sikana haana kana problem mai ndivo wrong ,vaitotaura zvavanoziva
Vakadzi vanoita zvogara zvakadaro vakakanganisa mai ava ndopakabva matambudziko ose aya nenyaya yemuromo wavo obvious mwana uyo anofana asiri wababa ava pafair
I have to stand upon that kkkk ndabva ndafunga Mugabe.na mkanya hazvipere ndozviziva chete team rangu 🤣🤣🤣
Mambo very Clever man
Ko kuzovhara vanhu kumeso zvoita here
Father inlaw is very humble and kindfull
Kindfull ndoyakaita sei
@@tjngorosha7236 zidofo
@@rodneystoddard2014 imi nyanzvi ndimika muno gadzira mavara matsva kindfull kkkkkkkkkkkkkk kana akadzidza kumusha haaadaro maiwe heheheheheheh nyanzvi heheheh
@@tjngorosha7236 chirungu ndiwo mutauro vangu wazvihwa .kudzungaira ku mboro isinga miri
Mr Neshamba noise iyo boe here ku background aaaa azvinakidze
Mudhara uyu anotaura kunge mudhara uya wekuti ndiri kurohwa nevana vakandisungirira kkkk