I totally agree with you. The court has unfairly treated that child. She reacted that way because she saw a familiar face a person she knew. Taking his money would have meant consent. She followed the advice she was given. I feel sorry for how the girl child is treated.
@@lindasongore6770absolutely wrong for this court to dismiss this woman . They erroneously let the man walk scot free . Akakumbira bota akanyimwa . Haana nyadzi kupindira mwana uyo .
This is a nonsensical ruling, the perpetrator haana kana one muvhunzo waavhunzwa and that biased jury were all throwing stones at the poor victim, uku ndokutonga kwekupenga chaiko, mambo failed to protect that woman, even kana vashaya evidence he should've strongly warned that man against such inhuman act, apa mambo vabhaiza
Hapana kujekaapa dare rikatambira nyaya dzisina humbowo hwakakwana varume vanopera. Dont forget kuti kunze uku kune vakadzi nhubu chaidzo matare akasava strict tinopera. Zvinga buda here tikati munhu ngaaipende mukati against her words pasina zvinobatika. zvikava that simple ladies will just pull the victim card and the man is send behind bars.
Team iro harina kana idea on how to handle such case's mkadzi uyo dai akatambira marii oramba aitosiwa aurawa nebhinya iro aitodzipwa ozongowanikwa akafa. Tumadhara turikutonga nyaya iyo twakadhakwa
Wee need community leaders that protect the girls child and women please. Some of the panelist are not wisely useful in the court as l can see.... My personal opinion though.
Mwana aipondwa uyu nemhondi iyi dai aka screamer mambo makoniwa apo munositonga apo mashamdisirwa mugara n'anga..dai akatambira Mari airepiwa ..mushonga washanda apa Tasvu well done maburitsa munhu mu court
Mambo Bushu ndinoremekedza dare renyu chose asi apa ndinoona sekuti hamuna kubata nyaya iyi nemazvo. Mwana uyo mudiki chaizvo. Kutotizira kwamuri kutsvaka rubatsiro. Zvino varume vose voti nemwana mudiki zare. Sei musina kutarisa zera remwana uyo? Imhosga here kunyengwa? Sei murume uyo musina kana mubvunzo umwe zvawo wamamubvunza? Zvimwe aigona kupa dare chokwadi chaakaita. Matare edu akanaka asi ndinoona kuti hatina gender representation yakakwana. Dai panga paine vadare vechidzimai vakawanda vaigona kumiririra nyaya yemwana uyu. Pane nyaya hombe apa yandinoona sekuti mangobvura bvura.
Mwana uyu atsikirirwa, why murume asiri kubvunzwa. Its like kunyengwa kwaaitwa yamhosva. This court uuum vari one sided. Im hurt. Kutotsikirira munhu nezvinhu zvisiba basa. Ddnt finish watching
chat.whatsapp.com/Gh5T1zhun5S6truLZDH2A5
The victim had no protection from the court, they had judged her before she even spoke. This very sad😢
Vanopenga vana mambo ava
These courts no longer serve justice. Hakuna kutonga kwakadai. Listen to that stout, dark lady. Hatina kwatikuenda senyika
Imi mukadzi uyu mwanamudiki musadzungaidze mwana ndoona kunge arikuraura chokwadi apa mambo hamuna kutonga zvakanaka😢😢
Nyaya iyi ndeye chokwadi. Mambo matsikirira mwana uyu. Mwana uyu mudiki
Ndaonawo sekudaro
Exactly, mwana mudiki
I totally agree with you. The court has unfairly treated that child. She reacted that way because she saw a familiar face a person she knew. Taking his money would have meant consent. She followed the advice she was given. I feel sorry for how the girl child is treated.
@@lindasongore6770absolutely wrong for this court to dismiss this woman . They erroneously let the man walk scot free . Akakumbira bota akanyimwa . Haana nyadzi kupindira mwana uyo .
Ndaonawo sekudaro
That old lady kutsikirira a young lady too! Terrible injustice! Had so much respect for this court. It's gone!
Havana kukwana amai vemudare avo vanongobhabhauka nxaaa
Unfair judgement
Justice for this girl.
Haaa apa pashaikwa ruzivo apa. Kutonga kwanetsa. Ko iye murume wokupindira munhu haabvunzwe sei
That's the reason why I love Chief Nyamaropa.
Thank you young lady,you are one in a million.Chengetana nemudhakwa wako uyo siyana nezvekuwadzana nemaneighbors akadhakwa ayo
Poor judgement .
Mwana dai akatambira mari aibhinyiwa nyaya yakaitika mwana mudiki uyu
kkkkk mwana munomuziwa here
This is a nonsensical ruling, the perpetrator haana kana one muvhunzo waavhunzwa and that biased jury were all throwing stones at the poor victim, uku ndokutonga kwekupenga chaiko, mambo failed to protect that woman, even kana vashaya evidence he should've strongly warned that man against such inhuman act, apa mambo vabhaiza
The chief and advisors must be arrested
Zimquik vaudze mambo ava kti vanhu vati makadzvinyirira mwana apa
Unfair judgement since ndaona chief Bushu this case mabatirira mukadzi mukadzi uyu ndiye aatove nemhosva instead of kufeya murume uyu 😊
Mambo ana wisdom he failed to rule this simple case
havana kutengwa ava .asikuti mukadzi uyo akada kuita kunge akavimbika asi aifanira kudeedzera kuneumwe munhu ave witnes
chavangotqdza kuramba vachibvunza munhu 1 dai vabvunzanisa vese
@@PaulineMuchochomiDare radii kudeedza Sabhuku arikunzi ndiye akatanga kunzwa nyaya
Dare rose not fair no justice prevailed you took advantage of the vulnerable girl asi pabuda Mari much disappointed
Apa chief makabhadharwa
Poor judgement this is bad
She sound innocent
Why are they blaming this young lady who reported the issue to the court.
The guy did not even have to defend himself. What a fkn joke. I felt for this woman, they all ganged up on her.
Cry my beloved girl child.who is going to hear us as we continue being abused.
Dare rikaita pfungwa dzakadai vakadzi vachapera😊
Hapana kujekaapa dare rikatambira nyaya dzisina humbowo hwakakwana varume vanopera. Dont forget kuti kunze uku kune vakadzi nhubu chaidzo matare akasava strict tinopera. Zvinga buda here tikati munhu ngaaipende mukati against her words pasina zvinobatika. zvikava that simple ladies will just pull the victim card and the man is send behind bars.
Taurai henyu
Kuti pee chaiko
This girl is not lying
Team iro harina kana idea on how to handle such case's mkadzi uyo dai akatambira marii oramba aitosiwa aurawa nebhinya iro aitodzipwa ozongowanikwa akafa. Tumadhara turikutonga nyaya iyo twakadhakwa
Not watchable ...the levels of incompetence from the court!!! Even the title casts accusations on the woman.
Poor judgement. Mwana aida kubatsirwa instead maakuti vanozivana
Ko side raSabhuku ratii mwana mupei justice uyo
Nyaya inoda kutongwa namambo Mutasa iyi. Mambo Bushu apa vatadza. Amai vari kureverera hure remurume wavo rimwe zuva vachachema vapuhwa chirwere.
Haiwawo zvimadhara zvisingagone kutonga izvi
😢chingapera here chihure imi vanhu vechirume muchitsigirwa tsvina yakadai, you failed this lady Mambo, avo amai vari kudairira padenga muri hure, mumwe mukadzi ari kuchema nekuda kwekuti kodzero dzake dziri kumbunyikidzwa fokofu mhani😢
She is innocent
Taura hako
Haagoni kutonga nxaaa vabatira mwana
Chidare chenyu makadhakwa pamberi apo vhutsek
For the first time Chief Bush matadza kutonga. Madzvinyirira vana. Ndiri kuona kunge paita Chioko muhomwe apa
Apapakatadziwa Justice. Ko kumbobvunza varume 2 ???.
The young woman is very correct but it's unfortunate the panel lacks wisdom
Mambo panhawu iyi vakapotsa. Sabhuku haana kuuya kudare sewitness, mupomerwi haana kubvunzwa mudare. Avo vedare vari kungohumana. Wema chips dare raimukataza kataza
This woman needs to appeal. Mambo kutadza kutonga nyaya iripachena. Dhemeti nxaaa
😂😂😂😂😂😂😂
Kumhanyira kuvhara mwana uyo dare rese hapana kana 1 afungawo kunzwa side rechikomba
It's like the victim is on trial whilst the perpetrator is being defended by the wife I mean WTF!🙄
Enda kkupolice mwanasikana pasi nemabhinya anoda kutora vakadzi vevanhu
Not fair to this young lady
Makonewa kutonga makona kuteera nyaya iyi zvakanaka apa makutongesa mukadzi chete
Dai akatambira $40 yacho ozokuudzai kuti handina kurara naye maizvibvuma here?
Ko iye dako uyo madii kunzwawo statement yake?
Makadhakwa tudhara imi.
Poor judgment. Mambo maporonga
Chief tongai nyaya sekumhangarwa kwayaitwa not kuti imi momira as a lawyer ye accused person NO .
Wee need community leaders that protect the girls child and women please. Some of the panelist are not wisely useful in the court as l can see.... My personal opinion though.
Who will protect the other gender if its women this girl child that?
Dare matsikirira mwanahamuna kumupa mukana all off you against her
Mambo nedare renyu muri Kasongo Court. Munotadza kusefa nyaya iyi ko dzeuroyi mozodzigona
Ndosaka vanhu vachizouraya munhu kana apinda mumba . Mambo regai kutonga hamugone
Mambo nedare renyu munotonga nedemo madzvanyirira mwana imi
Apa mupari vemhosva hana kana kumbobvunzwa
Pashanda mari apaaa kana usina mari haunzikwe chero ukataura sei
Mambo sei vasina kudeedza sabjuku sometimes judgement inopiwa pasina kubvunzurudaza or gd investigations
Macases akadai akutongoda kucourt vanamambo vakutengwa ava nxaaaa
Mwana aipondwa uyu nemhondi iyi dai aka screamer mambo makoniwa apo munositonga apo mashamdisirwa mugara n'anga..dai akatambira Mari airepiwa ..mushonga washanda apa Tasvu well done maburitsa munhu mu court
Mumbaiwa marasika, ko amuna kana kumbobvunza murume iyo sei ??????
Mambo vatadza kutonga. Nyaya iyi.
Why you did not take the money? Why u did not cry. All wrong questions
Vanhu vari mudare mambunyikidza mwana mose
Dare rese against munhu mumwechete. Pane nyaya apa, murume uyu ane mhosva.
Sei musirikubvunza murume uyu kuti adaire kunyaya yaari kupomerwa.
Apa dare makundikana, mabatira mwana uyu. She is innocent
Dai akatambira mari, ainzi futi wakabvuma, wrong ruling chaiyo
Mambo Bushu ndinoremekedza dare renyu chose asi apa ndinoona sekuti hamuna kubata nyaya iyi nemazvo. Mwana uyo mudiki chaizvo. Kutotizira kwamuri kutsvaka rubatsiro. Zvino varume vose voti nemwana mudiki zare. Sei musina kutarisa zera remwana uyo? Imhosga here kunyengwa? Sei murume uyo musina kana mubvunzo umwe zvawo wamamubvunza? Zvimwe aigona kupa dare chokwadi chaakaita. Matare edu akanaka asi ndinoona kuti hatina gender representation yakakwana. Dai panga paine vadare vechidzimai vakawanda vaigona kumiririra nyaya yemwana uyu. Pane nyaya hombe apa yandinoona sekuti mangobvura bvura.
Nhai zvako, dare rese kutoita maDefence lawyer aRespondent chii chakadaro, vakuvadza confidence yemwana uyo, mofunga kuti anouya kumhan'ara futi ariye akutopindura semusungwa?
Mukadzi uyu mwana mudiki ufunge mbuya iyooo inotaureiko inovhiringa mubvunxo wangu Cy musiña kubvunza murume uyuuhaha m
Mwana atsimbirirwa panyaya iri pachena
Mazirume ayo anopusisa munhu shame
Nyaya ndeyechokwadi asi ndaona hangy kuti pakaitwa chioko muhomwe apa
Umm chief bushu musadaro veduwee, apa matadza kutonga remember kuti uyu mwana mudiki but instead kutonga nyaya zvakanaka makuto promote chihure uye chibharo.. Why musina kusheedza sabhuku or kuisawo murume pa corner... Nxaa kana makatengwa ahh zvakanaka chiZanu PF hachipere sure. Ndarwadziwa
Ummm nhawu iripo apa mukadzi uyu achiri mudiki ndosaka akatadza kufunga chikonzero mwana mudiki
Kune mbuya yakachenjeruka mudare umu inenge ichingovhizura fellow women. Inondifinhura zvekuti bhee. This young lady adzvinyirirwa zvake nedare
Haiwawo dare rese iri kuti tande tande nemwana, hamunyare.
Nyaya iri straight forward. Pane mhosva yakaparwa apa. Mabatira mwana pamwe nekumuchisidzira.
Mambo ne team yake vanotya murume uyo!! Including the husband wemukadzi uyu they all fear tt men, manje acharamba achirara nevakadzi wevanhu
Chidare ichi chakadhakwa, complainant akutoita kunge accused.
Vanenge vapiwa Mari.
Maratidza kusagona kutonga apa madzwanyirira nyaya
Mambo watonga zvekumama apa, hapana zvamaita. Uyu mwana maida kunyatsoona nyaya iyi. Ava mai ava kutaurisa ihure remakoko. Shitiiiii.
Haaa ndarwadziwa musadaro tongai nyaya sezvadziri Mambo
Aiwa iri dare iri kana mambo hamudaro maida kuti aitasei mwana uyu matongera hudzvanyiriri hamugone kutonga nyaya ndabatikana
Mambo apa makonewa apa. Maresva. Madzvanyirira mwana uyu. Sei maramba maka tsikirira mwana uyu?
Ko chikomba muri ku chitya here amugoni kutonga
Chief vakadhakwa ava ko sei vasiri kuda kushedza sabhuku nemurume wemukadzi uyu kuti muvanvunze kuti ichokwadi here chief hapana zvamuri kutonga makadhakwa munoisirei machief akadai munzvimbo nhaimi idzi inonsence
Mambo indava muchijaidza mahure murume uyo ihure dai mamubhadharisa mbudzi zvayo apa hapana zvamaita
Mazidofo dzinza rese
Mukadzi uyu mwana mudiki chete. But izvi zvakaitika
handisi hangu kuti akavimbika kana kuti haana asi aifanira kuridza mhere kutoscrima chaiko cz mumba mukatopinda munhu asiri murume wako ari munhurume unotoscrima chete .uyezve pavaitaurirana zvose izvo vaitaura vakagarisana sei ? uyezve vaitiziva malights kut ariapa
@@PaulineMuchochomiInga Ari Kuti akafunga Kuti murume wake wani..... hapana justice qpa
First time yangu kuona Bushu achitadza kutonga nyaya ….hey apa paitwa chioko muhomwe …
Kana iye sabhuku wacho aidawo kubvunzwa nedare😂😂
Mambo bushu makoniwa apa zvese nezimukadzi iro shame on you
Shame mwana uyu ashaya anomutsigira vanhu vaenda one side plus she young
Why is it the accused asina kubvunzwa kuti aidei mumba musiri make when the complainant ariye a reporter , justice robbed
Mwana uyu atsikirirwa, why murume asiri kubvunzwa. Its like kunyengwa kwaaitwa yamhosva. This court uuum vari one sided. Im hurt. Kutotsikirira munhu nezvinhu zvisiba basa. Ddnt finish watching
My observation too
Dai akatambira mari yacho nhasi mungadai m7chiti makatambira nari nokuti maidawo apa hapana zvamatonga nhasi
Mbuya iyo inovhiringa nyaya
Inondibhowa zvisingaite tsveee kumirira amwe madzimai
Ndamahure ayo inobhowa kuda kuzviita muzivi
Ko mambo icho chikomba chacho seiko musingamubvunziwo kuti wazvinzwa here zvataurwa nemukadzi uyu kwete kuti dare rose rimirire chikomba icho chiripo
Mambo matadza kutonga apa
This is just wrong the victim is being further bullied .....Mambo apa mafoira kutonga nyaya exposing the victim to more harm
Murikubatira Mwana
Murume uyu anofanira kutongwa kwete kutonga mkadzi akapindirwa ....madzimambo efake aya ..
Saka murume wacho haana chaabvunzwa vadare ndivo variku dzivirira zirume iro vakabhadharwa varume ava
Maya... Musadzwanyirire munhu.. Vanhu ava vanozivana sevanhu vemuarea.. Kutowudza murume akagona nekuti munhu we kuziva.. Sei usiri kutongesa murume uyu
Imi muri kupiwa mari mhan mava kutotongiswa mumhan'ari bvunzai muridzi wenyaya
Ndchitevera nyaya yamuri kutonga ndaona madzvinyirira zvamataura zvekuti unoridza mhere varume vanoita izvi imhondi unovharwa muromo kana kuvhundutsirwa uchatambira Mari vobva vabatwa what's next kwakubatwa chibharo matomukurudzira murume uyo kuti bite zvaanoda nevakadz8 vevanhu
Nonsense. People are persecuting the wrong person. Parikutongwa nemapenzi apa. Nxaaa