Mama nemwanasika gossip bt mama vakatombotaura kuti zvekugara nambuyawasha not safe. Jeckson akat yoo dzawira mutswanda hadzichanetsi kunongera kkkkkngai mukwasha!!! Waakuona now kuti Shamie ndiambuya haaaaa ndanyara kani mukawasha ko kuzopretender to your wife like you don't know. What are you going to do Shamie wants to have her baby who will be named Jeckson Junior. Tsano vapinda machena...thank you Marisa.Vana vaMoses causing stress for mama. Mhuri ichanyarirepi nezvakadai. Nyadzi dzinokunda rufu. Mukwasha wakabhaiza, wakavhura hombe. Jamukoko to the fullest ❤❤❤❤❤❤
Ini handina nhumbu kaini , I have nothing to worry 😂😂😂. I can't stop laughing......was happy to see Marisa . You're the best guys
Jackson Junior 😅😅Shamie akuda mwana wake nemurume wake.......iwe Jackson zvekut ambuya siyana nazvo vaambuya nhasi pawaidya zvinhu waiti zvichasvikepi😂😂
Mama nemwanasika gossip bt mama vakatombotaura kuti zvekugara nambuyawasha not safe. Jeckson akat yoo dzawira mutswanda hadzichanetsi kunongera kkkkkngai mukwasha!!! Waakuona now kuti Shamie ndiambuya haaaaa ndanyara kani mukawasha ko kuzopretender to your wife like you don't know. What are you going to do Shamie wants to have her baby who will be named Jeckson Junior. Tsano vapinda machena...thank you Marisa.Vana vaMoses causing stress for mama. Mhuri ichanyarirepi nezvakadai. Nyadzi dzinokunda rufu. Mukwasha wakabhaiza, wakavhura hombe.
Jamukoko to the fullest ❤❤❤❤❤❤
❤❤❤well expressed
Nyaya ycho inoperera kwa Tinashe mugabe
😁😁😁😁
😂😂😂😂😂
Umm good Samaritan abatsira murume uyu and zvino akumuendesa kumusha onoona madam vane nhumbu,chaai wounders shall never end
"Mbeva yemumba haidyiwi igonzo" 😂😂😂
❤❤❤
Kkkk Jacky ayaas
Masline anenge ambodziwana seiko nyaya idzi haaa anodzifambira wena hapana chinomudarika
😂😂😂😂😂 pane vanodzi disstributor kwandiri ini ndono offloader
Jackson akanakira nambuya iwewe saka zvako zvekuvadaidza kt nambuya itozvisiya varikutoda iwewe nemwana wavo saka itovadaidza kt babe kkkkk but guys mave kumberi henyu. That's good
Marise anonditira hangu ini❤
Kkkkk Jackson ma1 ako atanga😂😂😂😂 hanzi na shami ndikuda mwanangu na baba vacho😮
Ndinofara kuona masline namai vake ❤ ende vanogona
Much love❤❤❤❤
Maseline hnzi mwana wenyu mum mumwe ndyn❤
😂😂😂😂hakuna umwe kunze kwake
I wish to see moses baba vajack na masy 😂
Jackson ummm irazor blade mumadzimai ,team manyama mogonesa guys
Mai Tanya muri soft veduwe kkk
Jackson hanzi namarisa wakuvhura hombe 😅
Kkkkk hanzi hapana chisingapere nemari Marisa
Shamie ramba wakatsika ipapo don't delete jackson jnr 😂😂😂😂
Kkkk Shamiso haatambe nenguva zvake atowe nezita remwana kare yooooo
❤ jakson mukoman muhombe kkk
Ridgemont Gift Avenue is where I grew up 😢
Marisa manyama ❤❤❤
Jackson unogara uchingovhura hombe Chete kkkkkkkk chii newest nhai
That's Jamukoko flying higher ❤ Shami keep your pregnancy my dear. Jackson needs to grow up. Well done guys. I love mother and daughter gossips 😅😅
Watching from 🇬🇧 you guys you are fireee
Jackson unotanga wagaya here usat waita kkkk zvino ambuya washa mupengo wakuda mwana
Mukwasha hauchatapirirwe naambyuya here , pedza yawatanga
Haaa paipa manje apa ambuya vabva vanyura murudo❤😂😂😂😂
Jackson Jackson Jackson how many times did I call you 😂😂😂😂😂❤❤❤❤
Well done guys ,I was happy to see Marisa
Marisa marisa 😅😅❤
Ambuya zvakavaitira😂😂
My 1st time here hey this channel is better than zvana 4 seasons
Tanga tanzwa nekumirira shemu❤
🤣😂🤣vana wamoses mandinetsa🔥
Well done guys you are the best ❤❤❤
😂😂😂😂😂😂Marisa anzi unoziva kuty andiuudzi vanhu
Masiline I like your voice
❤❤❤thank you so much
Vana vaMoses moda kukwidza mai nebp hre
Mai vanofa nemwan wamoses uyu 😂😂😂😂😂😂❤
😂😂😂😂 Tadiiii asi
Mr Muketwa
Vanogona ku actor vanhu ava
Vanovaraidza
😂😂😂😂😂ini handipo
Chingwa chinodyiwa nebalcon 😂😂😂😂😂(not beacon) Mujeketwa u killed me 😂😂😂😂
Have been waiting for this and cant wait fo part 4. Ndoda mwana wangu nababa vacho zvese...Jackson Jnr loading!!!!!!!!!!!
Jackson uchinyanya kuvhura zip 😂😂😂😂
I like the marisa Guy😅😅😅😅😅😅
Vana vmoses watinyadzisa
Mujeketwa anogona ❤
taura hako
Aya manenji zvokwadi
"Handina normal yandinoActor ini ,ndinongoda mwana wangu naBaba vake" 😂😂😂😂
Well done guys keep it up
Shamie na Jackson, maiti zvinozoguma ne kupi... 😂😂u are the best guys.. thank u for entertaining us..❤❤
Babá Thánya inzwi riri país asi munogona❤
Ndatenda munoita zvinoda vanhu mandidaira nekukurudza
Nyc one guys keep on entertaining us❤
Shamie anenharo ndati😅😅😅😅
Keep up the fire burning guys munogona
Ambuya varikudaro zvavo avasi kuziva kt murume yava mbinga kkkkk kachanzwa godo maigru vodya mari
Batanya vakazarura huru kkk
Well done guys❤
Woow ❤
Munogona zvenyu 🔥🇧🇼🇧🇼🇧🇼
Baba P itsotsi wee😂
😂😂😂😂😂😂 manje naShamie zvinonzwi bvruu😅
This is nice
Nice ❤
❤❤ gud gyz
Shami ramba kubvisiswa nhumbu vanotaura rega vataure vachanyarara mukwasha muchanyara mukazvirega muchazvirega zvemujolo
Heyii Jackson paipa apo
Mai pie
Baba tanya na mbuyawasha let's gather😂
Let's go😊
On❤
Doctor vemjolo Jekisoni
😂😂😂😂 JAMUKOKO, 1 MASTER WEMJOLO
And Jackson haasikuda kti tsano vadzoke
Mogona guys
Shamiso shamiso shamiso shamiso
kkkkk vomanaka musadaro weduwe
Nhaiwe Jackson
Mukuwasha
Jackson akavhura hombe
Jeckson kumadress uku ndiko kubasa kwako. Mjolo professional, you like women too much yooo
Jackson na Thomas chizhanje same group 😅😅😅😅😅
😂😂😂😂😂Baba Tanya ambuya vane nhumbu 😂😂😂 vakabhaisa Marisa shamwari rudziikooo hadziii bvisai ko akafa😢
Shamii shamii
haaa mwana va Jekisen kuseri
Life gozon
In❤
Shamie naJackson mahorra chaiwo 😂😂
Mjeketa knows how to play it poorly very well
Jackie Jackie hokoyo najecksen junior
👌❤️👌
❤
😂😂😂😂😂 gavakava rakutaurwa nhumbu yakutoda kubviswa 😂😂
Pakaipa
Jackson mwana wa Moses anetsa
Munogona guys
❤❤🎉🎉❤❤
Mount Kilimanjaro 😂😂😂😂😂😂
Volume isai todzora tega kuno
muchaita sey nhaim tsano.vakauya
Murikupisa liyatshisa