Kutorwa Nenjuzu : The Story Of Rowai

Поделиться
HTML-код
  • Опубликовано: 24 ноя 2024

Комментарии • 82

  • @tsitsimatope5801
    @tsitsimatope5801 11 месяцев назад +4

    Good analysis sekuru Nyathi. Tinotenda nekutidzidzisa 👏 👏 👏 👏

  • @davidmakanani5426
    @davidmakanani5426 10 месяцев назад +2

    insightful analysis thank you Sekuru Makoni

  • @emildabadza551
    @emildabadza551 10 месяцев назад

    Thanks sekuru nedzidziso kusaziva kufa zvesure munhu achibuda mumvura anobuda nemushonga wake ende anenge atova n.nga kwete zvekudzidziswa kurapa sure vanhu ngwarai munoshandira n.nga kudzipa mari

  • @williamsnash7
    @williamsnash7 11 месяцев назад +3

    😂Andrew you are really amazing kama madrone will fall

  • @oupalala1241
    @oupalala1241 5 месяцев назад

    Makasimba here Nyati Mhenyu dzimbahwe... ndokumbirawo kubvunza kt rimwe jira reshumba shanu rine ma stars 6 rinorevei risiri shumba shanu riri kugotsi kwenyu Nyati

  • @zoeyradebe5955
    @zoeyradebe5955 11 месяцев назад +3

    Thokoza mkhulu 👏👏👏

  • @wilf_moyo
    @wilf_moyo 11 месяцев назад +1

    Sekuru you've properly analysed nyaya iyi to my satisfaction. I once asked kuti Ambuya veku Chipinge with so much power yekubvisa munhu mumvura after so many years vanotambura to that extent. Without those people whom she claimed kuti she retrieved, there's no exhibit kuti she is a traditional healer pamusha wavo no other clients. Zvimwe zvinoita kunge zvinoera kuvunza, asi apa matipa simba and reason to express our doubts too. Personally l would say munhu abva pasi pemvura after such a long time anobuda avekuziva what to do not to be taught by anyone else worse munhu asina kumbopinda pasi pemvura

  • @morganmahlaba6154
    @morganmahlaba6154 11 месяцев назад +1

    Imbavha dzakabira munhu, n,anga idzi ngadzitosungiswa , Mambo na sadunhu ngavatore action

  • @nevanjiangie2556
    @nevanjiangie2556 11 месяцев назад +1

    Zvanza asekuru👏👏👏

  • @otiliakaviya9954
    @otiliakaviya9954 10 месяцев назад

    Great analysis sekuru

  • @rambochauke710
    @rambochauke710 11 месяцев назад

    Munhu ane power ano respectwa kwete dzungu zera chii hamuzivi nezvekunzuzu Saka itai order mare pasina hazvibudiriri

  • @angiekue1512
    @angiekue1512 10 месяцев назад

    Thank you sekuru, tirikudzidza

  • @HappyDaisies-cc2gu
    @HappyDaisies-cc2gu 6 месяцев назад +1

    Sei gogo Voda kudzosa 500 pachaita kujutana

  • @anopancube1181
    @anopancube1181 11 месяцев назад +2

    Ngadzisungwe n'anga dzese ndivo vanhu vanotisvibisira chivanhu

    • @tsikadzevatema1381
      @tsikadzevatema1381  11 месяцев назад

      Kuda hazvo tichazonzwa kuti Rowai ave kurapa, hameno

  • @ssam1430
    @ssam1430 11 месяцев назад +1

    Thank you sekuru for your critical analysis and clarifications about some aspects of chivanhu. Makanuwana ‘Rovai’ itai DNA test nehanzadzi yacho until then I insist parikutambwa bhora resimbi apa

    • @tsikadzevatema1381
      @tsikadzevatema1381  10 месяцев назад

      Ndiwo maonero anguwo kuti panodiwa DNA, ndizvo zvinotipa chokwadi chizere.

  • @lovemoremuteura8528
    @lovemoremuteura8528 11 месяцев назад +2

    Sekuru Makoni Teacher wangu we history paMutonhori high school 2007

  • @nkulumosibuyi400
    @nkulumosibuyi400 3 месяца назад

    True

  • @claitosverengera117
    @claitosverengera117 11 месяцев назад +1

    Apa gogo avo vakaramba nyaya yavo . Vanhu vakaonekwa ne drewmas haasi Rowai vaingova vanhu vekuitisa mari sezvavqkatoita Apa

    • @tsikadzevatema1381
      @tsikadzevatema1381  11 месяцев назад +1

      Hameno, tovimba chokwadi chichabuda pachena. Kana ari Rowai chaiye, zvichabuda pachena

  • @phinielmoyo8808
    @phinielmoyo8808 11 месяцев назад +1

    Ko nhai imi, Mbuya Shumba yawonda vakabudisa Vamwe 2 after that. Madii kuti muende kunobvunza.

    • @phinielmoyo8808
      @phinielmoyo8808 10 месяцев назад

      Ndinotenda nebasa ramunoita, asi panhau iyi munhu wamungabvunza ndiMbuya shumbayawonda. Hazvina Kunaka kuti muite sokuti pakaitwa chitsotsi musina kutaura navavo, nokuti kutaura kudai vakatobudisazve vamwe vaviri. Donzwo rekuti vanyepe katatu kunhau ringave rei. Ini ndongoti tinyatso itumbura mimba yacho toona kuti mwana rudzii.

  • @anopancube1181
    @anopancube1181 11 месяцев назад +1

    Aah nhai veduwe.pamwe akadzokera mumvura sezvo nguva zhinji aiveko pamwe ndiko kwaatojaira zvino confuser maitirwo acho ende vanhu vanobatsira ava ndizvo zvavanoita kungozorwisana nenyaya yedare

  • @sagekingmike6845
    @sagekingmike6845 10 месяцев назад

    I think it connect with annunaki real African lost story

  • @lydiamagudu8536
    @lydiamagudu8536 11 месяцев назад

    Sekuru ndokumbirawo zita resong iri ku back ground please

  • @phinielmoyo8808
    @phinielmoyo8808 11 месяцев назад

    Munotaura munhu akaenda 40yrs. Kutori became variko kwambuya Shumba yawonda. Vanodzoka panenguva shoma ndivo vanoita n’anga right there. Ava vanototanga kudzidziswa kana kutamba. Ko imi makambotorwa neNjuzu here?

    • @tsikadzevatema1381
      @tsikadzevatema1381  10 месяцев назад

      Ini handina kumbotorwa nenjuzu... imiwo makambotorwa nenjuzu here

  • @rambochauke710
    @rambochauke710 11 месяцев назад +1

    Kkkkkkkkkkkk unotaura nhorondo yezvausinganyatsozivawo nezvazvo mmmmmmmmm taiiteerera Drumas kusvikira Zvonzi nambuya vekuchiponge Nzuzu dziri ikundibvunza kuti wakapiwei saka Bhora pasi Mari pamberi

  • @emildabadza551
    @emildabadza551 10 месяцев назад

    Nyika yoguma veduwe zveshuwa madrama aya ekuda kudya mari dzevanhu aaaaaa

  • @rambochauke710
    @rambochauke710 11 месяцев назад

    Dai maiziva zvenzuzu maifanira kutiudza kuti akaenda kupi kuna kuti aripi kwete kubvunzawo isu

  • @takawiramarufu6576
    @takawiramarufu6576 10 месяцев назад

    Ko kumapurisa kwakaendwa here kunorepota a missing person.Mapurisa ngaatiudzewo kuti Rowai arikupi

  • @Bvanyangu352
    @Bvanyangu352 10 месяцев назад

    Ini ndakaviramba from the beginning

  • @moreblessingmoyo8067
    @moreblessingmoyo8067 11 месяцев назад

    Chokwadi vakatambwa nyowani kkkkkk haarape cy aripi, matsotsi aye

  • @bosslady933
    @bosslady933 10 месяцев назад

    N'anga yekuzaka panenyaya maone saka vaka nyepa here

  • @rambochauke710
    @rambochauke710 11 месяцев назад

    We have history of Tafirenyika akatorwa nenzuzu kuDhamu raMufranji we never had the out come

    • @tsikadzevatema1381
      @tsikadzevatema1381  11 месяцев назад

      Tinongomirira hedu, we hope kuti we will hear a clear outcome

  • @samsonncube7481
    @samsonncube7481 11 месяцев назад +2

    Tinotenda zvikuru sekuru ne critical analysis ye nyaya ya Rowai, maybe vanhuwo vaida kutsvaga mbiri pane zvinhu zvisiri zvechokwadi. I don't think kuti aiva Rowai chaiye akashayikwa in the 80s, its so sad kuti hanzvadzi yake lost his house ne issue vahanzvadzi yake.

  • @lillycee5054
    @lillycee5054 10 месяцев назад +1

    Fantastic analysis… munogenesa ✅🏆🥇

  • @rambochauke710
    @rambochauke710 11 месяцев назад

    Pausingazive variko vanemaziso anopinda mungwambiti dzenzuzu voonachokwadi kwete kutotonga zvekudenga musatimwasvikeko

  • @HappyDaisies-cc2gu
    @HappyDaisies-cc2gu 6 месяцев назад

    Vanhu namatai Rowai Hanana kudzkoka sei makore ari 21

  • @sagekingmike6845
    @sagekingmike6845 10 месяцев назад

    Deep ,she is gone

  • @moreblessingmoyo8067
    @moreblessingmoyo8067 11 месяцев назад

    Mogara ku Chiredzi sekuru, , , ndokumba kwedu

  • @rambochauke710
    @rambochauke710 11 месяцев назад

    Mutaure kwamwswera uyezvamunoziva mafambire azvo kwete kubvunza isu tisingazive nezvimoko Drumas macamera akafa madakutora nerweseri

  • @rambochauke710
    @rambochauke710 11 месяцев назад

    Svikai paground kuchipinge mubvunze musatibvunze kana kutipamwe mascam endaiko kwete kutipandisa musoro

  • @bosslady933
    @bosslady933 10 месяцев назад

    Vakanganisa muhire umwe munhu mafungire anguwo

  • @JothamNgara
    @JothamNgara 8 месяцев назад

    Tsika dzavatema ndatenda hangu vanedzidziso huru

  • @rambochauke710
    @rambochauke710 11 месяцев назад

    Kugara mupaddhuze neMupofita hazvitauri kuti maziso ako nenzeve ungaona nekunzwa zvirikuitika mungwambiti yedenga vanokuudza asi usina chaunonzwa siyanai nekuti Ndinogara Chiredzi pedyo nen'anga hachizi chenyu chipo ichocho uye murikubvunza isu kutaura kuti hamuzivi chinhu

  • @rambochauke710
    @rambochauke710 11 месяцев назад

    Musatipa confusion ndimi maizotiudza kuti akaendepi kwete kufungira apa mavanenharozve taurai zvamunoziva bhudhi wacho aivabenzi unodheerera aitabasa uchiteerera asina chaanoziva ndokuita mufakose kurikudiwa mari kubvachipinge kuuya kuzoshadiswa mahara

  • @kudzimunetsi6508
    @kudzimunetsi6508 5 месяцев назад

    Hapana anombozviziva zvechivanhu izvo

  • @bettybetty9569
    @bettybetty9569 11 месяцев назад +1

    40years not 49.makadii sekuru

    • @tsikadzevatema1381
      @tsikadzevatema1381  11 месяцев назад

      40 yrs ari pasi pemvura, plus 9 yrs dzaaive nadzo, equals 49.

  • @mavischihaka1234
    @mavischihaka1234 10 месяцев назад

    Theft by conversation those must go to jail

  • @alberttsamwisi9295
    @alberttsamwisi9295 11 месяцев назад

    Ndisisi vangu vamurikutaura

  • @rambochauke710
    @rambochauke710 11 месяцев назад

    Bvunza Drumas zvaiitwa ikoko kutori nevamwe vaiveko uye zveganda wakamboona here video yeumwe mutematema musikana anga ari half fish zasi half girl on top tell that brother to follow instructions from originally N'anga from chipinge kwete kumuumba ne confusion

  • @sagekingmike6845
    @sagekingmike6845 10 месяцев назад

    Haaa vakahaya bhebhii i feel nothing special on this haha😂

  • @alberttsamwisi9295
    @alberttsamwisi9295 11 месяцев назад

    Ndokwedu

  • @bosslady933
    @bosslady933 10 месяцев назад

    Maita basa tadzidza

  • @elephantstreetprinting874
    @elephantstreetprinting874 11 месяцев назад +1

    hahahaha zera racho rakapotsa

  • @rambochauke710
    @rambochauke710 11 месяцев назад

    Wapinda apa usina pfungwa dzinekuumbiridza mmmmmmm vanodzidza ndiwe padare apa

  • @tonderaimhlanda8533
    @tonderaimhlanda8533 7 месяцев назад

    tinotenda

  • @memoriegomana5850
    @memoriegomana5850 11 месяцев назад

    Uuuuum imuka

  • @rambochauke710
    @rambochauke710 11 месяцев назад

    Wake up variko vanoona kugona chakwadi kwete isu newe umbitidza vanhu kwete kuputsa

  • @chingombedaries
    @chingombedaries 6 месяцев назад

    Gogo veku Chipinge is a scammer

  • @faraimasuka1275
    @faraimasuka1275 11 месяцев назад

    Yeah sekuru makoni muri right chaiko zva rowai izvi ndezve fake kkkkk

    • @tsikadzevatema1381
      @tsikadzevatema1381  11 месяцев назад +1

      Haaaa hameno, tichangoona nekufamba kwenguva. Asi some things don't add up