Fix the Zim economy first!! Why is it we are good at unproductive things? If we can produce lightning why not produce electricity for the whole country?
Vanhu verengai shoko munzvere magwaro.put on the full armour of God.kumbirai Mwari spirit of descentment .hanzi in the last days kuchava nemaporofita mazhinji enhema vachatoti gomo ibva apa enda apa richitoenda asi naISHE HANDINA KUVATUMA
But zigo as good as madzibaba vachitaura zvavari kutaura ,hapana anything good chavangaitire vana vezimbabwe nekutambura kuri kuitwa munyika coz sometimes it doesn't make sense, munhu anesimba rakawanda kudaro but Zimbabwean people are struggling
Another iPhone in wrong hands. Ndopanozonzi naMwari nhai Samuel uchachema Sauro kusvika rinhi apo ndakabva ndakazvitsvagira umwe mambo kumba kwaJesse. Even nekuvadzimu unosara wangova mutumbi mudzimu wakaenda kare kare. Mhondoro hadzidi tsvina kana kushereketa hadzidi.
Munhu paanonamata achiti I'm the head not the tail hapana waarukuti is a tail but that person arikuzvitaura iye kuti Ari wepamusoro not wepasi because we have power in our tongue of course they're people they speak not good words muupenyu hwako those words anoshaya Simba wen u pray so kuti uziwe shoko raMwari zvarinoreva zvinotoda kutodzidza nguva nenguva kuti tisazori enzanisa parisingaiti nekuda kwekuti zvaurikutaura zvinyatsobuda mumuromo that's not it kwa Jeso ndo kwe permanent of kwe temporary ❤❤
Shoko kuna Psalms 91 Christ Jesus said i have given you power to trample upon the lions and serpent and the great cobra,so ikodzero yangu kutozvitaura Kuti am the head.
Hanzi vachauya vakapfeka makushe ehwai mkati mapere.Peter chaiye akadambura munhu nzeve achirwira Kristu bt he said no dzangu ndapedza ndega,saka zviribho here or kusaziva kwangu.lets revise ourselves and fear Christ
Fix the Zim economy first!! Why is it we are good at unproductive things? If we can produce lightning why not produce electricity for the whole country?
Vanhu verengai shoko munzvere magwaro.put on the full armour of God.kumbirai Mwari spirit of descentment .hanzi in the last days kuchava nemaporofita mazhinji enhema vachatoti gomo ibva apa enda apa richitoenda asi naISHE HANDINA KUVATUMA
But zigo as good as madzibaba vachitaura zvavari kutaura ,hapana anything good chavangaitire vana vezimbabwe nekutambura kuri kuitwa munyika coz sometimes it doesn't make sense, munhu anesimba rakawanda kudaro but Zimbabwean people are struggling
Kkkkk dzakuzviridzira manje ummmm yeah pakaipa kunamata kune basa sure
Kkkkkk ZIGO chimambara wena hanzi ndongoita ka 1 ikako
Hazvizoshanduki hr izvi zvonzi kucherera kugeza eeeer unozobatwa uroyi mangwana
Mazuvano zvakuitwaa pachena ... ndaitombo zvirambaa bt mmm kwava kuendwaa kuma were
Asi tru Freeman arikupisa kupfuura Jah
Zvimwe zvinyaya hazvina kana musoro
Maporofitn'anga😮
😂😂😂😂 Zigo & Sparks varicy vana sangoma
Zigo akutya kuiswa mubhodhoro 😂😂 vakomanakq tsvagai Mwari chet
Another iPhone in wrong hands.
Ndopanozonzi naMwari nhai Samuel uchachema Sauro kusvika rinhi apo ndakabva ndakazvitsvagira umwe mambo kumba kwaJesse.
Even nekuvadzimu unosara wangova mutumbi mudzimu wakaenda kare kare.
Mhondoro hadzidi tsvina kana kushereketa hadzidi.
Kana usinga rwadziwe Na DJ sparks siya like ❤
Hoyoo
Zigo bhoo here nana sagoma vako
Munhu paanonamata achiti I'm the head not the tail hapana waarukuti is a tail but that person arikuzvitaura iye kuti Ari wepamusoro not wepasi because we have power in our tongue of course they're people they speak not good words muupenyu hwako those words anoshaya Simba wen u pray so kuti uziwe shoko raMwari zvarinoreva zvinotoda kutodzidza nguva nenguva kuti tisazori enzanisa parisingaiti nekuda kwekuti zvaurikutaura zvinyatsobuda mumuromo that's not it kwa Jeso ndo kwe permanent of kwe temporary ❤❤
Fact MUNHU wese ft anototenderwa kunamata achit am the head Soo tese tikat ndrihead anotoita tail ndyani
Shoko kuna Psalms 91 Christ Jesus said i have given you power to trample upon the lions and serpent and the great cobra,so ikodzero yangu kutozvitaura Kuti am the head.
Ku mhondoro ataurwa tomuziwa
Muri n'anga vaMutongi nt muporofita
Varoyi. Awa vatanga mmmmmmmmmmm
Pachena sha
Kunge wakaiswa mudhoro😂😂😂 sparks so
huroyi mave kuhunyanya veduweee
My question is maporofita enowadays anenge arikutozviita ane simba kupfuura vana Peter,maporofita akatumwa naJehovha chaivo vanobvumidzwa kuuraya here iro bible pamitemo ine gumi pane unoti usauraye.
Tumwe twuma raster twamunotiyisira vana sparks
Naiyewo
Vane masaramusi mutongi wenyu
Hanzi vachauya vakapfeka makushe ehwai mkati mapere.Peter chaiye akadambura munhu nzeve achirwira Kristu bt he said no dzangu ndapedza ndega,saka zviribho here or kusaziva kwangu.lets revise ourselves and fear Christ
Huu fake hwavoo vanobhadharisa vakomana ava saka rudo rwajeso havana mashiripiti ayo...hapana chaMwari apa
Kana zvinozo panduka izvi
zvakaoma kkkkkkkkk zvinhu zvacho soooo
Pakaipa
Kkkkkkkkk dj sparks vakutya kkkkkkkkkkkkkkkkjkkk
Panyaya yezuva pataurwa nonsense apoo
yaa madzibaba vaneruzivo
Why mamuti prophet.tsvimbo jira haisi yeuporofiti
Shuwa.hatisi kuramba Kuti havana mapowers bt in'anga nt mupofita
D Jay sparks lm about to block you koz zvamakutaura izvo haaa