Baba Vangu Vane Cent Pasikarudzi Yavo, Baba Ndisunungurei Hupenyu Hwangu Huendeke
HTML-код
- Опубликовано: 30 апр 2024
- By Bringing You News & Current Affairs Through Social Media, You Don’t Need To Wait For Your Grandchildren’s Questions To Remind You That You Should Have Paid More Attention To Current Events +263775964849
I remember this lady from dare ra headman Chigodora
Eeeeeeh diiii
41k 💃🏻💃🏻💃🏻💃🏻💃🏻💃🏻💃🏻💃🏻💃🏻
U deserve medal
Baba weMwana uyo wakawoma soro. Wakaramba kubatsira mhuri yawo
Nyaya iyi from Chigodora again atambura nhau ye coin yanetsa
Mwana uyo anoda kubatsirwa pakuvhura makumbo vana vake vadiki But anofanirawo kudzikama mai vake vakabatwa vanemachira emudzimu uye mai vacho vanodonha vakanamatirwa saka vanoti ndaamwene vanondiroya but mai vake vanezvavowo uye vakambo enda kunobatsirwa asi vanoda mubatsiri anovati ndiamwene vanodero saka ngavasatarisire kuti mubatsiri ataure zviri munjere dzavo
Waiting ✋
Waiting
Mai vake vakambouya futi kwamukoma Robhi asi hatina kuona kuzobatsirwa kwavo kana kt vakabatsirwa behind the camera
Tamirira imwe part manje
Batsirai Sisi avo chokwadi Baba vake vakawoma musoro padare raheadman Chigodora
Upenyu makata
Madhara edu soooo
Background noise 😮
Yes please why
Waiting
Waiting ✋