Mukadzi uyu kwakupfidzisisa
Makadi mambo ndikuya nenyaya yangu
Vakadzi tinokaurisa hatidi kurambiwa
murume akadzokera mukadzi achida fridge nezvose izvo afunga business hake rudo asina hake ,ngaazvidzosere paakazvitora
Ndicho chokwadi rudo hapana asi aida kushandisa zvinhu zvemukadzi
Mambo bushu mudare menyu manyanya vanhu kurambana chii uko kwabushu
Pum Pum ndiyo here inongotaurwa ku dancehall? Chimbori chii chinhu ichocho?
Mudziyo wemukadzi ndewemukadzi
Chief bushu.munoiswa pabusynevekushamva😂😂😂
Very good chief..Uyu mkadzi arikuda kurwadzisa murume chete..Benz remkadzi
Munotsigira varume
Enda ku high court iwe musikana chief avo vanotsigira varume
Haushandisi zvinhu zvangu woda kuti ndingoruza unokaura chief uyu arikubhinya bhinya dare mupei Mari yake yese mozvimutsira ngozi
Ma plates emukadzi chero kukaita spoon ndeyake anopihwa
Musikana ngaaende Ku high court
Saka zvinhu zvakashandiswa mahara
Anoda kuroiwa murume uyu
Hapanawo mushonga unotsvukisa kumeso nemaoko hr kwete wekumeso chte
Kanopenga kamukadzi ako kanenge kanengozi ungatopinda mudare kupindira spoon neplate mudzosere fridge nepamu pamu yacho (chiiko chinonzi pamu pamu😅).
Zvinoshandiswa kumigodhi ,vakatoita profit kaa wakatenga generator nhasi woda kudzoswa zvapera basa family yevanhu vaneutsinye
Kutambisira dare nguva nekutadza kupindura mibvunzo umwe hudofo so
Mambo gadzirisai matengero enyu hamusi kupakura zviri fair
Vanhu havanzwisise ava
Why is it Bushu achiwandira kuvanhu vanorambana nhai Mutasa miganhu Chigodora hurobwa
😢😢😂
😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂
😂🤣😂
Chinonetsa mudareiri hamupi munhu nguva yekutsanangura apedza mozo bvunza zvamunoda panekuvhiringa munhu
Ayewaa mudare amuitwe zvaunoda iwewe uye amutaurwe nyayaa dzisingaenderane nezva reportwa nemunhu kana iweee une zvaunodawo kutaura enda uno Reporter woo nyayaa yako yotongwaa tirikuda nyayaa yezvinhu chete
Ka tete aka vazhinji vakukatuka bug kakatoshandiswa na tsano avo ,,,,,,tsano vakatosimuka ka still simba , mukaka
Legent chief