. We need the government to gazette fines for certain offenses . Chiefs and headmen are extorting fellow villagers monies. These people vari kuchargwa Mari yavasina. And also Chiefs must be taught how to conduct the proceedings in a fair way.
Very it's now worse,kutonga zvechigandanga kutsvaga mari.Hurumende haitenderi kunanga munhu huroyi zvinosungisa asi vanhu now they are taking advantage hurumende yanyarara nekuda ma votes yachasimbise mutemo kutya kusazovhoterwa.Muchapepuka henyu kwazviri kuenda. This is very sad.Tunyaya too much kutsvaga mari pese pese. Mirai zvikaramba zvakadai vanhu vachachema. Mitemo hakuchina vanhu vaamatsotsi nekuda mari.
Headman madiro enyu emare ayaka, muchazvichema henyu 1 day.
Mune kahutsinye in disguise😢
Kumusha anhu mare anoiwanepi anhuwoye.
Dzakanyanya shuwa. Dare $chete but uyu $20
Greedy mari transport Headman
Mmmmm kababa aka kanodisa mari kakutorarama nemari yevanhu vanogona kutonga pasinawo mari hre
@@dadiraimasonzi5122 imagine $20×3 panokwirwe -$2-$3 ukahire mota R10 unoendeswa nekudzoswa, he is too greedy mhani
Ava varipa kusvaga mari
headmen uyu anoda mari mhani arikubira vanhu🤔
Sabhuku ava vvanogonesa bass ravo well done
Hanzi gudo guru peta muswe vadiki vakutye, heardmam respect hamuna zvachose , saka mofunga imi vacho moremekedzwa nani itai mushe imi
Mambo vakuda mari mari dzavanochaja idzo kumusha vanhu vanodzionepi
Imagine haushandi, hauna mwana anoshanda unoiwana kupi???
Chigodora hamusina respect kuvanhu vamurikutungamira
Muri mambo henyu but tauraiwo nevanhu akuru kwamuri ne respect mambo
Sabhuku anodyira vanhu Mari uyu ngaasungiswe
. We need the government to gazette fines for certain offenses . Chiefs and headmen are extorting fellow villagers monies. These people vari kuchargwa Mari yavasina. And also Chiefs must be taught how to conduct the proceedings in a fair way.
Zvirimo mumabumniro avo. It's not from their head.
Yes government must gazette fines. Ndozvinoita chaizvo
I agree sa chigodora dai aiona vamwe vachitonga
Mari dzacho dzakawandisa dzeFine
Very it's now worse,kutonga zvechigandanga kutsvaga mari.Hurumende haitenderi kunanga munhu huroyi zvinosungisa asi vanhu now they are taking advantage hurumende yanyarara nekuda ma votes yachasimbise mutemo kutya kusazovhoterwa.Muchapepuka henyu kwazviri kuenda. This is very sad.Tunyaya too much kutsvaga mari pese pese. Mirai zvikaramba zvakadai vanhu vachachema. Mitemo hakuchina vanhu vaamatsotsi nekuda mari.
Headman makapenga. You have wisdom.
Matutsa apera veduwe
Ka headman,kaduzvi kemunhu aka ,kutora mari dzevanhu wopedza wovasungisa nxaaa , anyway urimbwa Chigodora
Haa uyo anoda kusungwa mhani anobira vanhu kumamisha haatongi nyaya mushe murume uyo
Headman vanoda mari kuti secretary anyatsogeza geza.😂😂😂
😮😮😮😮😮
Mambo awa wanotungamidza marii,kutonga chaiko hamugoni
Uuuu mari moida i think mane mota nemari dzevanhu
Ka headman aka kaguma guma chaiko busy kudyir vanhu mari
Totizirepi taiti kumusha kuri nani yoweeee mbavha dzakatizira ikweyo
Headman Chigodora kana achida hake mari haasviki panaMambo Marange 😂😂😂😂😂😂😂 Mambo Marange hanzi ndinoda mombe 3 apa mhuri yacho irikutotambudzwawo nengozi
Headman.uyo mubvisei machigaro vanhu kumusha marii vanoiwanepi kusina mabsa kwanai baba imi makangwariira paduri sehuku
Headman respect kuvanhu venyu yakakosha shem mmm
Ko vaMatutsa havasi kujerisu l was worried l thought vari kujeri ndafara kuvaona
Imwi mambo munoda Mari imwi munofunga vanhu vanowanepi Mari iyoyo
Endai kwaSekuru Tasvu,kwete kwaMambo bcz mambo achangokutii fambai apa mambopedza kubvisa mari kwavari
Manner paita kusawirirana asi dai angodzikisa mari chte not kuita kunge utsinye ahagone kuyanana uyu
Iwe headman chigodora hauna wisdom iwe.imhosva kupunha munhu huroi.haugoni kutonga u must roti in jail kuda mari kupere.dzidza kuna chief nyamaropa
Mdafara ndaona sekuru vangu headmaster Chigodora😂😂
Mari munodzinyanyawo imi aah
Akadya Mari yamwatsuka kwakupedza kwakumusungisa imbwa mambo awo
⁰ err∅
Matutsa
Imi sabhuku haa vanhu vanoiwanepi mari yamunochaja kudai nhai, kutonga zvako asi
Ndi mambo here kana sabhuku imbavha vese neteam rake😢😢😢
Ndiheadman or sadunhu vane 7 villages dzino reporter kwavari before chief
@@kudakwashemarire851 akadhakwa shame
Sabhuku atori bhoo dai zvaitirwa mwana wako ndipo waizoona kurwadza kwazvo
Chigodora haasi mamboba mambo ndi Zimunya
@@kudakwashemarire851ah anehudyire😢
Hmmm imi kuda mari kunge hure kudaro haaaiwao
Kutonga Koda wisdom kwete kungoti ndakagadzwa
Umm kunamisha. Kwodhura kurarama kwakutoda shoroma
Ndafara kuona Matutsa nhyimi mupenyu nyaya yake yakazopera seiko
Am very disheartened and my family is suffering as well.Kudenga Kuna mwari ... hapana chisingapere
Mari mariiii mmmm l give up
sabuku uyo itsotsi anoda mari mhani
Matutsa again here akabuda mu remand rinhi
Ndatomuonao nhai
Kuda akubuda ASI kana kumboti bufu hake
Akabuda riniko asi wadzikira zvekuti shame
August atosvika idyai keku pedzisira muno bhadharisa mari dzekupenga moreover anenyaya wacho hadye chinhu
Headman awa wanotonga nedemo uuummm, Aiwawo, kungoda mari dzevanhu, kopaiwo kutonga kunoita mambo Nyamaropa, vane rudo nevanhu
But mkazviongorora vanhu vacho awamuteereri village rese tine misikanzwa everyday munoitwa maborororo type dzevanhu vacho haa zvakaoma
Ummmm Nyamaropa kumberi Kani asi vanhu veko chibhishu ummm vanochiwanza
Ndonyaya yoga yandateerera mudare raheadman chigodora isina chokuita nokunyengana , ah kanzvimbo kanonyengwa vanhu aka 😅
Matutsa ziii zvake se asipo
Kkkkkk dziri kutogaya zvinhu zva Rue
Matutsa kupera kunge hondo yeminda chii chakadaro
Chigodora anongoteramisa vamwe asi iye haagoni kuteramira, makarire aanoita mare, anocharger vanhu like vagara vanayo mari yacho,
Ko Matutsa akabuda riinhi ,Mmmm but apera
Ndovanhu vanogona kutonga ava shoko ramwari rinoti usarega muroyi achirarama pasi nevaroyi imboko dzevanhu
Headman chanoziva hapna kungoda Mari dzevnhu hmno kt munoti vanoiwana kup kumuxa ikk vachigodora munambootawo muchiona madare ana bushu na nyamaropa vanotonga nyaya sezvairi kwete zvamunoita izvo
Mambo ava mari vanoida kumusha inobvepi n havana respect futi kana vachitaura necommunity
Matutsa uyu ndoumwe chete here newaChabodo
Eeee ndiye
Headman uyu hagone kna kutonga chanongoda imari chte
Deformation of character
Vachigodore pamata pako unonya nya kuda mari iwe
Ichokwadi varoora vakuparadza Misha kwavakaroorwa vanatete hamusisima chanzi Misha yopera
Camera ngaive clean please 🙏
This headman likes money too much. Havagone kutonga futi
Haa uyo ane uori anodya mari dzevanhu
Zvakaoma Chigodora unoda marii aiwa
Tsvagai mari kani. It's a matter of life and death apo. Thanks headman.
Kwamambo kunoita marii changamire
Chajai Mari iri reasonable not Kuda Kuda Mari yekupfuya mhuri yenyu
Mambo mari munoiwanzawo.
Mwatutsa waRutendo arikujeri ere
Sabhuku muri hure remare aa mwari achakutongai
Eish aMatutsa vakundinzwisa tsitsi
But hamufambi nemwana wevanhu vakuru vake vasipo dzidzai chivanhu chigodora
headman vanoda mari ava mmmmmm zvanyanya
Imi headman kaa munoda mari zvisizvo
Sabhuku munonyanyo gara kure kwakanyanyisa kudiyi kwekuda 60us for Trans musazodero.kozotizve 75 yekwaMambo futi inobvepi
Totya here kunomangara mhosva nokuti hatina mari Headman musadaro dare raifanirwa kungoitwa zvisina mari mukati
Please handmen work with sekuru tasvu
Head hamuna mukanwa yhoo
Anyways thank you
Sabhuku ava ndavadzikame ndawona rinda pamberi apo
Mambo anoda mari too much ndakazviona.$16 inobvepi
Ngavaende kwaTasvu
Sabhuku munoda mari imi 35 yedare imii tongai nyaya KWETE mari
Matutsa,awonda veduwe
@IreneBhasera-qp2ristress yakamubata shem
@@nicolemercyhaangatadze mhepo dzakamusona
Headman nemari zvakavaomera havo
20 20 20 then 25 25 25 aaah zvakaoma mari dzacho dzakawanda.
Headman you love money like a bhishu, muchayiswa katsinga nevanhu vamurikubira Mari dzavo your days are numbered.
Anhuwoye imbosiyaiwo matutsa
Iiii headman nyarai mhaimi
Idzo mhepo dzacho dzakamunamatira matutsa yoo
Headman chigodora.siysi.undyire imi, nhasi maakuti hee over 18 unozvimiririra ,asi makasunga baba vedu muchiti mwana wako apara mhosva ,imika hamusi.fair.headman
Mudhara Moda Mari imi makatopindira Mari pachigaro it's tomuch
Headman makunyany mari dzenyu ummm 1 day cross
Mari yedare uuuuum
Headman anekakushamisira and is robbing people
Headman pihwayi mari yetransport imi. Muri pabasa, asingade kubhadhara ngaasapare mhosva. Tinokudayi munogona basa.
Makupenga chaiko 25 pamunhu nekuoma kwakaita nyika munoroya imi
Headman sometimes u deal with cases well .....but hey those monies.. itai moyo nevanhu yooo..thats too much heyy.... money after money again and again
Headmen muchadya Mari imwe ichakumukirai utsotsi muri kuwanza endai kuma basa Tsotsi ra Headmen
Nyaya iyi yakaitika last month May not this month but chigodora hutsinye wanyanya
Ko matutsa akadzoka here
Mutasa yadzoka zvakare zvakaoma hiiii
Matutsa kuita kunyarara hake arikuti taurai imi vagoni ini chigodora ndomuziva kkkkkkkk akaita kutyora hake kkkkk
Hanzi mhuri nhatu dzose ma20 us guys Chii chakara chinenge Ngozi kuita basa rekushungurudza vabereki vedu Mari dzatinovapa Kuti vachengeteke imi motora muno zviti vatongi imi ne vakadzi vamunenge mugere navo avo regai kubira vanhu Mari muchidaro
Haaa headman vanoda mari ava
Too much
Ko Matutsa akadzoka
Headman muchauraiwa nevanhu munobira vanhu imi
Endai kwaTasvu
Chief ava uumm huori hukunyanya uummm inzara hre irimunyika this is too much
Tsvina yasabhuku iyi