Matukano chete ayo. They should be old enough to respect each other. They should lead by example. No vana vozodii. Itai vanhu vakuru imi. Musanyadzisa zvakadaro. Problem iyoyi inowanzowanikwa kune vanotengesa pamiska. Tsika dzavo vese zvavo dziri questionable. Varipisei mbudzi mbiri each to teach them a lesson.
Uyo mudare wamambo atanga kutaura uyo wemandebvu uyo ngaasataura mudare kumhanyirira kuti mumhan'ari zveshuwa akatukwa yet he had not heard how th issue started
Haisi fair judgment iyi pakuti mai avo vakanga vakutaura zvakavanzika zvavaiudzana mukuwirirana mai ve hat yeWool vavachifanirwa kubatwa panorwadza mbichana
@@advancematoweadttocksmatto9213 hantie ndivo vanga va reporter kudare expecting to get compensation, but hazvina kubuda sekudaro. also ndofunga wanzwisisa kuti hanzi anonzi matukano, pakutukana, the intension is kurwadzisa, zvinenge zvichitaurwa, whether ichokwadi kana kuti kunyepa is another thing. chidzidzo ndechekuti dont trust anybody, unoudza munhu ma secret ako kuti zvidii manje
@@advancematoweadttocksmatto9213 kkkkk, zvekuti nzvimbo ndeyani is another story, nyaya ndeyekuti vakatukana, hence hapana anofanirwa kuripa umwe, but they needed to be punished both kuti vasazozviita futi
Dzimwe punishment soka, i sometimes think amai mambo vakamuka vachiti paweekend ndirikuda kudya huku kana mbudzi kana pizza mambo vanozvitsvaga kudare that day, apa they should have just said say sorry to each other finish zvvekutii vakanyangadza nzvimbo is a whole lot of bullshit
Mambo magonesa kutonga vanhu avo vakakanganisa business rechicken inn ngavaripe chicken inn ikavhara nokushaya macustomers inovhara vanhu vorasikirwa nemabasa
Very fair judgement well done Mambo 👏👏👏👏
zvimbuya zvemusika makuhwa too much
Aya anonzi maMITSU-BISHU😂😂😂😂
😂😂😂😂😂cuz
Mai imi dai musina kureporter zvenyu iyezvino makubhadhara aaah kkk
Kkkl vanga vakatarisa mombe varuza 😅
Chief maku tonga fair these days big up Chief .Salute Keep it that way
Mai vanoenda kundohodha kumozambique vane pamuromo ndiye akatuka mumhangari
I blame ChiMunangagwa. Dai economy yakanaka vangadai vasingatengesi pamberi peChicken inn.
Saka makutukana nenyaya dzekumunamato kana zvezvamakaudzwa mukuwirirana👐👐👐👐👐👐no mai vakaudzwa zvehupenyu hweumwe ndomharapatsetsetse
Taura hako, ndosaka ini ndisina shamwari, magumo acho ndiwaya
Matukano chete ayo. They should be old enough to respect each other. They should lead by example. No vana vozodii. Itai vanhu vakuru imi. Musanyadzisa zvakadaro. Problem iyoyi inowanzowanikwa kune vanotengesa pamiska. Tsika dzavo vese zvavo dziri questionable.
Varipisei mbudzi mbiri each to teach them a lesson.
Tunyaya twechikadzi kkkk munoitiswa mahara madrezi ane problem hamumazivi chete
fair judgement Chief
Mabishu epachicken inn ayo,hndikanganwe 2020,vakatitukirira wena hee kubva kujoni munei makasvipa hamuna kna kumbotsvukira ndopakamira bus ndopaive nelight,vamwe mai vaive nemwana bvavabvunzwa kti iwe zvavakambereka mwana husiku huno urikuitei pno dai vaive nemurume ndokuzonyarara kwavakaita vanoonerwa vnhu iwawa
Fair judgement
dai makangotaurirana pane kurohwa mari redare plus kuripiswa mbudzi mese muri 2. Kupusa kunocosta Mambo varipo kutorera matsaga zvipfuyo hahaha
Taura hako
Panotukanwa panonhongererwa nemarara nemararaka kkkk.Matonga kwazvo mambo 👏👏👏
Uyo mudare wamambo atanga kutaura uyo wemandebvu uyo ngaasataura mudare kumhanyirira kuti mumhan'ari zveshuwa akatukwa yet he had not heard how th issue started
Chief vanogona kubata matare 🤝🤝
Chawagona hapana jeri rebindura. Wabhadhara mari kukwira dare wakubhadhara futi kwamambo😂😂😂😂😂
😅😅😅😅😅 imajeni
Saka kumhan'ara hakuna zvakwashanda kaapa. This is an unfair judgement. Uyo akatukwa murume ayifanira kuripwa coz akatotukwa aripo bvaa mhan'ara.
My Mambo❤❤❤❤
Vanhu ava vakatukana saka kana vavhiripiswa ngavaripe vose.
Kkkkk. Zvakaoma vanhu vakuru vakadai siyei kutsvaga mari motombotukana henyu
Pamusoroyi Mambo apo kutukana chete hapana chihure Kasi avo wese mabhuru padanga rinwe.
Saka munhu ukaudzwa secret wochizvitaura zvawakaudzwa..Karume kanonyepa ako
Saka kana akakuudzai akati muzomutuka nazvo here zimbuya repacorner
Chagona hapana.Mambo Makoni mapedza masports
Baba maifanira kudzora mai
Mambo mataura chokwadi makarongeka pakutenga.
Haaa dai makangotaurirana kumba
Vakadzi vakuru muZimbabwe kuhura havaregi. Haaa. Zvanyanya
Mai vanoenda kundohodha kumozambique vane pamuromo ndiye akatuka mumhangari ngavaripe varikuda kuti uyu arambwe ne murume vafanane nekuti Ivo Havana murume
Nyaya dzematare kaidzi uumm sometimes better kungogadzirisa mega without vana chief ava now hapana chamagona mese maakubhadhara .
Kantaya here sure kekuunzirana kudare nonsense moda shamhu ana mbuya imimi.Baba awo musapindira tunyaya twechikadzi
Mbudzi idzi dzinozoutwa seti. Usavi hwa mambo nemachibda here? Haaa uhu huwori
fair judgement
Haisi fair judgment iyi pakuti mai avo vakanga vakutaura zvakavanzika zvavaiudzana mukuwirirana mai ve hat yeWool vavachifanirwa kubatwa panorwadza mbichana
@@advancematoweadttocksmatto9213 hantie ndivo vanga va reporter kudare expecting to get compensation, but hazvina kubuda sekudaro. also ndofunga wanzwisisa kuti hanzi anonzi matukano, pakutukana, the intension is kurwadzisa, zvinenge zvichitaurwa, whether ichokwadi kana kuti kunyepa is another thing. chidzidzo ndechekuti dont trust anybody, unoudza munhu ma secret ako kuti zvidii manje
@@andrewjena6349 mai avo havasaiziva here kuti pavarikutengesera pane muridzi
Hongu mukupopotedzana hanzi nzvimbo haina munhu nekudaro papachifanirwa kujekeswa panhau yenzvimbo kuti yava atanga atanga ,kubhadhara mutero here kana kuti munhu anongoita yese yese sekutaura kwavaita kuti ndovakatanga kupatengesera
@@advancematoweadttocksmatto9213 kkkkk, zvekuti nzvimbo ndeyani is another story, nyaya ndeyekuti vakatukana, hence hapana anofanirwa kuripa umwe, but they needed to be punished both kuti vasazozviita futi
@@andrewjena6349 ringadoka wangu pane angle yandaona isiri kubatwa but zvisinei 👍🏿🤣🤣🤣🤣🤣
Pakaipa tese tiri mahure kkkk vakadzi tiri vana kkk hapana nyaya
😂😂😂😂😂😂😂 maprayer points turned to nyaya dzepadare
Haaaa zvakaoma shuwa,,ndohama dzatinadzo muma church umu,,
Weldone mambo
One of the few fair judgements from traditional chiefs I've come across in recent times
Unozvidemba kuti chawanomhangarira chii apa
Mabhishuu echikuru😂😂😂😂😂
Kkkkkk word rekuti bhishu 😅 rongondisekesa lol
Maviews atiinawo nemalikes nemacomments aaa please edzaiwo kuliker nekucommentor please abeg oo
Dzimwe punishment soka, i sometimes think amai mambo vakamuka vachiti paweekend ndirikuda kudya huku kana mbudzi kana pizza mambo vanozvitsvaga kudare that day, apa they should have just said say sorry to each other finish zvvekutii vakanyangadza nzvimbo is a whole lot of bullshit
😂😂😂
kana suingaziwi zvematare echivanhu wadii kungonyarara hako
Ndipanodyira madzimambo vatosiya garden rawo nemhuri kunotonga vakadzi vakuru ivava
Zvinoenda nekunzwisisa kwako chivanhu chete kut kunonzi kusvibisa nzvimbo kuira sei.
Saka mukaudzwa ma secret emunhu mozomashandisa kuita zvituko hre mazi Mai aya madofo chaiwo aya
Mambo vanoziva ava ndanakirwa kkk
Akatanga kutuka mumwe ndiye ane mhosva.
Mombe kupumwa chihure😅😅😅😅
Yes thats defamation of character
Ose mqhure mamai okuvambuka mabhodha aya nokunohodha mahure chaiwo
Mambo magonesa kutonga vanhu avo vakakanganisa business rechicken inn ngavaripe chicken inn ikavhara nokushaya macustomers inovhara vanhu vorasikirwa nemabasa
Mai mudhafu imi mnepamuromo imi zvakuti baba vake akaRaper kamwanana kadiki zvakapinda papi 🤷🤷
mese murume nemkadzi murimapenzi ende mkadzi wako anotengesa husiku saka kachokwadi kechihure karipo !!
Kutaura chokwadi hure hapana asimutukano bedzi wekudzoserana mashoko hure hapanaba
Masecrets haawudzwi munhu wese kunyangwe shamwari
But why vasingapedzera nyaya dzavo kumba. Manje vakutopinda busy kubhadhara dare ramambo
Saka mukaudzana nyaya ndizvo zvinoita kuti mutukane nezvazvo mopenga mai imi ngavabhadhare
Waiting
Mabhishu ma elders
Shandai zvakanaka ,honai muromo unoparira , Mambo maita zvakanaka kuranga mapenzi kkk
Mitsu-Bhishu
Vakatukana hapana nyaya apa😅😅😅😅😅
Izvi zvakungopfumisa madzimambo ava bcz izvi hazvina kubatsira kuti ava vayanane,
Hahahhaah vanhu vaitadza kumedza chikafu nekutukana pa chicken inn 😅
Shoko harivhikwe Chokwadi ndicho chakatotaurwa kuti amai mwana vanazvowo zvikomba iye baba vouyo chikwambo vanacho.
Iko kutengesa chaiko hakudi kuzvikudza zvinongoda kuzvininipisa ukatengesa nemashoko hazvibude
Mambo munogonano
Mambuya emusika kutaurisa
Vakatukana
Kkkkkll honai manje dzungu renyu riya maakudyirwa mbudzi ne huku kkkkkk next tym munodzidza
mambo wacho kutotonga hake nyaya akadhakwa, He is a shame
Saka waidakuti mambo asatonge hre iyo nyaya irimudare
ka kule kari ku backseat kane ma glasses achikadzi ako bhoo here
Mambuya imi kaa kwanai zvenyu
Makoni dai maisa crate re black label pamusoro pemuripo 🍻
Amadhikazi emsika omkozi they do jealous to each other
Prayer request is very bad
Chief Mafias
Murume akarwadziwa nekunzi akadyisa murume
Well done mambo
Akomana mahure here aya? Ngaauye kuno
What is this Kaa-Mambo thing
Mamo ava hanzi enda unoTasva mukadzi wako haasi hure.🤣🤣
Makangananwa kuti vakumbirane ruregrrero zvimwe zvese magona
Yazvikanga nemafuta ayo kundozviyanika
Mbudzi yei day light robbery from these guys mbavha
Zvimbuya zvemusika dhemeti
Mambo imbavha isinga zivi mutemo. Anongoda kukudya chete and hazvishamisi kuti ave kutoda mai avo vechi bhachi chitema avo
Nhai madzishe haatambire here.nekuti kana vachitambira vanobenefitta futi nezvavanoripisa izvo huku mbudzi pamusoro pepay
Njuga yadya mungwandi
Kupedzera dare nguva.Makatadza kungoitanawo sorry
Vakadzi vakuru vanotukana aaah ripai apo
🤣🤣🤣🤣🤣Hahaha mambo comment yavo yekupedzisira pa 26:40 apo aaaah ma1
Enda unotasva mukadzi wako harisi hure
Anotasvika here pakadai😂
To ngai
MAKONI HAATONGE PACHICKEN INN MISIKANZWA IRIKUWANDA PANACOUGAN
Mabhishu
Enda hako unotasva mkadzi wako harisi hure wanzwa here 🤣🤣🤣
Kkkkk
Ahhh
Koiye akatuka vana vake nababa vake wani chiyi chinoshamisira iwe ndiwe waifanirwa kupedzerana nanye mukadzi wako akazopindirirei
Kunozvitaurira mhosva senyaya😂😂😂😂
Ngavaripe vese mamai emusika too much kutaurisa
Fair judgement
Well done mambo
Ahhhh