Uchiti rega ndipike naMwari Mambo Vobva Vati Mwari Haamo Muno Aaaaaaaaaahhhhhhh !! Kupererwa neSimba
HTML-код
- Опубликовано: 14 май 2024
- #makandiwa #uebertangel #theclosurednashow #chamisa #karanganda #chigodora #slymedia #tilda #zimcelebs #tytie #kikkie #unclesaint #shematv #magaya #zigo #kundaichitima #djollah #maititi #madamboss #zimbabwe #chiefmutasa #chiefnyamaropa #chiefbushu #mnangagwa #chamisa #maititi #madamboss #mhosva #mamavee #comicelder #jahprayzah #fyi #viral
- Развлечения
Mambo makoni vanotonga kunge Munhu asingazivezvaari kuita asi vanenge vachitoona yese vakachenjera mambo avo. Also he is very reasonable but ukadakujairira vanokuchinjira fast fast 😂😂😂😂😂
Mike yenyu mukoma kunge kakiti 😂😂sorry to say that
idzo dzichafura sora dzikaramba dzichidheerera mwari
Beside kuti mambo vanotonga zvisizvo this man vanehusturborn pachawo zvawo
True vakatozongotaura mashoko ekuti Mwari havapo pano but I don't think airevesa asi vanga vakutongotaura vasin kufungawo kuburikidza nekusapiwa respect yakakodzera
Mambo Makoni i salute you kkkkk hamuna Mwari haapo pano wavekuti pamberi paMwari
Regai ritorerwe peace order zimukwasha iri aaaaah
Chief makoni vanokurudzira vanhu kuti vatore vakadzi vevanhu
😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂 mwari haapo pnoo mkoni imbwa yembwa dzese. Kna achti mwari haapo pno zvoreveii izvzvo mkoni imbwaaa chaiyoo
🤣🤣🤣🤣🤣🤣
Baaba ava imboko, kushaya hunhu, 30 yrs vakabvisa $5 chete, munhu anoshusha saka vakapihwa protection order. Mambo Makoni vamugona nokuti chokwadi ndechekuti mudare maari, idare repano pasi munzvimbo yaari harisi dare raMwari, nokuti Mwari vakatoti tererai matare epasi, zvakesare kuna kesare, baba ava vakamirira dare raMwari kana vaparara ndipo pavachamira pamberi paMwari vachitaura naMwari asi panhasi vari mudare raMambo Makoni. Ndanzwisisa zvareva Mambo.
Murume uyu anodheerera, apa.mambo maratidza kudheererwa ne benzi iri. Kutopiwa protection order is a symbol yokuzviita iye iye, ndofunga kwaanoswera havachadi ne zvake😢
Pasanganq mboko kkkkk Makoni wacho haanzwe munhu arikutongwa ari very stubborn
Makoni haana kuroora futi
Mukuwasha uyu ndisatan chaiye
Mic yako zigo uchatosvorwa nemamvere ayo tichagara takaita mudeme mudeme waita flu😂😂😂😂
😂😅 Mwari havapo MuDare kkkk
Wether ndipresident...apo dzarasika
Mambo munhu uyu haana respect
Ari kumasure uyo arikutii
This mambo is out of order😅😅😅
Asi pakuti mwari haapo he is on point. Munhu angasiya zvakutaura kuti pamberi pedare otaura zvapamberi pamwari shuwa? Kana usingakwanisi zvarehwa nedare unotaurira dare not mwari.
Urizimusoro bhangu mukwasha benzi chaiye
Urizimusoro bhangu mukwasha benzi chaiye duzvuman rerume
Mambo murikuregerera mrume uyo murimi mutongi achaita kuti mudheererwe nevamwe vapari vemhosva or nhubu semurume uyo nxaaa
Protection order haitadzise munhu kusvika pamba mukuwasha urisatan chaiye.mombe mbiri dzausingafudze urikuda futi kutotinha mudanga remukadzi nxaaa satan chaiye musoro bhangu iwe urimuroi chaiye waida kugara uchiponda mukadzi until wen ungatamira pamba kuti watsvagirei gwaro rekuti asarohwe uri satan
Pane 1mambo anogona kutonga kudarika vose kwete vamwe avo hapana Zigo knows about that Mambo and anovagonera wena
Bushu😂chibaba chavo vese Kuchiuya Mutasa naHeadman Chigodora
Uyu Makoni naMambo Seke Na Nyamaropa haa vanobhaiza
Murume anodheerera uyo ngaabvise
Mambo manyama
Tsvakai mabasa Mari inonetsa kuyiwana
The husband has issues with that protection order. But well its a fair judgement just looking at the traditional side... But I foresee kuripisana kusingaperi.
Mambo ava vari right ava there is a sermon ya apostole chiwenga yavanotaura against nyaya yekupika namwari muma courts
Unopika nemunhu wawuno respector ndopika namai baba Mwari etc
Mambo vanodherera vatora side apa .
Asi Mambo vatonga bhoo wani, paresveka ndepapi chaizvo; asi hamutongodivo kuti vakuwasha ndururani varovore kanhii? Ungara nemwana wevaridzi for 30 yrs wakabvisa tsvikiraii kuno chete shuwa? Then wopinda mudare woda kutaura zvezvimaPeace Order zvawakapiwa nezuro nenyaya dzokutoshungurudza munhu wausina kuroora futi.
Mambo vatonga zvakanaka wani
Mambo vatonga zvakanaka wani
Tsvagai muhwe matorero akaita Makoni humambo you will understand why he doesn't have respect for God. Even Mutsvangwa akadaro wani heee Chamisa anongotaura kut God is in it anomuzivira kupi Mwari wacho akambomuona asi chandoziva zvangu no one will escape death that's where everyone feel the power of God is Irresistible. Vanhu vazhinji tinotya munhu kudarika Mwari
Nhy vanhue ko chii icho chamois pamuromo chotyisa modii kushandisao dzimwe type ummmm
Age yake nedumbu rake haana mota mdara uyo basa rekuita vakadzi vakawanda
Yaa; mukuwasha uyo imboko chaiyo. Ari kutaurira dare zvisina kana basa. Ungatoganza kuti une danga revakadzi vausina kubvisira pfuma shuwa? Unovadini vakadzi vakawanda iwe uri rombe?
Chandobhowa anoti mwari haapo pano asi vachivhura matare avo vanotanga vanamata sei azodaro
like if u like baba avo kamurambiro kavarikuita
Vanamak I ni ndomhosva dzengosi kuhondo kuka ganja chezuro nehope
Mambo ndakushayirai zita randingakupai
Mukwambo uyu idzvotsvo chairo uyu taizomubata parufo
Ndiye sam team yekuti chikuru chii church na mambo satanic guy
Ishe(chief) namambo(king) zvakatosiya, uyu chief anofarisa. Nebuchadnezzar was an Emperor whom kings below him would pay tribute but akafura uswa semombe nenyaya yekufunga kuti anesimba rinodarika raMwari. Last time he challenged again God's church against kaTraditional court kake. Changamuka iwe hautombosiri kana mambo. Apa basa kutaura zvinyadzi chete mudare rechivanhu. Kurawo mhani apa takunzwa futi kuti hauna mukadzi pamwe utori ngito hako shame on you
Ndosaka akapandukira family kuda hutongi,humambo ndehwa chipunza
Mwari ndiye munhu asvika pakushoorwa zvakadai muZimbabwe now to preach the word of God in Zimbabwe it's like you making a lot of noise to people vanhu vatambura zvekut hee verengai bible it doesn't make sense in Zimbabwe now.
Haa zigo this mambo is not fit to be one .aaah hudzvanyiriri hwega .hutsinye hwakawanda .hudyire huripo zvakare . In fact pamhata pachangamire avo