Magaya Confronted Over R@pe By 6 Women During His Church Service ! Haaibude iyi , PHD Prophet Walter

Поделиться
HTML-код
  • Опубликовано: 13 окт 2024

Комментарии • 109

  • @anonymous-xp
    @anonymous-xp 7 месяцев назад +10

    Ndozvinonetsera vanhu vanonamata munhu vanomumiririra pamhosva dzake apa Ivo varikutotadzira Mwari nechekare pakunamata munhu vanhu vanozungaidzwa mhani

    • @EverestSimau
      @EverestSimau 7 месяцев назад +2

      Nhai mupengo iyi

    • @Hannah-ge3yv
      @Hannah-ge3yv 6 месяцев назад

      Ndozvamunofungaka kuti vanhu vanonamata munhu chiuyai ku church munzwe vanhu vachinamata munhu munonyanya kuputa mbanje ndodzinokuko nzeresai kuti mu imagine zvisiko ...endaika muoneka kuti vanhu havanamate mwari heri imi munofunga kuti nembanje dzenyu munoziva sitereki apo hapana chozivikwanwa idzungu ne jealous chete manje zvinouraya imi church haimire nekuti ana pombi yadonha vataura zero putai mbanje makanyarara uko

  • @anonymous-xp
    @anonymous-xp 7 месяцев назад +6

    Women stay at home and pray direct to the source,that is the Most High and forget indaba zabo Magaya

  • @ShadreckMashawa
    @ShadreckMashawa 7 месяцев назад +1

    It's that you giving PHD ministries free adverts ,I thank God for using you!

  • @shingiraimhute
    @shingiraimhute 7 месяцев назад +4

    but why is it that we have never had even a single accussation against Makandiwa,hazvisi zvanyonyawo here izvi pamunhu one,you are tempted to think kuti this cud be true

  • @MathewBosha
    @MathewBosha 7 месяцев назад +8

    Mbavha idzi dai dzasungwa kunyepera Mwari chokwadi ngachibude team Bushiri iri minana yekunyepa

  • @NestaKativhu
    @NestaKativhu 7 месяцев назад +1

    Hamusati Mati muchasvotwa henyu kusvika manyarara mbiri kuna Jesu welcome to P.H.D imi ndimi muchawira Pasi nekutaura kwamusina kuswera

  • @princeroykamwendo7012
    @princeroykamwendo7012 5 месяцев назад +1

    Munhu wese anonyepera munhu waMwari kuti asungwe or kunyeya in a evil way, muri kugadzirira family yenyu a huge curse. Kana uchiona kuti haasi munhu waMwari or ndewaMwari please don't judge siya Mwari wanotonga wega.

  • @DanaiMatatani-f4b
    @DanaiMatatani-f4b 5 месяцев назад

    Thanks for ADVERTISING PHD MINISTRIES VERY WELL😜 rambai makadaro, asi muri ipapo chimbokandaiwo 1 testimony tinyatsoona kt MAGAYA wacho makamuvenga kusvika papi.....

  • @wedzaprincess2216
    @wedzaprincess2216 7 месяцев назад +9

    Ndewe Zanu uyu hapana kwainoyenda nyaya yacho. Zvakutongoda shamu yaMwari vega

    • @Hannah-ge3yv
      @Hannah-ge3yv 6 месяцев назад

      Manje shamhu yamakamirira haidzike nekuti imi mataura kuti ngaidzike ichadzika kana mwari vaona mhosva not zvenyu zve dzungu izvo

    • @wedzaprincess2216
      @wedzaprincess2216 6 месяцев назад

      @@Hannah-ge3yv who died and made you Jesus?

  • @mcdee0625
    @mcdee0625 7 месяцев назад +1

    They will try to destroy but they will not win

  • @BeautyMushaninga
    @BeautyMushaninga 7 месяцев назад

    It's high time now God is exposing these false deceivers who call themselves men of God.Bibhiri rinoti wakazviita ndikaramba ndinyerere ukafunga kuti ndakafanana newe.wait and watch where we are going.

  • @anonymous-xp
    @anonymous-xp 7 месяцев назад +2

    Its painful kubhinyiwa nemunhu anemari especially mu Zimbabwe judges atodya kare chasara musi wecourt atiudze kuti hapana evidence apo achipedzisirwa mari

    • @Hannah-ge3yv
      @Hannah-ge3yv 7 месяцев назад +3

      Vanhu munofanirwa kushandisa pfungwa dzenyu hapana munhu akakwana anoramba achibata vanhu rape imi hamuone satan here those people vanenge varitori ma egents of satan vanenge vari vanhu asi vachitoshandiswa na satan kungoti people who are not spritual hamuzvinzwisise munomhanyira ku judger zvinhu zvamusina humboo nazvo..isu takuiziva inotambika..magaya is paweful zvamusingazive imimi saka ku kingdom of satan ma prophets ari highly anointed vari targeted becoz they are destroying the kingdom of darkness saka satan aritori against them zvekutosvika pakushandisa vanhu kuti vava destroye..beczsatan anoziva kuti magaya akaramba achiita mbiri yekuti arikuti ariku raper vasikana vanhu mucharegera kuendavku church. Maregera kuendavku church anenge atorova 2 beds with one stone imi vacho zvinenge zvavanyore to destroy you too people becoz most Christian vanopona nekuda kwe covering ye grace ye muporofita wenyu kana ari munhu wamwari ne anointing irimu church yenyu thats why murikuona kana end of year prophecies in different churches yakangotaura zvakafanana kuti this year we are seing the false accusations against the body of christ 🤷‍♂️ izvoka izvo..vanhu vano judger wrongly vanhu vasingatoende ku church nevanhu vdnoenda kuma church asina chiporophita..hapana aka repwa apo vana vasatan vasikana avo vanotoda kusungwa..vakasungwa vanotaura chokwadi..vakatanga kwa tb Joshua vakakoniwa kuvharisa church ndochinangwa chake satan manje chero zvikadii vanhu hatirege kuenda ku church..ikozvino synagogue yakutozara kudarike kare ndokunyadzisa satan nevanhu vake🙏

    • @DanaiMatatani-f4b
      @DanaiMatatani-f4b 5 месяцев назад

      ane bhora ndiye anomakwa, anga RAPE vakadzi ashayei..... munoti munhu ane mari anga rape hre anongoenda kuno catcher kaa kumahure

  • @anonymous-xp
    @anonymous-xp 7 месяцев назад +5

    Vakadzi ndovanomisa besu pamberi pake vasina kupfeka ska moda kt aite seiwo Jnr Gumbura

    • @fungisaimasiya6383
      @fungisaimasiya6383 7 месяцев назад

      Dai ivo vakadzi vanoti vakaitwa vachisungwa varivo ndovanotanga

    • @gladysmuganiri3737
      @gladysmuganiri3737 7 месяцев назад

      He is a rapist of young girls he should be in jail

  • @trippleeyes8197
    @trippleeyes8197 7 месяцев назад

    In a game of Soccer anomakwa ndiye ane bhora
    All these false allegations are meant to distroy the undestroyable , they have tried ,they are still trying but i tell you they will fail,
    Those people who are faking these allegations need total deliverence togather with those who are behind them

  • @abokwethabolo
    @abokwethabolo 7 месяцев назад +3

    Kana uri munhu wa Mwari...you get attacked
    When did this happen?...Às Prophet was Praying for Congregants one by one yesterday.The issue is...we don't celebrate each other,only tô brand each other on à Black brush.
    Our Faithful God knows!!

  • @BlessedY_bee
    @BlessedY_bee 7 месяцев назад

    What I know is if it is true it will surely come to pass..

  • @anonymous-xp
    @anonymous-xp 7 месяцев назад +1

    Ndakamboudza dutereee last week ndizvo izvi azvina achaziva kuti kunyepa here or ichokwadzi but chokwadi ndechekuti chikirubhi muchapinda henyupapa monyatsoita maservice murinechemukati

  • @douglasbartlett6478
    @douglasbartlett6478 5 месяцев назад

    If these allegations were true then why don't the demons deliver him. The demons themselves have nothing of such to say of Magaya.

  • @WebsterSamhembere
    @WebsterSamhembere 6 месяцев назад

    Imi manyeba Magaya anga ari kumba kwake

  • @tambudzainechiwowe4968
    @tambudzainechiwowe4968 7 месяцев назад

    Ini hangu handisi kuti ichokwadi ende futi handisi kuti kubyepa. But ndine mubvunzo wekuti why always Magaya bcz haasi iye ega mutungamiri weSvondo. Why not Miracle Paul , why not Makandiwa , why not Utawhashe nemanwe maPastors in Zim

    • @DanaiMatatani-f4b
      @DanaiMatatani-f4b 5 месяцев назад

      nekuti anoburitsa ma demon mahombe izvo zvisingadiwe na devil.... saka nyaya idzi mucharamba muchineta nadzo nekt devil wacho ndiye watiri kurwisana naye ende haadi kukundwa

  • @nyarainyamarebvu3343
    @nyarainyamarebvu3343 7 месяцев назад

    Matanga vanhu veku zimbabwe plz leave that man of God Magaya and his wife love each other. Isu takayambutswa isu nemunhu wa Mwari. Murikuzvitsvagira curse

  • @anonymous-xp
    @anonymous-xp 7 месяцев назад +1

    Mbudzi inodya payakasungirirwa .... sorii henyu zvinenge zvisingaenderana tsumo dzagara dzonetsa . Hanzi aita sei Magaya?

  • @anonymous-xp
    @anonymous-xp 7 месяцев назад +1

    Ndezvepanyama munhuwo like us, there is a great different with Christianity, Just because our secrets are not exposed by media he is a man of God..!! .do what he said not what he did, don't get despair even demons are also on-line 👿

  • @anonymous-xp
    @anonymous-xp 7 месяцев назад +2

    Uyu dai achingoinda kujere nyaya dzake dzawandisa apa vana vake vachingoti kunyeba muri wavachareperwa vana vachaona kuti magaya haasi mwari

    • @MercyChari-v7r
      @MercyChari-v7r 7 месяцев назад

      Taura hako sei achingopomherwa 1 nyaya dze rape chete meaning ndiko kwake ikoko

  • @brigashmambeu5757
    @brigashmambeu5757 7 месяцев назад

    Usataura zvsna evidence .... pangashaikwa akatora video hr inhema idzo

  • @albertmapfumo8960
    @albertmapfumo8960 7 месяцев назад

    kkk hatimifarire hedu magaya but hapana nyaya apa

  • @anonymous-xp
    @anonymous-xp 7 месяцев назад

    The guy is protected by zanupf so so no jail until zanupf is out

  • @anonymous-xp
    @anonymous-xp 7 месяцев назад +1

    vana vapapa kkkk ko papa zvavanodya vana vavo makatarisa , avo vanenge vasina kudyiwa voti papa havadero kkk uchazviona kana zvave kwauri Magaya ari kutora advantage yeku shupika kwe mhuri yezimbabwe mucha svinura henyu paa chati pfee mumba menyu

  • @Tsitsi-bm2if
    @Tsitsi-bm2if 7 месяцев назад

    Nometter what munhu waMwari haatukwi and i will never do that

  • @anonymous-xp
    @anonymous-xp 7 месяцев назад

    Imbwa inorohwa iri pakati pekumamira pamusuwo, nekuti ikarowha yapedza kumama inozoshaya kuti iri kuroverweyi..inini my question to you ladies is sei muchizoburitsa nyaya dzakaipa kudai patove nenguva zvinhu zvakadayi zvaitika , simudzai izwi ipapo ipapo kana waitirwa zvisina kukuitira mushe kuitira kuti kana pane matanho angatorwe. Nokudaro mukazotaura nyaya papera nguva ndipo pamuzoona nyaya yacho ichizongoita kunge manyepo nekuda kwekuti munenge makamborara nazvo mumoyo..Any form of rape is rape regardless of its nature..Report these cases as soon as they occur so that the culprits are brought to book
    ......!!

  • @anonymous-xp
    @anonymous-xp 7 месяцев назад +1

    gyz munoti munhu akava pastor haachakwiri mukamuedza zvamunoita zviya vakadzi munotomunyenga murume uyu tozviziva mozotanga kutaura zvakapusa maona kuti haachinei newe

  • @RithaNcube
    @RithaNcube 7 месяцев назад +3

    So it's true 🥹? I remember that first lady who accused Magaya for raping her and l thought she was just making a stor

  • @anonymous-xp
    @anonymous-xp 7 месяцев назад

    this sounds like a sacrifice anogona aine zvaanenge achitogadzirisa pahurombwa hwake magaya wrnyu uyu

  • @AbigalAbigal123
    @AbigalAbigal123 7 месяцев назад +2

    Mmmm manga maenda kunoitei kwamagaya

  • @anonymous-xp
    @anonymous-xp 7 месяцев назад

    no smoke without fire

  • @davidzochadinginda9811
    @davidzochadinginda9811 7 месяцев назад +1

    Ko ivo vanhu vanorambirei vachienda kwaWorota kwacho idzo nyaya dzichingowanda kudai aaah

  • @anonymous-xp
    @anonymous-xp 7 месяцев назад

    Uyu munhu itsotsi mhani kutotsa mari ne stonyeni, do you know kuti he is using vaskana achivaitisa zvese zvese and they are forced to sign a non-disclosure form ndosaka vasingade napapa. If you get a job ikoko you will have to fill that form or else you won't be accepted, what kind of church is that

  • @anonymous-xp
    @anonymous-xp 7 месяцев назад

    he is no longer a man of God but a man of adultery . imhombwe vekwamagaya vakadzi muchapera kusvirwa varume muchasvirirwa vakadzi . changamukai

  • @MaxwellChikwava
    @MaxwellChikwava 7 месяцев назад

    Umm anoto ziva ndi mwari zvonetsa

  • @edgarmarevangepo8614
    @edgarmarevangepo8614 7 месяцев назад +5

    This one should get arrested fake prophets

    • @trippleeyes8197
      @trippleeyes8197 7 месяцев назад

      What proof do you have that he is a fake prophet ,The bible said touch not the anointed one of God ,who are you to judge

    • @DanaiMatatani-f4b
      @DanaiMatatani-f4b 5 месяцев назад

      so who is the true prophet manje

  • @patiencematongera8972
    @patiencematongera8972 7 месяцев назад

    Iwe mwari vachakupindura hako ita zvauri kuita,

  • @nothandonataliemaunganidze9804
    @nothandonataliemaunganidze9804 7 месяцев назад +1

    Type yacho yèvadzi inotopedza power tuma scrapper.leave the prophet alone

    • @TadiwaChristian-ew3bj
      @TadiwaChristian-ew3bj 7 месяцев назад

      He is not a prophet.He is working for the devil

    • @dzidzaisibanda7069
      @dzidzaisibanda7069 7 месяцев назад

      ​@@TadiwaChristian-ew3bj😅😅😅 unorwadziwa neiko nhaiwe asi akambokwira mai vako hr
      Hapana kana proof inotaridza kut akazviita saka chrikuita kut umupomere mhosva chii ukwane iwe

    • @TadiwaChristian-ew3bj
      @TadiwaChristian-ew3bj 7 месяцев назад

      With your respond I can tell you do not know God at all. I will forgive you for that.

  • @anonymous-xp
    @anonymous-xp 7 месяцев назад

    It wouldn’t be a surprise, mfana uyu iBHINYA chairo, mhuka yemusango

    • @DanaiMatatani-f4b
      @DanaiMatatani-f4b 5 месяцев назад

      wanga uripo here iwe, zvakaitika kupi isu taiveko kuchurch kwacho..... tipe evidence kaa tione

  • @born_toshare
    @born_toshare 7 месяцев назад

    SAME STANCE AS TB JOSHUS

  • @egifakowo3355
    @egifakowo3355 7 месяцев назад

    Kuti anamatire nyika inake haagoni kuraper chete ngasungwe vanosungwa ndovadini

  • @panasheallannyengedza8918
    @panasheallannyengedza8918 7 месяцев назад +3

    Akuita zvaita baba vake t b josh😂

    • @Hannah-ge3yv
      @Hannah-ge3yv 7 месяцев назад +1

      Chenjerai kutorana nema curses anozokunetsa mu life yako iwe ne generation yako yese nenyaya yekupa humbowo kuzvinhu zvausina kuona zvichiitika chenjerai kurohwa ne shamhu yedenga zvimwe zvinhu nyararai musazvitorere minyama ziva kuti urikutaura vanhu vamwari weather you believe it or not they are people of God so be carefull

    • @DanaiMatatani-f4b
      @DanaiMatatani-f4b 5 месяцев назад

      muchaitwa cursed nazvo izvi

  • @mauchidziva-to9uk
    @mauchidziva-to9uk 7 месяцев назад

    Unhi aharambirwe cz munhu.
    There is no smoke whout fire
    For a long time nyaya dze rape dzichi simuka 1:17

  • @adriangunundu7884
    @adriangunundu7884 7 месяцев назад

    Tsvagai mabasa veduwe

  • @anonymous-xp
    @anonymous-xp 7 месяцев назад

    Murume uyu mwari Ave naye. Ummmm navo vanhu varikuzvinyanya kumunamata

  • @anonymous-xp
    @anonymous-xp 7 месяцев назад

    Iye magaya wacho ngasiyewo kuda Mahure mhani.. ihure iro

    • @perfectvandie9969
      @perfectvandie9969 7 месяцев назад

      As long as urikutaura kwawaswera,
      Pamwe pacho knw when speak where not to

  • @anonymous-xp
    @anonymous-xp 7 месяцев назад

    wonzi bhenguru muruoko vonzi kupihwa sick pamusoro Papa makapenga

  • @princessmamthe
    @princessmamthe 7 месяцев назад

    Umagaya ngubhinya, he must be arrested

  • @patiencematongera8972
    @patiencematongera8972 7 месяцев назад

    Uchafira nhema iwe tanga tiriko kuchurch

  • @DelightfulCamperVan-xy7vo
    @DelightfulCamperVan-xy7vo 7 месяцев назад +1

    Murume uyu kubva pandakaziva nezvake my spirit tells me that his e false pastor nomatter what people say about him

    • @DanaiMatatani-f4b
      @DanaiMatatani-f4b 5 месяцев назад

      which spirit hehedeee ,, i bet its an evil spirit whispering to u such things

    • @DelightfulCamperVan-xy7vo
      @DelightfulCamperVan-xy7vo 5 месяцев назад

      @@DanaiMatatani-f4b may Almighty open your eyes and hear the voice of God not voice of man that will help u in the future

    • @DelightfulCamperVan-xy7vo
      @DelightfulCamperVan-xy7vo 5 месяцев назад

      @@DanaiMatatani-f4b dai Mwari vakubatsira kudzungaira kurimauri kupere unamate Mwari iwe pachako

  • @Gloria-s4v
    @Gloria-s4v 7 месяцев назад

    Vanonorepewa vachinobateiko vanodamwa nani handiti vanoenda vega kutswaka makudo mugomo unongomawana siyanayi nokusungisa munhu aripachechi yake anoitazvanoda nenguva yake

  • @RoadTrafficFlow
    @RoadTrafficFlow 6 месяцев назад

    seek wisdom,dont fight Gods people.i cant imagine taking time creating a video to destroy someone.mmmmmm

  • @MAVISTHOMPSON-j8h
    @MAVISTHOMPSON-j8h 7 месяцев назад +1

    Hurombwa hwake unosimbiswa nekurara nevakadxi kurepa

    • @maggiesingano2178
      @maggiesingano2178 7 месяцев назад

      I second you ipapo and anofanira kurara navo zveginde not zvekuwirirana kuti zviite

    • @MAVISTHOMPSON-j8h
      @MAVISTHOMPSON-j8h 7 месяцев назад +1

      @@maggiesingano2178 chokwadi mhiko yawo ndeyekurape hakusi kunyperwa uko ichokwadi chaicho chiri kuita magaya

  • @GiftMahachi-h4t
    @GiftMahachi-h4t 7 месяцев назад

    Imbavha iyo

  • @missgee1981
    @missgee1981 7 месяцев назад

    Mwana wa Tb joshua😂😂like father like son

    • @DanaiMatatani-f4b
      @DanaiMatatani-f4b 5 месяцев назад

      nanhasi muchiri kutuka guva remufi hehedee chitiudzaiwo maporofita echokwadi uye muine evidence yacho yekuti ava ndovekwaMwari

  • @Oswald-xd4jx
    @Oswald-xd4jx 7 месяцев назад

    Kunyebera munhu waMwari 😂

  • @anonymous-xp
    @anonymous-xp 7 месяцев назад

    Fake churches what do you expect.

  • @ElisterZulu
    @ElisterZulu 7 месяцев назад +4

    False accusations again...leave the man of God alone he has a very beautiful lovely wife why then wud he stoop so low ...there dont evn match up to his wife 'standard

    • @TadiwaChristian-ew3bj
      @TadiwaChristian-ew3bj 7 месяцев назад +6

      If you believe think that he is a man of God you are wrong.Mark my words

    • @EverestSimau
      @EverestSimau 7 месяцев назад +2

      Why dying in dark like this,who magaya sangoma uyo,,raper Baba mukai

    • @JoyceChikwanha-qu4ob
      @JoyceChikwanha-qu4ob 7 месяцев назад +2

      😂kkkkk ask God for sprit of discernment . I long time knew he is a player . God gave me a vision about him

    • @afronews7034
      @afronews7034 7 месяцев назад +1

      Kunyepa Magaya endanavo kwa head man.chigodora.

    • @AnopaBonomali
      @AnopaBonomali 7 месяцев назад

      Thts the problem of Zim plp havangone kutsvaga mari buzy nyayavdzevanhu apa vanhu vacho varikutaura kuti prophet Magaya vandirape havana kna bhara hro

  • @richardcruickshank5631
    @richardcruickshank5631 7 месяцев назад

    Kunyepa kwako unangwarira kudongorera denga

  • @violetweja1071
    @violetweja1071 7 месяцев назад

    Liar usataure kwausina kuswera leave Magaya alone hautonyare

  • @user-jnr283
    @user-jnr283 7 месяцев назад

    Putsek wako unonyepa iwe