Mr Ridhikurasi Share his top secrets | Marriage |Iife style Background interview with Djsparks zw
HTML-код
- Опубликовано: 13 июн 2024
- Mr Ridhikulas Share his top secrets | Marriage |Iife style Background interview with Djsparks zw
#mrridhikulasi #mrridhikurasiinterview #mrridhikurasicomedy #mrridhikurasilatestvideos #mrridhikurasizw #mrridhikulasisongs #mrridiculouszimcomedy #mrridiculousesongs #mrridiculous - Развлечения
Ndafara nhasi kunzwa voice ra ridhikurasi ❤❤❤❤❤❤😂😂😂
Voice raRidhi 😂😂😂😂
Imagine 😂😂😂😂 ndashamisika
Yah Mr Ridhikulasi you said you are 23 years but your maturity is honestly far much beyond. We have your support bro and we will continue supporting you
Now a big fan of you Rhidikurasi and DR Matigimu
One of my best Mr Ridhikurasi,you are intelligent and multi talented person, man keep it up❤❤
He is talented
🎉Dj Sparks ndokudirai kuziva zvinodiva nevanhu, rovai basa mukoma. This guy is talented 🎉
I like the way Dj Sparks interview ❤❤❤❤Ridhi is a humble boy keep it up
Ndafara Kuti muri mwana namai ❤ nadocter matigima ,voice renyu ramuno actor naro ndorifarira musachinja matauriro enyu ndiwo anoita nditeverere mavideo enyu❤❤❤
Batisisa hapenyu nekuti kamwe..." i love this line
Mr Rhidikurasi chibaba weduwe ❤😂
You are wise ,I love the fact of the blessings of block 🚫 button 😂😂😂😂 bhora mberi son
Thanks for watching
Your work is Ridhikurasi, we love❤ your comedy. Munotityora mbavhu nekuseka
Im a big fan of Ridhi. Ndashamisika kunzwa voice rake. He is just so talented mwari vakuitire zvakanaka ♥️♥️
I love these guys ridhi, frets, comic elder rambai makadaro pride isai muhomwe
They are talented zvekudaro
Ndeyp DjSparks haa ma Interviews unoseta wangu,,haa ndafara Ridhikurasi is a very calm guy Love u guys I support you zvekutodaro
Ridhi naMatigimu kaaa especially pawakatuka boyfriend yamai😂
Ayizve unotogona kutaura bhoo so, i love yo skits, u are so excellent, ndinokuwara mbabvu nekuseka
This guy is very talented.
Very
Thank you DJ Sparks nekutiunzira MR Rhidhikuras a humble guy😊
Wow Great interview Thanx DJ sparks
Wow 👌 👏 I'm impressed the guy is gud padetembo apo
Inini ndokufarira zvanguuu ❤❤
Neniwo ndakatanga kutonakirwa neka Song kako kekudhakwa Ridhi and l fell in love 💕
You are so talented mr ridhi keep the fire 🔥 burning
Hoooooo ndewekwedu nhai ini ndiri paChimukoko apoooooo❤❤
Push chinhu chirikunaka keep it up Man bigup DJ sparks murikupusher magetto youths
Nice voice Mr Ridhikurasi
Ridiculous my favourite ❤
Kkkkk pfungwa nendangariro ndozvinondipa kudetemba ndaopandino dira Mr ridhikurasi
Ne skit raakaita na Dr Matigimu achiti ndiratidzei kuna baba vangu 😂 haaa pakanga pasina kumira mushe zvichi rafurana
You are talented my bro ... I am happy to hear your original voice kkkk
Ridiculous unotovewo ne bass nhywe l happy to hearing your voice
Ridhi wangu🎉🎉🎉🎉🎉🎉❤❤❤❤❤❤❤❤❤❤❤❤
Great interview
Well done, your poem is ❤
Mukoma sparks ✨️ masiya something mukomna aenda asina kusiya ka voice kake 😢
Great quality 🔥🔥
Thank yu so much
Yes mhani ko zvauri murume musvinu nhai Ridhi tokuda zvako iwe
Gentlemen chaiye
Aikaka utori nesuch aBass 😂❤❤❤
😂😂😂Ridhika saka kavoice ndekebasa
😂😂😂😂ka voice kanosetsa kanonakidza
Thank you so much,l always wanted to know who Ridhi is,kunyanya pavoice pandakanzwa mapoems l was confused ndichishaya kt voice nderake chokwadi here kkkkk uyezve kt Matigimu ndiani wake,thank you so much❤❤❤
Keep it up guyz
❤❤ko zvauri munhu wekumusha nhaiwe ini ndiri paKotwa .
oky saka voice rimwe riya nderebasa
Aha Ridhi ndo really voice rako iri l thought acting voice was your real voice kip it up
Richiti ini ndofarira kachirungu kaunopinza ndosaka zuva rese esp combination yako namuchembere wako matigimu munondinakidza guys
Thanx gyz with ur conversation ndadzidza kunge pakunyarara apo mulife yako play ur row
Ridhikurasi ❤❤❤❤❤❤❤❤
Ridhie Ridhie Ridhie 🎉🎉🎉
Nice voice Ridhi ,ndafara kunzwa voice rako 😂.
👏👏👏👏👏❣️
Good work sparks chimbotsvagai king Ryan wema relationship loyalty test
Plz
💥💥💥💥
Chogona
Ndafarira apoo pakut varkuda isu maUpcoming like inini.Dj sparks ndoda nmbr dzamkoma Ridhikurasi ndmborova navo maworks
❤❤❤
Havasi vanhu vemuZimbabwe chete mukoma Seapaks but Africa yese munhu mutema anogwadziwa nekusimuka kwemumwe.munhu
❤❤
❤❤❤❤❤❤❤❤❤
Respect Ridhikurasi ngaarohwe nayo shamhu
Lol
My favourite guy Rhidikurasi
Makasanganepi ne Hwera mwana wasabhuku .kikikiki
My favorite Ridhi
Talent Radi👌👌👌👌
Akaipa
Ridhi my favourite
Kovoice raRhidhi zvariri romantic 😂😂😂😂😂😂😂
Hezvo 😏
@@lawnyon chiiii nhy
Pa detembo ne voice rako ⭐🌟💥💥💥
Kkkkkkk Ridhi wakazoratidzwa baba here
Kkkkk😂😂
U are talented brother Brighton pull up
Nice😂😂😂😂
, 🔥🔥🔥🔥
Ko nhaiwe Ridikurasi zvaune voice taifunga kuti ndiko kavoice Kako 😂😂😂😂
I love your comedienne mukomana
Unetse mama kusvika wawana baba vako ,kikiki one big funy from Hukeyi .
Haaa iri voice radhi riri kuita kunge risiri rake😂😂😂😂😂😂😂
Mwana wekumusha kwangu
Mr Ridhi uri pamberi ndinokuda zvekurevesa. Unoĝonesa dear keep it up. Bhora mberi mwanangu.
Zvaane voice rakanaka 😂
Ndaromzwa voice
Mr ridhi
Nhaimi anototaura zvakanaka ridhi uyu 😂😂😂
ndanakirwa nedetembo...aiwa huchiii
exactly 🤝💯
My favorite munhu ❤❤❤unogonesa shame
Hiii nhaiwe Ridhikurasi, zvautori munhu kwaye. Ndafara ndaona Ridhikurasi asiri pabasa rake. Second time kushamisika neReal appearance yemuComedian. Mumwe akandishamisa ndaona real appearance yake ndimhamha Vee😂😂😂
Akumwa kambucha Brighton
Ende Mr Redicurus mune voice rakabatana yoooooooo
Aizve 😅 ko ndo voice ra Ridhikurasi nhai? Ndanga ndatojaira voice rinenge rembudzi riya😂. Thanks DJ Sparks nekutiunzira chirongwa chakadai. Mufana mudiki chaizvo zvekuti tikamusapota anoenda kurefu. Saka zvandakuita manje ndaku subscriber ku Zim Reality TV, kuna Ridhikurasi nekuna Dr Matigimu izvozvi. Ndakanakirwa neya Ridhikurasi ari muhozi achirwara abva Joni asina chinhu na Dr Matigimu achiti i'm your son akatsamhira duri 😂😂.
❤❤❤this guy mwari akuitire zvidhafu dhafu Ridhikurasi 🎉🎉
Thank you chibaba munondigonera
Chibaba icho 😂
Hezvo ko pa voice anozvifambisa cei
Chibaba icho vry talented
Haaaa dj sparks ndokumbirawo tag yavoo ndoda kutryer navo mudhara avoo tilink coz ini we ar talented
Batika
Ko anototaura zvakanaka ini ndaitofunga kuti ndiyo voice yake
Inga une voice remurume chairo ndaitoti ndiro voice rako from birth
😂😂😂😂ndaseka hangu Ridhi pavange vati urin'anga.
kuhle vangu vakambodzidzisa pachikoro painz pa Masarakufa kwa Mutoko ikoko
Ndopa Charamba futii
Ko Mr ridhi munogona Kutaura zvakanaka😊
Hatina kuzonzwa the story behind selection yeka voice
DJ muriceyi haa murihuchi
Dj sparks murikutaura chokwadi ma Zimbabwean anorwadziwa nekubudirira kweumwe handizivikuti mweya rudzii iwoyo
Mupfanha wangu wandigonera padetembo apoo