@@tafadzwangamurani3468 KO zvaive apihwa gupuro first day mambo vakafonera muridzi weguest house why vozouya second time me votanga nekuti anezvekutaura ngaataure vaitozivana
Uyu munhu anonzi mutasa anomborasika kutonga. Tarisa maside ese kwete kungoti Sika Sika nedivi 1.saka munhu Ari form 1 angatadza kuuraya munhu Ari form 4 here nxaaaa
Nyaaya iyi ndeya Mukotsanjera; venyama vangataura havo zvekungwara kwavo. Kana zvekuti mweya unbuda pavanhu vakawanda one time zviri kunzi nevaDare hazvigoni, Dr Mukotsa.. (expert vanogarotaura kuti zvinoita). I remember pane vanhu or vatatu vakatombobidirwa nemunhu one (1) paShow yavo; asi iye akati aizokwanisa kuvona kuti chaiwo-chaiwo ndeupi.
Pa mhuri mbiri idzi ndatoona kuti pane kakumakana vekwa maiguru neve kwa mainini ipapa pane vamwe vanenge vari better than vamwe saka vanekakuitira godo apa ndo Maonero angu ini mmmm dzimwe nyaya tangai maongorora semhuri musati mamhanya kudare
Mambo mutasa muri shuga yu have nailed it today matonga chaizvo chaizvo asi Pastor uya ngaadzoke wekulodge
Pana pastor vakatadza kutonga paye pakanatwa munamato na pastor
😂My favourite chief 💕
Mambo uyo akurasika kutonga ko kana anga asingazvizivi akadii kudyawo maputi acho uyo wekutumwa nemaputi acho
Panguva yacho postmortem yanga isat yakurumbira chero kwedu munhu ait akafa ngoro yototenwa kudzoka kumba munhu ovigwa zwapera zwepost izvo ndezwaiyezwino ini ndina sekuru vakaisirwa poison mudoro vakafira pamadxiro emba tikatoviga
This is a circus, mambo ava dzinenge dzisina kukwanawo. Zviri izvozvi😂
Rovai mambo.mukuitwa
MUTASA DZIMWE NYAYADZESE IDZI HATINA BASANADZO TIRIKUDA NYAYA YEHUORI HWAMAKAITA PAMUSORO PAMUFUNDISI TIRIKUDA KUDZWA ZVAMAKAZOITA AKANYENGERWA MUKADZI
Yaaaa iya yakatirwadza tese
Muface uya anopenga akareportr iye akapa mukadz gupuro akaudzwa kt ahasi siri mukadz wako
@@tafadzwangamurani3468 KO zvaive apihwa gupuro first day mambo vakafonera muridzi weguest house why vozouya second time me votanga nekuti anezvekutaura ngaataure vaitozivana
Uyu munhu anonzi mutasa anomborasika kutonga.
Tarisa maside ese kwete kungoti Sika Sika nedivi 1.saka munhu Ari form 1 angatadza kuuraya munhu Ari form 4 here nxaaaa
Dunhu reManicaland province rinenge rine ngozi nechivanhu chakawandisa why
Mambo tongai nyaya sezvairi so ngozi icharwisa yega kwedu zvakaitika izvii mwana akapihwa maheu akanwa akatofa but mwana akamupa maheu haana kumanwa tarisai mativi yese makurukota namabo
Nyaaya iyi ndeya Mukotsanjera; venyama vangataura havo zvekungwara kwavo. Kana zvekuti mweya unbuda pavanhu vakawanda one time zviri kunzi nevaDare hazvigoni, Dr Mukotsa.. (expert vanogarotaura kuti zvinoita). I remember pane vanhu or vatatu vakatombobidirwa nemunhu one (1) paShow yavo; asi iye akati aizokwanisa kuvona kuti chaiwo-chaiwo ndeupi.
Mambo wankuuu... zvinhu izvi zvinogona kuitika ...ngozi inotsipikwa...akapa maput namhai wake wese wanengozi...varikuida mubatsiri chete ndiye anoongorora nhau iyi...mumusha umu makasvipa
Iyi is fake
Yuwiiii mai vane white avo vanyara shame varikunyepera kubudirwa ava vose
Idzi ngozi is scam kuda kungoripwa hazviko izvi😅
Judy aifanira kudyawo maputi atoziva kt ane mushonga ndiye akauraya namai vake
Akanganga maputi neakazoenda kunopa maputi vese vakauraya worse akazonopq maputi course ndiye akazozadzisa rufurwemwana uyu mungaite henyu kungwara pakutaura asi vanhu vatatu vanobudirwa nemunhu 1 cz anenge aine hasha plus mabasa evaroyi vanotsipika ava haaaa mese munoputirwa kuvharwa chaiko itai zvekuti munhu uyo azorodzwe
😂😂😂 hanzi muri kusimudza ruoko imi muchakabudirwa😂😂
Toda part two kana mafamba
Magodna mambo asi TICHKACH ndaikumbiraa mutisvitsirewo kunamambo Mtasa kut nyaya yamufundisi ngaidzikororwe hatina kufara nayoo
Nyaya yamufundisi ngaidzoke.by public demand
Juddy na mai vake ndivo vakauraya
Pastor ngavadzoke vatongwe nehure ravo
Mambo siyanai nenyaya yevanhu vanonyepera kubuda muchakanganiswa nevanhu available matsotsi.
Ko mambo nemakurukota enyu zvamave kuyita kunge ndimi muri kushopera mhuri idzi madii kusiira VaMukotsanjera. Avo varikubudirwa ummm zvine doubt. Chekupedzesera please Tichkachi verengayi ma comments: Dzosayi futi dare ra Mufundisi ku lodge please for retrial tatenda ❤
Mai vakakanga maputi vakaisa mushonga ndokusaka mwana wekutanga akaramba kutakura maputi uyo akatakura ayiziva zviri mumaputi
Plus kare kasiyana nazvino postmortem takunyanyoyiziva ikozvino kunyanya kumusha tayingoviga ndosaka akubuda kuti zvibude pachena like zvebota vakuru vayingochengeta vana but now vanhu vakuziva zveDNA
So much bullying from mambo nevanhu vake.
Dzosayi Pastor vaya vekutora mukadzi wemunhu
Chief awa ngavarege kutonga nyaya musatitambisire data. Chief dofo
Mambo mutasa nyaya iyi maigona..Huyai muma church taona nhamo nekunyeperwa
Avo baba vebhachi re blue vanoda kuvhiyiswa mbudzi
Mambo magona ..Ndokuti chief mutasa
Iro idrama iro
Yuwiiii mai vane white avo vanyara shame varikunyepera kubudirwa ava vose
Mmmm pane drama apa munhu ko vanhu ka kukubudirwa kacho handizvione mushe
Akafa akangovigwa yaive nguva yacho vanhu vaka vasina ruzivo rwe kuenda ku postmoterm
Izvi is fake inyaya yekufungidzira
Saka yaMfundisi yakatopera here?
Pa mhuri mbiri idzi ndatoona kuti pane kakumakana vekwa maiguru neve kwa mainini ipapa pane vamwe vanenge vari better than vamwe saka vanekakuitira godo apa ndo Maonero angu ini mmmm dzimwe nyaya tangai maongorora semhuri musati mamhanya kudare
Judy haha a kudya maputi nekuti aiziva kuti ane mushonga unouraya. Sei Judy asina kudya aiziva kuti vakanzi usadya unofa.
Nhamo yabaya vakati what's the way to earn a living 😂
Kana anga asingazive akadiii kudyawo sezvo apiwa namai vake akafawo
Uyu anotipefzera Data uyu idofo
Zvinhu izvo zvaiitika nguva idzodzo.
Toda nyaya yamkbolan akaurawa naani
Mudzimu fake uyo..
Mai is the one killed the boy
These people are a joke
Mambo vatadza kwamukotsanjera vanobudirwa mapostori ,plus mhepo one inobuda pavanhu vakawanda
Paita udyire padare apo ,i drama iro mambo ,ngavaende Kwa mukotsanjera ndiye anogona kubuditsa Ngozi idzo
My chief 💪😄😎 big up baba Abantu sebefuna imali zabantu
but mai vakapa munhu kuti enda unope nhingi maputi saka kana mai vasina kutaura kuti usadye maputi ane poison zvinoita here
Fambai vakomana achabuda hake kwaakaurayiwa musanete chokwadi chichabuda pachena
Mambo kune vanhu vakawanda vakafira Mumba vasina kuende Ku police munhu kufa achiwigwa
Ngozi inofana kungouraya vanhu then ivo ndoo vanozofamba zvobuda zvega not kuti vafambire ivo
Chief should understand kuti panguva yacho pple vanga vasingazive . Unlike now vanhu vanhu vakudzidziswa and things are now changing
Kana akatakura asingazivi kuti ane poison ko iye akadii akaadyawo iye judy
Mambo apa vasanganisa chirungu nechivanhu. Vakanya.
Mutasa to the fullest ❤❤❤❤❤❤❤❤ haaa Mambo murikugadzirisa dunhu
Sure ngavataure chokwadi vari kufaker kkkkk
😂😂😂izvezvi watobuda eree😂
😂😂😂vakunyepa avo ,hanzi makanganwa kuti makabudirwa kkkkkkkk
Drama at its level best vskauraya ehee asi zvinenge zvineka drama
MaMbo apa aaah munositonga chaizo but mmmmmmh
Manicaland kushayikwa kwechikoro kuchaparadza misha yakavandisa. Rekai kundoromba Mozambique. Zvikwambo izvozvo zvichakupedzai.
Chikoro chakazara manicaland
1 in 3 multiplayer ngozi, this isvnext level stuff
Big up chief Mutasa ❤❤❤I love you
Apa mambo matadza basa
Ngaanobuda kumba kwavo
Can't watch this
Mutasa cief zviman,anga izvo munozviwanepi zvoshoresa dare fambai nanukotsanjera
Iyi is fake
Drama padare
Mambo mutasa wadhakwa apa
Kkkkkkk
Ndimhayi
Second pano nhasi
Hi everyone
❤❤❤❤
Ndawapano
𝙵𝚒𝚛𝚜𝚝 𝚝𝚘 𝚌𝚘𝚖𝚖𝚎𝚗𝚝❤❤
Comment yacho iripi
Ngozi yakaoma vanhu vanofanira kudzidza kuti munhu ahaurawi
𝙱𝚞𝚝 𝚙𝚊𝚖𝚑𝚎𝚙𝚘 𝚊𝚙𝚘 𝚟𝚊𝚋𝚊𝚝𝚠𝚊 𝚔𝚞𝚝𝚒 𝚟𝚊𝚛𝚒 𝚔𝚞𝚗𝚢𝚎𝚙𝚊
Vae@@pabloshoko3955vaenda kune vanovabatssira hre kuti tizive kunyepa😢
Godo remumhuri
Kare zvaiveko here nhai mambo zvaisakosheswa izvo