Размер видео: 1280 X 720853 X 480640 X 360
Показать панель управления
Автовоспроизведение
Автоповтор
Thanks for all the beautiful comments. Love you guys ♥️🙏🏼
Munogona guys ,
Can i have your contact
Pose yechiTwo manje 😹😹😹
Big up nigel
We love you too Nijo
Patricia to the world🤣🤣🤣🤣
If Critical but stable was a relationship 🤣🤣🤣😂
Chero vakatanga vachiwirirana u know kuti IT'LL END in TEARS chete.😂😂😂😂. Nijo na Patricia are just naturals
Kkkkkkkkk comedy has never been the same since the entry of Nigel Tha Slick Pastor
Kudakwashe Zvrisei Wangu, Also Checkout ruclips.net/video/xfpZvb7Rd3c/видео.html
@@zimrap2286 tibvire pano iwe rongeka haikona kuda kupocha machannel evamwe
Seconded!
@@zimrap2286 don't be discouraged ndomatangiro acho... will check it out and support you too...good luck on your journey.
And Sis Patty. Mai Rwizi chaivo!
These 2 for some reason giving off mukadota and mai rwizi vibes lol...keep up the good work
Combination yaPatricia naNijo is serious laughs🤣🤣🤣🤣🤣
🙌🙌🙌🙌Nijo napatricia munondiita bho
Patricia your voice is epic kuactor you are a natural yessss. Munogona
she has to act internationally
Ziso ramaiJoe rinoratidza zvese. Big up Patricia. You really complement Nijo 💕💕💕
That role yekuva mudzimai waba Joe unoigona Pat
Advertising have never been this good! Thank you guys for changing the advertising landscape!
Nijo thought for once waita munhu kwaye but you never cease to disappoint Patricia. To Patricia you are a 🌟. Love from USA
Patricia: "waita hako mwanangu" , wotarisa zera remuchinda wacho arikunzi mwanangu. Ityai Mwari imi😂😂😂
😂😂😂
Am addicted to their works zvekut I smile while watching as if I know them in person guys makaipa
Mundigonera guys alwsys laughing this comedy inondiitira ndinotarisa everyday and munogonesa you are very natural
Nigel you always dissapointing Patricia. It's not fair kani😂😂😂
With Nigel hazvipere mushe
Kkkkkkk
Nijero anogona isa like kana zvirizvo
😂😂😂hnaz vari panguva yekumanikidzwa nevakadzi vavo😂😂 ndakutopedza kosi yangu ,,ndokuchatisai chete imi
Lol uri pano
@@violetmadzonga3200 shaaaa, ,,team rondiita bhoo iri
Baba batai mhamhaNigel: ehe aah tinavo🤣Asi muri kubva kumusanganoNigel: kana, mota inyowani kasi azvisi kuwoneka🤣
ndaona mawandisiro emufaro kuti it will end In tears namai Jo.
Mai Joe munondipedza aiwa thumbs up munondigonera
nijo napatricia kkkkk parrafin namai sorobhi chaivoo
If Ronaldo and Messi were comedians lol... you are the best guys ,ndimi muneyese
Patricia kugona kuActor an older woman role iwe uri kababy hako. You are talented!!!
Haaaaa Patricia ka ummm anogona veduwe 😀😀😀😀😀
Tsungayi Zvrisei Wangu, Also Checkout ruclips.net/video/xfpZvb7Rd3c/видео.html
Kkkkkkkkk mkoma Nijo imbotengai rimwe trouse kkkkkkk wamunhu anemota nyowani yangonyarara kkkkk😅😅😅
You guys are great...apa ndatosaver number dze Stone road side
daddy Zvrisei Wangu, Also Checkout ruclips.net/video/xfpZvb7Rd3c/видео.html
Patricia you play your role so well👏🏿👏🏿👏🏿👏🏿
🤣🤣🤣hanzi munobatsirawo here vanhu vanenge vari panguva yekumanikidzwa nevakadzi vavo🤣🤣🤣🤣🤣🤣😂
patricia is just awesome kkkkk Nigel is aways trouble maker.buh nunonakidza gyz
Kalaugh kaPatricia, exactly kevanhu vakuru chaiko😂😂
Kkkķkkk
Chero matauriro mmanogona kani
Kkkkkkkk sure anogona
It's like ndiri kuwona baba rwizi na mai rwizi #mukadota🤣🤣🤣🤣🤣
hanzi munobatsira vanhu here vari panguva yekumanikidzwa nemadzimai avao!!...aihwa ndrikuti ndri under pressure nemukadzi wangu hahahahahahahahahahahahahahahahahaha
Patricia is so natural zvinomwisa mvura...ha you guys are killing it. Time to go international team hapana chekumirira apa
Mai mufundisa kuita kunge vasiri mberi kwecamera hvo natural talent Komborerwai nashe
haaaa Patricia anaogona aaaah, great work guys
You're simply the best.... The moment i see these 2 i know its fire works... Patricia sooooo
Ndiri under pressure 😂, you guys munogona. Panguva yekumanikidzwa 🙌
Kkkkkk ndafa zvangu... Ndjri under pressure
Anyway, Patricia inyama last! Hona body shape 😂😂🔥🔥🔥
Bad futi
Mota ngaibude asi ichioneka kuti ndeyedu 😂😂😂😂😂
Tora pic kuyaya mota kkkk
That statement killed me 😂😂😂😂
Munobastira here vanhu varipanguva yekumanikidza nemadzimai avo 😂😂😂😂😂
Hanzi Baba Joe makungomhanya kunoDriver musina kundivhurira Door ,Zvikanzi Aiwa zvee handina kujaira 🤣🤣🤣🤣🤣 ndaseka zvangu
NIJO NA PATRICIA MUNOPEDZA MASPORT🤣🤣🤣🤣🤣🔥🔥🔥🔥🔥🔥
Trouse richengetedzei ndiro randakakuzivai naro paya muwestern union .ndakarifarira
Hanzi naPatie waita hako mwanangu kkkkk
Call yacho yangotanga ichinzi ndiri under pressure😂😂😂😂😂Patricia usazodaro Nijo kkkkkkk
Patricia is the next best thing since mai Sorobhi 😂
I absolutely agree with you. She is way too good kani
Mood yachinja 1 second Nigel hanzi munobatsira vari kumanimidzwa nevakadzi here 🤣🤣🤣
Kkkkkkkk unondikataza murume wangu kkkkkkk mogona guys🥰🥰🥰
Unondikhathaza 😅😅👏👏plus ndiri under pressure kkkkk
Patricia naNigel ka muri pamberi 🔥🔥🔥🔥🔥🔥🔨🔨🔨🔨🔨🔨🔨❤❤❤❤❤❤❤🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣
kkkkkkk ndiri under pressure kubva kumukadzi wangu. These guys are brilliant, they really make things very realistic, this goes beyond just acting
😂😂😂 relationship yacho kana yakadai inospaka hayo kkkkkk ko pressure ikubva kunamadzimai zvapinda papi kkkk
Ndakakuudza kuti one day uchanditenda mkadzi wangu 😃😃😃😃😃😃😃Nigel sooka
KKK head inogona kuita kaproblem aaaah crazy talents 2030 munenge muchipo in the industry entertainment
Ninjo haasi mwana waJohn Banda here imi?😂 haa these guys im addicted
😂😂😂😂😂😂nijo akanyanya uyu hanzi ndirindoga panapa kkkkkkk
Mai Joe srs yamunoita yakanyanya 🤣🤣🤣🤣baba Joe muru kuvaisa pa pressure 😂😂😂😂😂
Kkkkkkkkkkkk
👏👏👏👏👏👏👌mai joe munogona henyu baba joe 😭😭😭😭😭ndachema hanku
Hallo 📞 "....ndiri under pressure..." 😆😆😆
"Manje handizive kuti vanga vachida ndiyitakure here" 6:50 😂😂
Well done brilliant Nigel and Trish 🔥🔥🔥
Nijo n Patricia you are the best ,so far muri kupisa pama comedy. Musamire guys .
Kkkkk munobatsira hr arikumanikidzika nemukadzi Kkkkk pengai mai Joe Kkkkk guys ka ndoda kumbokutengerai ma sweet Kkkkk
kkkkkkkkk you guys kana makambogona kaaa aiwa this one is extra special i enjoyed it yese zvayo ....effortlessly making me laugh
Patrica nyanyiest 😃😃hanzi ndakaitenga kuvakomana
Clever advertising! All the best Nijo and Patricia. Love you guys.
I have liked because ndiri panguva yekumanikidzwa 😂
nijo na patrica ungati ndi kansime annie na gerard hillarious
Kkkkkkk sure haaa nyaya ycho haiperi mushe
kkkkkkk sure hako
Kkkkkkkk 😂 😂 😂 kwanayi kkkkkk zvasangana pati kkkkk aa mutambo hauna kupera mushe kkkk
😂😂😂😂😂😂Patricia to the world this girl can act so natural hanzi waita hko mwanangu
John Banda Amuka haha wakafanana nababa wako iwe Nigel haha
Face ya Nigel mota yakuramba😂😂😂😂😂
Hanzi munobatsirawo vari panguva yekumanikidzwa nevakadzi wawo 😂😂
kkkkkkkkk Nijo wakanyanya wangu this skit is madd
Nijo hapana kana paunombopedzawo nyaya Patricia achifara haaaaaaa uchandichembedzera Patricia wangu nestress iwewe aikaka
"Munokwanisa kubatsira vanhu vari under pressure yevakadzi vavo here?" finish 😂😂
Baba Joe na mai Joe vanogoooona chokwadiiii
Very good Nigel.... Unogona iwewe
I was here yesterday, am back again today for this haaaaaa guys this is awesome, makagona
Baba namai Joe good combination 👌👌😂😂😂
Ndiri under pressure..kkkk..mukoma Nigel ka...lol
"Ndidzodzi maprice iwaya aya emota type idzi"🤣🤣
🤣🤣🤣🤣"Munokwanisa here kubatsira vanhu vanenge vari panguva yekumanikidzwa nemadzimai avo"
The part nigel said, "Munobatsirawo vanhu vanenge vari pakumanikidzwa nemadzimai avo" killed me lol
😂😂😂😂😂😂
Patricia can act veduweeee . kip it up
Kufamba mugere Trish...ndiwe uri kurira Patricia
Ba Joe iyi mota makaitenga pai you??? Kkkkkkkkk PUROBHUREMU HOMBE NDI NIGEL
munobatsirawo here varipanguva yekumanikidzwa
🤣🤣🤣🤣🤣asi mai joe nababa joe kaa andisati ndasvika kure nekuona asi ndafa netsetswa
😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂kkkkkkkkkkkkkkkkk aiwa Nijo Nijo. Aiwa you guys makanyanya henyu. Patty sando dzako. Under pressure yeyi
kkkk under pressure yemukadzi kkkk
Hanzi munobatsira here vanenge vari pakumanikidzwa nevakadzi😂😂😂😂😂🙌🙌🙌
Unondikataza murume wangu unondikataza😂😂😂
Baba Joe varikumanikidzwa kkkkkk under pressure
hahahahahahahaha......hanzi haa rega nditotsvaga anondibatsira nekuti ndiri ndega panapa...adzimai vacho..haa aihwawo...
Patirisha wadzidziswa kupenga naNijo kkkkkk kkkkkk munondinakidza good job
Mapandukiro anoita vakadzi kana zvaipa🤣😂😂🤣🤣🤣🤣😂😂😂
Patricia 😂😂😂😂,Ba Joe haaa Best team
Iyo lipstick ndini ndega ndaiona here
Kkkkkk kkkkk Nigel Patricia please I beg don't break my ribs kkkkk
Thanks for all the beautiful comments. Love you guys ♥️🙏🏼
Munogona guys ,
Can i have your contact
Pose yechiTwo manje 😹😹😹
Big up nigel
We love you too Nijo
Patricia to the world🤣🤣🤣🤣
If Critical but stable was a relationship 🤣🤣🤣😂
Chero vakatanga vachiwirirana u know kuti IT'LL END in TEARS chete.😂😂😂😂. Nijo na Patricia are just naturals
Kkkkkkkkk comedy has never been the same since the entry of Nigel Tha Slick Pastor
Kudakwashe Zvrisei Wangu, Also Checkout ruclips.net/video/xfpZvb7Rd3c/видео.html
@@zimrap2286 tibvire pano iwe rongeka haikona kuda kupocha machannel evamwe
Seconded!
@@zimrap2286 don't be discouraged ndomatangiro acho... will check it out and support you too...good luck on your journey.
And Sis Patty. Mai Rwizi chaivo!
These 2 for some reason giving off mukadota and mai rwizi vibes lol...keep up the good work
Combination yaPatricia naNijo is serious laughs🤣🤣🤣🤣🤣
🙌🙌🙌🙌Nijo napatricia munondiita bho
Patricia your voice is epic kuactor you are a natural yessss. Munogona
she has to act internationally
Ziso ramaiJoe rinoratidza zvese. Big up Patricia. You really complement Nijo 💕💕💕
That role yekuva mudzimai waba Joe unoigona Pat
Advertising have never been this good! Thank you guys for changing the advertising landscape!
Nijo thought for once waita munhu kwaye but you never cease to disappoint Patricia.
To Patricia you are a 🌟. Love from USA
Patricia: "waita hako mwanangu" , wotarisa zera remuchinda wacho arikunzi mwanangu. Ityai Mwari imi😂😂😂
😂😂😂
Am addicted to their works zvekut I smile while watching as if I know them in person guys makaipa
Mundigonera guys alwsys laughing this comedy inondiitira ndinotarisa everyday and munogonesa you are very natural
Nigel you always dissapointing Patricia. It's not fair kani😂😂😂
With Nigel hazvipere mushe
Kkkkkkk
Nijero anogona isa like kana zvirizvo
😂😂😂hnaz vari panguva yekumanikidzwa nevakadzi vavo😂😂 ndakutopedza kosi yangu ,,ndokuchatisai chete imi
Lol uri pano
@@violetmadzonga3200 shaaaa, ,,team rondiita bhoo iri
Baba batai mhamha
Nigel: ehe aah tinavo🤣
Asi muri kubva kumusangano
Nigel: kana, mota inyowani kasi azvisi kuwoneka🤣
ndaona mawandisiro emufaro kuti it will end In tears namai Jo.
Mai Joe munondipedza aiwa thumbs up munondigonera
nijo napatricia kkkkk parrafin namai sorobhi chaivoo
If Ronaldo and Messi were comedians lol... you are the best guys ,ndimi muneyese
Patricia kugona kuActor an older woman role iwe uri kababy hako. You are talented!!!
Haaaaa Patricia ka ummm anogona veduwe 😀😀😀😀😀
Tsungayi Zvrisei Wangu, Also Checkout ruclips.net/video/xfpZvb7Rd3c/видео.html
Kkkkkkkkk mkoma Nijo imbotengai rimwe trouse kkkkkkk wamunhu anemota nyowani yangonyarara kkkkk😅😅😅
You guys are great...apa ndatosaver number dze Stone road side
daddy Zvrisei Wangu, Also Checkout ruclips.net/video/xfpZvb7Rd3c/видео.html
Patricia you play your role so well👏🏿👏🏿👏🏿👏🏿
🤣🤣🤣hanzi munobatsirawo here vanhu vanenge vari panguva yekumanikidzwa nevakadzi vavo🤣🤣🤣🤣🤣🤣😂
patricia is just awesome kkkkk Nigel is aways trouble maker.buh nunonakidza gyz
Kalaugh kaPatricia, exactly kevanhu vakuru chaiko😂😂
Kkkķkkk
Chero matauriro mmanogona kani
Kkkkkkkk sure anogona
It's like ndiri kuwona baba rwizi na mai rwizi #mukadota🤣🤣🤣🤣🤣
hanzi munobatsira vanhu here vari panguva yekumanikidzwa nemadzimai avao!!...aihwa ndrikuti ndri under pressure nemukadzi wangu hahahahahahahahahahahahahahahahahaha
Patricia is so natural zvinomwisa mvura...ha you guys are killing it. Time to go international team hapana chekumirira apa
Mai mufundisa kuita kunge vasiri mberi kwecamera hvo natural talent
Komborerwai nashe
haaaa Patricia anaogona aaaah, great work guys
You're simply the best.... The moment i see these 2 i know its fire works... Patricia sooooo
Ndiri under pressure 😂, you guys munogona. Panguva yekumanikidzwa 🙌
Kkkkkk ndafa zvangu... Ndjri under pressure
Anyway, Patricia inyama last! Hona body shape 😂😂🔥🔥🔥
Bad futi
Mota ngaibude asi ichioneka kuti ndeyedu 😂😂😂😂😂
Tora pic kuyaya mota kkkk
That statement killed me 😂😂😂😂
Munobastira here vanhu varipanguva yekumanikidza nemadzimai avo 😂😂😂😂😂
Hanzi Baba Joe makungomhanya kunoDriver musina kundivhurira Door ,Zvikanzi Aiwa zvee handina kujaira 🤣🤣🤣🤣🤣 ndaseka zvangu
NIJO NA PATRICIA MUNOPEDZA MASPORT🤣🤣🤣🤣🤣🔥🔥🔥🔥🔥🔥
Trouse richengetedzei ndiro randakakuzivai naro paya muwestern union .ndakarifarira
Hanzi naPatie waita hako mwanangu kkkkk
Call yacho yangotanga ichinzi ndiri under pressure😂😂😂😂😂Patricia usazodaro Nijo kkkkkkk
Patricia is the next best thing since mai Sorobhi 😂
I absolutely agree with you. She is way too good kani
Mood yachinja 1 second Nigel hanzi munobatsira vari kumanimidzwa nevakadzi here 🤣🤣🤣
Kkkkkkkk unondikataza murume wangu kkkkkkk mogona guys🥰🥰🥰
Unondikhathaza 😅😅👏👏plus ndiri under pressure kkkkk
Patricia naNigel ka muri pamberi 🔥🔥🔥🔥🔥🔥🔨🔨🔨🔨🔨🔨🔨❤❤❤❤❤❤❤🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣
kkkkkkk ndiri under pressure kubva kumukadzi wangu. These guys are brilliant, they really make things very realistic, this goes beyond just acting
😂😂😂 relationship yacho kana yakadai inospaka hayo kkkkkk ko pressure ikubva kunamadzimai zvapinda papi kkkk
Ndakakuudza kuti one day uchanditenda mkadzi wangu 😃😃😃😃😃😃😃Nigel sooka
KKK head inogona kuita kaproblem aaaah crazy talents 2030 munenge muchipo in the industry entertainment
Ninjo haasi mwana waJohn Banda here imi?😂 haa these guys im addicted
😂😂😂😂😂😂nijo akanyanya uyu hanzi ndirindoga panapa kkkkkkk
Mai Joe srs yamunoita yakanyanya 🤣🤣🤣🤣baba Joe muru kuvaisa pa pressure 😂😂😂😂😂
Kkkkkkkkkkkk
👏👏👏👏👏👏👌mai joe munogona henyu baba joe 😭😭😭😭😭ndachema hanku
Hallo 📞 "....ndiri under pressure..." 😆😆😆
"Manje handizive kuti vanga vachida ndiyitakure here" 6:50 😂😂
Well done brilliant Nigel and Trish 🔥🔥🔥
Nijo n Patricia you are the best ,so far muri kupisa pama comedy. Musamire guys .
Kkkkk munobatsira hr arikumanikidzika nemukadzi Kkkkk pengai mai Joe Kkkkk guys ka ndoda kumbokutengerai ma sweet Kkkkk
kkkkkkkkk you guys kana makambogona kaaa aiwa this one is extra special i enjoyed it yese zvayo ....effortlessly making me laugh
Patrica nyanyiest 😃😃hanzi ndakaitenga kuvakomana
Clever advertising! All the best Nijo and Patricia. Love you guys.
I have liked because ndiri panguva yekumanikidzwa 😂
nijo na patrica ungati ndi kansime annie na gerard hillarious
Kkkkkkk sure haaa nyaya ycho haiperi mushe
kkkkkkk sure hako
Kkkkkkkk 😂 😂 😂 kwanayi kkkkkk zvasangana pati kkkkk aa mutambo hauna kupera mushe kkkk
😂😂😂😂😂😂Patricia to the world this girl can act so natural hanzi waita hko mwanangu
John Banda Amuka haha wakafanana nababa wako iwe Nigel haha
Face ya Nigel mota yakuramba😂😂😂😂😂
Hanzi munobatsirawo vari panguva yekumanikidzwa nevakadzi wawo 😂😂
kkkkkkkkk Nijo wakanyanya wangu this skit is madd
Nijo hapana kana paunombopedzawo nyaya Patricia achifara haaaaaaa uchandichembedzera Patricia wangu nestress iwewe aikaka
"Munokwanisa kubatsira vanhu vari under pressure yevakadzi vavo here?" finish 😂😂
Baba Joe na mai Joe vanogoooona chokwadiiii
Very good Nigel.... Unogona iwewe
I was here yesterday, am back again today for this haaaaaa guys this is awesome, makagona
Baba namai Joe good combination 👌👌😂😂😂
Ndiri under pressure..kkkk..mukoma Nigel ka...lol
"Ndidzodzi maprice iwaya aya emota type idzi"
🤣🤣
🤣🤣🤣🤣"Munokwanisa here kubatsira vanhu vanenge vari panguva yekumanikidzwa nemadzimai avo"
The part nigel said, "Munobatsirawo vanhu vanenge vari pakumanikidzwa nemadzimai avo" killed me lol
😂😂😂😂😂😂
Patricia can act veduweeee . kip it up
Kufamba mugere Trish...ndiwe uri kurira Patricia
Ba Joe iyi mota makaitenga pai you??? Kkkkkkkkk
PUROBHUREMU HOMBE NDI NIGEL