Размер видео: 1280 X 720853 X 480640 X 360
Показать панель управления
Автовоспроизведение
Автоповтор
Umwe zvebadza Umwe zve cup
This combo is heaven sent. Denga riite nyasha pabasa renyu guys.
Amen ipapo. This is God sent. I love you gys, God bless you abundantly,
Mune kamwe kakufitana kamunako so vanhu imimi maifanira kuroorana henyu 🔥🔥🔥🔥
Taura hako
Neni ndozvandaifungawo
Well said
Nijo usanoramba mukadzi coz zvawakaita pa cross roads waudzwa ne small house kuti mukadzi wako asafanira kuenda ku party handisisina trust newe kkkkkk
Chiwoto and Kumwala. The two faceless characters that keep things going kkkkkkk🤣🤣
Imi vanhu vaviri mava kutoda kusvika pa Nollywood chaipo 😂😂😂😂😂😂😂 mava pamberi sepamberi ❤❤❤❤❤❤❤
Chiwoto needs to show himself veduwe 😂😅
I agree with you 💯 😂😂😂😂
Hamurevi nhema ipapo....naKumwala wacho
Hahaha tichato signer petition yekuti chiwoto abude
Haa sure ngaambobuda 😂
yaa shuwa paane tym Chiwoto asat abudikira lol🤣
Kkkkk dayii makango roorana vanhu immi 😂😂😂😂😂😂
Ndaito mboti they are married😂😂😂😂
kkk iyaaaaa
They did us a disservice
Kkkkk saka inini ndikuto funga kti tikutambisa nguva🔥🔥🔥🔥 punch line iyooo
Mumwe hanzi oita zvebadza mumwe zve cup🤣🤣🤣
Keep on shinning amai na baba Jo you're shinning stars
BaJo to the world😂😂😂
This combination inondifungisq mukadota namai rwizi zvaimaranq but zvichigarisana rest in peace mukadota
The introduction on all your episodes are so intellectual, l just like the way you do it keep up the standard.
Nigel kubelievisa iiiiiih Sando dzako mudikani 👏👏👏👏👏👏👏👏Patricia chekutaura handina anodairira murume fast kkkkkkk hayaaaas
Baba Joe 😂😂😂😂 huye bodo. surrender . Mai Joe vanonzwisisa wena. Awww .. baba joe vanoda kuenda Harare ndati 😂😂
🤣🤣🤣baJoe vane usimbe Kani.vafunga hat vachkanganwa badza.
Kkkkkk hanzi umwe oita zvebadza umwe zve cup
Pandiuraya 🤣🤣🤣
Baba Joe vanokuuraisa ne bp sure 😅😅😅
Tuchembere utwuuuu😂😂😂😂😂😂😂munonakidza
🤣🤣 baba Joe mungakanganwe badza sure mouya nechikafu
Haa vanonzi Chiwoto ava vanofanira kumboappear wo here and there 😂
These 2 are funny😂, real talent there👏🏾👏🏾👏🏾
Zvese zviri ngoori one kkkkkkkkkkkk
This combination is superb
For the love of Chiwoto ❤😅
Kkkkkkk vauya ne chikafu vasina badza 😂😂😂😂
Chiwoto na Kumwala😂😂😂
Patricia and Nigel munondiitira hangu. A match made in heaven to entertain. Much love
😂😂😂😂😂 baba joe kuda kutaudza munhu nyaya.cup i 1 badza i 1 mumwe oota zvebadza mumwe achidya 😅😅😅😅😅
😂😂😂😂😂 hat yeHarare
Kumwala wacho ndeupi timbomuwonawo😂
Madhirezi madhirezi maiJoe you guys u are too much kkkkk
Nijo and Patricia the best kunyange ndange ndisingade kurima ndave kutotanga so
Umwe oita zvecup umwe oita zvebadza😂😂
ko kumwala ndiani nhay 😂😂😂😂😂na chioto 🤣🤣
Chioto I think ndi camera man
Hahahaha 😂😂😂 mumwe cup mumwe badza kkkkkkkk
😂😂😂😂😂
Kumwale naChiwoto huyai tikuziveiwo amana 😂
😂😂😂😂..... Ba Joe is a natural disaster 🙌🙌🙌
Exactly.. 😂😂😂😂Wapedza..
😂
Vanhu imika you are soul mates 😅😅😂😂
Kkkkkk taura hako
Aaaah nhai baa Joe 😂😂😂 I surrender 🙌🙌🙌
Baba Joe mabva mauya neone cup apa badza hamuna😂😂😂🙌
Talent there no doubt
Hameno ndaparonga sei kkkk
Aizve umwe achirova ndima umwe achitandadza😂😂😂😂
Vanhu vanogona ava❤❤❤
😂😂😂😂😂😂😂baba you're the best
Apa dai VaMandebvu vangobudikirawo so😂😂😂
😂😂😂Mai Joe vatozopedzesera vakunzwisisa
Vanhu imi munogonha mhani keep it up
Kumwala naChioto budikirai tikuonei
Ndabva ndafunga gogo vangu vachititsiura gone were the days 😅😅😅😅
KKKKKKKKKKKKKKKKKKKKKKKKKKK hayaaaaaa. zvichembere izvi zvonakidza mhani
Kuzvininipisa kuti ndibvunze😂😂😂
😂😂😂😂
Munodadisa ba joe
I love baba Jo namai Jo.❤❤❤
I like baba namai Joe murambe muchiuya nawo
Saka mamuchiendep musina badza😂😂😂
Please ask😂😂😂😂😂
Mumwe oita zve cup mumwe oita zve badza 😂😂😂
ba joe🤣🤣😅😅
😂😂😂😂😂😂😂 Ba joe
And baba Joe kuHarare vanokuda ummmm kuroorwa uku zvakaoma
Vapfanha vanogona ava 🎉
Chiwoto kaaa🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣
“Isuka tozikanwa kuti tinobva Harare “😅😊😂😅😂
ha pa1 cup thats not it🤣
Chimwala kkkkkk Ninjo ma1
Nijo uri simbe chaiyo kkkk
Badza Hwan, cup Hwan, Chiwoto kkkkkkk
Baba Joeka😂
Combination iyi ma1❤
Chiwoto nakumwala muripikovo
😂😂😂to be honest Nijo chibaba shame
Tikuda kuona chiwoto kkkk
Endayi mose kuHarare
Badza rakanganikwa.... cup yemukadzi yakanganikwa... hanzi ndongokutandadza uchirova basa
Kumwala anofanirwa kuita achibatika 😂😂
Well said Baba Joe
😂😂😂😂😂😂sando dzenyu
Ba Joe ma1
Baba Joe 😂😂😂
My favorite pipo. Keep it up guys. Love you very quickly
hhm....what kind of English is this
Kuzvininipisa kuenda pasi paChioto
Mandebvu to the fullest
Ko dzauya ne cup 1 futi 😂
Baba joe havdzoke ava
Baba Joe havadzoke Harare
😂nijo🔥🔥🔥💯
Mai Jo nabba Jo kumberi
Hakuna baba vakadai
Kumwala and chiwoto
Nijo mabasa chaiwo
1st in Mozambique nijo the best
Best comedian nigel😂
ko kuonanganisa manje marangweji ne age😃
😂😂ava vanindipedza😂😂
Mai joe naiko kudya magara manga makakumirirawo 😂😂
Chiwoto ane language inorwadza "hapana kurima kwamuri kuita"
Ohhh yesss😂
Hoyooo
Kkkk baJoe usadaro
BaJoe

ko kumwala ndiani nhay 😂😂😂😂😂
na chioto 🤣🤣