Vakadzi vanoita chipfambi ivo vari mudzimba vanofanira kuripiswa mombe same nezvikomba zvavo. Chipfambi chevanhu kadzi chiri as high as chevarume. Vose ngavaripe mombe kudare and ku spouse.
Get it ryt dhuku mudare mamambo uts compulsory kumunhu kadzi. Dhuku ne zanbia it's a must mudare ra mambo. Some chiefs dnt take it serious but some make it compulsory.
Authoritarian at it's fullest
Madhuku aye ewhite. Kkkkkk
Mambo nyamaropa to the fullest
Chief Nyamaropa vanowanza hasha kani
Nice show asi noise yakanyanya
Nxaaa vabereki kna kunyara kutomirira kuno witnesser chihure chemwana 😢😢😢 zvinosvota
Not fair
Mash central ma1
Mambo makasimba daily kutonga nyaya dzemujolo murungu renyu
Mukazogara muzive kuti game iri raakuitisa vanhu hupfumi. Ukangoitwa target chete vanokusotera nyaya wobva wanzi ndoozvawaita kwamambo mukadzi akangobvuma chete kuti ndakadyiwa zvatofa. Zvinonzi mukadzi haanyepe kuti ndakadyiwa bota
Chingave chokwadi asi kuzvipedza don't attempt to do it
I Business chairo asi zvakashata kupomera munhu asina mhosva
Vakadzi vanoita chipfambi ivo vari mudzimba vanofanira kuripiswa mombe same nezvikomba zvavo. Chipfambi chevanhu kadzi chiri as high as chevarume. Vose ngavaripe mombe kudare and ku spouse.
Saka mukadzi anowanakupi mari iye ari housewife
Yoooa
Vanhu wemadhuku machena ñokudai mese 10 o'clock tine meeting 😂😂😂
Ma game ekutorera vanhu mari nemonbe ...i think government inofanira kupindirira in sich cases dzisina evidence
Mambo makadini nemhuri ndinokumbirisavo mudare menyu mazuvano makuita novizi
Aaah endefuti
Mambo havasi kuona here kuti chipfambi ratova business between husbands and wives
Nhasi ndaseka hangu
Padzvanyirirwa munhu apa
Dzidzai kunyora musoro wenyaya chaiwo
Ko mukadzi akadii kuramba
Ko kwamambo ava asi kunongotongwa dzekudyana nekubirana panonaka chete here nai
Zvhidhuku zvichena mahure oga😂
Get it ryt dhuku mudare mamambo uts compulsory kumunhu kadzi. Dhuku ne zanbia it's a must mudare ra mambo. Some chiefs dnt take it serious but some make it compulsory.
@@markmax3112true.
Mapostori mumatare nechihure
Headline nenyaya zvakasiyana.
Kkkk inga ati anedzimwe nyaya dzevakadzi vevanhu dziri midare wani😂😂
They never agree these men
These gals are so young
Dhuku chena ?????? Masowe?????? Madzimai ??????
Duku chena hausi munongedzo wekuti madzimai or mupositori. Chero anorida anogona kutenga achisunga.
Sound yacho !!!! Mash central kwakafira madzitateguru emaHure .....kunofanirwa kunzi HURENTRAL
😂😂😂😂😂😂😂 Hurentral ayisurrender
Hahahaha I surrender Hurental😂😂
Kkkk
I like the way this mambo is ruthless on these sex offenders. Kupa mukadzi wemunhu siki, imbwa yako mfanha!!!
Hapana humboo though
Inga kumapositori kwashata