Now a poor wise man was found in the city, and he saved the city by his wisdom. Yet no one remembered that poor man. And I said, 'Wisdom is better than strength, but the wisdom of the poor man is despised, and his words are not heeded.' [Ecclesiastes 9:15-16]
Nyari kuringaringa haasati anzwisisa kuti nyaya irikuendepi iyi. Ka smile kkkk
Now a poor wise man was found in the city, and he saved the city by his wisdom. Yet no one remembered that poor man. And I said, 'Wisdom is better than strength, but the wisdom of the poor man is despised, and his words are not heeded.' [Ecclesiastes 9:15-16]
Umm mai Takawira vacho bodo 😂😂😂😂 hanz zvamodzidzidzisa hazvisisiri practical 😂😂😂😂
Nyarie and Gamu ,Dan good combination 😂😂😂
mabvisirwo aitwa katsapo nadanny zvakaoma chokwadi nyarie akachema ndobva ndachemawo ini . hameno kuti sei shoka dzemadzimai dzakaita bhingirishi
smile ya Nyarie askana musadaro hmmm
Veduwe kaa musazodaro kkkk,but ndoo zviri kuitika
Mai Takawira 😂😂😂😂😂
Vamwe vafundisi denga muchaita rekugugula chete🤣
Excelente🇲🇿🚀 ❤
Asi Gamu kaaa,😂😂😂😂Chigaro chemu Chechi hachichemerwi.kkkkk
Impartation 😂😂😂
Kuda zvinhu kwana Mufundisi 😂😂😂😂🙌
Mfundisi vanenge vanotoda nyaya dzeku China......ende futi shame
😂😂😂😂Zviriko futy kkkkk
Gamu kkkk chigaro chemuchurch hachichemerwi
baba namai mufu vari right asi mataurirwo acho basi 🫣😂
True😂😂
Zvigaro zvine makuva izvi takuda kupinda nguva yemaelections zve zvinoita kunge zvenyika
Musadaro askana 😅😅😅
Kkkk hanzi she is a bitter woman amana zvakaoma kani kkkk
Kkkkkkk
sorry for you Nyarie
Gegegegegege
😂😂magona
😂😂😂😂😂😂
😢😢😢😢😢
Uye bodo hazvichaiti nyarie
Kuda zvinhu mafundisi emazuvano 😮