Four Seasons kana mazogara musakanganwe kwamakabva uye chakakubvisayi koko. Muri kugona stereki basa renyu asi gadzirisai chamakamboona. mwari akutungamirireyi nekukukomborerayi
Newewo thank you so much I have seen some of your video uchibatsira vanotambudzika Mwari ngavakuitireyi zvakanaka pamwe nekuwedzera pose pamunobvisa double ~double Mose makakosha vanodonator wacho newe wakatanga chirongwa stay Blessed 🙏🙏🙏
Netsayi une pamuromo ukati zvinongo perera muku actor chete kana kuti ndi Enlight watinenge tichitowona hedu, nway good acting and the more ads you guys get by big brands the better for all involved well done 👏 😊
Am sure I'm the first one waiting for this hey in Zambia 🇿🇲 four seasons kuchalo. Can't wait guys ❤❤
This advert is at it's best🎉🎉you are very good guys
Very good four seasons media
Filchrist ndimi makaenda nayo😂😂😂😂 love that school❤
Watching from Afghanistan
Im in love with this uniform... I want to go to this xull next year for A level
Ozemwa is good hes steady on occasions who needs steadness
Ozemwa is always dear kumberi
Four Seasons kana mazogara musakanganwe kwamakabva uye chakakubvisayi koko. Muri kugona stereki basa renyu asi gadzirisai chamakamboona. mwari akutungamirireyi nekukukomborerayi
waaaal 💃💃 four seasons you are blessed
It's such a nice movie keeping on doing more
This is amazing guys keep it up love you so much❤❤❤
Nice advert 💙
Newewo thank you so much I have seen some of your video uchibatsira vanotambudzika Mwari ngavakuitireyi zvakanaka pamwe nekuwedzera pose pamunobvisa double ~double Mose makakosha vanodonator wacho newe wakatanga chirongwa stay Blessed 🙏🙏🙏
Thank you so much 🙏💙
Yaaaar iyi makarova iyi 4season keep it up ,Netsai wakachena ❤❤❤❤❤❤
Nice presentation..Vamwe tabva tada kudzokera ku Chikoro tachembera kudai🤣🤣
😂😂😂ndazvifungawo asi nemakore famba iiiii seangu 😂😂😂😂😂
Even me😂😂😂
Loving u more guys....keep the fire burning ❤❤❤
Four seasons manyama
Your drama is nice
What a hit from Zimbabwe Staff
You are very good guys ❤❤😂
Fill christ is ontop
❤❤❤❤❤❤wonderfull🎉🎉🎉🎉
You killed it well done✔👍
Keep it up good work ❤
🎉🎉🎉🎉🎉🎉 from Zambia munogona guys
I like u very much Netsai u are so beautiful and yr smile I like it , without u pamadramas hazvinakidze from Jane in Capetown
Best advert 🎉🎉🎉
Great advertising skills 🔥🔥🔥
Talk of creativity. Four seasons you are doing very well 🎉
Nice presentation ❤
Me too wooo I'm can't wait
Wow good job guys 👏👏
Mukugona guys 🎉rambai mkdaro
Keep on Working Zvirikuitaaaa.......
Chemuteeeengure chemuteeeengure 😂😂😂
Great advertisement guys, well done 🎉
Favorite yeyi
You are always number one guys
Good work
Chemutengure for me 😂😂😂😂😂😂
Well done guys ....hameno Naizaboom ikoko unopfuta kkklllllll
Top five pfeee on the waiting list 😂😂😂
Pamberi nebasa 😅😅 i❤u guys tiripo
Woww ❤I love guys kumberi nebasa
😂😂😂 Ndimi makaenda ne filchrist
Keep it up ❤
❤❤❤❤ pamushana kwedu masvingo haaa chinopedza chikoro icho
😂😂hoyo nice Netsai
Well done
Whooooo basa mberi guyz muno gona
😂😂😂😂yaaa netsai pane basa yoo
Netsai akangwarira anokwana kwese kuzoti teacher vacho ozemwa,
Chemutengure🤣🤣🤣good advert y’all
Boe guys keep on pushing
🎉🎉🎉 mawani aya
Netsai 🔥🔥🔥🔥🔥🔥🔥🔥🔥🔥👏🏽
My best actors
I love four seasons ❤❤❤
😅😅hanzi ukuita noiz nyarara kkkk ....
L luv uniform ❤❤❤
Hoyooo nice one
Where is the school located its beautiful
I love you foursian midea
Thank you Filchrist haada ndiro team raigona kurova advert iri mhani❤❤❤❤
Gilfin muripo here
love u guys
Great advertising! Guys munogona basa zvenyu🙏
ava vanogona mhani
😂😂😂😂😂😂😂 Netsai is nyanyest
That's great good guys
Uuummm 4 seasons kubva matsukira mese kudayi zvikuita ....besty acters makanyanya ini hangu ndiku SA
💗💗💗💗
Jaturo wooow
Kkkkkkk the chemutengure for meee
Huyai muwone zvaravs
Ozemwa gera kumusoro wakuchengeta tsvina sei munhu wa Director haunyare
I love 4 season media vanopedza basa Ava nb yapinda busy ❤❤❤❤
well done guys 🌺
Hoyoooo magetsi aya❤
Flying high
Keep it up guys
Hasha next episode please
Nice guys
😂😂😂😂Sando Dzako Netsai
Netsayi une pamuromo ukati zvinongo perera muku actor chete kana kuti ndi Enlight watinenge tichitowona hedu, nway good acting and the more ads you guys get by big brands the better for all involved well done 👏 😊
Its a good school
Thank you guys 💖 we love 💕😘 you four seasons 🎉🎉💓💗
Netsai taurisa hko asi usakanganwe kuti mbiya yakapera mvura
Kkkkk wakudaro
🤣🤣🤣🤣 kwaaa
Kkkkkkkkk musiyei akadaro
Kkkk ndangoti ndimuyeuchidze
😂😂😂😂😂
Four seasons manyama munogonha guy's takamirira hasha episode 9
Can’t wait for the next Episode of ‘Hasha’
Wow wadi
Ozemwa kuzoita teacher kani
Chemutengure chemutengure 😂😂😂
Sir Ozemwa
Lovely 😍
Nestai and vovo
Netsai and vhovho ndovafarir zvekuti
Mashure lm patop 3 can't wait to see you guys munogona kaa imi ... Ummm ichi chakafitisa kupisa semapisiro amunoita 🔥🔥🔥🔥🔥😊
Ichi makachibinha
❤🎉🎉 love you all gyz
Mwana wangu must go there come rain come thunder
Makanyanya gys motigonera shuwa netsai kuzofitwa ne uniform 🎉🎉🎉🎉🎉❤❤
Musadzora tsvimbo vakomana nevasikana