Inini hangu sodungamunhu magtom team mukundisiya nehasha debhobhoni haasi arikukasika kuvhiringa here nhai veduwee, who is with me show yourself by liking
MAGTOM MEDIA; the incredibly talented production team, actors & actresses. I wanted to take a moment to express my deepest admiration and gratitude for your outstanding work on all your productions. Your dedication, passion, and expertise have consistently resulted in exceptional productions that leave us viewers in awe. Your tireless efforts to bring stories to life, evoke emotions, and challenge perspectives have not gone unnoticed. Every aspect of your craft, from script to screen, has been executed with precision and artistry. Please accept my heartfelt congratulations on your well-deserved success. I look forward to witnessing your continued growth and excellence in the entertainment industry. Ndati ndikupeiwo maruva enyu, gore rino munochigwinha kuma Awards. 💐 🌹 🌸
😂😂😂kkkkkkk anoita zvekutamba ne kiss yandakapihwa nemunhu uya kkkkkkkkk haaaa I love it when you kiss and romance your real wife zviri very romantic kwete Kuti wese Wamaactor nayeee modya mahalf zvatoona muma drama ekuno kusouth Africa keep it up 🎉🎉🎉🎉🎉🎉🎉❤
(WISDOM ) Urimushamba asi unobereka zvihombe semavise. Patsoro yehupenyu hahubude bhobho pasina wekutambanaye Charmaine you are about to sink the tym is ticking.
Slimy and Sharmaine budai munzvimboo musati manyudzwa Sharmaine already said she is too young to go to jail kkkkkkkkk but not young to steal people's money hayaaaaaa magtom media shamhu ye stresss❤❤❤❤❤❤❤
Inini hangu sodungamunhu magtom team mukundisiya nehasha debhobhoni haasi arikukasika kuvhiringa here nhai veduwee, who is with me show yourself by liking
Magtom media fanz from day one siya like🎉🎉
Number 1 ❤ am the first one today ndipei ma likes angu❤❤❤❤🎉🎉🎉🎉
Ayehwa ndakutangira
Manga makamirira 😂😂
@@yeukaimahurevana6284 chaiko kkkkkk
🎉
Saka mhayii, tine munhu ari kutitsvaka akuziva nezvangu kkkkkkkk mataurirwo azvaitwa manje kkkkkkkkkk
First like ñ comment malikes angu guys🎉🎉
Sando kwauri slim ❤ u are my best ectar
MAGTOM MEDIA; the incredibly talented production team, actors & actresses.
I wanted to take a moment to express my deepest admiration and gratitude for your outstanding work on all your productions. Your dedication, passion, and expertise have consistently resulted in exceptional productions that leave us viewers in awe.
Your tireless efforts to bring stories to life, evoke emotions, and challenge perspectives have not gone unnoticed. Every aspect of your craft, from script to screen, has been executed with precision and artistry.
Please accept my heartfelt congratulations on your well-deserved success. I look forward to witnessing your continued growth and excellence in the entertainment industry.
Ndati ndikupeiwo maruva enyu, gore rino munochigwinha kuma Awards. 💐 🌹 🌸
First to comment magtom fans hello
Kule mahuchi varamba kunzi sekuru veduweee zvakaoma.asi Slimie ndaona madhiri adhirikira hokoyooo
❤❤❤❤❤ magona ngazviende mberi
Keep the fire burning 🔥
Kkkkkkk slim statement rako rekuty Pamadhiri akadai panodakupinzwa Mwari here apa
Ndange ndakaigarira veduwe at least wauya wauya mubvisa stress, thank you magtom
Tom hanzi ukuda kusara nemusikana iya wamakapa kiss 😂😂😂😂😂 Charmaine ramba wakadzvanya, munhu wauri kudelaler naye igweregwere 😂😂😂😂😂
Mahuchi (Ofias) varamba kunzi “sekuru” 😂😂😂😂😂😂😂
Ngatingo sport gus iri
Hoyo mutakunanzva wapakura sando dzenyu team basa mobata nemazvo
Ndanonoka zvanku but chikupisa l love Yu guy
magtom yedu yatinoda tese pano❤❤❤❤❤
Kkkkk makuzobatwa manje dai matotama zvenyu kunogara kune imwe town😂😂😂
Gud job
😂😂😂😂 aya mahuchi welldone guys 😊
Ndaona slim this time wabatwa
Yes ndini first, thank you magtom
Mhayii paipa murisey term magtom
Love you Magtom media
Magtom media manyama nhasi ndasarira kuona my foveret drama
Ngazviende mberi...uhu huchi uhu🔥🔥🔥🔥🔥🔥
😂😂😂😂 haaa ndabvuma zvangu Nzou makanyanya imi
😊😊😊😊 well done 👏
Hoyoooooo
Pangapinzwa Mwari apa 😂😂 Slimmie so haaayaaaaa
Mabatwa gyz madyz 😮😮
Nice gyz ko mazodiizve nemovie rekupera kwegore ramotibudisira
Akavo aka kangagare kaenda ku Malaysia zvivharane😂😂😂😂😂Slimy kaa, Magtom never disappoints ❤❤❤❤❤
Bhebhe my head boy from Hande High School Buhera🎉🎉🎉🎉
Shamhu ye Stress magtom huchi ❤❤❤
Imagine une company ..wobva waita slimie manager 😅 unorira mari ichingorowha chete 😂😂😂😂
Mahuchi huchi chaihwo kkkk😅
Kkk Slimmie vanonyumwa be careful kune vanofunga kumubata matamba Newtown fero 😂😂❤❤
Shamu yestress 🔥🔥🔥🔥❤️❤️💯💯
This tym pgs haishandi mobatwa imi kkkkkk😂
Ko slimy wakunyura ft 😂😂😂😂😂😂
Muchabatwa musati mapedza madhiri enyu with those 2 pple vari patarget kkkkkkkkkkkk
Yoweee zvangu kkk hanzi unoita kufamba nekiss yandakapihwa paye
Kkkk hanzi akawo aka, ngakaende kuMalaysia. 😂😂😂
Haa guys mondigonera zvangu makanyanya ❤❤❤❤ musadzore tsvimbo torai muri tiende
Estamos junto magtom ❤❤❤❤
Kkk kule Kofiias ku drink hakuna kukufitayi
Kim asi chii newe iweee zvanga zvakunakidza wani
😂😂😂kkkkkkk anoita zvekutamba ne kiss yandakapihwa nemunhu uya kkkkkkkkk haaaa I love it when you kiss and romance your real wife zviri very romantic kwete Kuti wese Wamaactor nayeee modya mahalf zvatoona muma drama ekuno kusouth Africa keep it up 🎉🎉🎉🎉🎉🎉🎉❤
Yapinda shamhu yestress
Hodi hodi tatovepo magwadla atovepo kkk
First 😂
Hanzi akavo aka ngakaende kuMalesia zvigare zvavharana
Muchirikuda kucontiue nemadhiri enyu aya haa makubtwa manje
Thank you kule mauchi for supporting your younger brother business.
😂😂😂😂 Kyle mahuchi naCharmany musadaro aaaa neni ndaseka
😂😂😂😂 Zhou makanakogwa nekiss hazviperi mushe
Hehehehehehede kutoita target ye $200,000 😂😂😂😂😂
Weduwe ini hng ndinoti tikombe Africa tirove coz akukasika kuuya
Kkk Slimmie vanonyumwa be careful kune vanofunga kumubata matamba Netown fero 😂😂❤❤
Slimie zaza nesvutu iyo wangu ka, zvinebope..
Kkkkk chinjai city musati mabatwa guys
(WISDOM ) Urimushamba asi unobereka zvihombe semavise.
Patsoro yehupenyu hahubude bhobho pasina wekutambanaye Charmaine you are about to sink the tym is ticking.
Hanzi akawoako slim soo 😂😂😂
Akawo aka in slimmie's voice😂😂😂😂
Kkkkk hnzi uda kusara nemusikana uya wawakapa Kiss 😅😅😅😅
👊👊👊👊
Ndimizve munondipa power
Magtom super super
❤❤charmaine watora chimuti
Nice🎉
Musandiona kunonoka ndanga ndichiuya
Kkkk anoita zvekutamba nekiss yandakapiwa nemunhu uya
Kkkkkk slimie anyura
Tiripo pashamhu YESTRESS
Covering yoself knotoita kuti muve masuspects😂
Hanzi nakule ndiri mukomana wako kkkk sekuru vajamuka
Pfeee ndapinda nawadadem
Top 100 nhasi
magtom murihuchi more bessings to them 🔥🔥🔥
Continue doing good
First always
Ngakaende kuMalesia zvigare zvakadaro
Slimy and Sharmaine budai munzvimboo musati manyudzwa Sharmaine already said she is too young to go to jail kkkkkkkkk but not young to steal people's money hayaaaaaa magtom media shamhu ye stresss❤❤❤❤❤❤❤
Slimie sando dzako ❤❤
Shasha 🎉
Thank you magtom 🥰🥰❤🔥
Mahuchi .mahuchi zvesure
Vanhu munopedza masports henyu but ndikuona sepfupi
Nice to hear
Kule mahuchi vaonera chicard
At least aka kenhumbu yaslimmy better dhibhobhoni akubhowa kkkkkkk
😂😂😂 makuitirana jelosi
❤😂😂 moto
Umwe anonyura chete bcz kangoma karirise kave pedyo neku bvaruka 😂😂😂
Sekuru Mahuchi kuvanhu🎉😅😅😅 15:55
079.....😂😂😂😂😂 Tom ngaasadaroo
Guys ini ndo commenter ndisati ndaona