The first 1(one) minute was Soo fun how thy both worked Soo hard to bring an argument...kkk lol.... Thumbs up for Bustop Team they are doing a great job.
Team yangu munogona but of late language makunyanya kuti kuvadza uuuum vana vanodzidzei and hazvichaterereka pane vanyarikani pane imwe iya yakazonzi na DRC kunge kavhudzi kepakati pemagaro haaaa matosara kutaura mh×ta chaiyo... You can either have a second channel ine zvitsverutsi or rather put a disclaimer at the beginning of the video tigare taziva kuti pane zvitsverutsi.... Above all keep up the good works.
Gift Mupondi haha amana don’t be shy nezvwe zvisina basa I think thats tichitambura uye nekufa me AIDS tongonyara kutaura shuwa hapana chonyadzisira chataurwa apa
No to violence and its all kind .It is very difficulty for one to be counted a hero while beating your wife or husband even children or anyone due to failure of talking and understanding to each other simple .We are now going to Dece now ndo pauchaona rimwe benzi richitoda zvekurwa neumwe munhu ipapo zvanzi i December .Hatidi izvozvo .
Violence against females what about the male gender?So we have to just pretend that its not there right?Men are being abused everyday why do we turn a blind eye about that
Hello there! remember to subscribe to our channel. Just click subscribe Button and help us grow
Ndomatangiro acho pedzezvo pakutorwiwa..Shem..
gona
Subtitles please. A lot of South Africans follow u but u disappoint them. Please put English subtitles.
Ngatifarirei DRC ne kuisa like
This is one of your best if not the best. Real life story, keep it up guys. Yah hamusi kudzoreka 👏👏❤❤❤
That went from zero to 100 very fast..To be honest that how things start mudzimba umo..One simple issue yopindurwa rough and things get out of hand
This gotta be the best so far 🤣😂. That’s was so creative mad respect DRC. We love you man
Kkkkkkkk kwaaaaqs. Dirwai abatwa maparts nenyaya yekuti he is small plus haagoni. Well done busstop u never disappoint
I want to be honest, I have watched this more than 10 times in two days
these guys are really talented 100% from me
You guys are legends in the making. Natural talents. Maggie wachowo anodira petrol mumoto,baba vadambuka pfungwa quick quick 😂
this is the best of the bests 💪💪💪🔥🔥🔥
The first 1(one) minute was Soo fun how thy both worked Soo hard to bring an argument...kkk lol.... Thumbs up for Bustop Team they are doing a great job.
Nyaya paBhasistopu ohoo, dzirikupisa fanke gasistovhu ehee....big up time to the whole squad kusvika kunaWINKY
Brilliant performance!!! Best I've seen in Zim, in a long time!!!!
Well Done! Best presented Real thing going on in homes,
Down with Domestic Violence for sure #16days
Ndodawo ma likes ndapinda early early
Real stuff there.... Kirsty mudiki anorwadza kuudzwa nezvake
Huh levels to Magggie🔥🔥😂
I'm here for dirwai
cant be the only one who repeats intro🤣
we all do
haha you not, i am back for that intro... the look on his face panotaurwa zvemudhidhi mudiki
You two are the actors in this country 4 real. I luv how these stories are real life situations. Munondigonera mhani
currently best actors in SADC
hollywood class acting, big up guys i luv this channel
DRC anekamutauriro kaanoita soo his got talent
Hakuna mumwe ndidirwai anyora kuti mudhidhi mudiki 😂😂
Excellent
Team yangu munogona but of late language makunyanya kuti kuvadza uuuum vana vanodzidzei and hazvichaterereka pane vanyarikani pane imwe iya yakazonzi na DRC kunge kavhudzi kepakati pemagaro haaaa matosara kutaura mh×ta chaiyo...
You can either have a second channel ine zvitsverutsi or rather put a disclaimer at the beginning of the video tigare taziva kuti pane zvitsverutsi....
Above all keep up the good works.
Gift Mupondi haha amana don’t be shy nezvwe zvisina basa I think thats tichitambura uye nekufa me AIDS tongonyara kutaura shuwa hapana chonyadzisira chataurwa apa
Hameno kuti ndakaipotsa sei iyi
Classic chaiyo
Best episode ever
Apo violence yaitika kwese ka. But the actors vanonyatsogona, Great piece, great message
Keep it up guys👏👏👏👏👏...yu just made my day🤭🤭🤭
Maggie small body but kano Mira Mira pa fight kkkkk
Kkkkk Dirwai arwadziwa nekuti mudhidhi ndiye mudiki muDam🤣🤣🤣
Ndanga ndisina kunyatsopabata now you explain it 🤣🤣🤣
😂🤣😂🤣😂 ndaseka hangu
Imagine but ndiye a tanga Kuwanza kuti mudam makazara mvura..
Ndizvozvo chaizvo zviri kuitika mudzimba umu
But varume torohwa nevakadzi emotionally
kays nashe true man.
REAL TALK 😂
I love you guys 😍😍😍
Well presented
good job guys, i like watching your vidz,
This is really accurate
These guys get better and better
Guys you did well and please stop 🛑 abuse of women!!
The best ngatifarire DRC
Notification squad gather around for a selfie tione 😍
Saka magi akazo rara pamba here
One of the best bustop episode
😂😂😂😂😂ndanyura mudhamhu ,,,, ndabva ndafa ,,,guys you kili lil you are the best
Vakagona, excellent 👏👏
Kkkkk kp it up guyz u doing grt i love this vid kkk maggie unondinakidza
Hahahaha uyo mufesi wepa bustop anoziva basa hahahaha
Dancing to the song nyaya pabus stop ooohohoho dzikupisa kunge gas stove eeee
Umm I read this in Ndebele (Mdidi) oops.. Mudhidhi as in swimmer oh ok got it at last phew 🙈🙈
Kkkkkkk, me too
😂😂😂😂😂😂aaaaaa nyaya dzepabustop so dzikapenga
Munogonesa guys
Nice one guys
These guys xuld alwaes win best zim actors😛
Tambai mushe guysa
😂😂😂🤗🤗Amaihwe zvngu Maggie wandkuvadza kupindura kwcho haibooo mahorraaaaaah chaiwo
kkkk haa blazi dzikamai munonyura.
But howcome no one is speaking about men being abused too.... some men end up retaliating due to the verbal and emotional abuse from some Women
makumberi guyz i salute you
Nyaya iyi haipere zvakanaka 😅😅😂😂
No to domestic violence.
Word Well Put - Keep Up
First After Premiere
Huyai muone vanhu vaye vogonesa!!!!!
This remains the best 👌 😅😅😅😅
Chi all time great
Ndipeiwo ma likes ndapinda pa top 10
this one killed me!!! playing it again and again
Nekuti ndiri small isa like !!!!
Mudhidhi as in swimmer 🙈🙉🙉🙉 shona yakaoma, tavhudhuka isu kkkkkkkk
Please itaiyerukawo na goonyeti chokwadi kadilikika ❤❤❤❤❤😂😂😂😂😂😂 🎉🎉🎉🎉🎉🎉
Kkkkk mudhidhi mudiki kkkkkkk pwaa busstop tv ma1
pamwe mudhidhi ndiye anenge ari mudiki 😂😂😂😂 iiiiih chat iro bhoo here
Aaaah zvakaoma sure kkkkkkk ndakutatadzai dirwai namargie
I like how serious yamanga muri, kuita kunge zvirikutoitika 😀😀😀
It's happening mudzimba umu, let's resolve our situations in non violent ways.
Asi ngatirege kureverana nhema.
Pane mamwe mastatements anokonzera gender-based violence kikikikiku
K
These two have a chemistry yandinofarira
Well done
Magi pamuromo kkk
apa kurova haagone
hanzy just messing with you 🤣🤣🤣
how can you joke with a sensitive issue amana
Magi 🤣🤣 zvangu hazvinake 🤣🤣🤣🤣
Kkkk kana mudhidhi ari mudiki anonyurazve tingadii
No to violence and its all kind .It is very difficulty for one to be counted a hero while beating your wife or husband even children or anyone due to failure of talking and understanding to each other simple .We are now going to Dece now ndo pauchaona rimwe benzi richitoda zvekurwa neumwe munhu ipapo zvanzi i December .Hatidi izvozvo .
Magi I think I might have seen you in a restaurant somewhere .Just wanted to apologize for staring .I honestly think you are amazing
Zvarwadza ere Dirwai KKK
Waiting
Pakaipa pakaipa
Aaaah ndavhuka wena, Maggie unokuva.. unokuvadza munhu kkkk....
Amaihweee ndafaaa
ndavhuka ka nestory line😲😲😲😲
ava vana inhubu dzevanhu
Nyaya yemalikes yakubhowaaa pafair ini ana mbavha imi
Violence against females what about the male gender?So we have to just pretend that its not there right?Men are being abused everyday why do we turn a blind eye about that
This is not fair. Men are suffering in silence
kkkkkkkk sis Maggie mune yese hanzi amai vako...Shuwa hpana murume anoda kutukirwa amai kana baba vake ndizvo zvinorovesa....
Ah nanaChiwenga varipoo pavadhidhi vadoko nhai....unongoona nehuturu kuti kuzasi hakuna nikisi kwaaa
Thts a good show , but viplence haisi on women only these days chero varume variku abusiwa futi ..
Mag usazodaro hnziii mudhidh mudiki ndiye anonyura kkkk
aaaah haaa pane basa apa
kkkkkkkkkk saka ukuti ndiri small here ini.... kwaaaaaa
This guy is a good actor mhani
Kkkkkkk Mhudhidhi mudiki intro yakavharisa ummmm ne Ndebele Mhudhidhi mudiki ndinenge ndakufarisa meaning kkkkkkk
Ndadzoka zve
ndogonaka sei imo muDam imomo!! pamwe mudhidhi ndiye mudiki!!!
Ichi chakanyanyisa guys kkk
Kkkķkk mudhidhi
Maggie 3:2 DRC
Outcome vhairenzi🤣🤣🤣
Final score: DRC wins