nyaya yaMaid yarwadza atonzi ngaaende zvake-Prophet T Freddy
HTML-код
- Опубликовано: 7 фев 2025
- Nyaya yaMaid yarwadza atonzi ngaaende zvake
Tinokukokai ku 3 days dze Easter conference .Easter friday and Sat 6pm to 9pm
Easter Sun 10:30am to 3pm corner Highglen rd and Mushayabande rd Glen Norah B harare
To book an international private one-on-one session with Prophet T Freddy, please contact us via the following options: email
goodnessandmercyministries@gmail.com or call +263712528094; +263778059270
I was once a maid.....😢
May the good Lord answer all maid's prayers❤❤
Ava mai ava ngavasadaro shuwa. Kupomera munhu mhosva vachizivaa zvavo kuti wakatora mari. Kune ma maids ese ari kunze uko mwari wakuitirei zvakanaka. Vatichesese munguva yekupomerwa😢
Muma jeri makazara ma innocent people thank you prophet watching from S.A
Who did shed a tear after listening to this
Ndachema hangu 😭😭 Mwari ngavatibatsirei isu ma maid, hameno kuti kuva musikana webasa mhosva here. Mwari tirangarireiwo tione kuitawo mabasa nemaoko tisiye basa rehu maid iri😭😭
Ma maid tinenhamo
Nhai mwari kuva maid imhosva hre apa unenge uchivabata nemoyo wese but havazvione sure 😭😭😭😭😭 thank you prophet nekuchenura mwana uyu ..ndovimba nerimwe remazuva muchandibatsirawo
Tears of joy for the maid Mwari kana muriko zadzisai zvamareva kumunhu wenyu ,pain yekupimerwa yandibaya😢😢
Thank you prophet ngaite mazimari musikana webasa uyu😭😭😭😭
Kushanda mudzimba dzevanhu kwakaoma kana tazogara and thanks prophet nyaya yandibata iyi
The madhumbes let's gather here
😢😢😢😢 am crying fr the maid thank u papa.
Mamaid itinenhamo dai mwari vatiitira Nyasha🙏but ndarwadziwa zvangu uumm
Kudiridzira dzinde remufaro wako nemisodzi yeumwee aah Mai ava Mwari ngaavarange neshamhu ine munyu
Ndirini murume ndaiti mukadzi ngaayende kumba kwavo . Ndusatan ko maid akwan papi pakuba kwake . Uuuuuummm thnk you prophet
Maid ibva watodzokera hako unogara nababa ivavo matova nyama imwe 😊
Maid l share tears with u😢 thank u prophet
So painful thank you prophet for helping that maid
Haa vamwe vakadzi soo ndana satan pachavo yhoo🙌🙌
Kana ndanga ndiri ini ndaivakwatura mai ava
Munochènesa vanhu prophet,mwari akuwedzerei makore
Ndozvinoita mwari, asi mai imi denga hamupinde, imhosva here kushadirwa
The last words of that man are so touching
ngavamubhadhare mwana uyo
Prophet Fred munechiporofita chechikuru chinehudzamu
Uuum maita Prophet mabatsira murandakadzi anga anyeperwa kuti ndiye atora 🙏🙏🙏🙏
Thank u prophet Mwari wenyu anosimudza marombe kubva muguruva
Watching from South Africa ndabatikana mufunge kuita maid chinhu chakaoma asi mwari haakutsiri thank uyu shuwa iwe unenge uchiita basa nemoyo wose wotendwa nekupomherwa mhoswa chokwadi mwari watinonamata uyu haakotsire thank u Man of God it's my first tym to watch yr church service fully ndaingovhura ndotodarika ndinotenda nekuma kutumwa kuzobatsira vapenyu panyika
Go deeper Prophet, haaa I wish kuonana nemi munhu wa Mwari matambudziko angu aperewo
Ndarwadziwa kusvika pakuchema
My prophet my prophet handisati ndambokuonai live asi munondigonera❤❤❤❤❤🎉🎉🎉🎉🎉.
Mwari anosumudza marombe kubva muguruwa❤
Thank you prophet nebasa ramunoita pane vari kupika mhosva dzawasina kupara nenyaya yekushaya anowabatsira rambai makadaro :ndinoti kuna maid usanzwe moyo kurwadza kuti basa rapera everything happens for a reason we need your testimony ..Glory to God
Haa vakadzi vane moyo yakaoma kudayi, Mwari ave nemi!!
May God continue to bless you Prophet....ndarwadziwa but ndazofara zvangu nekuchenura mwanasikana vana mama musazodaro mudzimba umu ...munoda kushandirwa na maid anodawo mari saka kubatsirana ...musazoona vasikana venyu vemabasa sevanhu vasingafungi zvino hoyoooo mamuyambutsa MWARI ngaarambe anewe sister's am happy for you ....Gods grace has located you ❤
Same thing that happened to me yesterday kupomerwa kunzi ndaba 3 loaves dze chingwa dai mwari vaita kut kuno zvibatwe nezita rajesu Amen .
Mmmmm ndabatikana hangu vakadzi tisadaro mudzimba umu thank you so much prophet 🙏🙏🙏🙏🙏
Prophet wedzerwai nyasha dai ndaikunda ndaiuyawo zvanguo zvaipera
Mwari wamunorumbidza ngarumbidzwe prophet Freddie ndiri musikana webssa ndachema
Thank you, Prophet, for uplifting the maid. The truth shall set you free.
Profety Freddy T mogona bsa mabatsirawo vanezvonesa nesu tichauyako kana taona mare ❤❤
Ini deno ariwangu musikana iyeyu airamba achishanda nekuti ini handidheererwe nemukadzi wandaka bvisira mari kumutenga. Iyo stand iyoyo yaitotengeswa zvayo.
Lord have mercy with us 😢 watching from south Africa
Thank you PROPHET, umm zvakangooma kunzi waba iwe usina
Pastor Freddy and munosangana ne miyedzo uuuum. Mbavha ne makuhwa emukadzi uyu zvandirwadza
Papa munogona ngazvinake nhasi papa papa ❤❤🙏🙏🙏
Ngavamuripe Maid uyo Mhani . according to our Shona Culture 👆
Ndarwadziwa misodzi yangu yabuda vanamai musadaro
Dai ndirini maid ndaiwadira mbama
Mai imi huyai ndikupei tumanotes twekubira vana bhangu.Siyanai na maid mubve pazvakaipa
Ndinodada nemi prophet. Hamunydziswi. Nembavha yomukadzi uyu
Yandirwadza hayo nyayaya maid Thank you man of God for what you have done for her God bless you mamaids tinenhamo shuwa
Ndachema zvangu nenyaya iyi mwari ngavatibatsire
Some of our Boss ladies are ruthless 😭
❤❤fidza fidza
Mai avaka Mwari ndivo vachavatonga vega havo.Ndarwadziwa zvikuru nezvaitwa maid.
Mmmmm mai avaka dai vari padhuze ndavavhara nembama
YAA CHIBABA ICHO REPORTING AS IT IS IN HEAVEN !!!!
Prophet, carry on let God increase your days in His carrier work.
Continue to save him.
Thank you prophet I'm stepping into this anointojg
What God can’t do does not exit🙏
Makaitabasa munhuwamwari MWARI vakuitirei zvakanaka munobatsira mweya inenge ivhitambudzika be blessed
Wat a wonderful God sometimes Mwari vanoita kuty ibudirire through kutambudzika msikana atoropafadzwa thru kupomerwa mhosva yaasina
Prophet makanyanya but zvinongorwadza kunzi wakaba iwe usina 😢❤
The greatest comedian ever, ndonzwa kunyarira t Fred
Glory be to God.....connecting from Ireland.
Thnx prophet 13:47
Ndinodada nemi prophet amen rambai muchiita basa prophet mundinamatireio please
Taurai Tenzi ndakateerera
Haizi nyore kuita maid veduwee. Vanhu ngavasadero inga wani tese tine ganda dema
Prophet kaa ummm ndarwadziwa hangu ... Rambai muchishandiswa na Mwari .... ndinoshuvira kuda kukuonai wo
Angikaze ngikhale soo😭😭
Please wanhu musabata wasikana webasa nekusei kweruoko she is innocent haizi mhosva kushanda mumba prophets munebasa guru mai wanosiwa chokwadi I salute u prophets well done
Mamaid anonyeperwa zvese zvese chokwadii ❤❤❤🎉🎉🎉🎉🎉🎉
KunaMwari kuDenda chokwadi ❤❤❤🎉🎉🎉🎉
Ndi Jesu chete chokwadi zvaringana maid don't give up❤❤❤🎉🎉🎉🎉
Kuna Mwari kudenga chokwadi ❤❤❤
Thank you prophet you saved this girl from this evil women
Thank u prophet mabatsira maid uyu,ummmm amai ava vane moyo wakashata chaiwo
Imi amai imi hindiva mne moyoo wasatan
Prophet with Wisdom God bless you.
Ndonzwira maid. Tsitsi ngavamubhadhare Mwana wavapumha
Mmmmmmm ndarwadziwa shame😢 zwakaoma hazvo kuta maid.Thank you Man of God ❤ Thank you BABA vanga vachishandirwa na maid makafemerwa na mwari kuti muende kuna PROPHET T. FREDDIE
Wow nice prophet haa prophet manyama
Haa inini hangu freddy panyaya idzi i salute you 😅😅😅
Mukadzi uyu haachi Mwari shame kwaari😊😊😊
Baba Ava ngavaroore maid Ane better future
Prophet maita Basa guru rekusunungura musikana uyu
Thank you masunungura maid uyo zvandirwadza chaizvo
You are too much prophet, l love it ❤❤❤❤❤ dhomooooo ndiri kunzwa kuda kudhomooooka
Mupei nyasha dzake mwana uyo baba , Mwari ngavamuitire zvakanaka
Ndarwadziwa chokwadi ndakambozviitwa ndikatovhururwa Docate ndikatorara kuchitokisi
Mwari ngaanditungamireo ndinoshuva kukuonaio prophet
Well done guys pamberi ne basa ❤❤❤🎉🎉🎉🎉🎉
Thank you prophet mwana uyu ayiyenda kujere shuwa
Apa prophet mabata bsa ramwari amen
Zvakaoma maid haisi mhosva
Muporofita waMwari ndimi baba🎉
Thank you prophet machenesa naya iyi ma maids Ari munhamo chokwadi asi mwari Kana vada Kuti zvibude pachena zvobuda
NdiMwari wanosimudza zvakazvidzika ❤
Mai ava ngavabhadhare mwana wavapomera mhosva yaasina..Itsinye
Thank you prophet mabatsira maid uyo👏👏
Komborerwai prophet