Munhu Akaoma.Dzimba dzinotonamatirwa vana baba-Prophet T Freddy
HTML-код
- Опубликовано: 7 фев 2025
- Munhu Akaoma.Dzimba dzinotonamatirwa vana baba
Hapana chakaipa kupinda 2024 tiritese musi wa31dec 2023 . Spiritual Spectacles Crossover night. Munhu wese PaCorner HighGlen rd and Mushayabande rd contact us via the following options: email goodnessandmercyministries@gmail.com or call +263712528094; +263778059270
Ukanzwa prophet voti ndirikunzwa kuda kudhomoka boyz rangu igaro ziva kuti pane nyaya😂😂😂😂😂..ndodzida nyasha dzakadai ini..😊
Prophet ini zvangu pandichatsika ikoko, dhomokai zvamusati mamboita, zvisati zvamboonekwa pasi rino
Ndizvo zvinoita varume vakanyarara
Baba vakasimba havo avo kunyarara kubva April until now ndajwa kutya nazvo izvi
U are man of God sent to us to help people
I salut the man's level of wisdom and composure
Ndaionao nhasi but ndarwadziwa I have in same situation Prophet zvimwe zvacho unotozofunga kuti Iam nothing in the world better ndife ende hazvibvi pamoyo
Safe journey young men go well Siya hure iro rakadaro
Hanzi naprophet dont be a Drama Queen mama aaah prophet makaoma ndaseka zvangu😂😂😂
Prophet T Freddy i thought he is fake but truly um amused. He reveals secrets of men and woman. True God used you Prophet. I love it
You're a true man of God prophet.
No prophet siyai murume aende purizi
Dhomoka boys rangu Freddy Manyama
Nxa ungumfazi thembeka phela. Usathi Saka T..... akusancendi lokhu. Thandaza chommie indoda iyehle ulaka sheme lokhu kubii.....
Uyaphelelwa sheme umendo leyi inzima zihlobo.Kungcono umfazi sezizwele iqiniso yoo......
Ndafarira abvuma kutadza kwake tonamatira imba imire iyi
This is a man amongst man be strong man I respect u
Pakaipa munhu kwaye murume vangu
Makadini Prophet T Freddy ndineshuwiro yekuuya nerimwe remazuva kuchurch asi dambudziko ndiri kure kuSA. Ndinokumbira number yenyu Prophet ndinotenda mukandidaira munhu waMwari.... Muswere munyasha 🙏
Haa murume baba UK 🇬🇧 usadzoka kumukadxi uyu
Munoziva baba zvamunoita ndatenga hangu❤❤❤❤
Mai tee siya murume uyu uchazochema mangwana hama dzevaruve makaoma moyo ndakutyai
Baba T good munhu, kungozvisiya in peace.
Ko yangu nhamo yangu inoonekwa riini prophet
Enda u uk iwe...forgive her and go
Mukadzi uyo akatadza ikozvino akukumbira forgiveness hazvibude mukadzi ngaasiiwe
Ummmmm mukadzi uyu akaita zvakashata 😢😢😢
My favorite prophet
Murume wangu good munhu
Prophet T Freddy! I’m a follower🤦🏾♂️😂
Oh wow zvakaoma chokwadi kuti murume akachengeta nyaya iyi that long. Murume akanyanya.
Prophet T Freddy Prophet of all generations
I give salute to this guy .❤❤❤
Haaaa bamnini is very strong, kuchengeta secret akatsamwa for such a long time
hanzi murume ane kadora Saka vanozogara sei mukadzi Hadi kadora
Nyashq idzi ndodzidawo ini weduweee prophet munondigonera
Eish mweya yetsvina iriko ukuto shambadza nhengo yemurume shuwa nhy mwari ko nhengo handiti unongosikwa iripo hr nhy vasikana
Muregerere asi enda
Murume bho handimushori mukadzi akadaro haagarike naye agara iripfambi
Rova pasi hanzvadzi mukadzi anotambira padating site aridangerous plus kushorwa hurema hwemubrugwa haaa pakaipa
that's why I love the Prophetic
Asi vakadzi chii chaizvo ko kana usingadi munhu ko kungomusiya murume wacho
Chishuwo changu kusangana nemhunu wa Mwari
T.Freddy chibaba hakuitike chinhu chisina kubvira chakaporofitwa this profetic is awesome ever
Don't cry my sister
Nyaya yakadai hayitaurwe prophet mudzimai ngayende Kumba kwavo
Akuda Mari yemurume ibenzi remukadzi ...Thanx prophet mabatsira
Ndoshuwira kusanganawo nemi munhuwamwari😢
Mwari ndewemunhu wese musiye abaye iwewe wosara kutadza kuriko
Aa murume uyu ndamutya haa kana akashinga
Prophet pandichasvika pamunonamatira ipapo ndrikuda kuty mudhomoke zvose zvri Pasi pemvura ndriksvika ndi pano pa SA ndakudarika ndichienda Uk
Enda baba usiyane naye nekuti anogona kuzorwadziswa deeper be mkadzi uyu
🇬🇧 uk kuchando 😮😮😮
Ndoshuwi kukuonaiwo 1day munhu wa Mwari
T freddy murimuhombe baba
😂😂😂😂tsano ur too strong
I really like to see you prophet
She was handled properly nemuface uyu
haaa enda kuUk wangu siya munhu uyu .
Uuuuuu ende amai ava imbwa yemunhu chaiyo shuwa kutsva vamwe varume zvakaoma kunamata kwakangonaka uchinamatira Imba Yako nevana
i used to think kuti its fiction but i now believe its real
Chokwadi Tinotenda halleluya Ameen and Ameen
Ndovimba kusangana navo
Muchinda uyo igamba
Chihure muwakadzi vakaroorwa shuwa zvakaoma hazvo
Yoweeeee inga zvakaoma:zvekuti asaenda ratova drama zvaro
Profeta muita força
Mwari hadi pabi mufudisi taurirai mai avaiba hapachisina. Apa gatsvage vanokodzera naye munamwari munoda chokwadi mukadzj anorabirwa izviaita babafabiraiberi nehupenyu wenyu so
Iyaifabi machave aro hapere aya
I love it prophet
Apa pa dhomokwa apa kkkk. Murume akasimba uyu
Gd munhu 😅😅😅
Kovana unosira ani..... Iwe baba Tino...... Prophet help those people
Mapunzi anowira kune vasina Hari shuwa
Jooooh Jesu.
Murume ane hana yakasimba
Makatumwa kudzora nyika man of God
Sando dzavo prophet
Kana dzichinamatirwa namatai moga ummmmm kkkkkk
Manje munhu akachenjera anoshora nhengo ya baba 🙌 here 😂
Ndinoda kupasvikawo
My Prophet is reporting as it is written in the heaven 🙏🙏🙏🙏
Hupenyu mutoro
Varume ityai navo vanemoyo yakaoma
Massage de ,de ,de
Praise n worship 😅😅😅😂😂😂😂😂
Good munhu mamuona mmmmmm shame varume so kkkklkk
Enda hako iwe
Well done keep it up❤❤
hiiiii ma1
Murume akagona chaizvooo
Ladies kkkk vakabatwa madrama
Dràma chairo
Murume ngayenda kugarira zvakadaro pfambi yakadaro yemukadzi
Ngaaende hake murume uyu
Speak to my life papa
Siya bhishu
Dhomoka boys rangu!
My name is T Freddy l report live haaa papa vane nharo
Baba tee 😂😂😂😂
Kubva April achironga ,ndatya