Zviriko futi mai vanemurume varikuda kudanana nemurungu weganda Jena-Prophet T Freddy

Поделиться
HTML-код
  • Опубликовано: 3 дек 2023
  • Zviriko futi mai vanemurume varikuda kudanana nemurungu weganda Jena
    To book an international private one-on-one session with Prophet T Freddy, please contact us via the following options: email goodnessandmercyministries@gmail.com or call +263712528094; +263778059270
  • РазвлеченияРазвлечения

Комментарии • 319

  • @claratakataka-pw5zt
    @claratakataka-pw5zt 8 месяцев назад +31

    Oooh lord kanyika kedu aka Kane vakadzi vane madrama

  • @nothandoannasiwawa8608
    @nothandoannasiwawa8608 8 месяцев назад +22

    Kusakwana ndokuziva ini 🙌

  • @belindamzingwane4513
    @belindamzingwane4513 8 месяцев назад +32

    😂😂😂Mkadz uyu anopenga sure audzwa chokwadi still akungoda murungu 😢😢😢nhamo yakaoma weduwe

  • @faraitrevorzaba7898
    @faraitrevorzaba7898 8 месяцев назад +27

    Dzidzai kuzvishandira vasikana kwete kuisa faith kune vanhurume nekuti murikuda mari nehugaro wakanaka

  • @user-pk2ut1ok4g
    @user-pk2ut1ok4g 8 месяцев назад +26

    Namatirwa imba yako ugare zvakanaka sis siyana ne murungu nguva ichiripo

  • @anywaymukaka2178
    @anywaymukaka2178 8 месяцев назад +11

    That lady is crazy 😂😂😂

  • @patiencemapfumo4669
    @patiencemapfumo4669 8 месяцев назад +14

    Hey vati better hangu ndikurumidze kufa so long ndabata 'Mr Smith'😮

  • @chenesaimoyo8983
    @chenesaimoyo8983 8 месяцев назад +5

    Handisati ndamboona zvakadai wisdom yakakosha

  • @dhobhagondo1776
    @dhobhagondo1776 4 месяца назад +1

    Zvimwe zvacho regerai prophet vature vega musamhanya

  • @ireenemupah2931
    @ireenemupah2931 5 месяцев назад +2

    Mukati dzaamai ava dzirimo

  • @user-nf5wg8fh8g
    @user-nf5wg8fh8g 8 месяцев назад +6

    😂😂😂😂😂😂😂 my favorite Channel 🇧🇼🇧🇼

  • @tsungaimukarati9737
    @tsungaimukarati9737 8 месяцев назад +6

    😂😂😂😂 katsika kenyu kekunyepa kti hamuna murume imi munaye

  • @chipomazivazvose708
    @chipomazivazvose708 8 месяцев назад +3

    Kuchema kwacho ndekwekupenga chaiko

  • @carolinemapurisa3792
    @carolinemapurisa3792 8 месяцев назад +2

    Saka arikuchemei nhaimii....ini ndazvishaya!!!

  • @gracematsika7304
    @gracematsika7304 3 месяца назад

    Powerful sermon chokwadi Ameen ❤❤❤🎉🎉🎉🎉🎉🎉

  • @Faith-vc4vc
    @Faith-vc4vc 8 месяцев назад +4

    Amai ava vakanyatsokwana here mupfungwa dzinenge dzisimo

  • @happinessgutsa7594
    @happinessgutsa7594 6 месяцев назад +1

    Aaaaah I can't believe this!!! Chiiko nhaimi kunge vanopenga Mai ava... Haiwa

  • @spiwemutengani9173
    @spiwemutengani9173 8 месяцев назад +2

    Yooooo Mai Ava vanonyadzisa yooooh

  • @rindanizarura5811
    @rindanizarura5811 4 месяца назад +1

    Kusarudza kufa here shuwa aaaa

  • @blessingmashandureblessing9650
    @blessingmashandureblessing9650 8 месяцев назад +14

    Sis ava handione dzakakwana iniii😢😢😢😢😢😢😢😢😢😢😢😢😢😢😢😢😢😢

  • @user-tp6sw6pz2y
    @user-tp6sw6pz2y 3 месяца назад

    Zviriko here izvi zvakaoma hazvo shem

  • @blessibgdiza7704
    @blessibgdiza7704 Месяц назад

    You never give murungu mwana.

  • @ZIM_ENTERTAIMENT
    @ZIM_ENTERTAIMENT 8 месяцев назад +1

    this is powerful prophet

  • @sheillakamchexgova5971
    @sheillakamchexgova5971 8 месяцев назад +1

    This is powerful prophet

  • @julietsaumba8355
    @julietsaumba8355 7 месяцев назад +1

    Murume vamai awa ngaatame pamba apo kti mai vagare zvakasununguka awo vasiye kutsvaga murungu

  • @user-gd9rs2ss7z
    @user-gd9rs2ss7z 8 месяцев назад +2

    , 😂😂😂😂 varikuchemera murungu saskamu chairo aii hnzi ndibatsireiwo prophet

  • @GraciousMakwindi
    @GraciousMakwindi 3 месяца назад

    Ibenzi vakafanana naamwene chihure

  • @benimbewe1811
    @benimbewe1811 7 месяцев назад +1

    I like his way of the prophetic ,and he brings Emmanuel Makandiwa to mind too

  • @user-pd3mg7jm8q
    @user-pd3mg7jm8q 8 месяцев назад +3

    Muda zvinhu munofira ganda jena here

  • @blessingmashandureblessing9650
    @blessingmashandureblessing9650 8 месяцев назад +1

    Uuuuuuummmm powerful❤❤❤

  • @charitymunhira5498
    @charitymunhira5498 8 месяцев назад +1

    Amai Ava chiiko nhaiveduwe ndanzwa kuvanyarira vabatsireiwo shuwa vakavhiringika zveshuwa

  • @yeukaimusunza3023
    @yeukaimusunza3023 8 месяцев назад +11

    Saka ndiyo Reason yekurambira Murume Vavo iyoyo ,Ragara tiri Zi Hure Mai avo 👆

  • @shoraichikuri-ng7lz
    @shoraichikuri-ng7lz 8 месяцев назад +1

    Namatirwa ugare zvakanaka chete. Sei kutambisa nguva ya Prophet

  • @user-qe9mo8uk3t
    @user-qe9mo8uk3t 8 месяцев назад +2

    That lady is not crazy but insane.... Zibenzi remunhu

  • @user-xj6wy6sx2t
    @user-xj6wy6sx2t 5 месяцев назад +2

    Nhasi ndaseka hangu

  • @giftblessings77777
    @giftblessings77777 6 месяцев назад

    Obedience is better than sacrifice. Better spent a day in the house of GOD than a thousand somewhere else.
    Enter through the narrow gate, for the wider road leads to destruction
    Peace.
    Amen
    🙌🙌🙌🙌🙌🙌🙌🙌🙌

  • @frankkudzaimuchineuta2018
    @frankkudzaimuchineuta2018 8 месяцев назад +12

    Poverty is the worst form of human enemy. Let's be content with what we have and work very hard to better our lives.

    • @abelchikengezha3587
      @abelchikengezha3587 7 месяцев назад

      Uùuuu chokwadi makataura prophet murandakadzi anoda nguva yekuzeya chiporofita kungofunga murungu chete but bad side haina kupinda mupfungwa dzake dai mwari vatigonesa

  • @chihwandeabigirl9117
    @chihwandeabigirl9117 8 месяцев назад +1

    Zvakaoma kani amai avaso 🙌🙌

  • @swemarichardmakonope1532
    @swemarichardmakonope1532 3 месяца назад

    Sisi ava itori mhepo mweya werufu wawabata

  • @user-zj9cq5op7h
    @user-zj9cq5op7h 7 месяцев назад

    Zibenzi risiyei rife. Even the way she talks. Sign of mental challenge.

  • @AiviMureyani-cj2hn
    @AiviMureyani-cj2hn 7 месяцев назад +1

    Arikupenga uyu mukadzi uyu

  • @FarieZinyau
    @FarieZinyau Месяц назад

    Aah azviko vakadzi chiii asi

  • @jervourssiwelajervourssiwe4267
    @jervourssiwelajervourssiwe4267 3 месяца назад

    Umm vakadzi makaoma henyu

  • @user-qn6wb8po1m
    @user-qn6wb8po1m 7 месяцев назад

    This prophet is good

  • @patiencemakoni353
    @patiencemakoni353 6 месяцев назад

    Ummmmmn powerful papa❤❤❤

  • @nancysharaunga3684
    @nancysharaunga3684 8 месяцев назад

    Very powerful

  • @hildakadzura9961
    @hildakadzura9961 7 месяцев назад

    Prophet #1

  • @swemarichardmakonope1532
    @swemarichardmakonope1532 3 месяца назад

    Haaaaa vanhu ngawashande

  • @abslomchigede5131
    @abslomchigede5131 8 месяцев назад +2

    mwanasikana akawoma musoro arikuwudzwa pachena kuti mwari haasi kuapprover relationship yake nemurungu asi iye arikungosimbirira kuti ndibatsireiwo iye atobatsirwa already uye amuwudza kuti achagara zvakanaka kana adanana nemurungu ndiyanifor ladies this is an eye opener

  • @faraimasiya2215
    @faraimasiya2215 4 месяца назад

    Mmm murungu adiwa

  • @user-wi9wk7fy8t
    @user-wi9wk7fy8t 3 месяца назад

    Iri ibenzi chairo

  • @tracyraquelmaponga4306
    @tracyraquelmaponga4306 8 месяцев назад

    Mai ava anoda srs pray sure

  • @LoniahKasongo
    @LoniahKasongo 4 месяца назад +1

    Ibvakaaa pamba paamwene pacho

  • @desmondzuze8394
    @desmondzuze8394 8 месяцев назад +1

    Ichi ha CHIBABA fambai nebasa prophet

  • @martinvurayayi1300
    @martinvurayayi1300 8 месяцев назад +4

    kana ndimiwo... vakadzi i surrender

  • @asverdadesdemoz
    @asverdadesdemoz 4 месяца назад

    Ndirikuno ku mozambique

  • @user-og2jp1bo8q
    @user-og2jp1bo8q 8 месяцев назад +3

    Kwaari kuudzwa kuti anonofa ndiko kwaari kuda kuyenda nekuda mari ..haa nharo dzacho soo dzisina nebasa rese

  • @zimtainmentmedia
    @zimtainmentmedia 7 месяцев назад

    Kudhomoka boys rangu

  • @samkelisonkube2110
    @samkelisonkube2110 3 месяца назад

    Ngaze ngahleka

  • @andrei-jg6gd
    @andrei-jg6gd 8 месяцев назад

    Zvakaoma this lady ummmnnn

  • @paidamoyodhaure7543
    @paidamoyodhaure7543 7 месяцев назад +1

    Iri ibenzi remukadzi iri mwari anomuda asi mkadzi uyu haade mwari zvimwe zvacho ngaafunge asaita chidofo

  • @user-zg9mg4ye6w
    @user-zg9mg4ye6w 8 месяцев назад +4

    Siyei kuti munhu waMwari ndibatsirei imba yangu inake 😂😂😂😂 woda murungu ndoasina matambudziko ere

  • @MillicentMhokore-dc8on
    @MillicentMhokore-dc8on 7 месяцев назад +1

    Hameno kuti sei ndirikunyarira mai ava😮

  • @johnroki4150
    @johnroki4150 7 месяцев назад

    Surely risking life bcz of a man

  • @rattiezw9227
    @rattiezw9227 8 месяцев назад +1

    Nhamo dzinosiyana shuwa yhoo
    Zvifambirwa kumaprophets zvinosiyana futi ahhh
    😢

  • @GwynnethMutsata
    @GwynnethMutsata 8 месяцев назад

    Aah mai vari ryt ryt here ava

  • @user-yk5gt4pu8t
    @user-yk5gt4pu8t 8 месяцев назад

    Vanhukadzi vanongoporofitiwa vachingochema ndovanongobuda ma demon futi zvobowa izvi

  • @user-eg2ge8le2g
    @user-eg2ge8le2g 7 месяцев назад

    Haaa zvakawoma Chokwadi kuda kufira murungu uuuuu

  • @LetweenUnyenyiwa
    @LetweenUnyenyiwa 2 месяца назад

    Hayaa

  • @user-eu2ur6mw4g
    @user-eu2ur6mw4g 8 месяцев назад +3

    😅😂😅😂😢😅😅😅Ende fut chimborovai Mwana uyu prophet 🤣🤣🤣🤣

  • @swemarichardmakonope1532
    @swemarichardmakonope1532 3 месяца назад

    😂😂😂😂😂😂Vanhu vekwaMusiwa mukaona shura riri kwaFreddy ma1

  • @user-zl3tm5jv9b
    @user-zl3tm5jv9b 8 месяцев назад

    Anopenga mukadzi Uyo

  • @user-kn1qo4nu4y
    @user-kn1qo4nu4y 7 месяцев назад

    Mandipedza strong akosheiko murungu

  • @TatendaZingoni
    @TatendaZingoni 3 месяца назад

    😂😂😂😂vanopenga mai ava

  • @trymore-fv6ob
    @trymore-fv6ob 7 месяцев назад

    Dzakashota mai ava

  • @priscillakuchuna9434
    @priscillakuchuna9434 8 месяцев назад

    Mwari pindirai

  • @andrewtaderera9791
    @andrewtaderera9791 7 месяцев назад +1

    Chihure chakazara panamai avo vanechiuno chakasisa

  • @user-kt8ph8wf1l
    @user-kt8ph8wf1l Месяц назад

    Nxaaa kusirikuda kuzvishandira chete

  • @TalentMuzandaka-je1gk
    @TalentMuzandaka-je1gk 3 месяца назад

    Kkk kwaa zvakaoma

  • @munyaradzichambwera9549
    @munyaradzichambwera9549 3 месяца назад

    Mai ava itsotsi dofo chairo

  • @RopahAnesu
    @RopahAnesu Месяц назад

    Aaaaa kusakwana ka ndokuziva shuwa😂

  • @YonaNicole-fn4ew
    @YonaNicole-fn4ew 4 месяца назад

    Ndosiziya mipengo yevakadzi bt uyu ndochimai chemipengo chaicho yuuuuuu

  • @acquelinedutchess6130
    @acquelinedutchess6130 7 месяцев назад

    Mukadzi uyu haasi serious

  • @melodramazhou
    @melodramazhou 8 месяцев назад +4

    Cursed is the man who put his trust on another man😢😢

  • @narynary9226
    @narynary9226 7 месяцев назад

    Vamwe vanhu ndevekumbosiya Prophet nenhamo dzavo 😢

  • @janetmainoti7751
    @janetmainoti7751 8 месяцев назад

    Benzi nemukadzi chairo kusakwana chaiko

  • @ellahkasiyandima6547
    @ellahkasiyandima6547 7 месяцев назад

    Mai avo chii veduwee

  • @user-tj4uz7qb1k
    @user-tj4uz7qb1k 7 месяцев назад

    Uuum vanhu vanoda kuedza Mwari

  • @user-xe3ct9mw9q
    @user-xe3ct9mw9q 7 месяцев назад

    Mai avo ngavanyarare

  • @user-fv9ly4fi4n
    @user-fv9ly4fi4n 8 месяцев назад

    Vane ruzha rwemunhu wechifambi

  • @user-is6je6pn7q
    @user-is6je6pn7q 8 месяцев назад

    Here remai tinvirepo

  • @danielmudzora7854
    @danielmudzora7854 8 месяцев назад

    Haana kukwana uyo siyai zvife

  • @user-gh7cx3lh7m
    @user-gh7cx3lh7m 2 месяца назад

    Zvavamwene zvaapengera ndozvadiii,,, hadzimo😅

  • @thandiwedube2379
    @thandiwedube2379 5 месяцев назад

    Mai ava havasi serious hupenyu ndowakakosha zvemurungu dai vasiye

  • @user-mc4fx3cl1w
    @user-mc4fx3cl1w 8 месяцев назад +2

    😂😂😂sarudzo yave kwamuri kuti moda murungu kuti mufe here.

  • @peembano253
    @peembano253 8 месяцев назад

    Mkadzi uyu dai iri hama yangu ndaimurova nembama nxaaa anopa hasha zvokwakut

  • @carolinemapurisa3792
    @carolinemapurisa3792 8 месяцев назад +1

    Saka kuona amwene zvirikuita kuti asagare zvakanaka sei...

  • @KudzasheChidhuza-pm5sb
    @KudzasheChidhuza-pm5sb 7 месяцев назад

    Mai ibenzi ava

  • @NgonieGotore-ls2zv
    @NgonieGotore-ls2zv 5 месяцев назад

    *ichooookwadi puuurooofetiiiiiiiiiiiii*

  • @glentdick1175
    @glentdick1175 4 месяца назад

    Things pple do for nice life yowee