Это видео недоступно.
Сожалеем об этом.
MADZIBABA ISHU (vekutora vakadzi vevanhu vagadzirirwa size)
HTML-код
- Опубликовано: 10 апр 2024
- Movie based on true story... The story of Madzibaba Ishu Mujeketwa vaita nyepera kuvane mweya vachitora vakadzi vevanhu
mai pee is the best actress of our generation. mai Pee you are the best
Kkkk haaa jamukoko maakumberi guys ❤❤❤❤❤❤ madzibaba vasangana nazvo,mukasire kutipa guys ❤❤
Well done team Jamukoko. Ana madzibaba they take vanhu vane maproblems for granted nekuti unenge uchitoda kubatsirwa zve sure but ivo they take advantage of that. I wish kuda ku tagger vamwe madzibaba vandoziva😂
😂😂😂 Big up madzibaba Mujeketwa, makazorohwa henyu but makambenge madzirova.
Tete massilene ndokufarirai❤❤❤❤❤
Love you too baby ❤❤❤❤
Kkk makanyanya team munogonha keep it up 🎉
Mai pee na baba bee u are the best ❤❤
😢tete Massie mogona zvenyu l love ❤
I really appreciate u ❤❤
kkkkkkk haaa team Jamukoko you never disappoint me ....hanzi musondosi sarai pasowe munoti madzibaba vakafa kkkkk haa munosparker
Kkkkkk sekuru voice ravo rondidakadza now vavemadzibaba
😂😂😂😂 zvino tichaenda hr kunana madzibaba 😅
Kkkkkkkk mujeketwa unofira mahara thanks guys
Madzibaba lshmael veku Canaan here kkkkk via Nyabira Lilly farm 🤣🤣🤣🤣🙌
😂😂😂😂Mapofita ayaaa sooooo kaaaaaa combination ye nhema nhema 😂😂😂😂😂
Kkk vana madzibaba avo combination yacho ha ma1
Shamiso na mhamha makavaisepi bring them back purizi
Hatina kwatakavaisa asi variko kumba kwavo vanga vasipo paishootiwa movie iri
@@Jamukokomedia okay iri bhoo,ndavasuwa
Jojola na madzibaba ishu denga renyu hakuna imi asi love yu guys ❤❤❤❤❤❤❤❤❤❤❤
Madzibaba lshue kkkk najojola denga renyu hakunaaa 😂😂😂😂😂
Vacharionera mu book re ma watch tower
😂 ndokusundira mhepo
Best of the best makanyanya team jam
Maziso anga atsvuka nekutarisa thank you so Mach jamukoko
😂😂😂😂😂madzibaba manzwa bhoo
Aikaka mhayiweee pakaipazve❤❤❤😂😂😂😂🎉🎉🎉🎉
😂😂😂😂😂 Mujeketwa
Kkkkkkkkkkkkkk kkkkkkk❤ndaseka zvangu madzibaba lshukkkkk rovayi basavakomana
😂😂😂😂😂😂😂❤❤ I love you guys 🇧🇼🇧🇼
Aaaaah mujeketwa uchinwa hunter's 😂😂😂😂😂
Zvekuda mweya izvi muchazvirega chete 😂😂😂😂😂
Tete masi ❤❤❤
❤❤❤❤❤
Hoyoo Jamukoko,i like ka beat kenyu ❤
Aaaaaaa😂
Tete masie
❤❤❤❤❤thanks so much
From matsanga and jatiwero kuripwa pasowe
jojola hoyo🎉🎉
Mujeketwa iwee. Uyu murume anondinakidza hangu ini kkk
Kkkkkk mboma yaka chema 😂
Team team makapenga munonfinakidza 😂😂😂😂jojola iwekaaaa🏒🏒
Mujeketwa 😂😂😂 kupotsa
😂😂😂😂😂 madzibaba vakudyaa
Kkkkk nyaya yefuta yanetsa
Guys u are the best ❤❤❤
Va n'anga va madzibaba
Kkk Ishu wapedzerwa 🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣
Zvikunziii natete nhaimi😂😂pamwe inzeve dzangu
😂😂😂😂😂ndakatiii
Yaaa Ichi chakanyanya Ichi kkkkkkkkkkkkkkkk wadhonorwa ishuuuu kkkkkkkkk
Kkkkk akuna muporofita akadai
😂😂😂😂jojola hanzi tete pamwe vakafa neCorona
Thank you nechikafu chemaziso ichi
😂😂😂😂😂😂😂 muteuro yacho inodiwa uuuuummmm 😂😂😂😂😂
Hanzi hwereshende yemunhu😂😂😂
Mamwe mazwi ave kurova nekusashandiswa mukutaura.Thanks for adding the vocabulary
😂😂😂 Jojola kaaa
Vana madzibaba ndivo vanoparadzira zvirwere ava. Idzidziso yakanaka chaizvo
Thank you team kip the awareness😂😂😂❤❤❤❤❤❤much love
Lovely ❤❤❤❤
Mweya kkkk
Ma skirt akuramba achipfupika, Marceline😂
😂😂😂sorry
Hanzi pane futa😂😂😂😂
Madzibaba siyanai nevakadzi vevanhu munofira mafufu segonzo sure
Zvaiwana ngwarati
kkkkkk madzibaba vauyakubva muusungwa hr
Kkkkk kk
Kkk hayi kuseri
Kkkkkj vanyangira yaona
Kkkkk chopisa amana tikunakirwa mu 2024😂😂
❤❤❤❤❤❤❤❤ jojola
Ndaona marohwa madzibba Ishmael
,,😂😂😂😂makatireyi mweya wakuita basa rawo
Jojola namadzibaba Ishu kudenga Kure uku kkkkkkk
Jojolaaaaaaaaaaa😂
Kkkkkk jojola Sara kugomo,magonesa 🙏🙏🙏🙏
Madzibaba ishue venyu vamunobatsira vanoenda ku uk nhai
Mofira mahara madzibaba😂
Chirikubvira ichi❤❤❤
Munopedza maSports team JAMUKOKO
Jamukoko🎉🎉
Madzibaba vapinda busy
At least nhasiwo ndapinda mu top 5🎉🎉🎉
Madzibaba 🤣🤣🤣🤣
Jojola🙌🙌🙌👀🙌🙌👀👀👀
Murikuti gonere timhu
23:37 mujeketwa wauchidongorerei nekona yemba : tinokutendai vabati vrJamukoko
But mari yeropa handinakunyatsoona kupera kwayo madzibaba vakangonyangadika shamie hatinakuzoona kwavakazosvikisana na nemukomana
pataurwa zvinyadzi apo ummmm
😂 ah guys makanyanya
Madzibaba Ishu 🤣🤣🤣
Second one
Madzibaba vanopotsa ava shame
Vanhu vanoda zvinhu
Madzibaba Jojola 🤣🤣🤣
Kkkkkk speed
Ini ndine mari mai pee voice
😂😂 😅😅
😂😂 Toko
Hanzi kCanaan kuno😅
❤❤❤ hoyoooo amusi sipo amupere murima 🔥 🔥 🔥 chabva chapindirwa nejamukoko
Pfuti dzakareba kudai 😂😂😂chero kuSouth koko munongonozvitangidza mukasangana ft nazvo shiri ine muririro wayo😂😂😂😂
😂😂😂😂😂ndanakwa
Kkkkkkk hanzi dakuhaka futa riri mamuri
Nhombo dzekuCanan
Kkkkkkkkk madzibaba Ishu
Kkkkk haaa gyz 😂😂😂😂
Ma profit kkkkkkkk😂😂😂😂😂😂
😂😂😂jojola
Hamusi kumira
Apa makagona kutsvaka muporofita chaiye
Madzibaba vanobvunza kutu chii chanetsa
Mmmm yummy 😋🎉🎉🎉🎉quiet interesting guys ,,,pooo pana madzibaba hedeee ,,,,
Keep the 🔥🔥🔥 burning much love Jamkoko guys ❤❤❤❤