THE CLOSURE DNA SHOW: SEASON 7 EPISODE 26

Поделиться
HTML-код
  • Опубликовано: 22 янв 2025

Комментарии • 3,5 тыс.

  • @samanthakane9986
    @samanthakane9986 2 года назад +778

    Tinashe can you possibly do a test between the girl and her baby to see if they share a father??

    • @AM-di5eg
      @AM-di5eg 2 года назад +18

      Muskana uyu mubva ndiripo

    • @AM-di5eg
      @AM-di5eg 2 года назад +22

      Ndaatore bvudzi reumwe mwana wababa ava

    • @hlupekokhumalo1728
      @hlupekokhumalo1728 2 года назад +7

      Samantha Kane wafunga iwe. But ndakunzwa kuti uyo mubvandiripo. ma1

    • @gibsonnmbedzi3294
      @gibsonnmbedzi3294 2 года назад +27

      its illegal to test suspect unknowingly

    • @sarahmasinire6534
      @sarahmasinire6534 2 года назад +1

      @@AM-di5eg haa sure ?

  • @youtuberico4756
    @youtuberico4756 2 года назад +44

    If roundabout was a person. Mdhara ataura zero for an hour🙌

  • @yvettetaruziba9742
    @yvettetaruziba9742 2 года назад +25

    I can't wait to see this couple behind bars vakaipa zvokuti vanhu vaviri ava

    • @natashmakwati-pj2sz
      @natashmakwati-pj2sz Год назад

      Taura zvako ngawabatwe vanhu awa Kani varikuziva nyaya yawo Kuda kuhwanda nekuti rape

  • @carolkimberly9069
    @carolkimberly9069 2 года назад +204

    What pains me is amai knows the truth bt havasi kumiririra mwanasikana wavo she has failed as a mother of a girl child 😭

    • @emmerson828
      @emmerson828 2 года назад +7

      Amai avo kungwarisa kwavo kuchapera. Rape case there is a sample inotorwa that's what I'm failing to understand what time did they report the case. Rape haitongwe nemuromo there is a scientific inquiry inoitwa ngavadzikame havo

    • @petronelladube7859
      @petronelladube7859 2 года назад +2

      Panenyaya hombe pana baba ava vanechavariku hwandisisa

    • @benhildamugoni6091
      @benhildamugoni6091 2 года назад +5

      Dvetere ndiye muridzi wemwana finish vanorambirei test

    • @vigilantachigora6496
      @vigilantachigora6496 2 года назад +2

      Ndo problem yebarika kutya kurambwa nxa

    • @evelynsatumba3648
      @evelynsatumba3648 2 года назад

      Amai vanotoda dzidziso chaiyo varikuvhara zvakavanda vasingaziwe kuti uoenyu hwemwana hwakakosha kumberi

  • @kupamandeya9358
    @kupamandeya9358 2 года назад +68

    Am l the only one who got extremely mad at the parents after watching this episode.. Varikunyepedzera kuzungaira mhani nxcaa

    • @cellahra1535
      @cellahra1535 2 года назад

      nhai hako, suppose mwana was raped, ko kuzoshayawo hanya yekuziva baba vemuzukuru wavo. Dzvetere suspect

    • @priscamazoe694
      @priscamazoe694 2 года назад +1

      Nhaimi kamai kakangwarisa Kaya

    • @kundaichitiga7052
      @kundaichitiga7052 2 года назад

      Varikubhowa zvavo hayiwa

    • @mavismataga4571
      @mavismataga4571 Месяц назад

      Ndoo ma systems avo vanhu ava!! Devils mhani haaaa

  • @mitchellekadye309
    @mitchellekadye309 Год назад +12

    When I grow up I wanna be like Tinashe Mugabe....so calm , collected and patient

    • @strawberry-y6b
      @strawberry-y6b Год назад +2

      fact😂,,I want to be married by someone who is so calm lyk him

  • @pochiaseke
    @pochiaseke 2 года назад +36

    Mr Tinashe Mugabe’s interviewing skills💯💯💯!!!

    • @kudzitagwireyi4082
      @kudzitagwireyi4082 2 года назад

      Very professional

    • @DORCUSGWAFA
      @DORCUSGWAFA 8 месяцев назад

      This is so sad,l hate secrets in my life chokwadi chichabuda pachena

  • @shamisojanesibotshiwe2677
    @shamisojanesibotshiwe2677 2 года назад +134

    I feel sorry for Mr Nyakutsikwa, you can tell that he is hurt and very hungry for the truth while the forogonya family is hiding the truth!

    • @ronamatarutse8043
      @ronamatarutse8043 2 года назад

      Just imagine varikuda kuendesa mr Nyakutsikwa kujere for raping this girl kuita kunge mai Rose vekusungisa Simba asina ku raper mwana wavo shuwa

    • @erisherm.8451
      @erisherm.8451 2 года назад

      🤣🤣🤣😂😂

    • @sikholiwendlovu2326
      @sikholiwendlovu2326 2 года назад

      😂😂😂😂😂😂

    • @patie1121
      @patie1121 Год назад

      So sad shem I am feeling him she

    • @jeoffrey40jm
      @jeoffrey40jm Год назад

      Taura hako sister, l am even hurting for him. Hona kutambiswa tsotso kwaari kuitwa even kumatare, is being asked to pay over 500 dollars to recover mombe nemhuru yayo, its not making economic sense for him. Yet mombe nemhuru iyoyo means a lot for him, ah!!!

  • @jahladyvee6026
    @jahladyvee6026 2 года назад +16

    Tinashe ademba veduwe ,hanzi regai tingoti Waa waa test 😂😂😂

  • @pelagiamuguti8693
    @pelagiamuguti8693 2 года назад +109

    Dzvetera's excuse of refusing to be tested isn't valid it leaves a lot to be desired. These parents vane nyaya.

  • @vinechirozva
    @vinechirozva 2 года назад +9

    Veduwee mupomherwi arikurwadziwa but mwana uyu ngaangotaurawo chokwadi kuti muridzi wemwana ndiani 💔💔💔💔

  • @calistomunditi7960
    @calistomunditi7960 2 года назад +5

    This man is the father of the child plus arikutooneka kut akafitwa neuniform yechikurubhi

    • @Tsitsi414
      @Tsitsi414 4 месяца назад

      😂😂😂😂😂

  • @tinkudincorporated3024
    @tinkudincorporated3024 2 года назад +95

    Tinashe Mgabe is the only man ane patience on earth kkkk imagine spending 1 hour uchiidzwa nyaya isina musoro kkkk

  • @tigermaps9909
    @tigermaps9909 2 года назад +38

    We can all see that Dzvetera is the biological father so please Tinashe don't give up push all buttons kusvika aita ma tests mdara uyu akunyepera kuzungaira. Reason yacho ndoyakapata manje vose nemoms yacho vanoziva zvakaitika. Anyway magariro a moms boe here🥱

    • @tatendachibira9372
      @tatendachibira9372 2 года назад

      Chikpro chaicho hapana pavanhu ava especially mai veforogonya vari kutp tsvaga mari nemwana uyu

    • @nomamakhubu6379
      @nomamakhubu6379 2 года назад

      Chokwadi hapana chinombonetsa apo isu toda ma test chete .

    • @Lucas-se6in
      @Lucas-se6in 2 года назад

      @@tatendachibira9372 wangu vanhu vari intelligent avo😂😂 even Tinashe failed to take the samples

    • @felihilda3835
      @felihilda3835 2 года назад

      🤣🤣🤣🤣🙆‍♀️

    • @tigermaps9909
      @tigermaps9909 2 года назад

      @@tatendachibira9372 chikoro vanacho especially Dzvetera akutoendera Tinashe mberi cz atozviona kudhara kwaari kuda kuzama kuenda

  • @lulutoto95
    @lulutoto95 2 года назад +53

    ZRP should now take the initiative and hold the father as the culprit. He will consent to the test.

  • @AnjoJoy.
    @AnjoJoy. 2 года назад +17

    The way baba is fidgeting umnnn.
    Tinashe mwanangu I like the way you are respectful. I trained you well.
    The girl said “mwana akabva kuna Mwari… anochengetwa nababa… baba ndivo Mwari wacho…”.
    The way baba is refusing kuitwa test 😷.
    Is this amai for real? These parents vane nyaya.

    • @MaggMats
      @MaggMats 11 месяцев назад

      Mai ava soka

  • @rachelmasunda3478
    @rachelmasunda3478 2 года назад +99

    Why is the father refusing to get tested? He knows that the child is his. If he really wanted his name to be cleared he was going to agree to get tested right away. Both parents know the truth🙄

    • @ivanmuseza7468
      @ivanmuseza7468 2 года назад

      Suspect mhuri yese

    • @thinamoyo3365
      @thinamoyo3365 2 года назад

      Tinashe ramba uchitora action baba awa wasungwe

    • @grachitz
      @grachitz 2 года назад +4

      His behaviour is very weird too

    • @mildrednyabanhi4901
      @mildrednyabanhi4901 2 года назад

      @@ivanmuseza7468 xlhyhuj

    • @tinashechigu9839
      @tinashechigu9839 2 года назад +1

      True if you're clean you will be quick to clear your name

  • @marymachengedzero3199
    @marymachengedzero3199 2 года назад +8

    I think Tinashe waifana kunzi patience😂😂😂😂😂 one hour ichingoudzwa marara iwaya kkkkkk aaah une basa

  • @Folktalegalore
    @Folktalegalore 2 года назад +50

    Can't we make a petition. To the authorities this is a big case

  • @kudzielsey6300
    @kudzielsey6300 2 года назад +5

    Tinashe, just go there with 2 ZNA guys. Masoja vakaisa mdara uyo mbama one anotaura musi nenguva yaakarara nemwana wake. Hazvidi kana ma samples izvo, masoja vanozvigona 2 minutes

  • @donnakundi659
    @donnakundi659 2 года назад +5

    Somebody roll back the tapes 😂😂😂😂.
    Mai forogonya vanemakore mangani 😮.
    Ko mugariro rudzwai wavakaita
    I kant i have so many questions about this, and why is is the father 👴 refusing to be tested 😢

  • @lorrainesmoke2585
    @lorrainesmoke2585 2 года назад +17

    Tinashe is a pro kana mazogara😍

  • @watlerc
    @watlerc 2 года назад +269

    Am I the only one who knows that Tinashe Mugabe is aware that the Sekuru is the father of the child because Tinashe already have the DNA for the child and the DNA for the mother which means in his office Tinashe can easy see that both the mother and the child shares the same father. This is why Tinashe is still going back to this family so as to convince the father to be tested.

    • @skydigiway319
      @skydigiway319 2 года назад +12

      I concur with you. Tinashe already knows they are siblings.This Dzvetera guy is giving lemme excuses.

    • @bells258
      @bells258 2 года назад +19

      She’s not biological daughter waDzvetera..akauya namai forongonya

    • @watlerc
      @watlerc 2 года назад

      @@bells258 hoo ok I didn't know that saka sekuru must be tested kuramba kwaarikuita ikoko and the protection yaarikuitwa nemukadzi means a lot. They want to be tested after the court because if the results come before the court, it will be clear that it was sekuru who raped her

    • @isabelleisabelle7182
      @isabelleisabelle7182 2 года назад +4

      Musikana mubvandiripo haasi mwana waDzvetere, ndi stepfather

    • @vinechirozva
      @vinechirozva 2 года назад +6

      I don't think so bcz Mai ava vakaroorwa vanemwana wavo iyeye

  • @cookingwithliaofficial
    @cookingwithliaofficial Год назад +9

    Police must get involved in this now! Abuse happening in front of our eyes

  • @chiyenyumba7135
    @chiyenyumba7135 2 года назад +66

    Itwas the way Dzvetere reached out for wifey back up when he couldn't take the heat kikkkkk 🤣 🤣 🤣 🤣. And for sure Amai vatora chigaro kudzimura moto

  • @leahfauconier9275
    @leahfauconier9275 2 года назад +84

    That father is the father of the child no doubt

    • @kingsleykudzayi2055
      @kingsleykudzayi2055 2 года назад +2

      Hahaha he is changing the topic of giving then the DNA sample

    • @kingsleykudzayi2055
      @kingsleykudzayi2055 2 года назад +2

      Hahaha he is is changing the topic of giving them the sample 🤣 😆 😂

    • @tatendamugarisanwa1480
      @tatendamugarisanwa1480 2 года назад +1

      Mbuya forogonya nemurume vanoziva kuti mwana ndewa BabaForogonya

    • @lindiwemuchekayawa8846
      @lindiwemuchekayawa8846 2 года назад +1

      @@tatendamugarisanwa1480 taurai zvenyu Havana kuziva Kuti nyaya ichasvika kumaDna chete

    • @priscamazoe694
      @priscamazoe694 2 года назад +1

      @@kingsleykudzayi2055 ndobva dzanotora mapamper eku court 🤣🤣🤣🤣🤣

  • @kumbimadziwa2703
    @kumbimadziwa2703 2 года назад +22

    Zimbabwe can we save Nyakutsikwa from these lunatic parents. I think his life is even in danger given how close he lives to these ravenous wolves.

    • @jeoffrey40jm
      @jeoffrey40jm Год назад +1

      Taurai zvenyu
      Apa akunzi abhadhare over 500 dollars dzekwa messenger of court to recover mombe nemhuru!!!

    • @blessedmuneri5163
      @blessedmuneri5163 Год назад

      Exactly what I thought. These lunatics are a danger to him and his family

  • @evidencetariromunatswa4237
    @evidencetariromunatswa4237 2 года назад +8

    The way these guys are answering Mr T's questions, baba vakadya pamwana

  • @phinnyndhlovu8543
    @phinnyndhlovu8543 2 года назад +81

    Forogonya will hit 1 million views...She will break record of the most viewed DNA CLOSURE SHOW...

    • @lisnetjoswa6474
      @lisnetjoswa6474 2 года назад +2

      It is already the most watched DNA closure show.

    • @royalblue4064
      @royalblue4064 2 года назад +2

      Pa 1million is it not too high a stake, its still a long way to go.

    • @pardietaurai4683
      @pardietaurai4683 2 года назад +1

      Forogonya

  • @courtneykundiso8430
    @courtneykundiso8430 2 года назад +15

    The way he kept on saying inini saSekuru says a lot already

    • @ruemar1
      @ruemar1 2 года назад

      Taura hako

    • @lindahkatai9069
      @lindahkatai9069 2 года назад +1

      Yes.even panzi imi sababa wemwana meaning baba wemwana wekurepwa hanz ini sasekuru.....leaves a lot to be desired

    • @angelakaonza6168
      @angelakaonza6168 Год назад

      True

  • @maybeshalomgweshengu9790
    @maybeshalomgweshengu9790 2 года назад +10

    Dzvetera the way yaarikunhonga zvimiti nekunyara so, deep down in his heart achiziwa hake chokwadi it hurts 💔💔💔😢😢😭😭😭😭

    • @rudorutanhira7290
      @rudorutanhira7290 2 года назад +3

      Kana kukwenya huro hake ari kuziva chokwadi.

    • @mildredmharira8764
      @mildredmharira8764 9 месяцев назад

      Anxiety Anxiety Anxiety 😕

    • @mildredmharira8764
      @mildredmharira8764 9 месяцев назад

      Dai iri rape why didn't you report it pa 3 days dzaaka reporter . This woman actually knows what is taking place.

    • @AgnesMaradzikwa
      @AgnesMaradzikwa 2 месяца назад

      Kkkkkk

  • @bethelkiara8130
    @bethelkiara8130 2 года назад +93

    This father must confess before it's too late😂😂 coz the way he's refusing to get tasted ummm something is wrong some where😂😂😂But Mr DNA just continue forcing him n his Forogonya coz I know you don't give up that easily. Lots of Love Tinashe the DNA Man❤❤

    • @talentncubetalent5552
      @talentncubetalent5552 2 года назад +6

      Thats very true her husband is the father umamalo....shes hiding something you need to verify Tinashe...believe me

    • @talentncubetalent5552
      @talentncubetalent5552 2 года назад +2

      When mama you are very stupid you are ruining yr daughters life......one day you will regret it

    • @ziminiesta4225
      @ziminiesta4225 2 года назад +9

      Nhai if he's clean adiiii kungoitwa ma test suspicious uyu

    • @mutsungachihoro
      @mutsungachihoro 2 года назад +5

      After court achazviuraya Dzvetere mirai muone 🤣🤣🤣🤣🤣 cz kuramba kutestwa kwacho ma1

    • @sibongilemupinda1211
      @sibongilemupinda1211 2 года назад +4

      Tinashe can now obtain a court order...from there the wheels start turning...I am sure he will do that.

  • @pastorlilyyossahchamarime5036
    @pastorlilyyossahchamarime5036 3 месяца назад +1

    Guys I am curious to know wether they managed to test the father of the girl. As a bota family we demand a follow up on this issue. Thank you

  • @mazvitanicolasemwayo5181
    @mazvitanicolasemwayo5181 2 года назад +10

    VaMugabe can you try kumboita test pakati pemwana namai vake to see if they are not siblings...I'm very much convinced kuti baba avo ndivo baba vemwana..

    • @melodyzivira8454
      @melodyzivira8454 2 года назад +2

      Musikana uyo mwana wemukadzi haasi mwana waDzvetere.

    • @frankmoyo7001
      @frankmoyo7001 2 года назад

      Mwanasikana uyo haasi waDzvetera

    • @muchenashumirai6984
      @muchenashumirai6984 2 года назад +3

      @@melodyzivira8454 saka step fthr vakaitisa mwana wemukadzi wavo nhumbu iiiiii

  • @QDairies
    @QDairies 2 года назад +378

    This guy is a HUGE suspect, he’s okay with others getting tested but he’s not agreeing to get himself tested

    • @angelamashingaidze7697
      @angelamashingaidze7697 2 года назад +14

      You can say that again

    • @blessinggwiranenzara872
      @blessinggwiranenzara872 2 года назад +3

      True you can say that again

    • @p.ndlovu
      @p.ndlovu 2 года назад +15

      Endi zvitori pachena ndiye akamitisa mwana..
      ari kuziva akangotestwa chokwadi chiri kubva chabuda

    • @ziminiesta4225
      @ziminiesta4225 2 года назад +8

      Nhai if he's innocent after all this allegation atsiksa tsika test which I'd just a swab even mai ava suspect vakuziva hushereketwa apa mdara uyo ndiye chete

    • @bellzlucus9172
      @bellzlucus9172 2 года назад +9

      Ko kutenderera kna abvunziwa wen it comes to ivo kkkkkkkkk

  • @natashmakwati-pj2sz
    @natashmakwati-pj2sz Год назад +1

    Vanonzwisa hasha vanhu awa wakanyatsorohwa chaiko vanobuditsa chokwadi chaicho murume nemukadzi l think baba awa ndiwo muridzi wemwana we are now waiting for part 3 yoooo Tinashe you are doing a great job

  • @cathrinetsitsimhlanga2885
    @cathrinetsitsimhlanga2885 2 года назад +26

    Mr Mugabe is very friendly. See the way he was talking with the mother. Dzoziva basa radzo.

  • @maimaponga6983
    @maimaponga6983 2 года назад +27

    ava she got talent naiza boom please locate him

    • @missdee112
      @missdee112 2 года назад

      🤣🤣🤣

    • @annamadzaranganwa5212
      @annamadzaranganwa5212 2 года назад

      I was thinking the same she is a good actor

    • @hoto31
      @hoto31 2 года назад

      vachibata basa nablack vane characters akafanana

  • @Miss-Mlilo._
    @Miss-Mlilo._ 2 года назад +2

    Umm hapwa yamai forogonya bho here,uri kupona here nhaiwe Tinashe 😂😂😂

  • @silverbhebe1526
    @silverbhebe1526 2 года назад +267

    The father and the mother knows the truth

    • @pumpkins5390
      @pumpkins5390 2 года назад

      Probably did a 3 s**** together 🥺🥺😒😪😬

    • @virginiagono9614
      @virginiagono9614 2 года назад +4

      They know the truth about it case dzvetera is the father 😂😂😂

    • @vigilantachigora6496
      @vigilantachigora6496 2 года назад +2

      Haunyepe marange Ana baba vanorara nema first born ndina ss vakazviitwa asi vakafa pakuzvara varambidzwa kureura namai vacho, apa vakanga vatomboudza vepadhuze ndo zvakaitika, chaive changosara kuti ataurire mhuri yose izive asi mai vakamira pamukaha😢

    • @beulahnhema4893
      @beulahnhema4893 2 года назад

      Hanzi zvinemari here vakapusa

    • @memorymagondo4144
      @memorymagondo4144 2 года назад

      Exactly 💯

  • @shanongundo4613
    @shanongundo4613 2 года назад +66

    Its high time the activists group to help. The groups that protect Women and Children's Rights please step in. The police need a push because this is a serious case that Tinashe uncovered.

    • @nellybembere5226
      @nellybembere5226 2 года назад +3

      I support you this child's future is in shambles, Tinashe Mugabe's interview with the father shows the real culprit, we want to see justice for this matter

    • @gachatagachata4536
      @gachatagachata4536 2 года назад +1

      Mr Mugabe ndinokutendai nemoyo wenyu sure wekubatsira kuti vanhu vazive madzinza avo

    • @phoebiet.lmakani1842
      @phoebiet.lmakani1842 Год назад

      Police? Which police😂😂😂

    • @InitialRelic593
      @InitialRelic593 11 месяцев назад

      Those NGO womens rights groups are useless they only show up if there is big money to be made and big publicity only! They are just there to steal money from overseas donors and pretend like they care about people. Surely surely they would have done something.
      The only reasonable authority is Tinashe as he has done more than even the police. This is abuse because that girl is under age!!
      Come on ZRP atleast try wo nhai! U only turn up to beat up opposition supporters! That’s all u know! U don’t care about the people u where sworn to protect!! Send even a jnr Detective they will crack this case in 1 day!!!

  • @wegonah
    @wegonah Год назад +1

    Hi Tinashe . Please post a link to the previous episode that you initially had with that couple. It helps for one to followup

  • @charitynzegwu3089
    @charitynzegwu3089 2 года назад +113

    Ummmm the avoidance and deflections are worrying. I don’t see what’s difficult with giving a sample for testing if nothing happened. Suspicious I am about this guy! Tinashe good job done!

    • @thumelos7436
      @thumelos7436 2 года назад +4

      It's the guilt

    • @oliviakutsira356
      @oliviakutsira356 2 года назад +2

      Mai vanoda kurobwa ava , encouraging murume kumitisa mwana wake , ncxaa chupeti yamai .

    • @charitynzegwu3089
      @charitynzegwu3089 2 года назад +1

      @@oliviakutsira356 Hanzi ndisekuru😛 hazvina kumira mushe kani! I pray that he is not responsible.

    • @victoriatanda3230
      @victoriatanda3230 2 года назад +2

      Mhuri iyi inonetsa kunzwisisa matest anebsa rei ngavashame vatorwe masamples vaksmirira court aah vanoda rumamiso avaa

  • @davidzimbabwe7743
    @davidzimbabwe7743 2 года назад +6

    Tinashe vanhu ava ngavasungwe vanoziva chokwadi🤞

  • @shekinah8475
    @shekinah8475 Год назад +2

    Asi hembe dzaMai Forogonya iuniform from Part 1-3🤔.

  • @andilencube7076
    @andilencube7076 2 года назад +27

    If Dzvetera is the father he will definitely do it again

  • @amandashez1296
    @amandashez1296 2 года назад +47

    I have never been confused about a nyaya the way I am now BUT Baba avo Marambiro avo screams guilty!

    • @yvonnenyasha5629
      @yvonnenyasha5629 2 года назад +1

      Kamugariro kaamai ava lol 🤣🤣🤣 mwana ndevasekuru

    • @wetumankosa968
      @wetumankosa968 Год назад

      @@yvonnenyasha5629 😂😂😂😂 thinking the same

    • @simbajacob419
      @simbajacob419 Год назад +1

      Mudhara aramba wena

    • @mesiMutepfa
      @mesiMutepfa Год назад

      Mwana atori panzinza rake lol😂😂😂😂Tinashe must jus test ma sibilings emwana uyu chete.

  • @daphneelizabethbayayi
    @daphneelizabethbayayi Год назад +6

    I fear life yemzukuru may be in danger. the extents people will go to hide a crime is terrifying.

  • @mapster2104
    @mapster2104 2 года назад +6

    Team iri ririkuda vakoma vepa central vanotaura nembama.

  • @ellenchinomona2100
    @ellenchinomona2100 2 года назад +10

    Why is the father not opening his eyes, its like he knows something

  • @peace6296
    @peace6296 6 месяцев назад +2

    Revisiting this episode in July 2024😂😂😂😂😂😂😂, but Mr DNA Man nyaya haina kupera ka iyi

    • @185gigi
      @185gigi 3 месяца назад

      Hie what happened whats the outcome i cant find other videos to watch

    • @floet3498
      @floet3498 28 дней назад

      I will call Tinashe Mugabe for this. Pa next door pedu pana baba vanovata nevana vavo kuvabvisa humhandara. He has more than 9 kids and mukadzi wacho akangogara. Fear vakadzi vanokoshesa marriage, they are capable of anything.

  • @foffoes7321
    @foffoes7321 2 года назад +20

    In as much as we look at such episodes as entertainment, it's sad to realise that these are the very issues dzanetsa mu zim for a while,kids getting abused and mothers chosing to conceal mhosva because havaskuda kusungisa murume,its sad....i pray nyaya iyi inopera tione muridzi wemwana..

  • @mangomakundai6296
    @mangomakundai6296 2 года назад +18

    This duo is dangerous yoo

    • @ontrancemanyame8279
      @ontrancemanyame8279 2 года назад

      To the highest level yoooooooh, kana Zanu haisvike 😄 🤣

  • @donaldmushove
    @donaldmushove Год назад +2

    My recommendation My brother in this scenario is Kinship testing where you try and test if the mother and the child share the same father

  • @ttm3219
    @ttm3219 2 года назад +70

    Thank you Tinashe for always showcasing our beautiful Zimbabwe 🇿🇼 I LOVE seeing our beautiful God given nature 👏👏👏👏🇿🇼🇿🇼🇿🇼🇿🇼Zimbabwe is naturally BEAUTIFUL

  • @1zimbabe
    @1zimbabe 2 года назад +15

    33.05 the look of exhaustation nekunyeperwa nekuudzwa zvisina musoro in Tinashe's eyes deserves crate yemaenergy drinks

  • @fpg6357
    @fpg6357 2 года назад +22

    I think a qualified female Social Worker should talk to this young lady about this case in depth. She will definitely spil every detail.

  • @givenlusonde9677
    @givenlusonde9677 2 года назад +35

    Why is sekuru Dvzetera refusing to give Tinashe the samples? Something is fishy here.

    • @winnetmatienga3240
      @winnetmatienga3240 Год назад

      They say action speaks more louder than words. Pay attention to Dzvetera's actions and how here is resisting to do tests.

    • @winnetmatienga3240
      @winnetmatienga3240 Год назад

      They say action speaks more louder than words. Pay attention to Dzvetera's actions and how here is resisting to do tests.

    • @AgnesMaradzikwa
      @AgnesMaradzikwa 2 месяца назад

      Pane. Nyaya

  • @felixzibwowa7051
    @felixzibwowa7051 2 года назад +92

    I think the police should do their job and do a thorough investigation on this rape case. It must be done now not tomorrow

  • @nokuthulankomo6657
    @nokuthulankomo6657 Год назад

    Apa ndopawazodzifambira manji , so excellent . We need this on cases dziri outstanding . Getting so interesting 🎉🎉

  • @shamisojanesibotshiwe2677
    @shamisojanesibotshiwe2677 2 года назад +18

    This lady even forgot what she said in the previous episode, kkkkkk

  • @josphiwemudede4140
    @josphiwemudede4140 2 года назад +10

    Maiweeeeeee Dzvetera anopabuda ere apo coz manzvengere nzvengere aarikuita awo uuuum kkkkkkk 🙌🙌

  • @pastorlilyyossahchamarime5036
    @pastorlilyyossahchamarime5036 3 месяца назад

    Any update on this issue we are still waiting for the outcome and wether the father of that girl agreed to be tested

  • @mymoy4250
    @mymoy4250 2 года назад +6

    There's no need for DNA...... this guy has proved himself with his actions

  • @SheStoicForLife77
    @SheStoicForLife77 2 года назад +11

    ANyakutsikwa ngavapiwe polygraph test kana zvichigona voita completely exonerated panyaya iyi. I believe him 100%. Asi sekuru vemuzukuru the justice system must demand him to take DNA. I don’t understand the logic he’s using so as the wife, to avoid giving a swab for DNA. I think he knows he should be tested cos he’s in the running. Listen to how he responded to Mr Mugabe from minute 28:46 I replayed this part and he said “takatowanda”. Our brain always wanna tell the truth. Why didn’t he say “vakatowanda”. He put himself among potential fathers 😜

  • @NyaraiDhenge-qc9hr
    @NyaraiDhenge-qc9hr Год назад

    God may bless sekuru dzvetere he is very humble

  • @preciousmbwera3642
    @preciousmbwera3642 2 года назад +14

    He knows that there are plenty loopholes up there in the courts. So anogona kuita lucky akabuda D. Well there’s no corruption in genetics. Involve the law and get him tested whether he wants or not.

  • @merryzvi
    @merryzvi 2 года назад +26

    The girl akangwarisa, atoo nhubu chaiyo. She subconsciously gave out the answer on 8:36 - 8:40 but quickly realized and covered up by asking if Tinashe had seen someone like her father. I also bet Mr Nyakutsikwa would pass a lie detector test on the case of rape because he seems to be straight in his narration.

  • @garnetguzha2176
    @garnetguzha2176 Год назад

    Avo varikufunga knzi Mai forogonya koshamisira apa murume wavo akabata mwana this man knows something

  • @gladyschivanga2017
    @gladyschivanga2017 2 года назад +28

    Umm this is tricky, why would he refuse to be tested? It seems family yatoita chisungo like they are all protecting someone, my take is when the time come sekuru will be nowhere to be found

  • @janmakelve6791
    @janmakelve6791 2 года назад +4

    Tinashe is one of the most bold and courageous person I know...….He has tried his best, but this family is guilty beyond explanation...…Hanzi usatambise diesel..........

  • @lulutoto95
    @lulutoto95 2 года назад +1

    forogonya back🥳🥳🥳celebrating before i watch

  • @LadyGee9303
    @LadyGee9303 2 года назад +16

    VaMgabe please please please do whatever you can, this man needs to be held accountable for what he did to his daughter and all these men that he put through so much. Baba avo must be swabbed for DNA and go to jail we don’t tolerate zvinhu zvakadai. The wife is insane and been brainwashed iko kusanyara baba vacho, this is so so sad.

    • @meriamm2427
      @meriamm2427 2 года назад +1

      Yes, you are right. And the way he is fidgeting says a lot.

    • @tariewegandaremvura8849
      @tariewegandaremvura8849 2 года назад +1

      It's the zhadabu for me umm kugara rudzii ikoko munhu wemukadzi

    • @tariewegandaremvura8849
      @tariewegandaremvura8849 2 года назад

      It's the zhadabu for me umm kugara rudzii ikoko munhu wemukadzi

  • @memoryndou5321
    @memoryndou5321 2 года назад +22

    Sekuru is the father why is he refusing to be tested coz its something that doesn't take 5 mins

  • @chanachaHumbaMakombe
    @chanachaHumbaMakombe 2 года назад +5

    its the flashback for me, it shows the whole story

  • @cleopatrashurugwi7485
    @cleopatrashurugwi7485 2 года назад +11

    I like the way yaitaura Tinashe nemwana waForogonya mumota🥰🥰🥰

    • @eemcee4913
      @eemcee4913 2 года назад

      Hanzi nyaya yedu. Zvikanzi ipi. I frlt they were lowkey flirting 🥰🥰

    • @sarahsambani8342
      @sarahsambani8342 2 года назад

      baba avo ndobaba vemwana vemwana wavo.police ngaiuye vatestwe by force ...ndomuridzi wemwana

  • @deliarose5183
    @deliarose5183 2 года назад +4

    Dzvetere to Chikurubhi straightaway 😢😢😢😢

  • @eunicemadya5170
    @eunicemadya5170 Год назад +1

    Mr Dzvetera why are you refusing to be cleared by having dna test done on you. How come to you father.?

  • @phinnyndhlovu8543
    @phinnyndhlovu8543 2 года назад +76

    Dzvetera is a #1 suspect...The Father of the child is within the family or church members...

    • @caspersithole3875
      @caspersithole3875 2 года назад +2

      Vanongoda vanhu vano vakwatura mambama vanotaura nyaya yavo iyi haiwawooo mudara ngaatorwe masamples

    • @rachncube7673
      @rachncube7673 2 года назад +1

      Indeed he is why the mother is also refusing eh. You're wasting your diesel as if Tinashe Mugabe is running out of fuel apa pasina chinoshamisira chinodyiwa ipapo kunekuti mwana azive baba vemwana

    • @oscarchimwaza2653
      @oscarchimwaza2653 2 года назад +1

      Haa dzirikutsenga tsenga wena 🤣 😂 😆

    • @nemaukocrispen5783
      @nemaukocrispen5783 2 года назад

      True

    • @yeukaimuduzi6824
      @yeukaimuduzi6824 2 года назад +1

      Kwahi spatarious vakangwarisa vanhu ava

  • @jacobzakariya6810
    @jacobzakariya6810 2 года назад +268

    The mother seated on the bucket while the father on the ground 🤣🤣 already said it all

    • @frankmoyo7001
      @frankmoyo7001 2 года назад +16

      Kkkkkkkkkkk iwe haungoone nemagariro amai vacho unobva watoona kuti who is boss.

    • @mercychiguhune2167
      @mercychiguhune2167 2 года назад +9

      Pakaipa maonero angu Baba naMai ava vari kunzvenga nechigunwe vakangotsvaga wokupomera nyaya voti pakaita rape case dzinenge nhema nyaya chaiyo inozivikanwa naBaba naMai of which its likely baba ndivo vane chokuita nekudanana nemwana wavo kusvika pakuita mwana naye plus vanenge vakagara pasi naye kumutsindira kuti asataura chokwadi atsvage wekupomera Baba ava vakasungwa nemapurisa vakabvunzurudzwa chaiko vachataura chokwadi

    • @zen5526
      @zen5526 2 года назад +1

      sat*

    • @ennifernyarugwe18
      @ennifernyarugwe18 2 года назад

      Ndazvionawo

    • @SheStoicForLife77
      @SheStoicForLife77 2 года назад +6

      Ndikamuchacha akati tii. Asi I see she’s not the clever enough to push the hubby for a sample. Or does she know who the baby daddy is? It could be the husband and she’s that type dzinoti handingasungisi murume wangu when the naked truth eventually comes out. I believe he did something to his daughter

  • @annitajoshua7043
    @annitajoshua7043 2 года назад +2

    Sekuru vemwana's actions are raising suspicions why is he refusing to be tested and he is comfortable for other members of the community to get tested

  • @vipdangz
    @vipdangz 2 года назад +92

    I'm here for the way she's sitting , that handikendenge posture tells it all

  • @tauraimbedzi6828
    @tauraimbedzi6828 2 года назад +59

    The way the parents are now reluctant to do the tests mmmmm the father is a huge suspect

    • @sibusisosithole3852
      @sibusisosithole3852 2 года назад +1

      Baba vanoziva havo out ndivo muridzi

    • @mamo9969
      @mamo9969 2 года назад

      Umm baba ava Vachave muridzi wemwana

    • @mberikwazvomachisa2656
      @mberikwazvomachisa2656 2 года назад

      Kana umwe mwana wepamba ipapo. Makunhakinha, zvinonyadzisa chaizvo!

  • @moreblessingchidya159
    @moreblessingchidya159 2 года назад

    Baba ava hasi muridzi wemwanasikana wavakapa nhumbu. More to follow

  • @leahfauconier9275
    @leahfauconier9275 2 года назад +44

    Dzvetera is the father full stop

  • @samanthakane9986
    @samanthakane9986 2 года назад +31

    Handisati ndamboona munhu achitsitsika nyaya sa baba forogonya. He is very guilty. The entire family knows the truth but they’ve decided to die with this secret

  • @tanakatanaka6288
    @tanakatanaka6288 2 года назад +1

    I am a father of a daughter too , there is noway you don't want to know dzinza remuzukuru wako kana usina kusviba ...never!

  • @tapiwanashemanguwe4643
    @tapiwanashemanguwe4643 2 года назад +200

    This is my theory
    The father taped the Child. When they saw that the kid could be potentially pregnant they tried to send the Child to try to seduce the neighbor and the Child failed.
    It could be that the Child lied to the parents that the dude finally slept with him, prompting them to then acuse the neighbor of rapping and subsequent fathering of the girls Child.

    • @cellahra1535
      @cellahra1535 2 года назад +6

      makes so much sense, i agree with you

    • @profisteve
      @profisteve 2 года назад +7

      Unonzwa vachiti mwana mudiki haanyepe

    • @innocenthapazari8699
      @innocenthapazari8699 2 года назад +13

      Yaa. Baba ava ndovane yose. Zvavapachena izvi - apa vari kushanda nemukadzi wavo futi. Zvinenge zvekluromba izvi.

    • @vony123
      @vony123 2 года назад

      90àaa

    • @nettyzhuwarara3948
      @nettyzhuwarara3948 2 года назад +10

      Baba vatsika madziro , that in itself says it all. Va Mugabe vaedza kuveteredza kuti baba vabvume kupa ma DNA samples.Kana vasina chavakaita vanotyei?

  • @anesubhongwani02
    @anesubhongwani02 2 года назад +20

    nhaurirano yemumota yandinakidza kkkk Tinashe wakanyanya kkk you know your job... wanga uchinyatso softer mwana🤣

  • @waltermatsikira807
    @waltermatsikira807 2 года назад +1

    Hapwa hadzisi dzemunhukadzi Mr Tinashe next time vanhu ngavatange vageza

  • @urayayi
    @urayayi 2 года назад +15

    Test between mother and child. If the father of the girl is responsible then it should show. Unless of course Forogonya got the child from outside. A very distinct possibility seeing her character.
    There’s also a possibility the father knew the girl is not his daughter and to appease the husband the mother let him sleep with his daughter( not biologically)

    • @teedzainyamudeza7268
      @teedzainyamudeza7268 2 года назад +2

      Mwana uyo mubvandiripo, Mrs Forogonya vakaroorwa vatova nemwana kare, haasi mwana wa Dzvetera

    • @urayayi
      @urayayi Год назад

      @@teedzainyamudeza7268 my thoughts exactly

  • @vetisonpainter8014
    @vetisonpainter8014 2 года назад +159

    I feel the DNA Man might need to involve the police.
    The father is a huge suspect

    • @mrbmrb6982
      @mrbmrb6982 2 года назад +6

      I feel the same way.Yakura nyaya iyi yakuda police.Bcoz we know Dzvetera will never say chihuyai mutore ma samples even after the court case yaanga ari kuhwanda nayo.He is just buying time apa he is guilty

    • @perpetuanyamasoka
      @perpetuanyamasoka 2 года назад +4

      Ko kuviga face havasi kutarisa Tinashe mumaziso.

    • @shuemazenda
      @shuemazenda 2 года назад +5

      I think i saw police pakutanga kwevideo

    • @linahkambanje4619
      @linahkambanje4619 2 года назад +4

      true…..baba ava something is wrong…..ko iko kujamba jamba kuignore hanzi regai ndinotora mapaper 😅

    • @linahkambanje4619
      @linahkambanje4619 2 года назад

      true…..baba ava something is wrong…..ko iko kujamba jamba kuignore hanzi regai ndinotora mapaper 😅

  • @arnoldtbhero9742
    @arnoldtbhero9742 Год назад +6

    The reluctance that these parents have shows that they already know the father of the child. The decision to postpone DNA tests on the father is a strategy to shield the father of the child from being revealed.

  • @deliarose5183
    @deliarose5183 2 года назад +5

    Baba ava is very nervous 😟. Nyaya iripo pamusha apa 🧐🧐🧐🧐🧐

  • @vongayidinhidza9679
    @vongayidinhidza9679 2 года назад +4

    Cry my beloved girl child.kana munhu anetsa varume batai munhu.

  • @trackmaster8024
    @trackmaster8024 Год назад +1

    dzvetera uyo mubatei bhoo ndiye muridzi wemwana hamuone kufanana nemwana hr

  • @gladysmataru6517
    @gladysmataru6517 2 года назад +16

    The way she sits takes the medal

  • @christinemusariri8056
    @christinemusariri8056 2 года назад +20

    Well done Mr Mugabe for making a follow up on this case. I hope something positive comes out of it.

  • @forgetrwafa7684
    @forgetrwafa7684 Год назад

    Aaah this Baba is aNaughty 1 he is responsible nxaaaa chipenzi chemunhu

  • @naturezw3655
    @naturezw3655 2 года назад +80

    It is very disappointing to see how the organisations who claim to represent the girl child failed to follow up on this case. It's very clear that the girl was abused nemunhu wehukama if not the father who is number one suspect. The way the father and mother avoided the DNA samples to be taken shows that they have skeletons in their cabinet. It's very sad to note that the girl child was coached to lie and never to open up. ZRP apa makauraya bhasikoro mudhara ane nyaya pakunhumburisa mwana

    • @sibochikova2703
      @sibochikova2703 2 года назад +5

      Thanks Mr Mugabe by doing follow up keep up the standard until we have the results dai vanhu venharaunda vaenda kwamambo nenyaya iyi vambonotaura makuna Kuna aya

    • @charehwa6845
      @charehwa6845 2 года назад

      Baba ava vane katsi munhava.

    • @patronelachigodora4289
      @patronelachigodora4289 Год назад

      baba ava ndivo first suspect.ko vakurmbirei kutestwa izvozvi nhai