Размер видео: 1280 X 720853 X 480640 X 360
Показать панель управления
Автовоспроизведение
Автоповтор
Hanzi karume karikurwara ayaaaaaaas
Daidzayi Kudakwashe jose wekubatsira mwana wekurohwa mbama kwa Tilda
Miracle paul
Hamuna kuromba kwaSthole here .fungayi zvakanaka kana mukatora zva sthole hokoy😮
Musami fire kkk
Hay kuromba hre kurikungodzeresa moto or yave Ngozi vakuru woyee vemumusha huyai tifambe tibate nhau yanetsa yemoto
Thank you Mr Neshamba,1 can tel kut vakarememerwa and mroyi wavo varikumuziva havo but pacamera hazvizoite
zvinhu zvaamai hembe makagova here , ndozvimwe zvinopa moto mumba kana pakawana anosimudza mhepo
❤❤❤❤❤Kkk ndir rudadiso 🎉🎉🎉🎉🎉🎉Ini ndir kuda hangu baby ndije urime sweet ndije urime
Daidzai Dr Mukotsajena
Mukotsanjera kwake kungozi ndokubasa kwake chaiko zvikwambo anogona zvake
Zvakutoda Dr Mukotsanjera izvi
Imwe irikuuya next year kuwarren Park D ikoko mkoma Andrew 👏👏👏vanhu vakashereketa ngavareurire
Mwana uyo ari SA akarombo full stop
Vari Joni hapana akadarika nekwaSithole here tisapedze nguva angouya kutora ana Paradzai vake
😂😂😂😂😂😂
Ini imba yakawakwa nemunhu handitengi vanhu vakaromba
Imi makachena err gogo .sad story hey
Hi family vaneshamba .moto
Thanc mukoma Andrew help them aah zvakaoma zvirimunyika umu
2024 top 20 iri kuuya rinhi
Hapana akambopfuura nekwaDr Sithole here pamwe ndiana Paradzai 😅😅
Nyaya dzehurombwa makachirika mhiko
Moms taurai chokwadi kuti kwamakafamba kwakanzi team riri Joza pane akabata bata
Thank you Drewmas 🙏
Hurombwa uyo
Mwana mai pawana mai wako pane akabatabata apo akatora kamishonga kapinduka kkk kwa chiyokoto
Haa munotuka Sithole muchiti anonyepa hezvoo mapipi ayo 😢😢
Ndini ndega here ndisiri kuona anything. ...pa 1st 3 mins
Waonei
Hoyoooo
Kkkkk kuseka hangu asi makambonzwei mushonga unorwara. Kana munhu asingakwanise kubatsira vanhu ngaagare pasi
😂😂😂
Pamwe mwana arikuno kujoni
Kana moto isoyo watanga ugochesei chibage
Amai tiei kuno kuSA kunotsvagwa mari keete mshonga
Endai kwa prophet miracle paul ku chitugwiza unit L
Musarombe hama. Zvaitaurwa naSithole . Pane akaromba
Pane akabata bata kuromba
Ko ivo Amai vavo vakafa sei? Baba vavo hapanawo zvavangaziva....pane hurombwa or mudzimu we munhu asina kufa zvakanaka....mhuri yose ngaibatane vanzwe from Sekuru Mukotsanjera or Tasvu
Tasvu tasvu
Mukotsanjera ndiye anopedza zvese izvi neshamba please isa mukotsanjera
Maprofita musapedzere vanhu nguva muchinyepa henyu
Ko nyaya ye Rusape Ngozi yakazoita cey nhy mukoma Neshamba
Pamwe akabata Bata hanzwadzi yake haha here Kuba kujbg ndofunga akabirra vanhu zvinhu zvawo
Yapane nhubumumushamenyu ormakavakira parindare mwene😮
Hurombwa pane akabata mushonga
Witchery nemishonga yekuromba
Indai chitungwiza kwa miracle paul
Muchiso uyoo hamuna chikwerete her
Vanhu varikubata twunopisa
Mummy nangai kuChitungwiza kwaProphet Miracle Paul
Mamboti you don’t know what’s causing the mysterious fire but low key you’re accusing your brother. Mhamha zvamhanje mhanje murikuziva zviri kupisa
Zvinhu zvamai makagova here endai kuna pastor Paul Miracle Pastor Jose sekuru Amadu or Chigocha mazizi
Hazvidi vemasowe izvi munonzwa nemunyeberwa, umwe akazotinyebera kuDNA uko achiti akaoneswa pamweya kuti muzukuru haasi wake wanikwei results came as 99.99%
Iiih mai Ranga wavaziya 😅😅😅😅😅😅😅
@@samuelngirazi9636 taurai henyu
Vakatinyebera kuma DNA ukoooo
haisi famly house pamwe murikuitirana shanje
Jesu akuuya vakaromba ngavareurure mwanakomana haasi kuzvida
Kuuya achibvepi?
Zvinhu zvacho hr yamai vangu yakatsva kitchen kwachihota nanhac hatina mhinduro yezvakaitika
Pane akaromba pamba apo
Ngavaende kwaPastor kudakwashe Jose zvinobva zvangopera havauone futi moto iwoyu
Ma1..tonde dzoka nehari
Song yaTonde yange yane time ndisingainzwe
Nndoinondidedza pano
😂😂😂hanzi chirume chirikurwara madzimaika denga muchaita reku googler
Ummmmmm daidzai sekuru Mukotsanjera. Shumba yehurombwa.😮😮😮😮😮
Hecho chimhamha chen'anga😊
Pane akabatabata achatsva iye achabuda pachena
Munofara ere mukoma neShamba hanzii nemoto iri kunetsa kudai veduwee😢
Hanzi namai "jesus" kkkkk!! Hapana hapana. Ringoriwo zita sekungoti Tamai. Harina zvaroshanda.Fambirai nyaya dzigadziriswe idzo.
Sandawana ndodzinowanzo pisa dzinogara dziri mbiri
Chii chinombonzi sandawana nhai veduwe
@@ashtonchikozho22chikwambo chino tsvaga Mari, kana machipa mukadzi or murume akazowanikwa or kuwana chinotsamwa,
Mhuri yatambura shuwa nhasi wapisa zvinhu zvakawanda
Deedzai sekuru Sithole
😅😅😅 Sithole izvi haite, ndiye anotopa zvikwambo izvozco
Chirume chikadzi kudiiko, mukunyeperwa
Mkomana arikuno joni haana kuromba hr nazvo zvemanjuzu zvatonga izvoo
Shame iyoooo this is so sad
Ummmm haisi hadzvadzi yenyu inokonzeresa Tete endai kwa Pastor Paul kuL chitungwiza
Pamba pavatezvara vangu
Aaaa shame bvunzai tezvara makoti kuti vakatorepi gwenzi kkkkk otherwise hokoyo nemoto shaa
@PatriciaManyika pakaipa kani vana Mr Neshamba vabva wakazotopisa zvekutoona kt zvinhu izvozvo zvagumbuka.
@@alicemukudo3512 aaaah weduwee zvakaoma dear zamai kwa miracle paul pamwe zvinogadzirika zvisati zvazotopisira munhu mumba imomo uye kuzopesana kwehama kuburikidza nekunongedzana,am so sorry hey.
@@PatriciaManyikazvinhu izvii azvide maprofita zvakuda chivanhu
@PatriciaManyika thanks hama yangu
Pane akabata gwenzi
Team rechiporofita rinonyepa manje iro. Hapana zvemweya yechiporofita yakambopedza nyaya dzakadai.Itai zvechivanhu guys. Zvinopera.
Tonderayi poda kubikwa doro
Shame so sad my sister
Enda kwasekuru tasvu
Andrew waakudzikira ma levels, lacking journalistic approach n content
Levels..journalistic approach...content..ndivanani ivavo?

Hanzi namai "jesus" kkkkk!! Hapana hapana. Ringoriwo zita sekungoti Tamai. Harina zvaroshanda.
Fambirai nyaya dzigadziriswe idzo.
Sandawana ndodzinowanzo pisa dzinogara dziri mbiri
Chii chinombonzi sandawana nhai veduwe
@@ashtonchikozho22chikwambo chino tsvaga Mari, kana machipa mukadzi or murume akazowanikwa or kuwana chinotsamwa,
Mhuri yatambura shuwa nhasi wapisa zvinhu zvakawanda
Deedzai sekuru Sithole
😅😅😅 Sithole izvi haite, ndiye anotopa zvikwambo izvozco
Chirume chikadzi kudiiko, mukunyeperwa
Mkomana arikuno joni haana kuromba hr nazvo zvemanjuzu zvatonga izvoo
Shame iyoooo this is so sad
Ummmm haisi hadzvadzi yenyu inokonzeresa Tete endai kwa Pastor Paul kuL chitungwiza
Pamba pavatezvara vangu
Aaaa shame bvunzai tezvara makoti kuti vakatorepi gwenzi kkkkk otherwise hokoyo nemoto shaa
@PatriciaManyika pakaipa kani vana Mr Neshamba vabva wakazotopisa zvekutoona kt zvinhu izvozvo zvagumbuka.
@@alicemukudo3512 aaaah weduwee zvakaoma dear zamai kwa miracle paul pamwe zvinogadzirika zvisati zvazotopisira munhu mumba imomo uye kuzopesana kwehama kuburikidza nekunongedzana,am so sorry hey.
@@PatriciaManyikazvinhu izvii azvide maprofita zvakuda chivanhu
@PatriciaManyika thanks hama yangu
Pane akabata gwenzi
Team rechiporofita rinonyepa manje iro. Hapana zvemweya yechiporofita yakambopedza nyaya dzakadai.
Itai zvechivanhu guys.
Zvinopera.