BHORA RAKAGOWA KARE :THE CLOSURE DNA SHOW: S12 Ep 47
HTML-код
- Опубликовано: 28 май 2024
- Welcome To The Closure DNA Show
The Platform Of Realities!!!
Season 12 Episode 47 MARONDERA
Paternity DNA Testing
📲The DNA Man 📲 +263719428436
Instagram: / theclosurednash
...
Facebook: / theclosuredn
...
TikTok: m.tiktok.com/h5/share/usr/700
...
---------
Don’t forget to Like, Share and Subscribe to our RUclips Channel: ruclips.net/channel/UCn2d-FKT...
Mainini murikuchengeta mwana wamakasiirwa zvakanaka. Rambai makadaro. I salute you.
Zvekuti kutambira muroora Havana kutaura zvakashata pamuroora vanomuda
Amen
LET'S LIKE PLEASE 🤞🧬🙏
Zvirikunyorwa azvisi kuoneka
@@mamoengorima7766 ingohwa inga varikushandisa Shona wani
Mr Mugabe ndokumbirawo kaDrone ndikuda kumboenda kwaBulawayo ndimboona Lucky akazosara sei 3:34
Mr Mugabe hanzi na luck dube murisei!!!
Ta liker
The guy is good, mainini is good and the girl is comfortable in this home.
You are a great man Tinashe.
kana waona ma 'gay vibes', baya like zvako
Kkkkkkkk ndazvionawo kubva pakutanga
@@isaundhlovu1846 pakatoshata, mukadzi i disguise, kunyararidza vanhu
Ngito kubva kudhara
😂😂😂 Umm guys musadaro, kunyara plus voice rake chete
Unodenha hako kkkk
Mukadzi ano smiler uyo she is so quite but when comes to happiness she is full of happiness
finishi
Thank you babamnn you proved to be a good father ,mainini your last words are so powerful l have no doubt you are going to be a good wife thank you manini you welcomed muroora mumushe please guide them through ,God bless
All is well that ends well. Mainini was honest and ernest, bamdiki was coy & reserved, young gogo calm & composed. 99% gedye! What's there not to like? Mudhumeni handichatomboziva nezvake.
Kkkk mudhumeni ngatichisiyana nezvake. They must also stay together kudzivisa future issues
True reviewed
iiiii i give respect to this guy he the most calm and composed i have seen on this show
I like these people…so much respect for each other nekuzvininipisa kwakanyanya….i hope they stay together and continue raising their child pamwechete
Grandmother is very beautiful
Gogo zvokuti
Zvokuti
Ndirikunyara nyarawo on his behalf 😂not me twisting my mouth with him
This guy is level headed and soft spoken zviri bho but yooo ndatomboguma ndarara online😂😂
Mainini musazopedzwa hairline iyo nemerechi ...you're beautiful and your skin is glowing mugere bhoo..
Wow I'm happy for yu happy ending .May God continues to bless your marriage .muitirwe zvihombe❤❤
Asi chili 😅
Muroora you're very lucky kuwana family yakarongeka so, ndaona hangu mufaro wako chigarisika usabve pamusha uyo.
This family is down to earth shame❤❤uuum makoti u a blessed zvako unodiwa zvako frm murume nehama dzake,,,,uuuum im happy for u ,ndafara kunge ndokuziva,,,
The girl is just lovable. I am relieved.
Babamudiki chibvai maenda nemhuri yenyu, monogara mese, moto ubvirise mumba menyu
Am so happy for you ❤❤❤
Salute to Mainini. The kind of step mothers dzinosara pavana zveshuwa
Mhuri iyi tinoda muchato cool family.thanks vamugabe murikuvaka nyika ❤
Happy for all of them, what a relief to this family. I like the guy, he is mature and kind hearted bless him Lord!
....my few words is aunt is beautiful,muroora beautiful or precious,the man/husband is handsome ...so cool ....they are just jovial from word go....let's wish them all the best in lyf 🙏🙏🙏🙏
He's not a gay azondiratidza kuti he is a real man paanga avaku questioner mukadzi wake aratidza a real man
Gays are real men though, they are just not heterosexual
Waona zvandaonawo. Questioning ye mhando ye pamusoro
So happy for mainini for raising that boy who is so mannered
Happy ending, I like the hug and kiss, wish you all the best in your marriage.
I can tell this is a wonderful family,no drama no makuhwa, and amai vakugara nemurora zvakanaka. God bless this couple with endless joy, love and peace ❤
Vanasikana musaitwe bonde nevarume anodarika vaviri panguva imwe chete
MA sports ngaaregerwe kana nguva isati yakwana bamnini but zvakadaro you are a calm gentleman, continue loving your wife n baby
Mainini thank you so much for your love
Endererai mberi nekumira muzvakanaka nevana
Noted Mr Mugabe family bota lets subscribe and like first
What a relief kuna mainini vange vazvikanyira vega she's beautiful a wife material and vakangofuririkawo ndokupakuriswa bota asi anyway vakazowana good husband thank God ,bamunini chengetai mukadzi wenyu mamistakes ariko you're such a good person mukadzi ndewenyu uyo.Mwari vakuitirei zvakanaka nemhuri yenyu dai murimumwe makatoramba asi makaita zvakanaka nekusatambudza mwana wevanhu.
i like the guy he is chilled but full of punch lines 😂😂😂😂
Ndafarira ma results ❤ this couple they are so humbled .....mainini mashoko enyu ekurudziro mashoko makukutu may the good Lord protect your marriage
Decent, well organised and behaved lot.Good luck to you all!!!👏🏾👏🏾👏🏾
She is relieved, she wasn't sure who was the real father
True
Very true
Haureve nhema😂
Happy ending congratulations .Girls don't be friends to your Ex vanokuputsirai dzimba.
Boys and Girls don't be friends with your ex's
Bota family please let's us like come back and like ❤ I am proud of you girl weldone ❤❤❤❤❤❤❤❤❤❤
❤❤❤❤
Liked the girl semuroora wangucos she came across as very honest and a happy person saka ndafara zvekuti nema results. Mhuri yese polite and bhoo zvekuti.
The somizi vibe Pana Tsano but family yenyu inozvninipisa chaizvo..be Blessed guys
Hakusi kungoti munhu ari cool here
Saw it too😂😂😂
Musazodaro veduwee 😂😂
Kuzopedza ndebvu dzese kuti pepep 😂😂😂
Happy for you guys. Endai munogarisana tete munerudo
Welldone girl child wadadisa, bamnin aiwa ndimi mugohwesi happy for you mese... muchengetane ❤❤❤
Thank tinashe for reconciling families.
Uuuumm mainini vaPeter vakanaka she looks fresh and gorgeous 😊
Tinashe Mugabe the DNA man live and direct 🎤
Vakasangana vanonyara nyara ..imba iyi yakafita kudyira bota murima light on time yebota kkkkk😊 vakazonwisa bhora wena...❤
Kodzero yekutanga pamwana kuziva dzinza rake
DNA team lets gather here for Closure DON'T FORGET TO SUBSCRIBE, LIKE AND COMMENT❤❤❤❤❤❤❤❤❤
Nice couple , pfuurirayi mberi nerudo rwenyu
Siyabonga kakhulu hayi inyeza leziya zemakhokhoba ezingenambeko uNkulunkulu awugcine umuzi wenu
Bamunini torai mainini mugare navo kubasa kwenyu musaita zvaiitwa vana moms kudhara
Vamugabe muri kugadzirisa nyika❤❤❤❤❤❤❤❤❤
Moti hee amwene nemuroora havawirirane avo ka avo, big up kuna aunt vanoratidza kuda muroora
Ndazvionawo zvangu
Kusawirirana Kuya kusarongeka Kuya
Vanodanana vakapfeka matennis akafanana
Ana mainini vanhu varibho zvavo
This was a match made in heaven.❤❤❤
Bengilinde good news ngale couples encane Lami bengilapho
mai vapunyuka munyatwa...vavasiri kuziva asi zvazobuda zvakanaka...happy for you guys
I love this couple they are all though there are differences but they are all cool.
Congratulations guys I'm happy for you guys
Haaa Tinashe wakakomborerwa zvako shaaz. Uye sando dzavo Peter na Vivian 🎉 makanyorovera fani.
I was fully supporting this young lady when she explained the phone situation. Not only did her explanation sound convincing, but her demeanor and honesty shone through. The way she spoke and the sincerity in her eyes made it hard not to believe her. I was totally rooting for her.
you are pregnant with a nother mans child but still talking to your ex? thats not safe ground at all.
@@TapiwaMungate From what she's saying, it seems like she hasn't heard from the guy since he deliberately tried to stir up trouble in their relationship by pulling stunts. It's possible that the situation taught her a lesson, leading her to distance herself from him.
Be blessed young couple, mum in law ❤
Welldone mwanasikana dai wakawan8kwa uri mhandara zvese izvi hazvaimbovapo
Such a humble couple and well displined auntie ❤
Power couple I gave u my blessings please dnt disappoint me bamunini musazorasisa mainini avo please she's beautiful n loyal thank u gogo 🙏 tinashe 💯
Mhuri mbiri dzakabva kuvanhu , ❤❤❤❤
Not mhuri ya Lucky kuMakokoba
What a humble family...
Thank you mainini nekutambira muroora zvakanaka .mashoko makukutu ekupedzisira ataurwa namai nhanha😊
❤❤ Amen thanks to mroora wedu
I like the couple ,may the Good Lord bless your marriage.
Gogo is beautiful, thank you for taking care of mwana wasisi venyu
Show with no drama,thank you guys
Mr Case in Question well done
Mototaura mukasataura hamupihwi ma results. Like my comment
This is a happy ending, thank God. Still waiting for part 3 yekuBulawayo
😂😂😂😂😂
Leave our Matebeleland alone 😂
Well done guys murambe muchidanana
I’m so happy for this lovely couple! They will now be a happy couple ❤️❤️Chengetanai
Oh bless you munin’ina wangu. Your last words shows that you have learnt so much
I’m so happy with the results
KaSmile kaGirl kakanaka mhan. Makapotsa mazvikanyira nyaya yenyu mainini. But congrats mapoya nepaburi retsono.
Kkkk musadaro weduwee vanhu toda kuona ma 0%akanzi ndewake zvonzi apona neburi retsono
Hanzi ma shooters kkkk thanks Mr bota kaa na mai bota vanobikira Mr bota varikugadzirisa nyika
Let's like the channel Bota family
so beautiful. the girl is so meek and honest, an admirable trait! so intelligent too, mashoko ekupedzisira haa anoziva mwana uyu. May your union be blessed.
What a humble couple mune peace
I have never been so happy, may the dear Lord bless your union!
I'm happy for you Mnn madadisa chengetedza imba Yako . thanks to vamwene vari kukuchengetai zvakanaka .Bmnn take care of your family .stay blessed.
Very humble and respectful young couple and the aunty she is one in millions stay blessed 🎉
33:40 l like this couple ❤
Mainini manyama may the Lord bless you.
I just like the way Tinashe narrates the questions he goes in to details.
Congrats 👏 👏 baba ndimi baba
Wow beautiful young family. Am glad the results came out positive. The girl is humble. Anodika and wish you all the best mumba menyu. Pisai rudo.
Waiting patiently
Wow❤❤❤❤❤ thank God for this results this family is so cute and quite
I’m happy for this couple 🎉 ❤
All the best to this lovely couple ❤
Well-done girl, continue smiling my❤, hauna kunyadzisa zvako
This is lovely I liked the two from the very first minute
I'm happy Hz the Father
What a beautiful family ❤❤
Connected and waiting
Happy with the results
Thanks shiritaikutyira..
Congrats girl
Well done girl❤❤❤ I believed you 🎉🎉🎉🎉❤ congratulations to you both
Well done mama hamuna kunyadzisa. Ndafarira advice yenyu kune vamwe vasikana vasati varoorwa
❤
Chokwadi kani ❤❤
Cute couple
Beautiful mother inlaw
Blessed family mwari vakuchengetei mushande mugochengeta gogo vevazukuru
Congratulations 🎉🎉👏 mwana sisikana ❤❤❤❤