Mukadzi wangu akaroorwa futi,Ndoda Kuti Ambuya Vabude Pachena, Mukadzi Wangu Aripi

Поделиться
HTML-код
  • Опубликовано: 28 янв 2025

Комментарии • 32

  • @tafimuza7642
    @tafimuza7642 5 дней назад

    Ndeanodzi. Mutongi. The. best of all. From US. 🇿🇼👍👍👍👍🙏

  • @tafirenyikashylet4707
    @tafirenyikashylet4707 11 дней назад +1

    Saka akasauya muchaita sei
    🤣🤣🤣🤣🤣🤣

  • @FaithKamutsungira
    @FaithKamutsungira 12 дней назад +4

    Uyo murume kana wakatadza kuroora mwana ungazogona kuchengeta mwana here? Move on mudhara mukadzi moved on for a reason.

  • @RutendoMarume
    @RutendoMarume 12 дней назад +2

    Saka anode kuchengeterwa vana neumwe mukadzi ndiani.aifunga noone will love the wife amuramba akurwadziwa she has moved o and not even asking him money for upkeep yevana.dai aive baba vane carr aiziva lune mwana wake.

  • @Rebhara
    @Rebhara 12 дней назад +3

    Nhasi mambo varikutaurawo with reapect, amai Mhasvi etc

    • @nomsanyika151
      @nomsanyika151 12 дней назад

      Asi Havana respect ndiwo mataurirwo ekudare iwaya

    • @Rumbie87
      @Rumbie87 12 дней назад

      Vanotaura zvine respect always anochemana ndi Nyamaropa😂😂😂

    • @Rebhara
      @Rebhara 12 дней назад

      @Rumbie87 Kkkkk check mamwe matare avo nemacomments evanhu. Ha Nyamaropa anoita kunge anenge akarohwa neguka zvake🤣🤣🤣🤣🤣

  • @noreennxumalo7413
    @noreennxumalo7413 12 дней назад +2

    There's more to this story

  • @LennyGeorge-pt5kg
    @LennyGeorge-pt5kg 12 дней назад

    Saka mambo atotonga here kkkkk. Hakuna mambo vanotonga zvakadai

  • @nicholasfungurani9677
    @nicholasfungurani9677 12 дней назад +2

    Ko urikunyanyodei iwe siyana nazvo mhani. Unenge une mhepo futi. Ungati munhu aenda woda kunetsana nevanhu? Haachada arikutobika kumwe

    • @thomaschiwomba3752
      @thomaschiwomba3752 12 дней назад

      Ari kuda kusungisa munhu akarora mkadzi wake neakarodza mkadzi wake

  • @SARUDZAYIKAMBANJE-ko5sp
    @SARUDZAYIKAMBANJE-ko5sp 6 дней назад

    Mwana 18 yrs kwababa finish

  • @tafirenyikashylet4707
    @tafirenyikashylet4707 11 дней назад

    Dai mukadzi akurovera custody uzbipfidze zvekuda maminors

  • @maudenyamandi6239
    @maudenyamandi6239 12 дней назад +1

    Mwana anogara namai kusvika 18 yrs. Mutemo wenyika. Report to police. Imi baba munoda kti mwana achengetwe nastep mother mai vacho varipo here? Mai vemwana endai kudare. Mutemo wenyika unokumiririrai. Mambo should be aware of it.

    • @nalediruvimbomutonga2064
      @nalediruvimbomutonga2064 11 дней назад

      no the best interest of the child is of paramount importance and each case must be treated in terms of its circumstances

  • @mistyma1chekudyahachidadir100
    @mistyma1chekudyahachidadir100 12 дней назад

    Ohoooo MAMBO MAI HWANDISA MHANZA IYO PAMAIPFEKA HAT,ASI HAT YAKAKU FITAYI

    • @mercynagengwaru5061
      @mercynagengwaru5061 6 дней назад

      😂😂😂😂😂😂😂 haaaya zvakaoma hazvo. Dai pari paground maivaudza kudaro here 😂😂😂😂, social media inopa zvivindi kunge mbanje sure

  • @Dragonstarfilm
    @Dragonstarfilm 12 дней назад

    Saka chingotiii maikoniwa haina judgement ,

  • @fortula.tichwagoramuog8784
    @fortula.tichwagoramuog8784 12 дней назад

    Murume uyo idununu chairo.

  • @kudakwashechikwiro3029
    @kudakwashechikwiro3029 12 дней назад

    Mike ngaaite move on chinyaya hachina dhiri ichi

  • @PerkinsMasindisa
    @PerkinsMasindisa 12 дней назад

    Siya vana iwewe ita move on zvekutsvagana nevakaenda i 1940 iyoyo

  • @RutendoMarume
    @RutendoMarume 12 дней назад +2

    Plus law institutions mwana anogara namai until ane 18yrs.ndiani waarikuda kuti achengete mwana.kupenga chaiko.the guy knows haahwine saka kude kushandisa mambo zvisina basa

    • @paulinegwati8782
      @paulinegwati8782 12 дней назад +2

      Now zvinenge zvakachinja mwana akugara neanokwanisa kumuchengeta

  • @munyazhawu4317
    @munyazhawu4317 12 дней назад +1

    What a waste of Mike's time

  • @GiftMarumisa
    @GiftMarumisa 12 дней назад

    ndi chief ani awa

  • @lynahmundayi3138
    @lynahmundayi3138 12 дней назад

    Mambo ava vakaneta😅 saka vatopedza nyaya so, boring to listen

  • @lindytv3075
    @lindytv3075 12 дней назад +1

    It's too much noise boring to listen

  • @pelagiamuguti8693
    @pelagiamuguti8693 12 дней назад

    Mike sandiye wekunzi aishungurudza mkadzi bvaazotizwa here uyu? He must just move on mhani.