Feel Free Bamunini😅😅

Поделиться
HTML-код
  • Опубликовано: 1 окт 2024

Комментарии • 376

  • @BENATETAKUDZWA
    @BENATETAKUDZWA Год назад +45

    Ndakagara ndazviona kare kuti lee is a great talent 💪🐐 Who's here in 2023?

  • @lindsaymatika1005
    @lindsaymatika1005 7 месяцев назад +4

    Ini ndatoti achaisa juice directly mu jug kkkkkkk once and for all😂😂😂😂.

  • @ngonimarunza
    @ngonimarunza Год назад +38

    maiguru: Bamnini Denzel haasati adya
    Elder: hoo denzel, kaagrade ani izvezvi 😂😂🤣

  • @mikerukwava9574
    @mikerukwava9574 Год назад +32

    Bamnini havana mhosva, ndimi mavaisire nebepa 🤣🤣🤣🤣, madii kugara mabvisa chevana

  • @dianajena4359
    @dianajena4359 Год назад +28

    Munonzwa Tsitsi mukanzwa time dzandasimuka😂😂

  • @LesraFilms
    @LesraFilms Год назад +57

    I like Bamnini's Character and similarity to late John Banda. Keep it up guys

    • @mrnobody6603
      @mrnobody6603 Год назад +3

      😂😂i saw your comment b4 vabuda bamunini . pavapinda ndikabva ndatoona John Banda chaiye

  • @peemastermabhanduru-7251
    @peemastermabhanduru-7251 Год назад +17

    Munhu uyo anenge anouraya vanhu😂😂😂😂😂😂

  • @jackngwenya5339
    @jackngwenya5339 Год назад +10

    But my question is, y dd she bring the whole bread knowing kuti vana havana kudla😂😂😂

    • @TariroChingwena
      @TariroChingwena 6 месяцев назад

      Nhai awudziwa kuti ipa bamnn chikafu akuuya neloaf rese ahisi mhosva yabamnn iyi

    • @Ruth-v4f
      @Ruth-v4f 4 месяца назад

      😂

  • @fauchat3038
    @fauchat3038 Год назад +40

    Gulez:Bmnini Vana havasati vadya
    Bmnini:ko vaamaGrade aniko?

  • @bikitachapters.kudzaichika4863
    @bikitachapters.kudzaichika4863 Год назад +21

    anenge anouraya vanhu 🤣🤣🤣🤣🤣

  • @BeckymamaBee
    @BeckymamaBee Год назад +7

    Kkkkkk bmnini nailed it😂😂 Hanzi masofa aya ndogona kuaveza, but why kupa munhu loaf muchida kuzomulimiter

    • @SamTae2005
      @SamTae2005 5 месяцев назад +1

      Yeah zvitori nani kugara waisa at least 4 or 5 slices
      And drink mu glass jar kwete 2 liters
      Anyways that’s the essence of the joke so I understand very well😂😂
      Thumbs up!

  • @shawnshemu
    @shawnshemu Год назад +11

    Hanzii woodworking 🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣

  • @wellingtonkanyongo1353
    @wellingtonkanyongo1353 2 года назад +9

    Bamnini lee makajaidzwa 😂😂😂😁

  • @blessingmafodya4544
    @blessingmafodya4544 6 месяцев назад +1

    iwwo maiguru vaendeserei zvinhu zvese haa ndiwo vazvitanga ungaendese mapolon ese aya kk

  • @ab_henry
    @ab_henry Год назад +14

    Ndapedza 6 minutes dzese ndichinyara 🤣

  • @Tadiwa-qg4qv
    @Tadiwa-qg4qv Год назад +10

    Reduce bread to its lowest term😂

  • @princechimucheka341
    @princechimucheka341 Год назад +1

    Chingwa chekuisirwa kkkkkk Bamunini vakaoma hey

  • @dzashe_kash_
    @dzashe_kash_ Год назад +7

    Hanzi haasi manhanga😂😂

  • @Taps1324
    @Taps1324 7 месяцев назад +2

    Kkkkkk mukasanganisa iyeyu ,Nijo, Pogba,Comic pastor naBhutisi ma1😂😂😂

  • @SwankieChoreography
    @SwankieChoreography 2 года назад +5

    🤣🤣🤣haa kamudyiro ako hakako, manje mazoe anochaisa ka ayo🤣🤣

  • @edsonmazira4656
    @edsonmazira4656 Год назад +3

    Nemiwo mune manyemwe munobudisirei loaf rese kkkk

  • @leemgiya3816
    @leemgiya3816 Год назад +2

    😄😄😄hanzi panotozobika ndenge ndatova negomba
    Chingwa chacho chinenge chambodhura sei chinotorerwa munhu muplate

  • @celebratingvanavevhu
    @celebratingvanavevhu Год назад +1

    Haaa mukoma vari mature, vahandler situation bhoo

  • @trilldoesitbetter
    @trilldoesitbetter 2 года назад +5

    Torawo mbichana sure😂😂

  • @ShingiraiDzumbunu
    @ShingiraiDzumbunu Год назад +1

    Asi changa chakambogarirwa😅😅😅

  • @MutsaiChikuni-u4f
    @MutsaiChikuni-u4f 7 месяцев назад +1

    Maiguru maiguru regai bamunini vadye

  • @tandiwetineyi9280
    @tandiwetineyi9280 2 года назад +20

    Leroy you're the best

  • @rutendogudyanga8875
    @rutendogudyanga8875 Год назад +2

    Munenge mune moto mubrugwa mimi😂😂😂regayi ndinyatsokutererai chaiko

  • @kellie348
    @kellie348 2 года назад +4

    Hanty mukuona mkoma munhu hanty mukumuona😂

  • @ebina-yo4nk
    @ebina-yo4nk Год назад +1

    😂😂😂 asi chakambogarirwa

  • @lamentmatimba4276
    @lamentmatimba4276 Год назад +2

    😂😂😂😂 uyu anenge anouraya vanhu

  • @captain9561
    @captain9561 Год назад +3

    Hanzi inyaya yekuti ndikudya fast chete 🤣🤣🤣

  • @florencetayengwa2889
    @florencetayengwa2889 Год назад +3

    Idya zvakawanda iwe mukoma vane mari kkkkk

  • @charitymlilo7511
    @charitymlilo7511 Год назад +1

    nemivo munazvo maiguru.....why give him the while pack of bread if you knew he wasn't supposed to have it all.😂😂😂😂😂

  • @tanakasosora
    @tanakasosora 2 года назад +5

    😅😅😅😅lee neloaf

  • @tondetanditonny802
    @tondetanditonny802 Год назад +2

    😂😂😂 ndafa hanzi anenge anouraya 😂😂😂😂 haa ndipo paperers comedy yese

  • @jacquelinezhuwaki3936
    @jacquelinezhuwaki3936 Год назад

    ko imi maiguru madii kubvisa chevana mopa baminin share yamanga muchida kuvapa, munhu ukatongopihwa bepa rese ne2L unotongolaza zvese

  • @ShangwaTimmy
    @ShangwaTimmy 8 месяцев назад

    Taurai nemunin'ina wenyu😢 statement iyoyo ndkaimaka bcz vakadzi kna dzri hma dzavo hvapopote but dzikaita dzemurume mnje ma1

  • @TeeJaey_zxee
    @TeeJaey_zxee Год назад +5

    Subscribed😂😂

  • @RufaroMunsaka
    @RufaroMunsaka Год назад +2

    "Asi changa chakambogarirwa ere" 😂😂😂😂😂ende 😅fut soo

  • @imwembeu6330
    @imwembeu6330 Год назад +2

    😂 haasi manhanga kaaya

  • @shuvaizongoti4239
    @shuvaizongoti4239 Год назад

    Ivo maiguru vaisirei chingwa chese nepolony mava kuvatorera futi ummmmm munhu kana achibva kumusha nzara yake yechingwa inenge iri high coz haachidyi mazuva ese saka loaf anogona kusiya mbichana

  • @tendaimudariki
    @tendaimudariki 7 месяцев назад +1

    😂😂😂😂😂😂😂

  • @mcgalaxyzim1515
    @mcgalaxyzim1515 Год назад

    Ko mamboisirei zvese kuda kunzwa vanhu ikoko pakurirai vanhu zvamoda kuvapa kwete kuità miedzo

  • @baxterthetraveler
    @baxterthetraveler Год назад

    Ko imi mapinzirei gonzo mudura. Munoita ration yakareva maiguru vangu

  • @clytonRusere
    @clytonRusere Год назад +1

    Mukoma maratidza kuti murimukoma chaiko keep it guys🎉

  • @MaxwellMunyayi
    @MaxwellMunyayi 6 месяцев назад

    Kkkkkkkkk maiguru mungaisire bamunini loaf rese vanorirova vana vakashaya chekudya

  • @kelvinmbiriri387
    @kelvinmbiriri387 Год назад

    Poorly acted y maiguru gave him the whole fud if knew kuti kids havent eaten.

  • @JahBlissZw
    @JahBlissZw Год назад +1

    Ah ah Gulez ma1 avo
    Mukoma hanty munhu wenyu murikumuona 😄😄😀😀

  • @Prophetess241tosavelife
    @Prophetess241tosavelife 9 месяцев назад

    Haa nxaa ko unoiisirei chikafu chese patable iwewe uchiziya pane Vasat Vadya

  • @wadzanaimatare6464
    @wadzanaimatare6464 Год назад

    Maiguru dai vangopakurira bamnn zvishoma.mavapa loaf rese muda vadii

  • @thecheeseboy5991
    @thecheeseboy5991 6 месяцев назад

    Feel free, munhu obva abvisa phone yako pacharge kuti aise yake😅

  • @norestmupangani8719
    @norestmupangani8719 Год назад

    Maiguru vakadhakwa ko vadii kungopakura chikafu chinokwana munhu 1 panekuunza nechevana

  • @KennyNduviwa
    @KennyNduviwa 7 месяцев назад

    Iri hadzvadzi yemukadzi inopinzwa mu kitchen chaimo onzi ita yaunoda

  • @HonestKwitiri-pc3jb
    @HonestKwitiri-pc3jb Год назад +1

    Ah kkkk ko kuzoramwa Ivo vambofamba nacho nguva refu😂😂😂🔥🙏

  • @charlesgweru6990
    @charlesgweru6990 3 месяца назад

    Wambobuditsirei loaf rese,hatisi tese toziva serve yourself😂🤣

  • @iamtafara
    @iamtafara Год назад +1

    Asi chachakambogarirwa 😂😂😂

  • @leeroycharles2183
    @leeroycharles2183 6 месяцев назад

    Hanzi pamuchatanga kubika panenge patone gomba 😂😂😂😂😂

  • @marxchapter3315
    @marxchapter3315 Год назад +1

    😅😅😅😅😅😅mukudedzwa uko

  • @jameschigombe9628
    @jameschigombe9628 Год назад +1

    Mufana wanku ndokufollower kwese haaaa home boy sisonke❤

  • @felixjakarasi7056
    @felixjakarasi7056 6 месяцев назад

    camera man wakunonoka kufamba kusvika wadaidzwa 😂😂😂😂

  • @kelvinndaba
    @kelvinndaba Год назад +1

    Asi changa chakambogarirwa 😂😂😂😂😂

  • @gracematsika7304
    @gracematsika7304 Год назад +1

    Babamunini chikafu vanochida Well done guys

  • @nomatteremeldarampison-cj2if
    @nomatteremeldarampison-cj2if Год назад +1

    😂😂😂😂imi mamupirei loaf rese

  • @SibongileKudinga-mh4hs
    @SibongileKudinga-mh4hs 6 месяцев назад

    Kkkkk ivo vangaisire munhu 1 polony yese iyo nhaimi

  • @anywaychavi2066
    @anywaychavi2066 Год назад

    Ukuonaa washanyirwaa nehama yako yemhando yakadai iyiiii haaa une wapinda busy

  • @TinasheChari-in6wp
    @TinasheChari-in6wp 5 месяцев назад

    Bamunini lee ma1 kkkkkk idya mari yamukoma vakadzi dai irihama yake aimupa chikafu

  • @kundaimationi9508
    @kundaimationi9508 8 месяцев назад

    maiguru vanogona kuactor makavaisepiko nhai Comic

  • @Madzimai-d2u
    @Madzimai-d2u 6 месяцев назад

    Leee agara anonetsa hake bvunzai Nyari na ambuya va piyasoni 😅

  • @assanmususa7596
    @assanmususa7596 Год назад +3

    kkkkkkkkkkk If im bored, I just revisit this kkkkkkkkkkk. AAAAhhh woodwork ma1

  • @tafadzwasosora8850
    @tafadzwasosora8850 Год назад

    Chadyiwa chaora ana gulez ibvai maziva kubva nhasi

  • @frankchocho8991
    @frankchocho8991 7 месяцев назад

    NdaSubscriber urimuhombe wangu😂😂

  • @paddingtonchimutashu331
    @paddingtonchimutashu331 10 месяцев назад

    Kuvhura hombe vachivhara diki hanzi vanegomba

  • @tavongamunikwa5171
    @tavongamunikwa5171 Год назад

    Mofanirwa kupota muchiita kuti vagone

  • @tapiwamutedzi8735
    @tapiwamutedzi8735 Год назад +1

    Haasi manhanga kaa aya 😂😂😂😂😂😂hanti mune mari 😂😂😂

  • @brytonmasaire5542
    @brytonmasaire5542 7 месяцев назад

    Maiguru musadaroba babamunini vane nzara😂😂😂😂

  • @JahBlissZw
    @JahBlissZw Год назад

    Ziso rakapihwa mpfanha naBlaz ma1

  • @tashingarashid5707
    @tashingarashid5707 Год назад

    Bamunini moda kuvengwa naMai guru chete

  • @christineferewa5115
    @christineferewa5115 Год назад

    Problem " maiguru mavaisira zvese kuti bvee

  • @blamhatamacinca7201
    @blamhatamacinca7201 Год назад

    Babamudiki vanopisa avo kuseri kwekuseri

  • @GodknowsSedze
    @GodknowsSedze 10 месяцев назад

    kana munhu abvawo kumusha kuma4am musiyei adye mukoma

  • @tsungaimukarati9737
    @tsungaimukarati9737 Год назад

    Madii kugara mabvisa chanaDenzel

  • @tspizemediaservices6254
    @tspizemediaservices6254 Год назад +1

    I just subscribed munogonesa

  • @josephchimuka4655
    @josephchimuka4655 Год назад

    Mainini hamugoni kugadzira food ready

  • @twillar
    @twillar Год назад

    Tipe link tikutsvage pamichato

  • @claytongeraldmberi5541
    @claytongeraldmberi5541 Год назад +1

    😂😂😂😂😂Chingwa her ichoo gyz mmmm😢😢😮😂😂😂

  • @nyashaaudreymhonde2832
    @nyashaaudreymhonde2832 Год назад

    Mambovapirei chese kna vana vasati vadya

  • @bulawayomycity123
    @bulawayomycity123 Год назад +10

    He handled it well

  • @RaymondJimu
    @RaymondJimu 7 месяцев назад

    Vana havasat vadya. Woodwork ndaiigona

  • @sikhanyisiwetazvitya2760
    @sikhanyisiwetazvitya2760 Год назад +2

    Lee you are the best 😂😂😂😂😂

  • @Ruth-v4f
    @Ruth-v4f 4 месяца назад

    Chinkwa chacho hachipere muplate

  • @blessingmafodya4544
    @blessingmafodya4544 6 месяцев назад

    murisei haa zvirikuitika pa real guys

  • @andrewdube3219
    @andrewdube3219 Год назад +6

    anenge anouraya vanhu😂😂😂

  • @ClifordPausigere
    @ClifordPausigere 10 месяцев назад

    Ndakuto rwara mbabvu nema laugh

  • @Liahsauramba
    @Liahsauramba Год назад

    There is room for improvement mukadzi akumboita achikangamwa murume omuti bamdiki. Muchine rwendo muindustry

  • @SekaiMufutumare
    @SekaiMufutumare Год назад

    leeee sadho dzako mbabvu ndakuvara

  • @Mukubvu
    @Mukubvu Год назад

    Matadza kungotenga chimwe

  • @patrickmamboko5644
    @patrickmamboko5644 7 месяцев назад

    haasi manhanga chinodhura chingwa ichii

  • @yagolosimbachela8382
    @yagolosimbachela8382 Год назад +1

    🤣 🤣 🤣 🤣 🤣 Mukoma vane rudo zvavo

  • @godservemachipisa8571
    @godservemachipisa8571 7 месяцев назад

    Haaaaaa But Gules is Long hearted