Mkwasha uyo ane naro, i dont know his age but by his looks he might be above 35 therefore i expect him to know what is really kuroora. However i think roora procedure and processes have erodated overtime. I think culture yekuteya munhu kuti acharipa has a played a role in that and also calling munhu abvisa tsvakira kuno as mukwasha. We should have a difference between munhu abvisa danga (roora) and munhu angodaidzira (tsvakiraikuno). On the kuripa part, we have relaxed isu vanhu (tezvara to be) kuti tichamubata hedu tomuripisa, but apa mwana wenyu is busy kuzvara kuchembereswa pasina kana one yedanga yakapinda mudanga. We should wait for dofo kuti richapinda mumuforo rega, make it iwewe kuti ripinde mumuforo. Lets learn vakwasha to be kuti uri ari serious here or respectful, respectful as in kuita zvinodiwa nefamily yemukadzi (muma gift etc) but important things pfuma. So thay in the event of hard time hapana zvekuti, haasi mukwasha or i cant summon vana tezvara etc
Aaaah ndadzidza wo nhasi pa dare iri.....nyaya yeroora ,mbudzi ne $80 yanetsa .....ndakutotsvakawo mombe 1 or 2 ndinobvise kwangu ...since ndakanyorwawo pasi
Ba Taps ndokumbirawo muwanze Chief Mutasa pamhepo chikumbiro.👏👏👏
Karanganda, Chief uyo aripamberi very interesting stories boo 😂😂😂
mambo ava chivanhu havaiti chekubatira pamusoro, zvimwe tingataura hedu kunyanya isu vanoshora, asi saurombe anoremekedza midzimu nechivanhu chose, kunzi ngatidai nemudzimu oteerera, ngatibude panze oteerera
Intriguing indeed. Thank you Karanganda TV.
Unoita vakadzi 20 asi huku chaiyo hauna 💪💪
These 2 brothers ma1 😂😂😂😂
Mukwambo unodheerera maningi. Kudheerera azvadzi. Kudheerera Mambo. Very quarrelsome. Apeno kuti aakagarisana nawo munharaunda akagare zvakanaka ere.
Chief sofa bho here???😂😂😂
Kwa chief kuneBabie Karl portable
Mkwasha uyo ane naro, i dont know his age but by his looks he might be above 35 therefore i expect him to know what is really kuroora. However i think roora procedure and processes have erodated overtime. I think culture yekuteya munhu kuti acharipa has a played a role in that and also calling munhu abvisa tsvakira kuno as mukwasha. We should have a difference between munhu abvisa danga (roora) and munhu angodaidzira (tsvakiraikuno). On the kuripa part, we have relaxed isu vanhu (tezvara to be) kuti tichamubata hedu tomuripisa, but apa mwana wenyu is busy kuzvara kuchembereswa pasina kana one yedanga yakapinda mudanga. We should wait for dofo kuti richapinda mumuforo rega, make it iwewe kuti ripinde mumuforo. Lets learn vakwasha to be kuti uri ari serious here or respectful, respectful as in kuita zvinodiwa nefamily yemukadzi (muma gift etc) but important things pfuma. So thay in the event of hard time hapana zvekuti, haasi mukwasha or i cant summon vana tezvara etc
Nhai baba Taps ko ngozi yebhande yakapererepi makangogumira part 1 paya
Vese mukadzi nemurume havana chikoro 😂😂😂
Aaaah ndadzidza wo nhasi pa dare iri.....nyaya yeroora ,mbudzi ne $80 yanetsa .....ndakutotsvakawo mombe 1 or 2 ndinobvise kwangu ...since ndakanyorwawo pasi
Every action there is a reaction ❤❤❤
Mambo ndakukufarirai zvokuti
Chief Saurombe 😊
Combination yedzungu nehudofo yakaipa so
Kamwana ka chief ako kabango simbi zvayo
😅😅musoro unenge ka teapot chief Saurombe surrender 🤣🤣🤣🙌
Chisofa icho is very disturbing
😂😂😂
😅😅😅😅😅😅😅😅😅Chadiiiii Hama ??
Kkkk sofa rese kutii dhesheeeeeeeeeeeee
😂😂😂 munogona kubuda ngozi😂😂
Kkkkkkkk
Izvi zvekuturikirwa izvi zvinonetsa haasikunyepa here munhu arikubudirwa uyu
idare guru
Vakomana vane nharo ava vatouya vakarangana kuti kkkkk tinonoita nharo
Nextime muzivise mudimu utaure naMambo Direct, vana tezvara vaidiii kutuma munhu kumukwasha vomuti tambouya .Uye vana tezvara vakushandisa kugwara zvemisha kwenyu gadzirisai mambo ndewe kukutongai
Sakandoo zvakuitakuri arose hr
Ko wakafa wacho haadaidziri sei tinzwewo
Kasikana ako kotambura nephone addiction isa phone kure iyo
Mufi wacho aisava nevoice kani aah ndoda nyaya hangu but iyi ndaitadza
Maskuta uyu inhubu, haakendenge😮
Number 6
BaTaps maita basa
mai vehat avo muroora magariro ake bhoo here.gumbo
Ka mjkwasha kanoda kujairira vana tezvara. Habzi handichatofambi
Mudzimu uyo surrender akuna zvakadaro ngautaure wega une kaguhwa mukati kkkkkk
Midzimu mikuru ino turukirwa, uye matare anosiyana
😂😂😂😂une drama
Ko kuzotsikitsira pasi
Karanganda makubhowa pakuti hamuchadzoka nepart 2 nyaya yachimbwa hamusati matipa part 2
Saurombe bvisa sofa iron uchaisirwa mushonga
Ndaiyepo
Pedanga panenyaya. Masukuta wema scooter 🛵.
Nyayayachoyakoma
Secritary wamambo asi ihama yavo hr vakafanana zvekuti
Mutasa varipiko now days
Sofa iro munhu anokotsira mudare ka😂😂
Ratova mbuse rakuda kuendeswa kurepair kkkk
Tavepooo
Ndasvika ndiripakutanga masweracy makaranganda mose pano vanoliker vasati vaona isai malikes enyu tizivane
chii ichi
Chief ipaiwo makurukota enyu ambotaura something please, timbonzwawo their peace of mind
Chimira muromo
Ko kufuga chiiiii
Fake akabudirwa uyo
Mambo mutasa please zvimwe izvi Ra drama
kkkk mutasa?
Tavapo
Kuti dheshe pasofa rese