Family fights 😂😂ft

Поделиться
HTML-код
  • Опубликовано: 10 сен 2024

Комментарии • 255

  • @ruvimbomawire2196
    @ruvimbomawire2196 2 года назад +8

    So funny but this happens in real life.Mwari mutipewo moyo werudo to our mum inlaws

  • @lucynapwaro5725
    @lucynapwaro5725 2 года назад +22

    Haaaa this was a 🔥 lit , zvoitika manje asi zvakuda kunzwisisana , 🤔why amai vemukadzi always slaying 😅l love the laugh yamukurungai , four of you u have talent ♥️🇿🇼

    • @orlandamaquisse4801
      @orlandamaquisse4801 Год назад

      Mesmo eu não aguento com a risada dela também adoro essa equipe é a melhor

  • @mimimushava9327
    @mimimushava9327 2 года назад +13

    Combination yamazoita apo chayi 😂😂😂😂😂😂😂 kakasira kupera mhani continue please

  • @divinephiri3806
    @divinephiri3806 2 года назад +9

    Awww yakurumidza kupera kani ikunakidza welldone guys👏👏👏👏

  • @thembenincube3568
    @thembenincube3568 2 года назад +9

    This is meant to be a weekly drama vanhu vakatandara....Parohwa basa se basa apa...welldone everyone

  • @primrosebanda7101
    @primrosebanda7101 2 года назад +11

    Kkkkk mai vhayi ma10 anoitisa munyaviri here 🤣🤣🤣

  • @bethahadzizi370
    @bethahadzizi370 2 года назад +4

    Mhosva agona kupedzerana namukurungai vake. I would do the same if my future daughter in love ever did that to me, ndino taurirana namai vake muroora. Chokwadi vana mai ngatigadzirisane tega kwete kushungurudza muroora. Let's teach both our children to love us parents equally, even the boy child too asangofunga kuti vake mai or hama dzake ndidzo dzinokosha chete. 😘

  • @annahjachi3872
    @annahjachi3872 2 года назад +9

    Kkkkk mai vay kungovhiringwa vakutojamuka kkkk, welldone guys

  • @tam2046
    @tam2046 2 года назад +5

    Mhoswa this hits home reason in the States l do date or do man. The roles where reversed with my ex Zimbabwean. You won't catch me dead with an African man. You marry the whole clan

  • @elizabethmhandu8631
    @elizabethmhandu8631 2 года назад +4

    Kkkkk Peter ko kudzikamira.. Mhosva wacho manje hanzi papoverty ipapo ndopandirikuda😂😂😂

  • @ayandakazaza6663
    @ayandakazaza6663 2 года назад +19

    It's Peter's reaction for me😂😂😂

  • @IAMPKRISHONS
    @IAMPKRISHONS 2 года назад +4

    Haaaa @mhosva chiiko ktisiya nomoyo haaa @ Peter kkachillax ako kkkk as per mai Payison aiwa munondiitisa mabayo what a great collaboration plz ngaiite series tasara nemoyo !!!!

  • @daisyrutendomakosi2006
    @daisyrutendomakosi2006 2 года назад +2

    Kkkkk collob bhooo keep it up mhosva toda some more..... Peter kuzo chiller kani...makagona guys

  • @sarahtongogara101
    @sarahtongogara101 2 года назад +2

    Mandiuraya nemabayo imi vanhu the combination is lit🔥🔥🔥🔥🔥🔥🔥🔥🔥🎊

  • @deemukonyora1403
    @deemukonyora1403 2 года назад +1

    Superb combination. 👏👏👏👏. Kukue weZhira 👌🌹, Lorraine 🥰⚘, Peter 👌❤ and Mhosva 👌🔥

  • @desperado6039
    @desperado6039 2 года назад +1

    Mirai muone zvenyu vakomana iyi ndoyatoti chigamba to chigamba pakadai ndopandoudza mai vangu kuti paribho dont worry endai zvenyu kumusha mkadzi uyo namai vake hapana zvandovaudza ndongoti zvese bho then ndobva ndaenda zvangu kubasa ndonyatso shanda ndakuziva manje how to balance things ndopaye patotumira 400 us$ kumusha ndoudza mai kuti musazotenda kumkadzi wangu

  • @sabhukuchoko263
    @sabhukuchoko263 2 года назад +2

    It's incredible and it's happening guys waroora musafuza kwamakabva🤣🤣🤣🤣

  • @bosslady933
    @bosslady933 2 года назад

    👏🏻👏🏻👏🏻👏🏻handifarire peter hangu but apanda nakidzwa

  • @sheltadzukuso8360
    @sheltadzukuso8360 2 года назад +2

    Poverty is a serious problem kKkk .this combination is something else

  • @israelmunenge5757
    @israelmunenge5757 2 года назад +1

    iyi combination iyi yavharisa gore kkkkkkkkkkkkkkkkkkkkkkkkkkkkkkkkkkkkk

  • @abilitychikamburaabilitych8600
    @abilitychikamburaabilitych8600 2 года назад +2

    Kkk Mari inonetsa

  • @nyaradzochiwanza8997
    @nyaradzochiwanza8997 2 года назад +2

    Maiweeee yambuya piason😂😂😂😂

  • @vimbainashemutingondo1756
    @vimbainashemutingondo1756 2 года назад +2

    Kukue wezhira chirungu🤣🤣🤣🥰🥰

  • @thandekandlovu9516
    @thandekandlovu9516 2 года назад

    Hmmmm zvinorwadza izvi veduwe varoora ityai Mwari

  • @georgencube6793
    @georgencube6793 2 года назад

    Ahhhh Ini ziii Mhosva uyu KKK Madamburo urip guta uone kkk

  • @nyaradzochiwanza8997
    @nyaradzochiwanza8997 2 года назад +4

    Ko wakaita four months ndiyaniko.
    😂😂😂😂😂

  • @nyaradzochiwanza8997
    @nyaradzochiwanza8997 2 года назад +2

    Imi ndimi muchaitiswa munyaviri nemari here😂😂😂😂😂

  • @makanakandinotenda3289
    @makanakandinotenda3289 2 года назад +1

    Mkadzi uyo ndowekuty mfundisi .mkandisiya sei pakushara vamwe here ?NYC collabo heavy

  • @bernardoutedzi6830
    @bernardoutedzi6830 2 года назад

    Kwanzi zvinotowoneka kuti zvakatangira kuna Mai kkkkkk Mhosva!!!!

  • @christinemugabe5069
    @christinemugabe5069 2 года назад +3

    Great combination , keep it up guys . I love you

  • @tendainelisadyara7582
    @tendainelisadyara7582 2 года назад

    Bt zvakaita mukadzi uyu hazvisi bhoo heyi hanzi inini ma10 anondiisisa munyawiri kkkk come on maiVhai

  • @sammiephiphiemurombedzi4963
    @sammiephiphiemurombedzi4963 2 года назад

    Aaah ndanakirwa nhasi saka ndozvinoitika mudzimba kaizvi kune vakaroorwa murikuzvigonawo sei

  • @ruramaichristabelchipungum2506
    @ruramaichristabelchipungum2506 2 года назад

    Mao vemukadzi uyu vanomboziva here kuti uyu anonzi mai vhayorenzi😂😂😂

  • @annahgangiragangira4260
    @annahgangiragangira4260 2 года назад

    Yaaaaaamukurungai kakuseka kachokkkkkhanzi nzara hadzizodi kuita sedzejongwe yaaa guys munogonesa

  • @mitchellparadza2208
    @mitchellparadza2208 2 года назад +2

    Hunhu wevamwe varoora hunobva kunana mai shuwa kikkk

  • @tarirochirumbwana.8693
    @tarirochirumbwana.8693 2 года назад

    This is great kani 😂😂😂mai piyasani kani I love mai vemukadzi kani the way words wer exchanged mukutaura nyaya soo 👏👏proudly Zimbabwean mogona mhani

  • @blessingmotsi3905
    @blessingmotsi3905 2 года назад +1

    🔥🔥🔥🔥🔥🔥🔥

  • @tafadzwamuradzi1004
    @tafadzwamuradzi1004 2 года назад

    Kkkkkk matadza kuitora Mari Mai Vhayorenzi

  • @beemapo
    @beemapo 2 года назад +5

    Great job guys, can't stop laughing 🤣

  • @claudiouskudakwashechitaur7292
    @claudiouskudakwashechitaur7292 2 года назад

    Aah kkkk nyaalooo
    Neka neka nenzara dzinenge dzejongwe

  • @tarisaimkototsi2969
    @tarisaimkototsi2969 2 года назад

    Kkkkkkkk hazvisi fair sue munofanira kuita skeeeeya kunana mama

  • @memorygoche2574
    @memorygoche2574 2 года назад +2

    Kkkkkkkkkkkkkkkkkkkkkk maiweeeeee I love this

  • @osimanmabhachi5047
    @osimanmabhachi5047 2 года назад +1

    Lorraine is a beauty queen ⚘

  • @maudemusabayana1327
    @maudemusabayana1327 2 года назад

    Pane azwawo mhere yambuya apiya ere yakaoma 😀😀😀😀😀

  • @pablobarure2549
    @pablobarure2549 2 года назад

    kudzai 😅😅😅😅😅 haaa unechipo hama yangu wezhira (vutsengo) in kukue's voice

  • @hildamahuda6362
    @hildamahuda6362 2 года назад +1

    😂😂😂😂 hanzi nzara dzejongwe

  • @prettymadume9946
    @prettymadume9946 2 года назад +1

    😂😂😂😂😂ndazoseka nhasi 2 yacho ngaiuye

  • @mutsagwizo9912
    @mutsagwizo9912 2 года назад

    Kkkkkk vana munopenga imi ndaita mabayo, especially last part iyo

  • @shamisochinotimba381
    @shamisochinotimba381 2 года назад

    Peter abatikana azviperi mushe lolo

  • @margretsema4876
    @margretsema4876 2 года назад +3

    Liked the combination. Keep it up.

  • @maiteechirangamapenzi329
    @maiteechirangamapenzi329 2 года назад +19

    Collabo inombodiwawo sure 🥰 wel ldone guys

  • @estherjirikani2423
    @estherjirikani2423 2 года назад

    Mhosva naLorraine kutipa tswati toda movie isu

  • @selinaporana-tc7jp
    @selinaporana-tc7jp Год назад +1

    Iiiiiii hanzi anondiitisa munyaviri😂😂😂😂

  • @annagundwani9916
    @annagundwani9916 2 года назад

    Mmmmmmm vhayolence mai vhayi🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤝🤝🤝🤝🤝

  • @brendazenda2968
    @brendazenda2968 2 года назад

    😃😃😃😃😃 kuchinjana kwemazwi kwana amai zvakaoma

  • @edmoredzitiro3529
    @edmoredzitiro3529 2 года назад +2

    Mhosva 🔥🔥🔥

  • @valentinedzomba9948
    @valentinedzomba9948 2 года назад

    Ko kumboisa kabag pasi nhay mhosva kkkkkkkk

  • @pamuondemovement
    @pamuondemovement 2 года назад

    Amai vanemagirazi ava vandigonera ahh iko kuputika nekuseka havo ahhh plus chirungu ndabva ndaita surrender

  • @kellyjasi3118
    @kellyjasi3118 2 года назад +2

    Kkkkkkk mukurungai's laugh

  • @faraijudithchigwida4697
    @faraijudithchigwida4697 2 года назад +1

    Maigot haa makwikwi ....muri kugona guys 😂🤣

  • @vanessatanyaradzwamushaish9776
    @vanessatanyaradzwamushaish9776 2 года назад

    Kkkkkkk ambuya pamuromo iiiih

  • @swemarichardmakonope1532
    @swemarichardmakonope1532 2 года назад

    Kkkkkkk Nyaya dzacho dzinowanika mudzimba shuwa

  • @mercymbiza2347
    @mercymbiza2347 2 года назад +1

    Satan arikufamba negogi kkkkkkkkk

  • @tendaigodfreychapotoka1714
    @tendaigodfreychapotoka1714 2 года назад

    Heavy combination kwai titende

  • @telisamsipa3460
    @telisamsipa3460 2 года назад +1

    Kkkkkk its the ndikuzviona kut zvakabva kuna mai 🤣🤣🤣🤣🤣💥

  • @celiajames600
    @celiajames600 2 года назад

    🤣🤣🤣👏🏾👏🏾👏🏾 akaita 4 months ndiani? Poverty is a serious problem hahaha

  • @tamaraalbertoo7608
    @tamaraalbertoo7608 2 года назад

    🤣🤣🤣🤣 mhaiweee

  • @florencemandikisi8412
    @florencemandikisi8412 2 года назад +1

    😂😂 ndachema zvangu

  • @portgietermutigwe9133
    @portgietermutigwe9133 2 года назад +1

    Well done guys

  • @catherinechaparapata1842
    @catherinechaparapata1842 2 года назад

    Kkkk gore rino tinoonerera

  • @trynesskamucheka5626
    @trynesskamucheka5626 2 года назад

    Combination ya Mai yakapenga

  • @hoto31
    @hoto31 2 года назад

    mai vhayorenzi vachinebasa gurusa hanzi satan anofamba negogo kovekuUSA rUSApe vauipengerawo mari iyoyo

  • @juliuschibanda1100
    @juliuschibanda1100 2 года назад

    Kkkk piro ka piro vaudze chihera vataure

  • @miriamndlovu6389
    @miriamndlovu6389 2 года назад +1

    Amana itai riri drama rakakura kkkkkkk kwai ko wakaita 4mnths ndianiko😂😂😂😂😂

  • @blesamblesam9535
    @blesamblesam9535 2 года назад

    Vakadzi makaoma moyo kutaridza ruvengo chaiko mai vemukadzi vanopiwa zvizhinji vemurume voita kutunyorwa musadaro vese vabereki

  • @lillianassan1872
    @lillianassan1872 2 года назад

    Kkkkk ma10 anondiitisa munyawiri

  • @smanalisomarwa763
    @smanalisomarwa763 2 года назад

    Kkkkkkkkkkkkj dzokai Mupedzise yamatanga

  • @advancematoweadttocksmatto9213
    @advancematoweadttocksmatto9213 2 года назад

    Neka neka nenzara dzinenge dzeJongwe🤣🤣🤣🤣🤣

  • @rudosabao3171
    @rudosabao3171 2 года назад +1

    Satan arikufamba negogo chaiyo 😂😂😂😂😂🙌🏻🙌🏻🙌🏻🙌🏻

  • @margaretmakoni7958
    @margaretmakoni7958 2 года назад

    Wow

  • @patiencesahondo9407
    @patiencesahondo9407 2 года назад +3

    Kkkkkkkkkkkkkk part 2 ngaiuye guys matihenga kkkkk

  • @jeanalfandika3361
    @jeanalfandika3361 2 года назад

    Mai Piyason mune pamouth imi ndimi matanga kudenha😂😂😂

  • @juliuschibanda1100
    @juliuschibanda1100 2 года назад

    Piro hona marii iyooo

  • @user-jw5hf3dt7c
    @user-jw5hf3dt7c 2 года назад

    Maihweeeee mukurungai🙌

  • @rosemaseva4464
    @rosemaseva4464 2 года назад

    Can’t stop laughing 😂😂😂😂 combination yacho bhoo zvekuti
    Ngatidzidzei kubata vabereki vedu zvakafanana plz

  • @amonvutoyi339
    @amonvutoyi339 2 года назад

    Ndaseka zvangu nhasi

  • @calebmukurunge5721
    @calebmukurunge5721 2 года назад

    Kkkkk ichi chinoda kuitwa continuing

  • @faithmsengezi6946
    @faithmsengezi6946 2 года назад

    Kkkkk yah ma one 1⃣ 😀😂😂😂😂🤣🤣🤣🤣🤣

  • @nomattersabona2955
    @nomattersabona2955 2 года назад

    Hmmmm muroora usadaro vese ndivana mhamha

  • @knowledgekodzawako1097
    @knowledgekodzawako1097 2 года назад

    Pakaipa kkkkkkk nemaguchu nemaguchu kkkkkkkkkkk

  • @tracymapurisa8679
    @tracymapurisa8679 2 года назад

    Kkkkkkkkkk naiye muroora wacho anazvo.

  • @tadiepman3859
    @tadiepman3859 2 года назад

    Mhosva to the fullest

  • @zzcinafrica1991
    @zzcinafrica1991 2 года назад

    This was great guys...collaboration kuseri iyi

  • @memoryd5233
    @memoryd5233 2 года назад

    Ah titende chokwadi amikurungai kumberi 😅

  • @marvelousgwara2795
    @marvelousgwara2795 2 года назад +1

    😂😂😂😂😂😂wanhu imika ndaseka zvangu

  • @peemakunzana0691
    @peemakunzana0691 2 года назад

    Zvakatangira kuna mai kkkkkk

  • @patiencephilimon9191
    @patiencephilimon9191 2 года назад

    Icho mapisarema keep it up guys

  • @priscamazoe694
    @priscamazoe694 2 года назад

    Kkkkkkk haapakaipa

  • @jahmugo2438
    @jahmugo2438 2 года назад

    Kkkkk maad colaboo

  • @juliuschibanda1100
    @juliuschibanda1100 2 года назад

    Kkkkikirikiri kkk