The humility in the Mayor, taking his time to show them the chambers is great. Thank you tete Tilda for full filling mai Vale and family' dream. These are the things that most of us take for granted. May God help us❤
Tilda just deserve a govt post...she is doing more work than mnangangwa and all ministers to the people of Zimbabwe..god bless Tilda. What a blessed humble kind woman..miles better than mai chisamba and grace and auxillia..
Zvinhu zvevanhu...ndiko kuti public office...for the people to the people...not vana Ediot masaskumu kuswera kubatirwa pfuti kutyisidzira vanhu...kuda kutyiwa...old fashioned
Wow, what a humble and friendly Mayor. God bless you tete Tilda nerudo rwenyu ❤❤❤.
Thank you tete venyika. And weldone to our mayor Mr Jacob Mafume Chirasha Ngara Maphosa haiwa zvinotendwa mwana wekumusha
The humility in the Mayor, taking his time to show them the chambers is great. Thank you tete Tilda for full filling mai Vale and family' dream. These are the things that most of us take for granted. May God help us❤
Tilda just deserve a govt post...she is doing more work than mnangangwa and all ministers to the people of Zimbabwe..god bless Tilda. What a blessed humble kind woman..miles better than mai chisamba and grace and auxillia..
I agree with you dear
Welldone Mr Mayor maitabasa
Tilda so kaa,dei Mwari vakuwedzerai makore nemwedzi ekurarama akawanda panyika..
Woow thank you so much tete and Mayor❤
Weldone tete Tilder may God bless you abundantly ❤❤❤❤
You are a blessing in Zimbabwe tete Tilda......we are surely blessed❤.....God bless you
Takawanda tisingazive harare😢😢😢
What a humble soul.thank you Mr Mayor Mafume..
Mayor ipai baba avo basa kuCouncil vatogariramo muHarare macho
Baba vhale is a good father the way yaanoisa vana vake pedyo❤
Thank you Tete & mayor God bless you
We thank u Mayor mune rudo
Lovely mayor. Thank you for your time.
Wow, I love this thank you Tete Tili and the humble mayor, true leadership
Thank you Tete ❤❤
I love you so much tete Tilda❤
Blessed mayor Tete keep it up good work
This is so great considering situation yedu muZim aah zvinodadisa dai varipanyanga vaona vo zvakanaka
Nyc one tete mukomboregwe na mwari.
Thank you so much tete murambe makadaro
I like this mayor
Mayor can you please give them a house in Harare.
Ko zvavatotikunda we have never seen the mayor
Ah this is so sweet and beautiful thank you Tete Tilda
Thanks tete ❤
Tete munotendwa zvikuru nebasa ramurikubata 🙏
Thanks aunt
Thank you Mayor
Mayor is very humble
He grow up in SDA church. That's why
Ndofunga vakakatyamadzwa nekuona mahisteri Mbare
Mai Vale mazosvitswa kwakanaka kuna Mayor.heyi ku Hotel mai Vale
ndosaka mai vale vakasununguka kufona kuradio. varume vekwa Moyo vanhu.
Maitabasa tete Tilder
Vakapfava zvavo mai Vale.
Mai vale makangwara wena.Lovely
Tete imnomirayi kufa munebasa gurusa hakuna akaita sei
🎉🎉🎉🎉❤🎉❤❤❤
Wow nice
This is goodwooo
Mai vale she's so beautiful yooo
Tete komborerwai .Me Mayor vakasungunuka
ini secret yangu yakamira yakadai..handisati ndambodya bota..pliz help tete
Munotendwa tete Tilda
Mai Vale vakati ngwareee
Koo kuzotorwa namayor uuuuuum
❤❤🎉
Vakakomborerwa vanoitirwa zvakanaka vachiri vapenyu kudai
Ndidzo Nyasha idzi Mwari varambe vachipfuurira mberi kukuropafadzai
Kana ari we Zanu achiita zvakanana we salute him Tilder you are a star nkazana
Mayor uyu zvari munhu bhoo shuwa
Kana vada zvavo Mwari
Bvisa marara mu guta iwemayor
Mai Vake dayi vaenda otherside ba Vale variivo valenda pa dhuze na Maya aaa tete apo bho here ummm halndione zvichipera mushe
It is meant make her feel important as this is her wish.kuti in her mémoires ndakatomuona mayor ndikagara paside namayor
Basa mberi va Mafumhe.
Vakadzi vanoda zvinhu 😅 wangu haatorwi photo nemumwe murume ndisiripo pakati
😂😂😂
Welove mayor uyu nkows his job
Thank you tete
Taziwira kupi moyar
Zvinhu zvevanhu...ndiko kuti public office...for the people to the people...not vana Ediot masaskumu kuswera kubatirwa pfuti kutyisidzira vanhu...kuda kutyiwa...old fashioned
3
Anonzi Jacob Mafume ndewe zanu
Ipamunhu basa nemukadzi wake
How I desperately wants to meet this mayor and beg for a job even rekutsvaira haro
Munangarwa's son
Anonzi Jacob Mafume
@mnn440 thought he is one of Munangarwa's twin sons
Kuita kunge mwana waEd