Most maporofita varoi from pentecostal to masowe. 80% varoi. I have my relative very famous pastor kumushaya kugokwe vanhu tinoziva muroyi. Ini pandira pano including my siblings tino wona vavisions nema cousins my fathers side .
First confession enda kwamiracle Paul kuchitungwiza L community hall kuharare unopatsanurwa nemweya uyo uye vana avo mukadzi wako ingomuti baby hande timbonoona pastor ava kana aramba enda chinyararire
2nd confession ma pastors and chokwadi kudini makakururira boyfriend yaSahwi hembe. Pastor and their followers same tsuro nenungu. Asi akuna ma bible muverenge munzwisise kutaura kwaShe musiye zvaana ‘thank you Papa’
First confession famba dea wakarodzwa kare ende vana vaunorota ndevako spiritual hanty wakabvuma kadhori Kaye saka tsvaga vanokubatsira kumasowe ubviswe mweya wawakarodzwa nawo uyu asi baba vako vanozvizziva vese na tete
#1-mukoma inga nyaya yenyu yekushaya mbereko is str8 forward issue, FAMBIRA NYAYA yanakaitiswa kuMufakose when you were 10, muputse MHIKO dzakaitwa...a sad story indeed, i pray that you will find SPIRITUAL HELP soonest
Chihure chataurwa apa yoh! A married pastor, married soldier, friend sleeping with both pastor and soldier unprotected then you sleep with the married soldier who sleeps with your friend aaaah!
You are already saved from all this, what you have to do is receive the salvation which was give to you through the death and resurrection of Jesus, and fear not for the Spirit of God is not a spirit of fear but of love, trust in him who died for your sins. You are already saved all you need is to take your salvation, and read the word of God, also listen to the word of God from man of God, Worry not the Holy spirit will guide you
Ummm vanorombeswa Nguwotsvuku is another organization yevaroyi
3 дня назад
There are billiona of sires that pretend to do exactly that.....otherwise sure we should raise our heads if they call you on your number whi h you never uploaded
Sis avo vane friend iri kudanana ba pastor mwse u sinning against God Jese said how can another blind lead another blind man hanti u slept nemusoja uye & he is married yo friend is sleeping na pastor vari married as well ps get away from that church look for a true pastor/ church repent confess your own sins be baptised siyana ne friend iyo if u truly repent u won't hv anything to do with her light and darkness hazvifambidzane going to that church will disgust u even u won't like her but if u don't want to repent ps usashore pastor avo coz YOU r as bad as him kufa kwenyu musoja,yr friend, pastor, & you g
3 дня назад+1
Don't be silly that's not joining satanism at all...at all
Bhudhi va Satanist ps tsvagai church iri ryt confess to the pastor be baptized after this nw u r a Christian pray and fasting denouncing all the communications u did with that org. Any free time u hv read yr bible & pray i
Hanzi ,”wanting to silence him ndakabva bdapinda mumba ndakakumura hembe”….. Sisi imi itai mushe🤣🤣🤣🤣🤣
Lol... matyao nazvoka
Yooh vatete vako vakakupa chikwambo shmu zvakaom shwa
Siyana nengochani iyo please,God loves you hona akatokubudira pachenauchaigirwa zvirwere.
🎉🎉yeh im 1st
Most maporofita varoi from pentecostal to masowe. 80% varoi. I have my relative very famous pastor kumushaya kugokwe vanhu tinoziva muroyi. Ini pandira pano including my siblings tino wona vavisions nema cousins my fathers side .
Uuumm zvakaoma mukoma makaroodzwa kuchikwambo
First confession enda kwamiracle Paul kuchitungwiza L community hall kuharare unopatsanurwa nemweya uyo uye vana avo mukadzi wako ingomuti baby hande timbonoona pastor ava kana aramba enda chinyararire
2nd confession ma pastors and chokwadi kudini makakururira boyfriend yaSahwi hembe. Pastor and their followers same tsuro nenungu. Asi akuna ma bible muverenge munzwisise kutaura kwaShe musiye zvaana ‘thank you Papa’
Mangwnani aknaka vanhu vashe...hidey wekujoiner satanism pls pray nyika yakatakura kuipa iyi umwe wangu
Wakapihwa chikwambo my brother
First confession famba dea wakarodzwa kare ende vana vaunorota ndevako spiritual hanty wakabvuma kadhori Kaye saka tsvaga vanokubatsira kumasowe ubviswe mweya wawakarodzwa nawo uyu asi baba vako vanozvizziva vese na tete
#1-mukoma inga nyaya yenyu yekushaya mbereko is str8 forward issue, FAMBIRA NYAYA yanakaitiswa kuMufakose when you were 10, muputse MHIKO dzakaitwa...a sad story indeed, i pray that you will find SPIRITUAL HELP soonest
1st confession mukoma endai kwaMiracle Paul.makaroodzwa kuchikwambo chemumusha
Mangwanani mukoma Nashy ne vedare renyu
Vedare namukoma nashy makadini
Kana tazogara nyika into inorema
Uye nhamo dzinosiyana
Zvakawoma Kani dzimwe hama hatinahukama nadzo chokwadi mwari ngavakukundisei chokwadi chimboyedzai kufamba please zvinoyita usarase tariro namata nekufamba zvese
1st conf,Zvinhu zvenyu zvakaipira kuty baba venyu vanozviziva,saka kwekuchemera hamuchina ,asi kutosimba muchiziva kuty muri one man,zvinogona makapiwa chikwambo kana ngozi chaiyo asi mishonga inobviswa kumishonga ,tsvagai n'anga inogona kubvisa ichi chunhu dai maive kumusha ndaizokuudza umwe munhu akandibatsirawo zvechivanhu kuZaka ukoo
Taurai vakawanda tibatsirikane Zaka kunosvikika uko
Chihure chataurwa apa yoh! A married pastor, married soldier, friend sleeping with both pastor and soldier unprotected then you sleep with the married soldier who sleeps with your friend aaaah!
To the first Confession: Batai Bhozhongora Ve Pa National FM radio ,so anevabatsiri ve Chokwadi ende Vari Registerd...👍
Last confession iye mkadzi wenyu anokubvumiraiwo here kuita ma girlfriends kuitira time ya anenge asipo
First confession endayi kwa prophet Jose Kudakwashe vanodavira even mukavafonera neFacebook
You are already saved from all this, what you have to do is receive the salvation which was give to you through the death and resurrection of Jesus, and fear not for the Spirit of God is not a spirit of fear but of love, trust in him who died for your sins. You are already saved all you need is to take your salvation, and read the word of God, also listen to the word of God from man of God, Worry not the Holy spirit will guide you
Good morning mukoma Nashe
Kana tete vako vachiri vapenyu endayi muno vagadza dhare nehama kuti vatore chikwambo chavo
Azvibude ngaabatsirwe chinyararire. They will make it worse avatobvume
Last hapana zvino rwadza apa . Tamba magemu ako kudze. Waive romba nhasi uri mumari be grateful
Akapusa uyo
Last confession wakaroora ngochani
Morning mkoma Nash
Endai kugo back to sender chivadzokere chikwambo Chavo ende vanobva vafa
1st confessions tsvaga help fast wakapiwa chikwambo ,udza mukadzi wako mufambe mese muwane rubatsiro.Hapana simba rinokunda simba raMwari
All of u gehena rinenge rakakumirirai tell yr friend shaz ngatisiyanei nekutamba na Mwari if she refuses siyana naye
Pachipamwe mkoma Nash nevedare
Usaudze mukadzi kuti iwe wakaitwa murume we chikwambo anokusiya ozoita stress
Ko murikuitei muma church nhai vatendi
Morning mkoma nedare
1. Enda kunguwo tsvuku vano gona back to sender .
Ummm vanorombeswa
Nguwotsvuku is another organization yevaroyi
There are billiona of sires that pretend to do exactly that.....otherwise sure we should raise our heads if they call you on your number whi h you never uploaded
Last confession hausi wakuyema ere dont be silly kana usingamude mukadzi iyeye siyaka udzoke kumusha kana achikurwadisa
Close your email address and open a new one with different details.
Sis avo vane friend iri kudanana ba pastor mwse u sinning against God Jese said how can another blind lead another blind man hanti u slept nemusoja uye & he is married yo friend is sleeping na pastor vari married as well ps get away from that church look for a true pastor/ church repent confess your own sins be baptised siyana ne friend iyo if u truly repent u won't hv anything to do with her light and darkness hazvifambidzane going to that church will disgust u even u won't like her but if u don't want to repent ps usashore pastor avo coz YOU r as bad as him kufa kwenyu musoja,yr friend, pastor, & you g
Don't be silly that's not joining satanism at all...at all
I know a girl who joined the very same way